Headman first thing first ipai mhepo nguwa itaure muzorodze nyama yemunhu Mambo Mutasa is the best panhau idzodzo dzemhepo votaura from mhepo Headman l salute u but mhepo first zorodzai dumbi
@@KiethyWande-c7d vanhu avazvizivi kuti vaMutasa na va Chigodora kana nyaya ikapinda kwa Chigodora kana yanetsa inonopedzwa kwa Mutasa saka vazhinji avapanzwisisi ipapo
45:57 Headman Chigodora ndinokumbirawo mave kumba mudzidzise murume uyu une hembe yecheck check unotaurisa. Haapi nemi nguwa yekuti mutaura kana kugura kwacho. Order mudare namagirazi very good and punctual ❤
Ka headman kenyu aka kanozvitutumadza zvakanyanya kurova rova chizenge icho che zanu pf hanzi handina kuchipiwa pa black market ndakachipiwa nehurumende chero mu office ma president ndinopinda nacho😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 kuzosimudza kazenge ako hanzi handina kuchigadzirisa pa black market ndakachipiwa nehurumende chero mu office ma president ndinopinda nacho ichi, kkkkkkk tsano avo vanozvikudza maningi ko vakazoitwa chief?
@pacienciamatchinga100 ngozi inorwadza kwete drama iri riri kuitwa iri ,ende ngozi kazhinji kacho inobuda pamukomana asati Arora kana musikana asati aroorwa kana pamwana mudiki,pavanhu vakuru inobuda hayo asi not zvakanyanya ,mbuya ava vari kunyepera kubudirwa vanoziva nhoroondo chete
Harisi rave drama here iri?, Ko kana mhepo yacho iri yemunhu wechirume, why iri kutaura neVoice rechidzimayi?. Ambotanga achiti "ndakayenda ndikanogara panaMbuya ", ndobva azochija hanzi "vakandigadzika panaMbuya".
Proud of you headman chigodora asi munin.ina venyu uyo ngarege kutaurisa kupfura imi mutongi ngasefe manzwi ekutaura
Headman first thing first ipai mhepo nguwa itaure muzorodze nyama yemunhu Mambo Mutasa is the best panhau idzodzo dzemhepo votaura from mhepo
Headman l salute u but mhepo first zorodzai dumbi
My best head man like you and your team keep it up ❤❤❤❤
❤this channel you a execellent headman
Headman kurebesa nyaya mhepo yacho iripo ipei nguva kani itaure . Ingadai yatotaura nemutongo wainoda nenzira yacho .Hino nhoroondo Headman kuda kunzikwa haaaa imimi hamubatsire mhuri kani . Chief Mutasa havatore nguva nezvakadai izvi .
Madii manojoina headman wekwenyu mukapedza shungu ,since mune ruziwo rwakawandisa kudai
Aneka dzungu
Enda ikoko kusingapedzi nguva ...ndidzo pfungwa dzaunoshandisa here kuitisa mwana homework nxaaaaa
😂😂😂😂nhai zvenyu zvipo hazvifanani @@ChipoMponde
Taura hako vaifanira kutobvunza kuti ukuda kuripwa nei uye mafimbisirwo ehuripwa hwacho since changa chichitaura
Uyo mupurisa wenyu headman ngaapfeke formal asunge tie zvekupfeka jean neka top ngaasiyanenazvo zvinodzikisira dare
Teramirai henyu ndikubatsirei, nemawandire anoita dare, everday dare, everyday dare, dzinowanikwepi fomari dzacho dzekupfeka chero zuva😂😂😂
😂😂😂😂😂 Kunga arikuyende kugero nhandiwo
Mira ndimbotunda kkk😅😅😅
Thank you sò much Headman Chigodora 🙏👏💙💙💙. God bless you 🙏.
Always l salute this men
Yes
Nyaya yakambotaurwa na doctor mukosanjera ❤❤❤❤ ndoyaa apa iyi vari kwa headman
Hooo vakatoenda kwa mukotsa
Gwanda kumba kwangu CHIGODORA big boss
Murume uyo anototaurisa kudarika changamire ende ahavape mukana yuwi
AnaWasu lots of love for u ❤
Thumbs up headman. I feel sorry for the jiri family yakaparadzwa ne ngozi yakakonzereswa ne hama. It's sad veduwe.
Haaaa tongai nyaya apo mune hunjire vanhu vezanu pf imi kubira vanhu zvinhu zvakaoma kudai
Iyo mhepo inodzi Mirai hr apa watadza nei nyaya dzemari dzotaurwa hr mhepo yabuda
UAllen uyaphapha shame, ukhulumela umhlaba
After a Mutare court banned Chigodora from forcing people to go ku n’anga on religious grounds dare rake harichanakidze sezvaraiita .
Nhema dzako hapana chakabuda paya izvezvi avenevanhu vakawanda ...team inoenda kwaMutasa is the same team yekwaChigodora bvunza kana usazive
Usanyepera vanhu ndevapi vanhu vakafoswa utaure zvaunoziva iwe ...
@@KiethyWande-c7d vanhu avazvizivi kuti vaMutasa na va Chigodora kana nyaya ikapinda kwa Chigodora kana yanetsa inonopedzwa kwa Mutasa saka vazhinji avapanzwisisi ipapo
So true have realised that @@MemoryMuchakazikwa
@@MemoryMuchakazikwa Ndozvatirikuvaudza vanambwa avo ...Even zvikanetsa Mkotsanjera anoendeswa kwaChigodora ...last month kunemhuri yakauiswa kwaMkotsanjera ichibva kwaChigodora
45:57 Headman Chigodora ndinokumbirawo mave kumba mudzidzise murume uyu une hembe yecheck check unotaurisa. Haapi nemi nguwa yekuti mutaura kana kugura kwacho. Order mudare namagirazi very good and punctual ❤
Wanobhowa baba iwavo zvekuti, kutaurisa kwacho wanokunyanya imiweee
Ende havakumbiri mukana
Akutoita sekunge ndiye headman
Waiseenza pa lemco
Zvinonakidza zvichiitika kumisha dzevamwe asi kana zvava kwenyu unozwa kunyara
Isu vekwaDuri hatichanyari
Camera man pls tinoda kuona vari kubudirwa vaChigodora tinovaziva
Yaa kune ngozi chaiyo asi munhu wakapondwa Anga Ari chidhakwa here .ndine mukwasha wangu wekwa kasersra wari musakubva unotoona Kuti pane mhepo yengozi chaiyo
Headman mhuri iyo inoda Mukotsanjera ndiye anogona kufambiswa Kuripwa kwengozi
Kana uchida kuona kuti idrama rega rega pane ngozi ingaripwa nemabhonzo embudzi hre?
Kusina machongwe hakuedzi here sando kuna Headman Chigodora munotonga zvenyu
Umm chigodira kuvhaira nechirata. Chinenge bhero remombe. Tonga nyaya uko
Kupinda muOffice mapresident😂dai ari president musvinu, mbavha mhondi zvayo ndiyo yamungadade nayo😅
😂
Mufi anotaura zvaanoda iye kwete kuudzwa nevari panyama
Iyi nyaya tsoka vakaishanda iyi vanhu avo vakaudzwa zvemakodo embudzi vakabvuma
Gadzirisa MA voice enyu Asa Jamba Jamba
Baba ve scotch shirt vanotaurisa ..maybe ndi headman junior
Chandakadzidza ndechekuti mazimbabweans munonakidzwa nekushora asi hamuna solution chigodora anogona wani zvekuti asi mutasa ndimambo saka ndokunopedzesera nyaya kana vaitadza chete
Mutasa ndewerimwe dunhu chigodora nderimwe dunhu
Long live to Headman Chigodora
Amadloz Akhona ashinga strong
Secretary ngaatope achipa changamire mukana wekutaura, kwete kuita seanokwikwidzana navo.... Magirazi anoziva zvaanoita haaite makwikwi naChangamire..
Nhaimi ndiye above headman
Avo baba ve shirt ye check check zvavakutotadzisa headman kutaura ndiwo vakutotonga
Kkkk ndokushandai kusvikira zvanaka.
Statement rekuti "kungwara-ngwara kunge bhinya ririkunamatirwa" rinondipedza manje.
Na teramirayi
Pedzai huroyi munyika medu headman hwanyanya
Hezvoness kozvanenge sisi Filisi varikubudirwa aya😢😢😢
Baba vane cheki cheki vari kumberi avo 1. voice ravo rinomara 2. havana respect even kuna headman vanokata headman vachitaura havana kudzikama nxxxxa.......vanobhowa zvekuti.
Dziri kumbokandwa nguvaiko nyaya idzi ndinodziwona dzatove nema12hrs
Neniwo 😅😅
Kumambakwedza chaiko ndakadziona dzichikandwa ndakasvinura ndikati iyawozve ko kuzokanda vanhu vakarara ndiko kudiii kufamba neusiku kudayi
@@namatiraisithole6158kkkkkkk iwe waiitei kumambakwedza yo nhai iwe 😂😂😂😂
@@nyashabuwerimwe-sw6qu kkkkkkkk ndakanga ndapepuswa mamassage kuphone ndikati regai ndimboenda kuUA-cam waneyi kwaChigodora kuri kuitwe basa
Kkkkkkkk msatisetsaa woo puriz 😂😂😂
Heardman Chigodora for the pple ❤
Havana kana ma brake baba ve hembe awo ye scotch
😂
Arikubudirwa uyo anokutingamirirai kusvika moza
Headman itiraiwo dare renyu bvute ndapota zvangu
Most of the people vanouya kuzotongwa pana , vanhu vakuru ,itaiwo nyasha
Don't threaten mhepo kana kunga murikuiramwira kana kuityisa haisi kuda kwake akatourayiwawo
Mukotsanjera huya shumba yengozi
chief chigodora mune mukadzi here😂😂😂😂
Kwaaaa akarora ndi homie wangu
😅😂😂😂😂😂😂😂😂😂 l am died to the dead
Headman chigodora our Solomon of nowadays ❤❤❤
Ka headman kenyu aka kanozvitutumadza zvakanyanya kurova rova chizenge icho che zanu pf hanzi handina kuchipiwa pa black market ndakachipiwa nehurumende chero mu office ma president ndinopinda nacho😂😂😂😂😂😂😂
Mari yedare yakawandisa kumamisha tirikutambura weduwe
Endai kupolice vafukunure kah kumabanana kwacho
Zanu pf kudii kwacho ,uyo Ari kutopenga
When a king is a Father
Endai munotarisa mabhonzo ake kuri kutaurwa nengozi motangira ipapo
Headman chigodora bvisai murume ane voice rine noise kana ari secretary wenyuvhatimudiba
𝐇𝐄𝐀𝐃𝐌𝐀𝐍 𝐂𝐇𝐈𝐆𝐎𝐃𝐎𝐑𝐀 𝐓𝐎 𝐓𝐇𝐄 𝐅𝐔𝐋𝐋𝐄𝐒𝐓...❤❤❤
GOGOGOYI KUMABHINYA PROVINCE 😂😂😂😂
Tinobhinya hatitambe
@@mashpotato9080 I LIKE YOUR GOOD SENSE OF HUMOUR yours mukaranga
Ndokwedu😅
Svkai henyu😂
Tiripo pa 22 24 kusvika 35miles.ingodokerwa uone hako.kkk
Munokata kata seiko🤦🏾♀️🤦🏾♀️ zvinobhowa.
Chigodora❤❤❤
Magirazi akuganhira ngei
Headman makunyanya kukoshesawo mari imi .hamusisirimi vatinoziwa .jinda renyu iro ngaridzikame zvishoma .panyaya yekutorawo mavideos ayo umm makupfurira .channel yenyy ndoinofana kurecorder chete umm .zvatowa ne monopolly ka izvi .hatis tese tinoda kuisa pa youtube.hama ndinoda kuratidzawo hama .zvino tomirira imi kusvika maposter video umm makurasika mbijana
Saka munhu akabudirwa anogona kuvhundutsirwa obva anyarara kkkkkkkk DRAMA
Akaendepiko umwe aitonga uye
Ririyo kwedu zitete rashupawo rinototyiwa kwarakaroorwayo
Mukotsanjera huya usundire mhepo kune wakamuuraya
Baba ve hembe ye scotch awo ummmm vanotaurisa
Uuuu taurayi nevanhu zvakwana imi
Ipai mhepo nguva yayo.zvimwe izvo wozotaura later
Rave business ka iri
❤❤❤
my headman Chigods
Headman Chigodora Chibaba to foolest
Hoyoooooo
avavarume vekwachigodora vaive 3 vaitongachaiko koumwe uya atongamaningi aripi?
Mudhafu so vainge nema points zvekuti pakutaura
Uyo anehembe ye scotch istupid anotaurisa zvakapfurikidza ende voice rake harisi ramatare ngaanogara kunevamwe uko anobhowa
Iii Allen ane points zvake. Ivoice Chete rakakora
Taurai zve nyaya yeari kubudirwa kwete zve kuda Mari kudaro
Team yacho inoda mari
Mbuya avo muroyi vanoziva zvavakuita apo
Haaaaaaaaa blaz uyo arikumakutukota (with boxes shirt) need to respect the court. He interject zviri unprofessional nxaa
Tavepo ❤❤❤
KO Mari yemasummons ikuenda kupiko
Hdmn chigodora murikudiwa shm Dai murisabhuku kwedu zvainaka shm ndzvimbo yekwedu yazara nemarara inoda kusvairwa
Ko ngozi idzi dziri kungobuda kumatare dzinenge dzambobuda kumba kwadzo hre or zvinhu zvinotogaritwa pasi voudzana kuti dare richingotanga unyebedzere kubudirwa.
Rewind and follow carefully, zvataurwa wani
Rumbuya rwune pamuromo urwo
Dare rainakidza pachine karangnda
ko sadunhu mava civil servant futi how haaa zanu yavhiringidza madzishe
He is a civil servant ndovari pamsoro pavezvinji
Headman mushandi wehurumende even pakugara kwavo tent yapresident tever machiefs tevere madziishe
😂😂😂😂 kuzosimudza kazenge ako hanzi handina kuchigadzirisa pa black market ndakachipiwa nehurumende chero mu office ma president ndinopinda nacho ichi, kkkkkkk tsano avo vanozvikudza maningi ko vakazoitwa chief?
Ka chief aka rough unorafura munhu akabudirwa kudaro nxaaaa
Andioni se rough but mhepo inotoda kudzikamiswa because inogona kurovavanhu
Kubudirwa hre uku? I think kugadzira uku.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂@@frankmoyo7267
Izvi zvekuti vanhu vanouya kuzoita madrama ekunyepera kubudirwa this must stop
You will not understand until zvakwenyu
This is becoming a trend
Uku hakusi kubudirwa ari kunyepa ari kungotaura zvaakanzwa,ngozi tinoiziva not drama iri,
Ndaitukwa everytym hakuna kudirwa kwakadai guys why vari kungobudirwa mudare? Why vasiri kumbobudirwa vari kudzimba dzavo? This is boring.
@@frankmoyo7267 ndezvenhema izvo hakuna ngozi yakadai inotaura kuti here sekuru nhingi ,vandibhowa mai ava,vanoziva nhoroondo chete
Chimwe unopenga ungabvunza munhu kuti why uchipinda Church yemweya
Hakuna ngozi yakadai,mai ava vanongoziva nhoroondo chete .hakuna ngozi inotaura ichidai
Zvapinda mupfungwa dzangu kasingapere 😂😂😂 vanoziva nhorooondo basi, nekufamba kwavakamboita. Haisi ngozi baiyi
@pacienciamatchinga100 ngozi inorwadza kwete drama iri riri kuitwa iri ,ende ngozi kazhinji kacho inobuda pamukomana asati Arora kana musikana asati aroorwa kana pamwana mudiki,pavanhu vakuru inobuda hayo asi not zvakanyanya ,mbuya ava vari kunyepera kubudirwa vanoziva nhoroondo chete
@blessingmurozvindadaeo kufunga kudaro kkkkkk coz kamudairire kawo nekakuvhengedzera kavo😂😂😂😂kwavo a 6059
Ko why muchingo chinja chinja vadare vanyu nhai
Harisi rave drama here iri?, Ko kana mhepo yacho iri yemunhu wechirume, why iri kutaura neVoice rechidzimayi?. Ambotanga achiti "ndakayenda ndikanogara panaMbuya ", ndobva azochija hanzi "vakandigadzika panaMbuya".
❤
Takakura tichiti mungwarire mabhinya ekwakarerera
Saka ingomonya vese vafe monya vese 1 by 1. Ingouraya vanhu vese ukuda kunetsana nevanhu sei iwe uchigona kumonya vanhu. Pedza mhuri yese uchiuraya anenge arwadziwa achauya
😂😅😂😅
Ndaapo
Kadhakwa aka hakachagoni
Apana mhepo apo, these days kumatare they are faking . Zvave zvema humbwe.
Unozobvuma waona munin'ina wako achimonyorwa nayo.. Zvirikuitika zvinhu izvi..
Zvakaoma hazvo
Tavevo teramirai mbuya