Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
One of my favourite priests ,I like ur music I wish I sing with u one dayNyasha nemunyaradzi wangu ❤🙏
Amen vanenyasha Baba dzekuty tirarame ummmmm powerful. Inochemedza song yenyu . Mwari ngavakupfuudzei mberi muzodziwa waMwari
Amen munhu washe
What a powerful song Priest, Mwari ngavarambe vachikuzarurirai zvizhinji kuimba kwenyu kunoswededza moyo yedu kuna Kristu.
Rwiyo urwu it's for me Imi moga Mwari ndimi munenyasha dzekuti ndirarame .its so touching
Mune nyasha zvose zvandinazo ndezvajesu
Kristuuuu, haaaaa, ungazodei. Kuswerdedzwa pedyo naJesu.
Ndinonzwaa kunyaradzika mumoyo
Amen Amen each time yandinoir8dza ndonzwa nyasha dzichiuya Amen keep on nenziyo dzenyasha munhu washer we love you
Ngavavongwe nekuti vakanaka uye ngoni dzavo dzinogara nekusingaperi.
Tinotenda
Amen🙏
Be blessed br
Indeed it is the grace of God for us to be alive. Mune nyasha Baba!!! Soul touching song my brother, Man of God Terence.
True it is the grace of God to be akways healthy and alive.
Handina misodzi....Ishe ndimi munyaradzi.....very touching to the deepest of my soul....may God bless u munhu waMwari
tinotenda Mwari
Ummm kuimba uku kunotoburutsa nyasha tisati tapfugama kukumbira nyasha.....👏amen makaropafadzwa varume
Mune nyasha .... indeed
The grace of God is sufficient for us.
Rwiyo rwandipa mufaro mukuru. God bless you mightly nekuimba kunoropafadza.
Kudya kwemweya kunosimbisa kunyengetera kwedu. Mwari vakuropafadzeyi nokuimba kwakanakisa.
Inyasha dzaMwari kurarama munguva yeCovid ino.
maida kutikwadza apa...amen
Feeling blessed, thank you for excellent singing
Handina misodzi, ndine munyaradzi🙏🙏
nice 👌
Thank you! Cheers!
Amen
One of my favourite priests ,
I like ur music
I wish I sing with u one day
Nyasha nemunyaradzi
wangu ❤🙏