Chimwe chiro , sekutaura kwamaita kuti vana vene ma certificates asi hapana mabasa. Chero akanamatasei basa haarione nekuti hapana mabasa. Dai manamatirawo.kuti MWARI vatirwirewo government ya AHAB NA JEZEBEL ibve . Corruption mataura asi zvinodawo kunamata kuti MWARI vatirwirewo vanhu ve Corruption ava vabve. Truth must be said and should prevail. JUDGES gives us a scenario when Israel cried to GOD to remove the cruel oppressors. God would raise a deliverer. We need a deliverer in Zimbabwe for our children to work and desist from drugs.
Amen and Amen #watching replay
Amen rambai muchikomborerwa amai Tagarira ndadzidza mandisimbusa handidzokere kumashure
Mataura chokwadi yezvirikuitika. Mazuva ano vanhu vanoda manyepo asi nhasi ndanzwa chokwadi. Amen. MWARI vakukomboreiwo.
Takutongo riska hapana kusiri kufa, forward ever backwards never, thank you neshoko mhamha
Reality in Days of our lives
very powerful sermon
Amen
amen , following
Thanks madzidzisa
Amen
May God help us sure.