Inini I support mainini veka Sox. Chii chakashata ipapo. Ini I have all the money I need in life but I like using the Sox as a pantyliner because I feel comfortable with it. Pantyliner rinowunyana nekufamba kwemunhu especially kana wakabatana kuita sidhudla chaiko. It's not about kushaya mari or ruzivo nezwema pantyliners. Iye murume wacho ibenzi remurume anosema chipfeko chemkadzi wake. Andidi zvangu kuenda mberi nokuti ndovadimbura dimbura nemashoko baba avo
Nhai barika rakashata here pachivanhu chedu? The comments aTete and Doc seem to be anti-polygamy. Yes it's wrong to hide first wife but is it wrong kuita polygamy?
Exactly my thoughts. Vanhu in Zimbabwe vakudzvanyirira Varume. Polygamy is being vilified, even nema so called advisors vacho. Vanhu avo ngavagare pasi please.
It's ok if you let your significant other know kuti I am marrying you but I will marry another wife later. Vanhu vanenge vachifunga kuti ndivo Vega zozonzwa wakut wakuda umwe.
Nyaya yesokisi iyo munhu is free to use zvaanoda coz these days vamwe vanoda kyshandisa zvinhu zvinowachika not kurasa mubin zvichizogadzirwa nevanoromba. You majored Doc panyaya isiriyo.
Thank you Dr pamurume uyu wekupicker ma fruits anoshusha zvinotyisa murume uyu. Dr, I am clapping now. Anoshusha murume uyu zvinyaya zvake hazvina kana maturo rushusho rwega rwega haaa iyi ndonyaya yandifadza. Munhu audziwa chokwadi mahara. Akatora dofo to abuse her as a toy anoshusha murume uyu I repeat.
l think you guys nyaya dze counselling you have to do self introspection and learn kusashandisa ma feelings ne perception because the guy wechirungu, you must have started by trying to understand kuti vakawananasei,in as much as the guy was wrong using kachirungu but anga achida kunzwisiswawo not to crucify him. Nyaya ye socks, Doc vamhanya treating nyaya like a matter yekushaya instead of asking kuti chii chinopa vapfeke socks, zvazobuda later on kuti vanokuzvuka, they could have advised her on changing brands ema pads nema liner, zve tampon hazvinei ne background
Thank ypu doc kubata murume uyu bhachi, anoshusha munhu iyeye haagone kuisa chingwa odya for 1 day yaenda mukadzi kunhamo here. What do you mean akandisiya ndisina kudya ndisinganzwe mushe. Where did you get the strength rekuteera ukashaya simba rekuisa chingwa or kubika kasadzawo mukadzi asvike waitawo something. Thank you Doc that guy anekakuganza iye asina chinoganzisa chacho.
A caller 1 ita mushe hapana hapana read inbetween the lines, a waakufira kuiswa paprofile nepama status aiitira kuti iwe uwone chete kwete munhu wese. Urikuitiswa better be single than matakanana aya
I realized kuti panyaya dzebarika ana Doctor Choga na Tete Tilder havagone kuita advise. First caller usanyeperwe, it seems people are trying their hardest to make barika illegal. These advisors are promoting ma small houses subconsciously.
Vakadzi zivai kuti hapana murume anosiya mukadzi wake achitevera small . Main house ikatofa you will not even be upgraded. Anenge ototsvaga imwe marriage material iwe wongoramba uri old small house!! Some of you are just designed to be perfect small houses
First caller-he was so good to me and his wife. also first caller - he was lying to me and wife using diffrent numbers . What does good to me mean because clearly he has always shown he is a terrible person. He is disappearing to find third wife and lie to her about first and second wife
First caller siyana hako nemurume aneumwe mukadzi zvinganikidze nhasi but as time goes on he will show you his other side.....svaga wako asina wakoiwewe he is using you as a pain killer he will never change kune umwe atoriko out there arikunyeperwa just like you 😢 sorry
@@Danielle-r3i problem yekupinda nemoyo vakadzi ndoyatinayo murume anemukadzi anonyepa kuita kunge urispecial kuita kunge asingadi mukadzi wake first wife achinyepa zvake life no balance
First caller is delusional. 1.Chirungu munochida hachisi kubuda. You try tooooo hard to be what you are not. 2. Murume uyu haakudi, you know it its clear but you choose to look the other way. 3. You think you and maiguru are cool but you are not. It actually sounds like a made up story. If its real work on your self esteem. Go for therapy and do better for yourself. Wandishatirisa fani.
Inini I support mainini veka Sox. Chii chakashata ipapo. Ini I have all the money I need in life but I like using the Sox as a pantyliner because I feel comfortable with it. Pantyliner rinowunyana nekufamba kwemunhu especially kana wakabatana kuita sidhudla chaiko. It's not about kushaya mari or ruzivo nezwema pantyliners. Iye murume wacho ibenzi remurume anosema chipfeko chemkadzi wake. Andidi zvangu kuenda mberi nokuti ndovadimbura dimbura nemashoko baba avo
Murume uyo Dr vazimugona I was disgusted nekushusha kwake thought vachamurega achiita manipulation yake.
Zvitoriko zve sox
First caller ko ukataura neshona tinyatsonzwa zvakanaka ah nhai amana 😅
Imagine munhu anoti chirungu uku shona zvinobhowa sei😂
@IreneBhasera ahh apa chirungu chacho haasi kunyatsogona hautozonzwisise kuti arikutii
Nhai zvako chii chakadaro
Nyaya dzechihure dzinoita kachiremerera kana dzichitaurwa in English 😅
Hamusi kuvaziva vakangoenda diaspora zvaendzwa kkkkkkkkk
Unoshusha!unoshusha! Unoshusha! "in Dr's voice" bamnini avo vachavenga this show😂🙌
Avo mainn vekushandsa sokisi sepad endai muShoprite kana muSpar ndakamaona mne mapads anoita R5 ari 8 ndatova ne2 yrs ndichiashandisa anondiitira maAlways nemaCotex handichatomagon akakoresa 1:43:13 plus aya ar affordable
Well done Doc, chokwadi hachiputsi hukama.
Nhai barika rakashata here pachivanhu chedu? The comments aTete and Doc seem to be anti-polygamy. Yes it's wrong to hide first wife but is it wrong kuita polygamy?
Iwe unevangani mukuru madzimai?
Mukabuda pachena kana mukawirirana harina kushata chinorwadza kunyeperwa wozobata chokwadi as time goes on 😢
Barika harina kuipa asi rinoda kuitwa zvakanaka pachivanhu chete. Kutanga wanokumbira kuna vahosi coz pasina permission yavo hazvibudi. Pluz zvinoda murume ane chimiro asingazoregi second wife achi disrespecta first wife. Barika rinoda homwe, njere ne musana wakasimba otherwise ndipo pamunozoona vakadzi vakaroorwa vari kuita zvikomba.
Exactly my thoughts. Vanhu in Zimbabwe vakudzvanyirira Varume. Polygamy is being vilified, even nema so called advisors vacho. Vanhu avo ngavagare pasi please.
It's ok if you let your significant other know kuti I am marrying you but I will marry another wife later. Vanhu vanenge vachifunga kuti ndivo Vega zozonzwa wakut wakuda umwe.
Ndichafonawo rinwe zuva musoro bhangu wangu 😢😢😢😢😢 andirwadzisa hangu ndatenda
Ayika, tawura nyaya yako. Sorry kwacho 😏
Kkkkkkk
Nyaya yesokisi iyo munhu is free to use zvaanoda coz these days vamwe vanoda kyshandisa zvinhu zvinowachika not kurasa mubin zvichizogadzirwa nevanoromba. You majored Doc panyaya isiriyo.
Chokwadi iyoyo kune vakamirira kutora ropa revanhu muma bin umu
Vaudze
Love is soo painful kkkkk,,taiti tisu Tegan varombo toitiswq
Thank you Dr pamurume uyu wekupicker ma fruits anoshusha zvinotyisa murume uyu. Dr, I am clapping now. Anoshusha murume uyu zvinyaya zvake hazvina kana maturo rushusho rwega rwega haaa iyi ndonyaya yandifadza. Munhu audziwa chokwadi mahara. Akatora dofo to abuse her as a toy anoshusha murume uyu I repeat.
Thank you Tete and Dr. Chonga.
l think you guys nyaya dze counselling you have to do self introspection and learn kusashandisa ma feelings ne perception because the guy wechirungu, you must have started by trying to understand kuti vakawananasei,in as much as the guy was wrong using kachirungu but anga achida kunzwisiswawo not to crucify him. Nyaya ye socks, Doc vamhanya treating nyaya like a matter yekushaya instead of asking kuti chii chinopa vapfeke socks, zvazobuda later on kuti vanokuzvuka, they could have advised her on changing brands ema pads nema liner, zve tampon hazvinei ne background
He is disgusting don't care about him. Anoshusha period!
Doc Choga itai yenyu show yemasingle arikuita maproblems vazive mared flags vasati varoorana
Thank ypu doc kubata murume uyu bhachi, anoshusha munhu iyeye haagone kuisa chingwa odya for 1 day yaenda mukadzi kunhamo here. What do you mean akandisiya ndisina kudya ndisinganzwe mushe. Where did you get the strength rekuteera ukashaya simba rekuisa chingwa or kubika kasadzawo mukadzi asvike waitawo something. Thank you Doc that guy anekakuganza iye asina chinoganzisa chacho.
Pavataura chirungu ndatoti vari yukeyi izvo I purazi uuuum vanoshaina baba ava mhani vandisvota
@@MemoryMuchakazikwa😂😂😂😂😂
A caller 1 ita mushe hapana hapana read inbetween the lines, a waakufira kuiswa paprofile nepama status aiitira kuti iwe uwone chete kwete munhu wese. Urikuitiswa better be single than matakanana aya
I knew it kuti babamunini vachatyora chingezi at one point .
Ukanzwa Tete vati “ah zvinhu zvacho” woziva kuti pakaipa …
Nhasi kune macallers masalad manyama 😂
😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
😂😂😂vachinyiswa nemamereji nehusalad hwavo🙌eish this life ka
@gracekhoza5289 hehehehehe
Haaa ndatsikirwa mu garden nhasi takawanda mu situation ye first caller
Rume risinganyepi harioori shuwa, first 3 callers soriyi vaskana. Varume hatina zera navo shuwa
Do not be fushirward by the ground 😂😂😂
Doc mandipedza, chokwadi chisingaputsi ukama
In life one of your greatest achievements is to leave life on your own without anyone
Manje if all of us "leave life"... achievement yacho inozofamba sei
@@ROGUE406 tatofa zve
Barika arina kushata tete na doctor,kana munhu achikwanisa kuchengeta vanhu vake ,saka azvishamisire
Harina but kna pane unfairness and akanyeba
Vanhu Zamai kutaura Shona weduwee kugara kunze kwenyika moita semusingachanyatsogona Shona ibvai apa mhaini mhani imi unonzwa like as if it looks apa muchidelayer kupedza nguva nechirungu taurai shona muchikasika musapedza nguva heyyy
the man doesnt contribute , he is showing u kuti he is no longer interested so why are u confused ?
😂😂😂😂😂😂😂 nhai
Ukanona mukadzi anoenda panemurume achitoziva kuti murume uyu anemukadzi wake kana kuti wonyeperwa kunzi handina mukadzi ozozvibata kana kuziva kuti murume uyu anemukadzi, oramba achienderera mberi nekudanana nemurme wacho mukadzi iyeye ihure.
Bbmunini musazvifonera imi chii chakadaro sure kuzviona kunge muri nani pane mukadzi.Ndizvo zvakaoma kuroorwa nemunhu anoona seky ndiye akakubvisa kuhuranda haiwawo zvinorwadza sure.
Zvakaoma varume vevanhu mainini ma1
Team rinonyepa iroro yhoo
Changa chichinakidza chirongwa nhasi 😂😂😂😂😂😂
Uuumm babamunini mawanyanyira mabhabhadzira mainini muchiti nekuti idofo. Kune matofo asina rough ane hunhu wani. Mainini warikutokutambisai bhora risina mweya warikunyepera kuzungaira wane rough plus kunyepa mainini awo. Dai mabata both sides
Uhlelo lolu lufuna isiNdebele kana chiShona. The rest is drama mani😂
I realized kuti panyaya dzebarika ana Doctor Choga na Tete Tilder havagone kuita advise. First caller usanyeperwe, it seems people are trying their hardest to make barika illegal. These advisors are promoting ma small houses subconsciously.
I need one on one nabamunin vekupicker matomatoes andiitiswe zvekupenga izvo 😂
Vakadzi zivai kuti hapana murume anosiya mukadzi wake achitevera small . Main house ikatofa you will not even be upgraded. Anenge ototsvaga imwe marriage material iwe wongoramba uri old small house!! Some of you are just designed to be perfect small houses
First caller-he was so good to me and his wife. also first caller - he was lying to me and wife using diffrent numbers . What does good to me mean because clearly he has always shown he is a terrible person. He is disappearing to find third wife and lie to her about first and second wife
Type iyoyo inenge iri very good kumhuri yayo zvekuti marriage inogona kusvika pa old age, ana mainini vachiri mumasaga.
@ very good to family by lying? I doubt that.
1st caller kutaura kwakanaka pamwe kunoza uko ndosaka uchitsotswa. Aiwa varume hatina zera navo vanongoda kutichepesa chete.Mainini tizai nehupenyu hwenyu nguva ichipo.
Confused really wakatora murume we munhu
kumutora kubva kupi ? address the man who chose to cheat on his wife
Ngatiregei kubva tapinda neheart murudo umu 😅
@IreneBhasera true
First caller siyana hako nemurume aneumwe mukadzi zvinganikidze nhasi but as time goes on he will show you his other side.....svaga wako asina wakoiwewe he is using you as a pain killer he will never change kune umwe atoriko out there arikunyeperwa just like you 😢 sorry
@@Danielle-r3i problem yekupinda nemoyo vakadzi ndoyatinayo murume anemukadzi anonyepa kuita kunge urispecial kuita kunge asingadi mukadzi wake first wife achinyepa zvake life no balance
Sure taurai necouple kuseri pane nyaya. Sekuru Choga, please cool down. Batai bhachi zvakanaka mukomana uyu. Oane byaya. Mukadzi arikushandisirei socks, ngaatsvage pamapads anoenderane neskin yake. Maybe she is sensitive to pads.
Caller wakupedzera vanhu nguva
Mimwe mibvunzo ya Tilder its too personal haiboo
Aihwa she is using it for some things that is evil
Kkkkk ava mkoma vekumapurazi nechirungu chavo ichi kubasa kwa tete Tilda kunebasa chokwadi
😂😂😂😂😂 vachitaura chirungu vachipicker ma tomatoes blazy avo vanopenga chete.
Couple yeku farm iyi mukadzi ane wrong wo uyu woenda kubhamo na6pm wodzoka na11pm ummmm
First is annoying nechirungu chaasingagoni achibvisa ne mhino ane problem asi kùterera zvobhowa
If you can buy two cars surely you can afford therapy. She needs healing big time and must go to therapy ombosiya zvevarume
Kuzvita munhu akadzidza chiri chirungu chekukopa kuvarungu. Ndi garden boy uyo . I hitted 😅😅😅😅😅 her kkkkk
First caller is delusional. 1.Chirungu munochida hachisi kubuda. You try tooooo hard to be what you are not.
2. Murume uyu haakudi, you know it its clear but you choose to look the other way.
3. You think you and maiguru are cool but you are not.
It actually sounds like a made up story. If its real work on your self esteem. Go for therapy and do better for yourself. Wandishatirisa fani.
Bamudiki veform 4 very beated her vanoshusha ummmm mukadzi aripa nguva yakaoma
I feel bad for her hope she will wake up asiyane naye I don't see him changing. Kutotanga nekuti munondiitira Kuda kusaidirwa abuse iko kusanyara 😂😂😂
Ndaseka hangu Doctor hanzi mese makasangana lol meaning to say makafanana and makasara 😂😂😂
Baba wechirungu awo vanoshusha zvachose chero mari yake vanenge vsnotora futi
What is yhe obsession with wanting a man.Still young at 25 live your own life
Dr Choga just shut up panyaya ye sox. Pad rinofamba kuenda kumsana so zviri nani kushandisa zvidende.
Tete na Doc murisei nebasa ko bamunini mainini Keresencia vakazodii ko
I feel sorry for mainini vesocks murume anenge anoshusha asingagoni kubatsira mukadzi wake. Murume uyo akuona kunge akaita mistake mukadzi haasi welevel yake.
Kwamuri masokisi egambi anowanikwa here?
Brother vechirungu please just stick to Shona ,ubatsirwe zvakanaka regai kuzvida zvisina basa
Kkkkkkk varumwcmofacrini tizorore sure kunyepa kt ndakafa ndiri mupenyu nekuda second wife
Unoshusha bamnini avo tete regai sekuru vataurire munhu chokwadi not kubhabhadzira kushusha ikoko
Mauonaka ma Zimbabweans maitiro echikorokoza. Pasi pavanoshandira vanosimudza mhepo,jambwa nemhemherero uku hupombwe haupere
Avo bmdiki vekumapurazi vanoda ma gunvhosta ava Mai ve moyo musande hazvibude
Vaizviziva kuti anemukadzi
Apa achitaura broken English futi
Vese vanoti Doc is becoming a serious narcissist. He needs counseling
Asika
Avo vekushandisa socks sepad boe ere,aaa ndatadza kuzwisisa kt sei famba
Haa kana ini chii chakadaro kunge kuzungaira kunge kunyepera kuzungaira plus kamunhu ako Kane rough nekunyepa zvese
Kana vagay racho hauzode kuriona richipfekedzwa masokisi 🧦
Murume wemukadzi we sokisi heey pride and l think his taking advantage of that young lady yooh