NAIZA BOOM FOUNDER FINALLY RESPOND TO JATIWERO | OZEMWA | NETSAI AND VOVO | WHY THEY LEFT COMPANY

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 20 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 2,3 тис.

  • @justicetmanyadze9127
    @justicetmanyadze9127 Рік тому +38

    Mupfana Mupfana wanky basa hazvirevi kuti wakura respect your Elders Naiza Zvekuti uriBoss Hazviendese kudenga mumwe wanky hazvirevi kuti ukaita boss Hauchisina Respect urimwan urimwan be humble dzikamisa Hana Saka unoda ku Dhafu akuti mukoma hre iwe uri mwanasa kwaari HONKU uri boss bt respect is the key of success ukaita bag hazvirevi kuti Sekuru vako Mwana wakol ...Note This Mumwe wanky PASINA THOSE TEN GUYS HAPANA NAIZA BOOM COZ NDOVANODIWA NEMAFANZI PLUS MUKURU MUKRU MUFACE WANKY IVA PASI PEVAKURU VAKOL TOZVIZIVA KUTI URI BOSS BUT SOMETIMES HAZVIREVI KUTI HAUCHATSIURWE KANA KUNZI MUPFANA NE MUSHANDI WAKOL ... HAVE A GOOD DAY

  • @SpuckyB
    @SpuckyB Рік тому +47

    Vakomana ngavagadzirisane. Kazhinji kacho kana zvihombe zvakuda kuitika, pane kakudhonzerana kanoitika. They are good together. Let love lead❤

  • @josemutajstmutangadura7008
    @josemutajstmutangadura7008 Рік тому +114

    But he is speaking like a leader. He is not fighting back as people would expect

  • @tierra6391
    @tierra6391 Рік тому +29

    14:14 So base on your logic, Solo should not be in all movies because his speciality is to play a drunk man and it looks like all your scenes cater to a drunk person. Let’s be serious Naiza. You are losing a lot of viewers because of this issue. Make amends with your actors. Sign contracts and treat them all with respect.

  • @learnergutsire152
    @learnergutsire152 Рік тому +17

    Well said Director. I remember when the cars were being presented, we would all comment that Naiza is a good director, the same actors who are saying is wrong used to say he is a good director. I really love all these actors but even if they leave ,l will always remain a fun to Naiza boom🔥

  • @thembadewamoyo3267
    @thembadewamoyo3267 Рік тому +29

    Ini hangu naiza boom ndaona kurwadziwa kake uye I'll keep on supporting him..dai wabatana futi basa riende mberi iri team musanyanya kupa naiza boom mhosva ega musamuvenga chokwadi chaicho hapana anacho so kurudzirai nhaurirano pakati pawo..

  • @pringoprince2238
    @pringoprince2238 Рік тому +39

    😂😂😂 inini hangu I'm team jatiii❤❤

  • @clarischiwade7522
    @clarischiwade7522 Рік тому +84

    Naiza ngavasiye kupinza vanhu vakawanda ndozvirikupa Kuti ape vanhu ma50 dollars

    • @ireneshumba3885
      @ireneshumba3885 Рік тому +6

      Taura hako dai achimboona mamovie avana Ruth Kadiri ,anogona kupinza vanhu Five but movie richitobuda zvakanaka,zvekuwanza vanhu izvi ndozvikuita kuti vanhu vawane peanuts.

    • @prosperplumbers5098
      @prosperplumbers5098 Рік тому +6

      He must have manager not kuti anoita zvose kana company akura.

    • @nomatermarume5875
      @nomatermarume5875 Рік тому +2

      That is true zvino konzeresa kuti mari isakwane

    • @nomatermarume5875
      @nomatermarume5875 Рік тому +3

      That is true zvino konzeresa kuti mari isakwane

    • @gee9961
      @gee9961 Рік тому +2

      ​@@prosperplumbers5098yes pakuda manager he can't be doing everything by himself ,that alone shows character yake

  • @isheanesuuzvidziwa-eo7kn
    @isheanesuuzvidziwa-eo7kn Рік тому +21

    U can't be hate by more than 2 people for a no good reason he might be good behind the camera but the truth is there on a plain.. Do the right thing director

    • @ceegospel6442
      @ceegospel6442 Рік тому +1

      Remember also people can Hotspot their hatred to you without any reason.

  • @freedommukutulu6630
    @freedommukutulu6630 Рік тому +18

    There is another level of maturity in this young man a visionary and talented writer and producer

  • @theelderlycollections
    @theelderlycollections Рік тому +56

    Advice to Naiza Boom Director
    1. Never make a plan that involves 3 people without consulting them
    2.Never say vandakaitira cz maiitirana as a group
    3. Equipment yamakatenga did you consult mamwe madirectors if not makakanganisa
    4. Arts involves characters not people so chekutanga know your character and that of your members try to avoid zvinhu zvinotrigger hasha dzavo

    • @loveneshuseni7776
      @loveneshuseni7776 Рік тому +1

      Uri kunyepa

    • @assanmususa7596
      @assanmususa7596 Рік тому +3

      Not support NB but at times you need to be autocratic leader kuti zvinhu zvifambe. Even Muchechi zvirimo

    • @tinyikontsako6387
      @tinyikontsako6387 Рік тому +3

      They knew kudherera kuti mudiki.taizovaziva here vana Ozemwa nana Jati pasina NB
      Haiwawo

    • @tawarr6081
      @tawarr6081 10 місяців тому

      Ahhh😂😂 ukutii koo iweeeeeeeeeee😂

  • @marynartmazenge9448
    @marynartmazenge9448 Рік тому +70

    Zvakasumudza nyaya yese inyaya yema extra actors zvimwe zvema salary izvo tingataira chasumudza hasha dzese ukuvasiya uchi actesa maextra and its true mamovie atukuona now you're pushing mamwe maacters not maoriginal ako ayo ndizvo zvasimudza nyaya yese rangarira mactors ako ukaramba uchidaro vachakusiya vese bcz those people love acting as we can see ukaita movie ona kuti Dhafu paida black wavapa maroll masvinu nekuti ndivo vanhu vacho cz now NB yakuita kunge yana Chapepa and ana Jati atisikuvaona evne me zvanga zvakubhowa toda ana vovo isu please gadzirisai apo not kutumgamidza ma extras ayo toda kuona ana Ozemwa isu.... please find way mudzokerane ugadzirise apo nekuti now wauri kucamping nema extraa maoriginal actors mazhinji ari kudzimba ndicho chinhu chasumudza hasha dzevanhu avo ufunge pamovie tanga waona kuti maoriginal actors ako akwana wavapa zvisvinu then maextras ozouyawo not izvo haa neni zvanga zvakutobhowa tipei ana Blacky pamamovies vatajaira not kutipa vamwewo varikuuya ivo varidzi vechinhu varipo kwete taramba

  • @tanyamufanechiya
    @tanyamufanechiya Рік тому +109

    Nendimi dzaOzemwa dziye hautye hr iwe Naiza usadaro but watidzimba moyo ndakazvifunga ndogona kuto unsubscriber apa ukunyepa futi

  • @giftsithole9340
    @giftsithole9340 Рік тому +2

    We may say a lot...BUT this Director proves to be right.Chakangoitika ndechekuti kune vanhu vakatadza kuona zviri mberi through that society genital yavaitamba .Inova ndiyo yava kukonzeresa those divisions.A professional judge WILL rule in favour of Mike (Naiza Boom) basing on his narration.
    Those claiming low salaries did not calculate the full package but chose to work on the cash in hand they received after their contribution to the CAR SOCIETY DEALS.Mari yavaitotambira was that they are claiming plus what ever was contributed to the round yavaitamba iyo.
    Example:$80 received+300(round yemota) =$380....maround akadai anoda kuruma muromo wekuzasi wotoshinga.
    MY message to Naiza Boom is to extend that humble attitude even to his work mates.
    You proved to be a good leader.
    God bless you and the Naiza Boom project.

  • @tafimutekwe2855
    @tafimutekwe2855 Рік тому +24

    This young guy has worked so hard to create a household brand for his NB that has recruited highly talented actors. It is really sad to see "things falling apart" for this filming house. Our prayers as fans is to see this "family" re-finding each other and coming together again and continuing to give us top notch content as they have faultlessly done all these past years. Actors should respect their director and he too should treat his actors as essential parts of the big NB engine who also need to survive the harsh economic conditions of our country by paying them "decent wages."

    • @mrmanuel904
      @mrmanuel904 Рік тому +1

      I see maturity issues here..

  • @NatalieMavende
    @NatalieMavende Рік тому +31

    There is no naiza boom without the 10 of you guys gadzirisanai please its heart breaking zvisingaite 😢

    • @bosslimpopo8532
      @bosslimpopo8532 Рік тому

      Ava havasirivo vatanga kuenda havo

    • @MadzibabaKuda
      @MadzibabaKuda Рік тому

      Naiza boom anogona kutaura uye ane rudo pamoyo mapinduriro ake akakura ahaenderane nemakore ake akangwa murume uyu vanhu ava kudai vagara pasi vataurirana plus kana muribanhu vakuru don't expose masecrets ecompany asi kutaurirana chinhu chinokosha

  • @kingatinspirationchannelde4416
    @kingatinspirationchannelde4416 Рік тому +69

    Ndiri kuda ku sponsor vovo ozemwa jatiwero

  • @robertmuzungu2400
    @robertmuzungu2400 Рік тому +141

    transparency and accountability are core principles in every business , you might have good intentions for your fellow members, but if they don't know how much is coming in and how much is going out they will always think that you are cheating them. Don't run your business like a tuck-shop, you should have drawn some contracts detailing everything.

    • @catherineshangwa1814
      @catherineshangwa1814 Рік тому

      Amen

    • @OttiaChiendas
      @OttiaChiendas Рік тому +2

      We gat you naiza thank you

    • @PardyQibiDziya
      @PardyQibiDziya Рік тому +3

      Matuckshop ari kudhingura vana OK, PnP, Chippies saka argument yako is null and void

    • @BossFire-en2bb
      @BossFire-en2bb Рік тому

      @@catherineshangwa1814
      o

    • @ceejaytaque
      @ceejaytaque Рік тому +3

      @@PardyQibiDziyaComment yenyu haina kakudzidza mukaty baba😂😂😂😂

  • @fungaizireva2335
    @fungaizireva2335 Рік тому +7

    Gadzirisanai guy.Each time I hear them talking I get emotional.Wise words Naiza.May God reunite you guys.I love you all❤

  • @SaySGChikarara
    @SaySGChikarara Рік тому +3

    I feel for this guy. Instead of fighting back he said it so humbly. What a leadership character. With his lovely words i think on those 4 acters who wish to go back just go back to ur fam

  • @PetrosMukoni-yq1iz
    @PetrosMukoni-yq1iz Рік тому +56

    Tatozvinzwa kudhara naMatsanga kuti ndoohunhu hwake Naiza itsotsi, saka zvaachataura izero😄

    • @philiptore9967
      @philiptore9967 Рік тому +2

      Taura hako naiza zvese zvaachada kuti nyepera hatichida basa nazvo chokwadi tavanacho

    • @stellachakufora9415
      @stellachakufora9415 Рік тому +2

      Iye matsanga wacho aneiko 😊😊😊

    • @ZimPitbull
      @ZimPitbull Рік тому

      ​@@stellachakufora9415ahana chaainacho but better panekudya ziya revamwe uchitemha kungwara nekufurira vanhu , vana Jatuwero vakazviita pakabuda matsanga vakati ibharanzi but now vabuda wait and see zvana Paida kuti hazviite 2 years zviriko

    • @PetrosMukoni-yq1iz
      @PetrosMukoni-yq1iz Рік тому +1

      @@stellachakufora9415 handizie hangu kuti anei but the fact yekut chokwadi chete,,
      Ko imi munei

    • @stellachakufora9415
      @stellachakufora9415 Рік тому +2

      @@PetrosMukoni-yq1iz isu hatizi pasocial media zvatinazvo hamungazvizive .zvavakaita vakaita chidofo.vanhu munogara pasi kwete kunyadzisana .remember kukika datya huri svetutsa .Mwari ndewe munhu wese.ukanyadzisa munhu newewe uchaitirwawo the same

  • @TynashAlex
    @TynashAlex Рік тому +7

    I was waiting kti director vataura pakudiwa kugadzirisana Naiza Boom to the world

  • @stephenanesukumuterera9189
    @stephenanesukumuterera9189 Рік тому +20

    My prayers are with you guy. I feel for you as the Director. My view is that continue doing good.

  • @matthewmatibiri3337
    @matthewmatibiri3337 Рік тому +14

    Thank you DJ Sparks for Bringing Naiza to the interview and thank you Naiza for telling your side of the story, as for me l will keep on following NB Films 🤓🤓🤓😃

  • @rutendomhaka6538
    @rutendomhaka6538 Рік тому +4

    Director you are indeed a leader stay positive like that God will push you vanhu vanhu hauvagone we love you so much

  • @PozohVybz
    @PozohVybz Рік тому +35

    Chikuru kudeedza vese, including Naiza Boom wacho iyeye, movabvunza vachipindurana, because ma individual interviews aya, ane kakugezerana mukati. Deedzai vese vapindurane, toona arikunyepa ipapa.

  • @astridjasi2509
    @astridjasi2509 Рік тому +68

    You are not a bad guy. My advice is make a financial record of all incomes and expenditures and present it to to your colleagues. You dont run a company like you are a street vendor

    • @ToddNyamudeza-er8jd
      @ToddNyamudeza-er8jd Рік тому

      True

    • @RueVeeRukando
      @RueVeeRukando Рік тому +2

      Ko tyoro chishoma ka 😂😂😂 management inoda tyoro

    • @domingosspencer9132
      @domingosspencer9132 Рік тому +1

      Very true l understand some of his points pane nhau yemotor ende ye equipment guys let's take it into consideration.Guys pedzai nhau dzemotor mopanana pay pasina zvema rounds.Mumwe nemumwe achiita zvaanoda nemari yake.Naiza u only need 6 - 10 guys chete ndokuti muwane something rather than having 20 people maonero angu

    • @ralphchimbaira1755
      @ralphchimbaira1755 Рік тому +2

      Thank you for such good advice. I am ready to help NB on business management side if they are willing

    • @ralphchimbaira1755
      @ralphchimbaira1755 Рік тому

      ​@@RueVeeRukandobut hazvisekese kana munhu asina kuwana mukana watakawana isu vamwe. Hupenyu hunosiyana

  • @ordimamedia
    @ordimamedia Рік тому +116

    I now have utmost respect for Naiza after this interview,I was one of those who were quick to judge him basing on the other side of the story.He gave a very mature and measured response to the crisis and that leaves the other 4 members exposed.It's not easy to admit guilt but he's proved a lot of people wrong by acknowledging that he may have made mistakes just like us all,we've made mistakes in our lives,we now know both sides of the story and we can make informed choices as far as subscribing is concerned.

    • @patiencerizzie6887
      @patiencerizzie6887 Рік тому +10

      It’s Aways Good to hear Both sides on any Argument before making a Judgment something we all do without thinking about it

    • @0001tiger
      @0001tiger Рік тому +11

      The man is down to earth,, respect

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 Рік тому +16

      No aku polisher pane zvaitaurwa nevakatanga achityira kushaya support coz nyaya iyi yanga yakamudya

    • @ordimamedia
      @ordimamedia Рік тому +9

      @josephchenjerai1075 He's not polishing,he's giving an appropriate response to the problem rather than going all guns blazing,in any argument there has to be one part that accepts wrongdoing or at least acknowledges that things have gone wrong somewhere along the line.

    • @Giver-t4c
      @Giver-t4c Рік тому +8

      He is actually playing the clever game here because he has listened to others who have spoken already act victim and seem as if he is really good and down to earth but that guy is pompous the bottom line is if you are all directors you must know kuti papinda marii pabuda marii iye it shows accounts he does it alone without consulting his partners

  • @munhumutapa1330
    @munhumutapa1330 Рік тому +21

    This young man is mature for his age. All the actors nekukura kwavo havamisidzane nemupfanha uyu pamaturity and wisdom

  • @Mbizocommunitymedia
    @Mbizocommunitymedia Рік тому +3

    I will continue following NB films

  • @sambazamillicent5226
    @sambazamillicent5226 Рік тому +17

    Inni ndiri mutadzi but kune vasati vambotadza be free kutonga
    If i was in zim ndaiuya kuzotsvaga basa .... love you NB❤

  • @cvt4723
    @cvt4723 Рік тому +3

    True leader , humble , professional and well spoken.Nuff respect 🤜🤜🤜

  • @musashoko1389
    @musashoko1389 Рік тому +47

    hona mukuru wangu, pavanhu vese vauri kushanda navo iwewe chete ndiwe wakagara pasofa...the rest vaka shootwa panze musango meaning avatorina pekugara pakasununguka

  • @reginagochera3948
    @reginagochera3948 Рік тому +2

    I’m life always be the bigger person , biggup boss Naiza

  • @munekanimunekani6115
    @munekanimunekani6115 Рік тому +4

    This younf man is not being understood. The way he explained thw whole stole its so coherent and he shows a lot of maturity. Those who have left dont rush to think makutopisa zvekudaro and expect to hold millions in no time. Emotions never solve anything . I have lots of respect for this young man, he is being the bigger man.

  • @alexmarowa8114
    @alexmarowa8114 Рік тому +64

    LACK OF PROFESSIONALISM NDIYO IRI KUNGO SHAIKA PANE MUKOMANA OTHERWISE.....DAI VESE VAKA COMPLAINER VASINA KANA ANYTHING CHAVAKAURA .... IMAGINE HE NOW TRYING TO DEFEND HISELF NEKUTI WAFUMURWA...What i know is munhu anoita zviri transparent haswere kuita interview yaari and hakuna munhu anongo buda achingo taura zvakaipa nemunhu... Improve yourself my guy

  • @innocentkutyauripo1626
    @innocentkutyauripo1626 Рік тому +28

    Sparks Naiza boom ngaagare pasi neteam rake vaonesane tinoda varambe vari vese. ndanzwawo mareasons avo Inga ane musoro wani

  • @yolandaannahbento6418
    @yolandaannahbento6418 Рік тому +8

    director is talented to me hangu.... ndakatongomitira maworks enyu and I won't unsubscribe 😀

  • @CourageChitsa-pr6pg
    @CourageChitsa-pr6pg 11 місяців тому +1

    Naiza Boom you are very humble.May God take you far.

  • @preshmore
    @preshmore Рік тому +68

    I was against Naiza Boom, until he asked if we would work 9 years getting $30/month. The answer is no! Production costs, and the issue of cars... if Naiza Boom only has two cameras, and one videographer (Naiza Boom himself) who sounds like the editor as well.... at 10k per month as of this month, that amount is little. The biggest issue I see here is this: Naiza Boom is the one running this business and the actors are just employees (who are now demanding transparency and equality because they believe that they own the fans). I understand why he might come off as rude and with no transparency... he has too much on his shoulders with people who are only doing a fraction of what he does behind the scenes. Most of the work is behind the scenes and Naiza Boom seems to do it all by himself... Naiza Boom was only trying to do the best he can, unfortunately, UA-cam is very unpredictable. Their numbers have been decreasing. No one understands how money works in his team, except for him.

    • @emmanuelmasoha3064
      @emmanuelmasoha3064 Рік тому +1

      Naiza boom we buy bundle because of Naiza please dnt destroy our drama. It's not yo drama it's ours.
      Be transparent and let workers make money including acting with other producers. Zvinhu zvakaoma mu Zim remember kutsvaga Mari wangu.

    • @llyndahmashonga1276
      @llyndahmashonga1276 Рік тому +2

      Ozemwa akataura wani kut before taibhadharwa mushe till a certain period... he should be transparent plus haazi 1 there are 3 directors according to him and sei 1 of the directors afunga kubuda??? Sei vanhu vese avo vafunga kubuda ?? He can't be ryt ariega he's losing actors

    • @queententoomanjenjenje7299
      @queententoomanjenjenje7299 Рік тому +3

      Even though it is important to be transparent with such things especially contracts are important haumhanye kutenga Mota munhu asina imba aidii kungovapa mari dzavo vodecider Vega what to buy

    • @EBB505
      @EBB505 Рік тому +2

      Not completely true. He stopped them from making their own accounts or appearing in other dramas to earn extra money. This man is greedy. I watched Jatis video and he explained it, they have families to feed, you can't be scared to lose actors by not allowing them to earn extra money.

    • @simbarashechitekwe9836
      @simbarashechitekwe9836 Рік тому +1

      You are making a lot of sense...Sadly, those who replied to your comments before me have no appreciation of everything you said.

  • @MegaMukunzi2003
    @MegaMukunzi2003 Рік тому +55

    Ngaasanyepere vanhu nekutaura mashoko anotapira ekuzviruramisa muchinda anonzi Naiza Boom uyo.
    Zvose mumatauriro ake, ataura mashoko eiya inonzi "damage control", kutsvaka kubata mwoyo yedu ma-fans, so that we may sympathizing with him kuitira kuti asarasikirwe nesu.
    That guy is a self-centered person azere nekudada kana kutsvinya maari. Sei kutaura as if kushanda pamwechete ne team rakaenda iro, ifavor yaaitovaitira?
    Ingawani zvakanzi mushandi ndimambo wani?
    Ko sei achitaura zvekuti haachadazve kupota achitengera vanhu mota kana ma-stand ekuvakira dzimba sezvinonzi mari yacho ndeyake?
    Ko sei achitaura zvekuti kana Vhovho, Jatiwero, Netsai na Ozemwa vachida ngavadzoke kwaari vazotaurirana, ko adii kutauri zvekuti iye arikuda kuenda kwavari kuti ataurirane navo saLeader wavo?
    Zvose zvaataura izvo is just a beautiful nonsense, full of self-justification kuti vanhu vaone senge iye ndiye mutsvene.
    And I think Dj Sparks from Naiza, cool drink manwa chero 10litres chaidzo.
    Ko Vhovho zvaakashandira mota dzose dzakatengerwa vamwe, ko wadii kuchimupa chidimbu chemari yake yose yaaka contributer pamota dzose dzakatengwa in the past as a way of compansating her on her contributions?
    This Naiza Boom guy is more evil than I was thinking of him🙄.
    Anyway, ityai Mwari vatsano kuitira kuti mugozokwanise kuve nerudo uye rukudzo nevamwe ❤.
    Hatitambe tichinyimana mari yatinenge tashanda tose, kana mazogara

    • @progressmudzongo2338
      @progressmudzongo2338 Рік тому +3

      That’s the naked truth

    • @kingsdaughtersaltoftheeart5194
      @kingsdaughtersaltoftheeart5194 Рік тому +2

      Well said

    • @lucychigidi4778
      @lucychigidi4778 Рік тому +2

      Imagine, kunyepera kunzwisisa yet dai ainzwisisa vana Vovo havaimbobva vave padhuze to get their cars

    • @MegaMukunzi2003
      @MegaMukunzi2003 Рік тому

      @lucychigidi4778 ummmm that guy is the devil in flesh, kana tazogara. He is not even ashamed of himself. Anofunga kuti tose vangu we are shallow-minded saiye

    • @wilsonpatisa4801
      @wilsonpatisa4801 Рік тому +1

      Wakambono actor navo hr be4 ukaona how they do their things isusu tir kunze hatiziii chir mukati so why kutuka munhu,,

  • @panashesmukwai9083
    @panashesmukwai9083 Рік тому +33

    Isu zvachataura hatineyi nazvo😂toziva kt uri tsotsi

  • @lincomback7935
    @lincomback7935 Рік тому +65

    Transparency, young man. Be fair in your dealings & you will go far.

    • @priscakurira1709
      @priscakurira1709 Рік тому +2

      True but he sounds so calm and understanding

    • @momoemadondo9002
      @momoemadondo9002 Рік тому

      ​@@priscakurira1709very

    • @EM-sx6nb
      @EM-sx6nb Рік тому +1

      Transparency yei in a country inorigwa maelections🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣

    • @arsh-avin
      @arsh-avin Рік тому

      @@EM-sx6nb🤣🤣

    • @stanleymaisiri7973
      @stanleymaisiri7973 Рік тому

      It's his company Guyz

  • @陈哥-t4t
    @陈哥-t4t Рік тому +5

    So touching mufunge explanation ya Naiza Director. Keep on with that humble spirit. We share the same sentiments. In full support of you. #1❤

  • @prudencemandeya6155
    @prudencemandeya6155 Рік тому +4

    Towards the end u spoke like a wise person Naiza welldone

  • @margaretmanyevere4037
    @margaretmanyevere4037 Рік тому +27

    After this interview l have subscribed to Naiza. This was a fair interview

    • @monalisakaetano8083
      @monalisakaetano8083 Рік тому +2

      😂 😂 😂 Vamwe takaita Watch n Wait kuona kuti zvinobva kupi zvichienda kupi

    • @hoto-vg8we
      @hoto-vg8we Рік тому

      Ita wega katsotsi director zvinhu zvaari kutaura hazvina kana musoro

    • @nyarie1997
      @nyarie1997 Рік тому

      ​@@hoto-vg8wekatsotsi

    • @margaretmanyevere4037
      @margaretmanyevere4037 Рік тому

      @@hoto-vg8we handina kukoka vanhu, that comment is my own opinion

    • @drd3702
      @drd3702 Рік тому

      @@margaretmanyevere4037 kana usiri kukoka vanhu enda wakanyarara

  • @cjt6946
    @cjt6946 Рік тому +24

    He's sounding so professional, I like his response

  • @tustythulanitshuma4370
    @tustythulanitshuma4370 Рік тому +33

    Tengera Vovo Mota wangu tisati tatsamwa zvozvi

  • @MercyMusariri
    @MercyMusariri Рік тому +20

    Director is 100% mature n vane rudo ...taiona semunhu akaipa asati ataurawo side ...gadzirisanai guys basa riende mberi

  • @AndrewShereni-ut6ds
    @AndrewShereni-ut6ds Рік тому +10

    This guy is more than the word intelligent

  • @tarirombiriza8060
    @tarirombiriza8060 Рік тому +24

    You are the director just share your duties with others and be transparent. Muri vashoma tauriranai

    • @tristansithole8071
      @tristansithole8071 Рік тому

      How come sparks kukumbira ruregerero usinga zive nyaya director vari biased

  • @adonmafoti4658
    @adonmafoti4658 Рік тому +73

    Mota is not everything give munhu mariyake ozvionera period

    • @BettypeterbettyPeter
      @BettypeterbettyPeter Рік тому +5

      Dai vakaramba project yemota noone force them

    • @ndun8549
      @ndun8549 Рік тому +6

      According to his statement, cars were not imposed on anyone, but it was an agreement.

    • @0001tiger
      @0001tiger Рік тому +5

      Mota ndokuti basa rifambe kaa, coz for an example,, urikudikwa na10 ,, iwe wozosvika na11 already program musango,, Niza atori nemusoro

    • @josephchenjerai1075
      @josephchenjerai1075 Рік тому +1

      Taura hako munhu ngaapiwe mari oita zvaanoda

    • @worshiperveemusic2309
      @worshiperveemusic2309 Рік тому

      True munhu ngaapihwe mari yake mota yacho inotoda fuel fut

  • @PrayerNinja
    @PrayerNinja Рік тому +49

    Ziso rake nderembavha plus arikunyepa mfanha uyu haadi kudya nevamwe. He is taking advantage yekuti vamwe vake havazive zvirikuitika ku UA-cam.

    • @plaxedesgariyano3304
      @plaxedesgariyano3304 Рік тому +7

      Akusasamura vaakatanga navo nekuti kune maextra anoshandira mahara saka akutoona kuti better ndishande nevemahara ndiise mari muhomwe

    • @jameschilawila3162
      @jameschilawila3162 Рік тому +1

      Ngavangotanga zvavozve ndava youtube haina dofo ana Chapepa vakavhura wani awo

    • @juwaoleopold7771
      @juwaoleopold7771 Рік тому +1

      Their Issue came at the right time- The Industry as a whole needs a policy .The Parliament was drafting something for the Film industry and they should finalize it .

    • @carolynmashingaidze3365
      @carolynmashingaidze3365 Рік тому

      True ndi liar , liar pants on fire. What was he going to say? Kana face yacho yakango pusa pusa nhasi. Bhadhara vanhu , don’t be greedy, those actors are really good,

    • @deborahmapudze3815
      @deborahmapudze3815 Рік тому

      Arikuita kunge arikunyeba. Facial expression.

  • @DanielChikuwaza
    @DanielChikuwaza Рік тому +3

    Director is a good father i appreciat those guys must come back please and move forward as one family

  • @brightonnyasha8764
    @brightonnyasha8764 Рік тому +6

    After watching the director's interview, it seems that there's a misunderstanding here. Some workers have accused the director of taking money from their primary income source, which is UA-cam. I'm not sure how much he could steal from there. It's essential to remember that he might not earn the same amount as you guys because he handles tasks like editing and management behind the scenes. In fact, he should probably be earning a salary higher than yours zvakapetwa katatu 😅 (if you disagree, sezvamataura you're starting your own group, muchazoona henyu kuti Director Naiza wasn't stealing your money but pakangoshaya kunzwisisana). Let's address this professionally, and his personal life shouldn't be the focus. If he's involved with someone's wife or girlfriend, the appropriate authorities should handle those cases. Zvekuti anenharo chii, I don’t know but just know kuti hamuna kutanga kushanda mose nhasi, kukura kwamaita as a team nharo idzodzo dzaitovapo..not kumusupporter but gadzirisanai sevanhu vakuru.
    Now, let's talk about Mr. Naiza himself. While you can do things out of love, accountability is crucial. When it's a group effort, bias can easily creep in. Rume rimwe harikombe churu Director. Delegate tasks and give some authority to your management team to share the burden. This approach will facilitate growth. If individuals like Jati and Dhafu are part of the management, make them feel valued. Let them provide input on decisions for the team. If issues arise, you can vote on them as a management team but as the Director ofcourse ndimi munozoita final decision. KANA ZVIRI ZVEMASALARIES ITAI MACONTRACT AND MAEXPENSINSES ECOMPANY ITAI MOSE SEMANAGEMENT. We recognize how hard you work, Mr. Director, and you deserve better than this. Don't give up.
    Whatever decisions you all make, remember that we are your fans, and we'll continue supporting Naiza's movies❤. If anyone chooses to leave Naiza Boom, do so peacefully and we will support you all; there's more to life.
    #hatina kwatinoenda

  • @brightdanda
    @brightdanda Рік тому +69

    Shoko rimwe ratokuudza tengera Vovo mota yake

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Рік тому +65

    Wedzera vasevenzi mari iwe,usamirira vatange varamba basa iwe ..in system 's voice

  • @isaacpinielo
    @isaacpinielo Рік тому +14

    It's commendable that he's willing to talk things out with the actors who have left, and that he values their contributions to the company. It seems like there are some serious misunderstandings and miscommunications going on, and hopefully they can be resolved.

  • @lilychipazi8390
    @lilychipazi8390 Рік тому +14

    Whilst he sounds reasonable, he is not saying if there is an objective and transparent way of paying actors and those who are engaged in adverts. When people are working, they need a sense of security and also be appreciated.

    • @shadreckmunyanganyi9137
      @shadreckmunyanganyi9137 Рік тому

      My guy this is Zimbabwe panobuda marii. Its not like they get a figure cast in stone kaaa

    • @BobySimbi
      @BobySimbi Рік тому

      director munhuwo wenyama anokanganisawo but l like the fact that he is willing to listen nd come up with the way forward we luv you Naiza family we luv you Ozemwa,Vovo,Netsai nd Jatiwero same nana dhafu,dhimba uyo Solo uyo kacharacter kake kanondisembura

  • @Pettymumuze1997
    @Pettymumuze1997 Рік тому +18

    He sounds 100% correct aswell pakaipa

  • @LazarusMaguru
    @LazarusMaguru Рік тому +70

    Katsotsi ipavamwe mari apo sei muchiti zvichitanga munenge muribhoo mari yapo makuda kunzi maboss

  • @jimmymuzenda2541
    @jimmymuzenda2541 Рік тому +44

    Tengera Vovo mota yake, wopa Jatiwero his shares for being one of the Directors zvimwe zvese ukunyepa kaBENZI KOMUNHU STUPID.

  • @tafarapaul
    @tafarapaul Рік тому +17

    Vanhu vanonyeba pa interview😢

  • @JamesMalenga-cb8ly
    @JamesMalenga-cb8ly Рік тому +7

    Enough respect to this guy he is a true leader , well spoken , got respect for him after this interview

  • @rosariotiagomeque7573
    @rosariotiagomeque7573 Рік тому +2

    Naiza you are the best keep it up

  • @BrightSignsPrinting
    @BrightSignsPrinting Рік тому +5

    Naiza is really. Respect

  • @HillaryGamanya-ho9bc
    @HillaryGamanya-ho9bc Рік тому +6

    Thanks bro now I understand garapasi nema actors ako motaurirana moshanda zvakanaka Thanks..

  • @Hlakamakore
    @Hlakamakore Рік тому +31

    Don't defend cruelty who is the biggest beneficiary of the project it's him,
    He must set the production as a company, that has contracts of service, remuneration, etc.
    Anyone who is an employee knows what its like to deal with deceptive leaders, who measures well on how to deal with employees who request fairness or reasonable appreciation

    • @desmond-011
      @desmond-011 Рік тому

      Dude business re youtube unopihwa contract yei gee because unowana mari according to views

    • @peacemazero7609
      @peacemazero7609 Рік тому

      Benefit chii iye asina kana bhasikoro

    • @Hlakamakore
      @Hlakamakore Рік тому

      @@peacemazero7609 izvo zvavava zvakona naye, asi point yangu ndeye kuti he gets the lions share.
      Kuti anei hazvinei neni nekuti paakazvitanga haana Kushandisa pfungwa dzangu kana dzako

  • @takudzwamarikasi3303
    @takudzwamarikasi3303 Рік тому +2

    This guy is very mature,,l really enjoyed the interview

  • @selmamajoni1025
    @selmamajoni1025 Рік тому +1

    I'm here for you director naiza boom

  • @starcks1686
    @starcks1686 Рік тому +33

    Akadzidza kusvika level ripi mukomana , ko arikubuda mu comment section Moira ndiani, urikudya nb sofa rako iro, wakaita mari neteam iri wavekubata nekuseri sadaro shanda nevamwe bhoo urimwana mudiki at 26 wavekutoda kudya wega , tsvaka manager wako achikubetsera na administrator anokuitira maths kumari uko rume rimwe harikombi churu you need ideas from other sides, asi urikutaura zviri matured hako ndiwe main actor itakuti zviite mugadzirisane mari ipinde iwande noo greednes

  • @ceejambsvlogs5245
    @ceejambsvlogs5245 Рік тому +10

    DJ SPARKS goodjob mwana wamai

  • @clemymugotiah8098
    @clemymugotiah8098 Рік тому +14

    Black aripi ndiye ega angataure chokwadi bcz haadi mafunnies

  • @teekay07.
    @teekay07. Рік тому +1

    Well said naiza boom❤ wakanyanya wataura zve musoro apa, we keep on supporting y siya avo vaende.

  • @zimville
    @zimville Рік тому +1

    That's why i reserved my comment after i saw Ozemwa's interview coz i wanted to hear Naiza's side first,but pano vazhinji makamhanya kuroverera Naiza without hearing his side 1st.I respect this guy even akasara ne one actor i will support him

  • @ProsperMaluleke-y5p
    @ProsperMaluleke-y5p Рік тому +18

    Thank you Naiza for understanding garai pasi semhuri muonesane we are here for Naiza

  • @lincolntakawira7810
    @lincolntakawira7810 Рік тому +8

    😮 43:51 bvunza kuti moira night ndiani first kwete intervew yese iyo nokuti kamfana katsotsi. Aka kanoda mahure

  • @grammymakore1495
    @grammymakore1495 Рік тому +25

    Some pple worked for years vakatadza kutenga mota but these actors got cars in less than 5 years.Mwana uyu is a gentleman

    • @AnoldisUrayai-jo2ot
      @AnoldisUrayai-jo2ot Рік тому +1

      that was was the wrong desicion from the first place coz now they are crying saying their kids they are not living the way they want coz of that there was supposed to have an agreement for the pay kunje ngabe bahola imali ezwayo ofuni ukuzithengela mota azithengele yedwa akula zabu gentlemen lana how can he give his worker's ana amount of $50 what do yu buy with that amount of money the owner is wrong he must agree to that .now he is acting as an saint coz he want his side of story to be heard than ojatiwero. if he is good as that why are they leaving then? cant yu see gd actors are the one who goes....

  • @Skylar.TheFuture
    @Skylar.TheFuture Рік тому +2

    Gadzisiranai as a family

  • @DennisChatadza-bv3pd
    @DennisChatadza-bv3pd Рік тому +1

    I love this guy oooo

  • @princechimucheka341
    @princechimucheka341 Рік тому +4

    Naiza unonyepa,It started with Matsanga ende akataura kuti pavanhu unoita senge munhu Kwaye, i think Jedza ndozvaatiza futi,
    But remember Jati,Vovo,Ozie and Netsai were jus excellent

  • @mukumbajnr6504
    @mukumbajnr6504 Рік тому +59

    Zvekudaro zveyi unekachitsotsi uchizviita mwana mudiki uchijuta ma actors ako kapenzi kemunhu

  • @josphatmanyeruke9257
    @josphatmanyeruke9257 Рік тому +17

    My opinion is that its now time to part. NB should continue to shine with Dhafu, Dhimba, Solo and other Actors. Wish Jatiwero, Netsai, Vovo and Ozemwa the best in starting their new thing. Isusu mafans toda kuti maskits awande aya. Will support both. Toda kuti kupatsana uku kuitwe murudo

    • @khumbukhokhela7214
      @khumbukhokhela7214 Рік тому

      So painful 😢satan apinda pamhuri iyi .... dzokeranai guys

  • @nyashakankwenga1942
    @nyashakankwenga1942 11 місяців тому +1

    Always a fan of Naiza boom.

  • @praiseguvaza1974
    @praiseguvaza1974 11 місяців тому +1

    I respect you Naiza Michael. U are a true leader😊

  • @munyamajonga2230
    @munyamajonga2230 Рік тому +13

    Director Naiza makadzirasa panhau yemotokari. It was better to just give money and let people decide what to do with their wages. Munhu agara haana mugoni.

  • @tfreeknowledge1398
    @tfreeknowledge1398 Рік тому +18

    I'm humbled by the level of maturity in your response. May the Good Lord richly bless you..... 🙏

  • @fredmhofu6381
    @fredmhofu6381 Рік тому +52

    Saka jatiwero anopihwawo chii coz wabvuma kuti he's 1 of the directors

    • @rudzichief6207
      @rudzichief6207 Рік тому +2

      He is free kutangao zvake kana aripo director not mumba medu mushandi my naizaboom, akauya nemukadzi wake kuti apindei mu muindustry ndoochii ichocho Dee aitsotswa aizopinda nemukadzi here

    • @Blessed-q9j
      @Blessed-q9j Рік тому

      KKKKK

    • @peacemazero7609
      @peacemazero7609 Рік тому +1

      Did he react like a director himself

    • @rudzichief6207
      @rudzichief6207 Рік тому

      Kudzi board hamusi kuri director zvaive zvipanga mazano muindustry maziso but chibaba chiripo,vanogona kutiisira Chapepa ipapo paiva naJati

  • @freemanchenaimoyolesly1186
    @freemanchenaimoyolesly1186 Рік тому +1

    ❤NB you are a pro keep moving I am with you we need sirisi mhanhi

  • @inno931
    @inno931 Рік тому +6

    Naiza boom wil never be the same 😢

  • @blessingmashandureblessing9650
    @blessingmashandureblessing9650 Рік тому +33

    Dzinemoyo wakashata idziii😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢

    • @Star_Cellyn98
      @Star_Cellyn98 Рік тому

      😂😂😂😂 😅this made me laugh shame

  • @MaybeJerry-m8h
    @MaybeJerry-m8h Рік тому +6

    Let them agree on the following tc *payment proof* , pay rate,,, settle issue of cars ,,, even someone worked alone in a month share the earnings proper management ( CEO bod of directors HR n so forth Naiza if you're the CEO don't be involved in HR issues)

  • @tmdesert3729
    @tmdesert3729 Рік тому +27

    Not clear why different amounts to different people and why money is not transparently distributed in NB. This guy keeps more money for himself it’s clear😮😮

    • @ruthrura9971
      @ruthrura9971 Рік тому

      Very true

    • @gospelmariamaphosa878
      @gospelmariamaphosa878 Рік тому +4

      He is the director obvious he can't earn same amount with his fellow members

    • @simbarashechitekwe9836
      @simbarashechitekwe9836 Рік тому +1

      That's just human nature...Wouldn't you do the same if the account is yours? There is nothing wrong with that.

    • @CynthiaMurinda-il5ne
      @CynthiaMurinda-il5ne Рік тому

      Even mumacompanies hatitambire Mari dzakafanana .vamwe vakatanga kushanda kare so obvious Mari yawo inowanda kudarika vakabva kupinda

  • @LunyasLunya
    @LunyasLunya 4 місяці тому +1

    Big Boss naiza boom yah u are a Man naiza

  • @Blessed-q9j
    @Blessed-q9j Рік тому +1

    ♥️ LOve Naiza boom

  • @brumwellkajokoto2713
    @brumwellkajokoto2713 Рік тому +6

    This is a sensitive issue, best solution is to have basic monthly salary then you do incentives when the production produces more money.
    NB needs to have contracts that binds everyone.
    There must be shares certificates on the board of directors, no more verbal agreements in our generation.
    Government of Zimbabwe too needs to intervene and help these talented guys because they entertain the nation of Zimbabwe, they need to be looked after.
    Reunite guys and make things happen.

  • @calebmagoba1278
    @calebmagoba1278 Рік тому +32

    N B has managed to explain. I think there is no big problem. These guys who are going were supposed to sit down with the Founder. Their company is not a family. The company must be run on business lines and the employees must discuss issues in boardrooms not in the public.

  • @MrKuda2008
    @MrKuda2008 Рік тому +17

    This guy cannot be 26 years...he is very mature

  • @lucypmotsi6338
    @lucypmotsi6338 Рік тому

    thank you Naizaboom director

  • @kundayimanyisa3120
    @kundayimanyisa3120 Рік тому +1

    This guy is too much clever and sweet tok woo