Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Kkkkkk kurambwa negero furendi Mal 😂😂😂
Vanhu vangaita zvana Four Seasons, Naiza Boom bla bla, but this one is the masterclass. Its top of the range
Taura hako pakungoda kukwanisa Nijo chete obva apedza
Very true. It's just so natural Wish it could reach more people
@@tondetanditonny802Haunyepe
siya four seasons yakadaro ita zvimwe
@@hoto31 haisi hondo wangu
Ruu Ruu manga mamunyanyira nemavege baba Rwizi dai mamambomuitira kabeef 😂😂😂
Stress yemujolo😂😂😂😂😂😂
Mukadota chaiye iiiiiii
Hanzi ndarwadziwa mhani kkk
Dhiri rasvava se sau kkkkk baba rwizi
😂😂😂😂😂😂Baby Rwizi chihure chinotsamwisa zvese nekumba hakuna mufaro
Kurwadziwa kusvika pakuda kuudza madam kuti ndarambwa nesmallaz😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 bhutisi chinogona
Mukadota he is alive again😂😂😂
Big up to all the characters who took part in the series..sando dzenyu.. you nailed it.
Baba Phinias voice ne face yacho kuita kunga Baba Phinias original
Mai Rwizi is beautiful
Well done guys 💕
🤣😂😂🤣Baba Rwizi chaiwo chaiwo mukadota haana kufa kuzoti Mai Rwizi wacho haaa ma1🔥
Episodes are too short😢
Munogona zvenyu🎉❤
Munhu anopanduka serious only Jesus
Welldone Bhutisi.Mujolo uyanyisa
😂😂😂😂😂😂 mudara anonyepa for living tjooo plus masasi😂😂😂
Plz let's lyk for this to go far well done bhutisi
Kurwadziwa kusvika pakuudza mukadzi Kuti girlfriend yangu yandibaya
Tokumbirawo shuwa mubvise previous and next episode mutirebeseroo curreng episode . Mukunyanyonakidza guys 💃💃
That's true my dear vari kugona
😂😂😂😂😂mai Rwizi kutorwadziwa kuti murume aita sei izvo arambwa hake😂😂😂
"Zvinonetsa kutsanangura!"🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Baba River mahwani itinerary rebesei
Tinodada newe bhutisi, ramba wakadaro🎉🎉🎉
Thank you Bhutisi for bringing back our legend
😂😂😂😂 chiregai kuvapa mari yemuriwo 😂😂😂
Kkkkk give this man "Bhutisi" a bells
Mai Rwizi vari smart zvekuti
Hanzi nditori mu office 😂😂😂😂😂😅
Cant wait Vimba na Jesu chete
Hanzi ndarwadziwaaa😅😅😅😅😅😅
Inonzi saved by the bell 🔊 🤠🤠🤠
Masasi😂😂😂😂
Excellent ❤❤❤
Kuita kunge muchaudza mai Rwizi kuti marambwa neGirl friend 😅
Ndaona kumba aah iwarren park kaiyi❤❤
Ehe Bhutisi anogara paWarrens apa. Haumushayi paWezhaz achimwa hake 😅
ndιĸo chaiko
Kumba wena ndafara ndiri pa police apo asi uko kubhawa kauko❤🎉
Senior Bachelor 😂😂is back 💯🔥🔥🔥
Dzarohwa neheartbreak😅😅😅😅
Kudos to Bhutisi and team
Kkkkk hpana afa hpna arwara bt pane arambwa kkkk
How shud we share to friends coz havachiketi
zvema previously izvo bvisai tiri up to date musatityire....
😂😂😂😂😂
Taura hako. Even next on iyo tozozviona panext episode yacho
Can't wait ❤
Ichi chakanyanya ichi
I love you guys you are exellent❤
Ko iwo maveg nema domasi zvakuvigirwa munhu everyday😂😂😂😂😂
Kkk bhutisi iz something else this needs to be broadcast on ZBC
ZBC yakafa iyo inouraya vana nenzara, ngationerei pano tichibhadhara neData iroro vanotoitawo tumari
Thanks for old school ❤❤❤❤
Bhutisi wagona kutevedzera
Ma minutes akuita mashoma aya guys
Huya titaurirane nhai Ruvimbo 😅😅😅😅😅😅
😂😂😂 Ruuu. Ruruuuuuuu
@@washingtonsandi4404 hah arwadziwa kkkkk akutofunga kuti dai mari yema veggie ndakaiisa ku betting hangu
Kkkkkkkk kutiii😂😂😂
@@HosiaManzini Ruuu anga akurwadzisa vamwe🤣🤣🤣🤣🤣
Ba rwizi vabatwa offside ne var
vimba naJesu chete kkkkk
Haaa bhutisi chibaba
😊😊
They seem like only 10min skits. Were patiently waiting a whole week just for 10 min skits 🤣
Wagona Bhutisi
Well done
Duplicate Shem, kumudzosa Dhara sezvaraiwa wena ndokugona BSA uku lyk wat Gringo junior did
Nyanyesiti 😂😂😂❤❤❤
Godobori from Gringo should make a plan oita Mutirowafanza or Parafini reloaded....well-done Bhutisi and team this is good 👍 👌
too short
❤❤❤
Zvakaoma😂😂😂
Ma 1😅
Bvisai previously on iyo ikutipedzera time on the new episode please
Bhuti bhutalo
🎉❤ very creative
A good copycat yaMukadoto sorry to thosewho never witnessed his showa
Kkkkkkkk
😂😂😂😂
Handina kuzviziva kut munhu wandakabvira mari anondipandukira
Dickson adzoka
Girlfriend yaMukadota kuita mupunduru kudaro....garo hombe rine shape ukudya namambo bhutisi iiiihh
😂😂😂😂😂😂
Kkkkkk kurambwa negero furendi Mal 😂😂😂
Vanhu vangaita zvana Four Seasons, Naiza Boom bla bla, but this one is the masterclass. Its top of the range
Taura hako pakungoda kukwanisa Nijo chete obva apedza
Very true. It's just so natural
Wish it could reach more people
@@tondetanditonny802Haunyepe
siya four seasons yakadaro ita zvimwe
@@hoto31 haisi hondo wangu
Ruu Ruu manga mamunyanyira nemavege baba Rwizi dai mamambomuitira kabeef 😂😂😂
Stress yemujolo😂😂😂😂😂😂
Mukadota chaiye iiiiiii
Hanzi ndarwadziwa mhani kkk
Dhiri rasvava se sau kkkkk baba rwizi
😂😂😂😂😂😂Baby Rwizi chihure chinotsamwisa zvese nekumba hakuna mufaro
Kurwadziwa kusvika pakuda kuudza madam kuti ndarambwa nesmallaz😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 bhutisi chinogona
Mukadota he is alive again😂😂😂
Big up to all the characters who took part in the series..sando dzenyu.. you nailed it.
Baba Phinias voice ne face yacho kuita kunga Baba Phinias original
Mai Rwizi is beautiful
Well done guys 💕
🤣😂😂🤣Baba Rwizi chaiwo chaiwo mukadota haana kufa kuzoti Mai Rwizi wacho haaa ma1🔥
Episodes are too short😢
Munogona zvenyu🎉❤
Munhu anopanduka serious only Jesus
Welldone Bhutisi.
Mujolo uyanyisa