Munangagwa uchakuvadzisa mhuri nokuti baba ava hapana pavasina kudzonyongedza kuuraya kwese kuba kwese anongove ndiye ring leader hutsinye iyezwino arikupakira vanhu madzimai anevana kumusana Muchikurubi vachirara pasi nechando ichi kana ndimiwo mumwe mwana akavigwa last wk mai varimujere for a crime of selebrating an event.He is even worse than Saul wemu bible nokuti chaedza chakapinda not like time ya Saul chiedza chakange chisati chavako. I often wonder kuti Munangagwa akazwarwatwawo here ne mukadzi? Mwari ndewe munhu ose ma Zimbabweans
Mmmmmm haaaa iyi inonetsa inotoda mutsvangwa😂😂 anoziva kt zvirikufamba sey
Uyu anorarama nhema
Munqngagwaa ngaasajairire mutsvangwaa😅
Zvakaoma mukoma wangu izvi
Munangagwa uchakuvadzisa mhuri nokuti baba ava hapana pavasina kudzonyongedza kuuraya kwese kuba kwese anongove ndiye ring leader hutsinye iyezwino arikupakira vanhu madzimai anevana kumusana Muchikurubi vachirara pasi nechando ichi kana ndimiwo mumwe mwana akavigwa last wk mai varimujere for a crime of selebrating an event.He is even worse than Saul wemu bible nokuti chaedza chakapinda not like time ya Saul chiedza chakange chisati chavako. I often wonder kuti Munangagwa akazwarwatwawo here ne mukadzi? Mwari ndewe munhu ose ma Zimbabweans
Idziwo idzi team gambakwe ku humana
Dzava kuroyana imbwa idzi
NdIngangoti pamoto zvinogona kunge vakaita zvemagetsi vari vanamusiyamwa .
Chipoko 😊
Nyaya yema bullets haina kumboitika futi here mazuva a Bob. Iskilful yatiri kurohwa
Ndidzo news here😂😂😂
Haiwawo zvema politicians moitiswa . Ceiling ine entrance security yaidai yakakwira ikaita ma checks. Kuda kutiitisa
Zvemoto izvo chero Rex akangotsakatika wani
Kuzvirongera uko pane zviri ku itya test kuda kuona kufunga kwe vanhu they know zvakaitika ku Bulawayo kkkkk
Vana Thomas😢
God is in it😂
Kana tozogara zvedu makuhwa unawo murume
Zanu pf ma1 iwe vanozviita Vega vachida kunzi vakavengwa
Vanhu vavakauraya
Dai akafiramo mhani
Chipoko ichi
Makhulu one wokunuka udoti lo
Kunyepa too much itai zvishoma please
Iwe wakanzwa nani uripai tipewo prof monyepa kule
Urikuraramira nyika ipiko😂
@@djlenonbhemavalleysounds1853 yeku polant
Zvino gona kuitika kuti Paul Nyathi ari kunyepa futi inzira yekuti mnangagwa ari kutya nyaya yemademonstration paSadc saka vakacreator. Vanogona kuita izvi iri nzira yekuda kuti zvinzwikwe, mabara acho rudzii ivo masecurity achisevenza nepfuti, chii chakatsva mukati chisingataurwi uye Mota vacho hauna Kukanganisa vanhu vaive mukati here, hapana vana vaduku here apa, ini ndinoti manyepo Aya.
Kokanaarimasolar akadhuvuka
Ma satanists avhe kutsikana
Fake, its their drama
Vanogara vachizviita ava kuda kutora attention yevanhu, vanhu havachada nezvavo manhi, imba yacho yakatsva iripi, ivo vaiva kupi???
Chipoko ichi