I really respect Mambo Mutasa asi apa ummm vakoniwa havo kutonga about menopause. A woman does not reach menopause at 35 dai vati from 45 it would have made sense. Mai ava has issues havo but dai vangochenurwa havo
Mambo Mutasa with due respect pane nyaya yamusina kubata yataurwa nababa avo naMai avo hanzi nababa avo nhombo yakambotorwa nemuroora akaidzosa ikazotorwa nemufi saka muroora. Uyu aripi why asinakusimudzwa padare. Mukadzi uyo ati murume wemufi akati panezvinhu zvirikuda kubiswa zviri mumusha memumukadzi uyu zvakaiswa nemufi Batai mazwi. There is a big syndicate apa kana mambo akanyatsopa chance mai ava vataure vanogona kutsibikwa nevamwe vake kuti vasafumurwe saka mambo ngavadzose nyaya iyi kudare patsvagwe munhu anobatsira anobva kunamambo kuti kana paine syndicate zvibude pachena uye chakakonzera mufi kuti azofe chii
This lady is very confused what ever you are saying to her is from the left ear to the the right ear it is a pity hope she can get a solution God bless her
Camera technician (DOP) chimbomirai kuitisa maIntern basa poor quality work miti nekudimbura vanhu misoro failing to focus on subject matter ndizvo here asi
Amai Lloyd namai ava vanenge vaifamba vese husiku..Saka pakunetsa apa.partners in crime 😂😂
Nyaya dzakadai mambo Mutasa vanowanza kuslayer zvavo inga isu tatoibatawo nyaya yacho kungoti varikutadza kunzwisisa amai avo
I really respect Mambo Mutasa asi apa ummm vakoniwa havo kutonga about menopause.
A woman does not reach menopause at 35 dai vati from 45 it would have made sense.
Mai ava has issues havo but dai vangochenurwa havo
Kwete 45 kuchirikuseni dai vatoti 55
There is premature menopause although below 30 is rare!
Inotanga 40
Zvinoitika dèar pa35 kana 40 munhu anoenda menopause
Vakadzi two ava vaifamba vese vachi chengeterana mazizi, mapere, mpurwa, katsi nenyoka dzavo 😢
😂😂😂😂😂 Ende futi
😂😂😂😂 oooh finish
Mbuya chironzo havana vari kutadza kutsangura zviri kuvanetsa
Vairoya vese namai vekufa avo Saka havana kusirwa zvimwe zvinhu ndizvo zvavava kutevera now, nyoka mumba movhara door moisiya irimo imi mbuya itayi mushe munoroya imi
Mambo Mutasa with due respect pane nyaya yamusina kubata yataurwa nababa avo naMai avo hanzi nababa avo nhombo yakambotorwa nemuroora akaidzosa ikazotorwa nemufi saka muroora. Uyu aripi why asinakusimudzwa padare. Mukadzi uyo ati murume wemufi akati panezvinhu zvirikuda kubiswa zviri mumusha memumukadzi uyu zvakaiswa nemufi Batai mazwi. There is a big syndicate apa kana mambo akanyatsopa chance mai ava vataure vanogona kutsibikwa nevamwe vake kuti vasafumurwe saka mambo ngavadzose nyaya iyi kudare patsvagwe munhu anobatsira anobva kunamambo kuti kana paine syndicate zvibude pachena uye chakakonzera mufi kuti azofe chii
True mamba havana kupaona ipapo muroora ngauye kudare ataure zvanoziva panyaya iyi
Vanopenga mai ava, dzakatodambuka
Mutasa iyi nyaya please please ngaitongwe futi mbuya wataure izvo pane vapenyu wakawanda apo
Cameraman ummmm needs training
Nhai kutora miti
Mambo Mutasa anogangidza munhu anenge achida kupresenter nyaya yake. Vanofanira kupa munhu mukana wekuti ataure kwete kungoramba vachingoti aaa mbuya imi. Vanhu havana same talents dzekutaura
Mambo dai vanzwa first statement yemukadzi uyò
Iyi nyaya ngaidzoke mudare renyu mambo Mutasa mbuya Uyo Ane nyaya
Nhombo ndeyekuroya iyo chief Mutasa. Chinopa nhumbu kutundirwa nemurume
Pa menopause vanyepa havo
Mai ava vanogona kuzvara if vachitevera zve
Mai iyi inorwara njere
This lady is very confused what ever you are saying to her is from the left ear to the the right ear it is a pity hope she can get a solution God bless her
Mbuya awa vanomuka chete
Vangave ne mental issues zvavo mhamha avo but science ye heat varova. Good show mummy.
😂😂😂 vayiroya vese
Mbuya avo nyaya yavo yatadza kunyatsonzwikwa chokwadi cos mai avo nambuya vakafa vaive mapartners pakuroya
Haiwa ndabhoikana nhasi chibanda wamamira madhiri ese
Mambo Mutasa Shumba mai wangu ❤❤ chengetwa na Mwari
Ndaseka hangu ndega
Vane drama
@@charitymango4498 mupengo
😂😂😂😂😂😂 mbuya vanorwara handifungi Kuti idombo
Haaaa mambo pamenopause manyepa zvenyu vanhu tirikusvika 40 tichibara,zvimwe siirai vemedical imi tongai dzemunda.amai ava vati panguva yavakatsvaga mbereko vanga vasati vasvika 52 but makuita kunge vakatsvaga mbereko nhasi sei.
👏👏👏
Vairoya vese nemushakabvu ndivo vakamuuraya
Camera technician (DOP) chimbomirai kuitisa maIntern basa poor quality work miti nekudimbura vanhu misoro failing to focus on subject matter ndizvo here asi
Kuti amai ava avasi vava kuvhiringidziwa nezvinhu zvavo here
Ava Mai vakatadza kutsanangudza nyaya yavo
Vairoya vose bt Mambo vazvionazvao vakazovhara zvneungwaru😂😂😂😂😂
Eyi haa Rega ndimbodzika nayo
Mbuya vakauraya sahwira zvino aakupfuka
Zigo tirikukuona kkkk
Mambo Mutasa apa matadza ku understand nyaya mbuya avo huroyi hwaichengeteswa pamba pamai saka zvakuva tambudza vaendesei kun'anga vaone kutabatsirwa
Muroi mai avo zvitori kuvanetsa
Mbuya inoroya iyi
Mambo mutasa vanombobhaizawo tsvee kutonga nyaya bizz ne menopause
😂😂😂😂😂
Kkk Yanga iri sindcate namai loy😅😅😅
This story is complicated mbuya vaneruoko pane munhu awari kuona
Mmmmm mai ava vakatovhiringwa nemishonga yavo
Mai ngavataure chokwadi vairoya vese nambuya vekufa
Democratic of namai ne nenhombo nemushakabvu
Uyo murume anogara kuleft KwaChief Mutasa hana kana chironzo ngabve anotovhiringa mambo kana vachitaura
Vanoreva here Kuti vaitsvaira mazuva ose vachinyenyeredza nhombo yacho
hausisina mazai akapera 🤣🤣🤣
Cameraman hatisi kuda kuona miti please
Ndozvavanoita uyo hameno kuti haaoniwo here zvinoita vamwe
Vakadzi chiiko kuseka umwe wenyu😢
Mai Ava chero rurimi rwamai paO level Havana kutadza kutsanangura navo yavo.
Mai vanechipo chekubuda usiku
Unotoona mumwe mukadzi achiseka, vakadzi vachitsvinyirwa nembwa idzi. Kana nyaya iri pakuti muroyi ngainange pauroyi. Imbwa dzevanhu mazisekuru aya. Kana munhu ane 52 achifananidzwa nemombe kuzoti vana mai venyu imi imbwa imi???
Nyaya yavo haisi kunzwisisika mai ava, i doubt kuti vanyatsoburitsa nyaya yavo pachena😂😂
Varaidzo nyaya yamai ava haisi kunzwisisike surely munhu anoreporter nyaya yenhombo and achiida kumunhu asingazive nyaya yacho apa wava kutukirira kuti imbwa dzevanhu why
Haisi nyaya yenhombo mambo, pane pane zvakaitika apa unongoona mufi sei kana usina kumuuraya
Thanks for supporting Chibanda media
Vakakwana here Mai avo
21:35
Saka varikuda kubereka here zera ravo kkkk,zvavari zera rangu wani apa varikuita kunge sisi kwandiri😅😅😅😅
Mweya wetsvina unochembedza
No ambuya avo anoroya finish and clary
Vairoya vose
Cameraman imbodzokera kuchikoro,matorero rudziyi anotemesa msoro akadayi,kopa zvikuyita vamwe vako
Dai veduwe cameraman uyu 0%
Mambo mutasa hoyoòoòò
Gogo needs medical attention quickly basati vanyanya kumyanya bara
Tapinda tapinda changamire tiyisewo maoko👏👏👏
Tinokuchingamidzai
Mambo Mutasa tokumbirawo nyaya idzoke futi padare tozviziva kut mbuya awo vanoita sedzisna kukwana vadzosei muvape mkana vekutsangura coz vataura nyaya dzinotyisa dzamusina kutarisa marambirira muri panhombo chete pls i am begging
😂 Kuda nyaya
Ambuya ava so ka kamurori 😢😢sarenda vedu huroi huriko chokwadi ndabvuma
Ko camera munoitnderedzerei nemumuti?
Wise chief
Kugadzira mota here.
Present
Mambo mukureva hamusikuona pane nyaya yamai avo even nemi madhara ese machena kwese kwese aah. Baba avo varikuomborera havazivi kut mkadzi wavo namai avo vaishanda vese husiku
Zvandakaona panamambo ava zvechivanhu izvi havazvigoni havo pachokwadi,vanobva vaita out of topic😮
Nyaya inonakidza iyi😂😂😂😂😂😂
Huroyi 😂😂😂😂
Mai awa wakazungaira
Ivo vanhu kuda kuhwanda ne BP...inongokandwa pese pese
Mbuya ava vanomuka zvinhu zvavo zvakupfuka .Pada ndovarikuuraya vanhu vese vataurwa ava .
Camera man ko kana camera ichitena inotaridzirweiko mudenga mumiti umo 🤷♂️🤷♂️🤷♂️
Kkkk muroyi
Handisat ndapedza kuona asi mbuya ava vetop re white bhoo here kkkkkk
Imi mbuya irikuda mdoni iyo please
Tumadhara utwo that jeer women irritate me to the core.
Mbuya yauya ichida kunzwirwa tsitsi... Bt vange vachifanirwa kutaura nyaya yekumukirwa first before zvese izvi
Menopause at 36 manyepa vanhu varikuita vana @40. Asi mai ava vairoya zvavo nemasahwira avo
Nyaya yacho
Mbuya awa vanopenga
Ndianiko akabata camera nhai Chibanda
Camera mumuti ikutsvakeiko nhai mkoma Chibanda
Pamwe varikuda baba va Lloyd kuti vaitiswe mimba
Dai mambo mabvunzisisa kuti vakadzi vakauya ava vakatora sei munamato makadii kuvarambidza
Kana musingazive basa siyai kutadza kubudisa vanhu varipadare
Mbuya vanoroya ava vane zvavakaitana neumwe wavo vakaurayana
Dai vabvunza kuti Saka nhombo mukuda kupihwa Nanni akatora wacho akafa
I feel sorry for the lady
😂😂mambo vasekawo
Miti miti kani please Toda kuona vanhu cameraman
Mbuya avo sooka nyaya yavo haisi kunzwisisika 😂
Kkkkkk
Muroi amai avo ndovakauraya umwe wavo vakumukirana
Kkkkk drama chairo
Mbuya vanoda dombo ravo
Video racho ihalf hayas media idzi