mai vangu ndovakakonzeresa

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 2 жов 2024

КОМЕНТАРІ • 50

  • @creationsvsuals
    @creationsvsuals  3 місяці тому +10

    ko kwenyu zvakafambawosey makaroorana sey?are you sure waugere naye ndiye wawaida or pakakandwa joker usingatarisire😂😂 dont gorget to like subscribe and share🙏

    • @gracematsika7304
      @gracematsika7304 3 місяці тому

      Varikuya mhayiweee ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 3 місяці тому +12

    Momz fans let's gather hre for selfie 🤳 ❤❤❤❤❤

  • @vongaichiwenga8990
    @vongaichiwenga8990 3 місяці тому +4

    Kkkkkkkk unopindwa nechando Patie kkkkkk isu takaroorwa nenhumbu 😂🤣😂😂😂😂takwnzi hande kumaintro 😢😢😢😢😢 kwakuwana kumba kusina kana munhu 1 kkkkkkk ndakatozongointroduswa bed neimwe midziyo kwakuzodiscover after a month kuti pakaipa kkkkkk kwakutoenda hedu 😂😂😂 but in this day as a mother of a girl child handikurudzire marriage yekuti dzokera kwawanga uri zvirikudestroyer vana vakawanda izvi😂😂

  • @TINOMUDAISHE
    @TINOMUDAISHE 3 місяці тому +5

    God bless me with lots of money coz i also want to bless Tindo and his team vanondigonera vana ava keep going team

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 3 місяці тому

    Mhama bhozvekuti Tindo yoweeee❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 3 місяці тому +2

    Tindo Tindo Tindo how many tyms did I call u 😂😂😂😂

  • @VinettWafawanaka
    @VinettWafawanaka 3 місяці тому +2

    Shumba masibanda yafura sora nhasi tindo unochiona nhasi

  • @bettysamhutsa1662
    @bettysamhutsa1662 3 місяці тому

    🤣🤣🤣🤣🤣🤣

  • @ludiabernard
    @ludiabernard 3 місяці тому

    😂😂😂😂😂😂

  • @vongaichiwenga8990
    @vongaichiwenga8990 3 місяці тому +1

    Hanzi time yatirikuwaster takamira pano dei tatopinda 😂🤣😂😂🤣aaaaaaa so the relationship is based on sex😢😢😢😢

  • @petermutivi9601
    @petermutivi9601 3 місяці тому

    Haha munogona zvandinoda imi

  • @SophiaMufundirwa
    @SophiaMufundirwa 3 місяці тому

    Ko china nhy vamasibanda

  • @PanasheKadziyanike
    @PanasheKadziyanike 3 місяці тому

    ko Allana

  • @priscillasibanda7249
    @priscillasibanda7249 3 місяці тому

    😂😂😂😂😂masibanda

  • @mtapemutape4047
    @mtapemutape4047 3 місяці тому

    Gara pasi tindo

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 3 місяці тому +1

    Kutozosimbisaa hnzi fariraii kuenda ku China 😅😅😅😅😅

  • @ZvirikuitikaMuMaStreets
    @ZvirikuitikaMuMaStreets 3 місяці тому +1

    😅😅😅😅😅😅😅😅😅Haha Momz vanopedza ndati😅😅

  • @AnjoJoy.
    @AnjoJoy. 3 місяці тому +1

    Mhamha looks calm

  • @AdelaideDudzaiMashawashe
    @AdelaideDudzaiMashawashe 3 місяці тому

    ❤ thank you guys dear God keep going mhai endai kuchina

  • @primrosezvavanjanja2770
    @primrosezvavanjanja2770 3 місяці тому +1

    Cheers to us who like be4 we watch

  • @HazvineiMacherenga
    @HazvineiMacherenga 3 місяці тому +1

    Ko Allana aripi guys achiri muchibage cte i miss her

  • @Takuwayn
    @Takuwayn 3 місяці тому

    Momz munogona kugadzirira size chaiyo ,welldone

  • @bragerdocio
    @bragerdocio 3 місяці тому

    Moms manyama vanopfidzisa vanhu kkkkkk . Haa is kwedu takaita zvekumbira chaizvo

  • @mylesletang8811
    @mylesletang8811 3 місяці тому

    😂😂😂😂😂😂ini ndaive nemimba mufe Huya hona dubu riri kukura imi tana kuramba kusvika munhu uyo kumba kuna Tete kwakuti munoziva HR kuti muzukuru venyu anemimba takunda kuzvarwa kwatoti ndipeivo ritsi ndakati kunotamba hurora nekudzoka kumasungiro

  • @TensonRimayi
    @TensonRimayi 3 місяці тому

    😂😂😂😂😂 haaa ipapo vakatodzoka uchiri naye wotoziva kuti wababa kkkk kna kumuvharira moidzirwa mese wotoziva kuti zvadhakwa

  • @vongaichiwenga8990
    @vongaichiwenga8990 3 місяці тому

    Thumb up to mom's she is doing great everyday

  • @leechen1995
    @leechen1995 3 місяці тому +1

    Tindo 😂😂😂😂😂

  • @PerfectMdza-jm1no
    @PerfectMdza-jm1no 3 місяці тому

    Haa zvekuti takaroorana sei hazvichina basa all i can say is
    Taane goree mai mwana taane gore tichidanana kkkk

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 3 місяці тому

    Hnzii mnje apana kwandoenda ndorara panoo kkkk momz ava vanopedza ma sports

  • @VinettWafawanaka
    @VinettWafawanaka 3 місяці тому

    Nxt episode please tione zvakazofamba sei

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 3 місяці тому

    🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️🏃‍♀️ nasii ndini wechii 3 😂

  • @VinettWafawanaka
    @VinettWafawanaka 3 місяці тому

    Love it weldone guys

  • @TensonRimayi
    @TensonRimayi 3 місяці тому

    Mom's ❤❤❤❤

  • @GladysMakirimira
    @GladysMakirimira 3 місяці тому

    Kkkk pane razor wire unowacha chete. Ini ndakambori jamba durahall tikabudira kunext ,mai vemuface vauya bvavagara zvavo kudining kwaioneka zvese 😂😂😂😂ha ndakapinda chando but takabudirira

    • @lynbath
      @lynbath 3 місяці тому

      😂😂😂😂

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 3 місяці тому

    I Giroriya kaiyi yakarohwa 🙏

  • @spencerelton7433
    @spencerelton7433 3 місяці тому

    Tanya ka😮

  • @bosssimblo2413
    @bosssimblo2413 3 місяці тому

    Handeii ✈✈✈✈✈✈

  • @Meme-e2n
    @Meme-e2n 3 місяці тому

    ❤❤❤

  • @vongaichiwenga8990
    @vongaichiwenga8990 3 місяці тому

    Cinematography on point 🎉🎉🎉🎉

    • @TINOMUDAISHE
      @TINOMUDAISHE 3 місяці тому

      Vongai wanga watosvika nguvai

    • @vongaichiwenga8990
      @vongaichiwenga8990 3 місяці тому

      Semunhu anebadge reTop Fan ndofanira kuti Changamu changamu kaTino otherwise ndotorerwa😂🤣😂😂

    • @TINOMUDAISHE
      @TINOMUDAISHE 3 місяці тому

      Kkk yah ma top fans ndiwo tinoda zvee

    • @TINOMUDAISHE
      @TINOMUDAISHE 3 місяці тому

      @@vongaichiwenga8990 ndokunzwai zvangu ku group muchindidenha iwe na Shammahb kkk bt pano pa youtube Shammah b handisati ndamuona ndowanzofarira kutaura nevanhu kunoku not App

  • @kudakwashetsvanhu2521
    @kudakwashetsvanhu2521 3 місяці тому

    Mhofela sei sei wakunzwasei now

  • @PerfectMdza-jm1no
    @PerfectMdza-jm1no 3 місяці тому

    Guys lets share comment like and subscribe hant
    Lets suport our team