JURU..............NDAKAROORA MWANA WEN'ANGA UYE ANORARWA NAYE NDIRIPO
Вставка
- Опубліковано 18 лют 2024
- NDIPEIWO ZANO.........
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica - Розваги
Drewmas apa mapisira mafuta mahar😊
Mutoriro wamkurova uri strong mkoma
😅😅😅😅😅ndanga chiti ndini ndega ndazvionawo
Say no to drugs….ndiwo mashoko angu😅
Kkkkkkkk
Uuuum baba imi itai mushe nyaya yenyu ndeyei chaizvo it's like munekakurwara mupfungwa
Mufunge handina kana kunzwisisa nyaya yacho yese😂..Va Neshamba munebasa chokwadi
Apo ngairebe nyaya yacho
@@ruthgarwe kkkkkkkk unopera strong yese ..Haumbonzwisise kuti yakananga kupi nyaya yacho😂
Dzenge dzorwadza apa hayiii nxaaa
😅😅😅😅😅😅😅 idrama
Ndazozorora ndaona comment iyi, coz ndanga ndichiyedza kubatanidza ndikatadza aaaaah
Kkkkk ndine garden boy kkkkk neclass 5 ndodriver matruck necatering kkkk uyu anorwara uyu aaaaah.....
Mkoma Andrew kakunyarara kamakaita aka karikuratidza kuti hamusi kubatanidza nyaya yamkoma ava 😅
Mazvionawo ka😂 varikutadzawo kudzibatanidza Va Neshamba ..Vanebasa hombe
Patience dzenyu ndadzifarira,dreams team naTinashe Mugabe,munofanira kuwana maAwards epatience❤
😅😅😅😅kna mazogona kuipedza nyaya iyi umwe andi bhirifewo
Neniwo 👋
😂😂😂😂😂 haipedzeke ba
😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk
😂😂😂😂😂
VaNeshamba nhasi masangana nemupengo chaiye
😂😂😂dzinenge dzakashota half bar nyaya dzacho mix masala
😂😂😂😂
Siya madrugs hanzvadzi
Uku ndikokufambira mahara
Kufambira mahara chaiko
Unobaiwa depo here iwe tibvire apo unozvizivira kupi
Azvizi kunzwika zvaari kutaura uyu😅😅😅😅apana kana chandanzwa
Ukatukirwa mai kna baba wako tukawo vakagona ippo
gegegegeeeeee nyangwe zvazvo usingagone shona zvakanaka ummmmmm zvauri kutaura ndezvemhengo chaiyo iwe ndiwe wakutopenga chaiko ,unozivei nezveperiod kamusuzu
Uyu akutorwara uyu
Akatoreswa pfungwa uyo mmm
😂😂😂😂yeah neh🙌🏽🙌🏽pasi ne mutoriro
Anekakupenga uyo zvakaoma
Mmm dzakatamba nepwere
Hayi hayi 😅😅😅😅. Mupengo chaiye
Haa iwe zveperiod siyana nazvo hapana chautikuziva iwe
Mutoriro to the world 😂😂
Kkkkvakadzi muchazvirega zvekuda dzimba izvi ukasawanikwA haufe
Chirongwa here nhasi nhai Drewmas 🙈🙈🙈
Uuuum ndakutorwadziwa nemusoro andisi kuzvinzwisisa in mutoriroo here chiiko kachasuu mukoma avaaa eiish
Dzosai 50 dollars yangu 😅😅😅😅
Drewmas team work Yaa munosangana ne Hondo chaidzo iyi inopisa iyi mune Moyo murefu Sure
It's daddy Wellington for me
Chihure Muchachirega..Endai Kumukadzi wakupengeswa nemukadzi mukuru..
Mukutya n'anga here😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Madhlovu wethj ospecial❤❤...
Shumba big brother . ❤❤❤
😂😂😂😂nhas rarimwe zuva ..taking us to another revhero....zvakaoma
N'anga iyi kana zvirizvechokwadi irikusiira vana ngozi zvichanetsa vana ava till hamheno haaa zvinhu zvacho sooka sarenda. Shuwa mapurisa kusvika pakutyq here haaa sarenda
Kuhamba njani lapha😅 kuthiwa kutheni kodwa 🤔🤔
Hayi ke, RIP Data
NAMI angizwisisi
😂😂
Kunzima la ngusomahlaya lo or uyahlanya hlanyi .
Abantu bayekele imbanje zimbanje straight lezi
Zvirikunziiko nhai imi
😂😂😂😂😂.....hezvooooo ko inyaya yeiko iyi......
Drewmas haaa nhas ndazoseka kkkkkkkkkkk
This guy kaa..
Kkkk hadzi iyeye anogona kukufonerai kana Aine number dzenyu akupenga murume Uyo
Hezvo ungati ndiye anobayiwa depo racho kana kuti ndiye anotakura nhumbu yacho here,madepo anosiyana uye zvinoenderana nemahormones emunhu
New generation of our country yaparara chokwadi😢😢😢
Musha hauna haranga here uyu va Neshamba😂
Mkoma pamainyora rondedzero kana makmboenda kuchikoro maifanirwa kunge maiwana zero chairo. Hamuna chamataura matipedzera data
❤😂😂😂,,,,🎉
Uku ndiko kunonzi kupenga uku
Kkkkkkkkk ndazoseka zvangu....nyaya iyi yakamira sei
mamuwanepi ko uyu drumas kkkkk matityora mbabvu nhasi
I don't force him 😮😮
Drewmas media taking us to another level definitely without any doubts
Pakudzorera watukirwa vabereki wakagonesa.Zvinrwadza kutukirwa mubereki 😊
musha hauna haranga here uyu
The way you hit it is very strong
Haa mr Neshamba manga muri kuzviziva herw kuti mucha inteviewer a comedian
Uyu haana nyaya anopenga kuda kuzvishambadza netunyaya tusina basa, ndatofunga kuti pane zvisvinu
Àaaa unototora zvako madrugs
Musatiitire zvembanje veduwee
Handisati ndapedza kuiona but muchinda uyu anorohwa nemutoriro kkkk.
Area rangu pabhora makudawo chimuti kunge guruve ne gokwe 😮
😂😂😂😂
hanziiko padepo it depends nesystem yemunhu mhani iwe vanhu takasiyana plus nyaya yacho haisi kunzwisisika
Mutoriro tirikuuona
hamuna nyaya bamunini
Taurai zvenyu shona yatonzwisisa tese chirungu regai bro
Andrew ngaadzose hari tibike doro singing hangu kkkk
Ava baba handioni dzichinyatso dhonza
Hanzi baba vangu vakafa 1999 ayo ndibamukuru baba vangu ndazovaona 2019 wakawawana kupi ivo vakafa nhai zvarikutaura azvinzwike
Havangaregi mwaña achigara nemupengo
Veduweka 😂😂😂
😂😂😂😂
Nhema ne full of I know zvichakutambudzai mukuru vangu😂😂😂
Akarohwa nemutoriro dremas tipei nyaya chaidzo
Depo hamusi kuriziva imi baba imi
Strong Evidence of Taking Illicit Drugs. Mentally Challenged, anoziva mitowo yese yeBonde 🫣
😂😂😂😂ndafa
Arikumbotiiiko uyu
Gure Muna meta yoooo
Nhasi mati tidiiko kkkkkk
Yatapara nhasi ihombe hama yangu😂
Aaaàaah uyu anonyora book denho reruzivo 😂😂😂😂😂
Uuu uuuuu tubwa twakuvadza vazukuru. Uuuuu zvakaoma
Haaaaaaaaa mukuru uyu nhau yake yange ichindirasa plus asanenedzera vamwe ndanzwa achitaura kuti handitye ndiri munhu weGURE/NYAU bhoo here as well.
Uuuuuu ndapedza data rangu mahala apo
Neshambaka nhasi wagara pasi nemurwere wepfungwa 😅😅😅😅😅😅😅ngaambodzokera Malawi vekwake varikumudzungaudza 50us iwe waitorara naye semukadzi 😅😅😅😅
Andrew zvakamira sei apa.
Wakamboona mari yekuroora ichipuwa munhu back dai wakaroora kwedu wakamamiswa nevakomana
Mukomana hauzive depo hauende kumamps
Aya ndo ma funnies amakutiitira drewmas, tinyareiwo
Baba musataura mazita ngatingotiii baba
Mazita baba😂😂😂😂😂
Aah 😮its not make sure 🤔🤔 yingxabanxoza le😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅bantu bomthetho ncedani bo🙏 nanso indaba.
"Period drop drop drop "🤦♀️🤦♀️
Kunzima La. Bathi manyangamirenerongo/mvengemvenge yendaba
Bhoo here apo
Nhasi masangana ne manenji chaiwo apana Nyaya apa
Maswera sei
Ende usanyepere kuti uri mumalawi vamalawi havadaro ini ndakatoroorwa nemumalawi chaiye asingagari kuZimbabwe anogara kumalawi asingato gone shona zvachose but akatouya kuZim akaroora tikutovaka kumalawi
Nhaimi akutiiko, nyaya yacho handisi kuibata
Mbanje idzo tibvirepo
Hanziyiko
Muri dofo mukoma
Ngaambosiya dombo tozotangidza cz kana vekwake chaivo vasingamude what more vasiri vekwake madrugs ayo
Nyaya yenyu ndeyei bhuti wami
Ndine clss 2 hee ndine chino😂😂😂 ende futi
Pane basa apa ibva apo iwe unotopenga iwe nemiwo aneshamba mashYawo nhasi wekutaura naye
Iwe benzi vanhu havafanane ini ndotiita priod ndinenhumbu kusvika pa4mouths izvozvi ndevana2
Nyaya yacho irikunziiko
Murwere wepfungwa uyu madrugs avakutoabuswer
😅😅😅 vaendesei kuchipatara avo vakupenga
Kuti bvuuu nhasi zvangu huu haaa oooo yaaaa drewmas media munebasa pamusoro pemabasa nhasi kwetsu yaaa ooo ndachema nhasi chihera na mkoma Andrew hezvoko tiudzeiwo kut kwai kudi kuda shona yaramba😂😂
Kkk aah 😂👐
Iyi nyaya ndatadza kuiteerera haina direction
Neshamba shumba makadiiko zvenyu makazomuwana here munhu anotaura shona ne ndebele pakutora nhau ini hangu ndiripo ndotaura zvese Shona ndebele ndiripo chero to be yow bodyguard i fit to everything 🙏