Mwari varipo asi vakuru vedu vaienda kumidzimu edu kunokumbira zvavanoda midzimu edu yaitikumbirira kunemusikarudzi midzimu simba rayo inotopiwa namwari saka mazuva ano nemachechi tavekunata stret kuna mwari ndosaka pamutemo ine gumi kudza baba namai kuti mazuva ako awedzerwe saka baba namai vakafa yave mweya yemadzidza here kana kuti yave mweya yesvina musatuke midzimu imi chivanhu chagara chiripo
i thought this discussion was about how each side is viewing spiritual husband and how each side deal with them. vauya kuzoita noise varumwe ava hapana zvavari kuita. they came to prove point of each side. the debate was supposed to be constructive. ndosaka maona madzibaba Nzira chose not to say zvakawanda why, the 2 men have diverted from the issue. parurai nyaya kuti ma spiritual husbands chii and how does each religion deal with them so that isusu tiri kunzwa the discussion be able to make an informed choice. haisi nyaya yekutendeutsana. that is another topic for another time. Nyaya yatotanga kuipa mufundisi pavati ava sekuru ava ndovari kupa vanhu zvikwambo. Which, depending on what u believe, might be true or even false. so mfundisi personalised topic nekunongedza. at the end hatina chatadzidza isu about spiritual husbands apa yairi noise chete. T1 next time, control and argument or a discussion son that we stick to the subject matter. Please bring another level headed grp of pple who are well informed tibatsirike.
Tich.i think you need to invite Mr Joshua Maponga on the show together with all this 3 men.tinga nakidzwa hedu.im looking forward to that.
Pastor hava goni debate…Sekuru n’anga number 1.
Ku Israel ikoko Hakudiwe Nyaya ya Jesu ,Ndiko kusina Vanotenda Kuna Jesu
They're all right in explanation but They're taking the issue personally 😅😅
Mufundisi enda unorawa magwaro hauzivi zvaunqbaoita .l am a Pastor of 40 years and kuchurch hakupedzi ngozi unonyepa iwe madzibaba
Yes why is it the blood of Abel was crying for vergence to God .matadza kubvunza madzibaba kuti Johane vamunotaura ndiani.Pastor hauna zera nebible
Yes
Vanonyepa madzibaba sei muchishandisa mbiya kududza midzimu taurai chokwadi madzibaba
Panyaya yengozi sekuru varikutaura chokwadi kugona ngozi kuiripa ngozi inorwisa
Mafundisi arikunyepera vanhu iwo vachienda kun'anga kwacho
Mwari varipo asi vakuru vedu vaienda kumidzimu edu kunokumbira zvavanoda midzimu edu yaitikumbirira kunemusikarudzi midzimu simba rayo inotopiwa namwari saka mazuva ano nemachechi tavekunata stret kuna mwari ndosaka pamutemo ine gumi kudza baba namai kuti mazuva ako awedzerwe saka baba namai vakafa yave mweya yemadzidza here kana kuti yave mweya yesvina musatuke midzimu imi chivanhu chagara chiripo
Yaaa maporofita echirungu ariko ema mega church but vese imbavha, geography makafailer no doubt, Israel is not in africa it is in the middle East 😢
Gabhurona akatyoka zvako kkkkkkkk arikuseka but chinamato chake chine both chibhoyi and christ
Kkkk ndazvionawo zvangu varikwese
Ichokwadi Sekuru, N'anga ikatendeuka to Church yatove Muporofita
Ko imimi Madzibaba nemi Mufundisi mose munotenda Kuna Jesu ,ko wy musirikunamata pamwechete
Avo avanoverenga bible vanonyepa sekuru vanotaura chokwadi Ngozi Kuti ipere kuyiripa chete amen 🙏🙏🙏
Ichokwadi wese vanoporofita mudzimu. Akasiya anoita sekuru
Kkkk hàa nhasi maprofet anopedzerwa nasekuru kkkk, parikudiwa part 2.tichkach kkkkk
Machira emudzimu haapiswe anozorondzwa Mufundisi..
N'nga correct irikutaura chokwadi chainoziwa two awo varikuvanda nechichristu ane Bible arikunyepera nyika
T one iti vamboratidzana masimba
N'yanga ndidzo ndinorombesa kwete svikiro
Varume imi ngozi inoripwa musanyengere vanhu
Spiritual Husband or wife mweya wemudzinza remunhu Saka pane mabvisirwo anoitwa that spirit
kkkkkkk sekuru ma1 hanzi adam ndiyani haasi baba vangu
Why christians force vanhu kuti vatende mune zvavnoda ivo, nxaa
Ko Jesu mupenyu here? What is Holy Ghost?
this debate very interesting big up blah Tich 😂😂❤
Tsvagai mumwe pastor
Mufundisi vanyepa kuti ngozi doesn't exist, ngozi iriko, kuipedza kuiripa.
Madzibaba munonepa imi inenge isiri ngozi chaiyo
Atierengi munya😂😂😂😂 but sekuru vazoita one
Adam was not the first human. pastor taurai chokwadi .
Anamadzibaba avo imbavha dzese idzo.. Problem yekuti hama dzenyu kana dzafa dzava mweya yetsvina.. Shoko racho avarigoni futi.. Ini ndinomira nasekuru vechivanhu..
Chivanhu chakakosha. Imi munonamata ndimi varoyi
Hei vanhu awo ngawamboputitsana nezvawanotemba nazvo tione mukuru anemasimba guys
Vanopenga avo akuna ngozi 😂😂😂vese vanoripa avo vapenga ere😂😂
Invite Joshua Maponga
Musikavanhu ndeumwe
African tradition is not a religion but a way of living, point of correction
Mufundisi vanopinda denga vashoma, kunamata kuri mumoyo nemabasa. Munhu wese ndewa Mwari
Sekuru anouya pama points muripamwe papi umwe ane bible umwe haana 🤣🤣
Pastor hauna fact makanyaradzwa nema moslem
Mungadai maisa n'yanga ne svikiro nekuti vanhu ivava vakasiyana sekusiyana kwakaita ma Postori nema Pastor
Ma spiritual husband haagadzirwe mweya yedzinza miafundisi musanyepere vanhu
Middle East Ndiko kuneyese
Nice debate T1
Kkkkk T one uri Chibaba dzokorora nevanhu avo Adam havamuzivi
Sekuru mataura chokwadi.
Yaa makwikwi
i thought this discussion was about how each side is viewing spiritual husband and how each side deal with them. vauya kuzoita noise varumwe ava hapana zvavari kuita. they came to prove point of each side. the debate was supposed to be constructive. ndosaka maona madzibaba Nzira chose not to say zvakawanda why, the 2 men have diverted from the issue. parurai nyaya kuti ma spiritual husbands chii and how does each religion deal with them so that isusu tiri kunzwa the discussion be able to make an informed choice. haisi nyaya yekutendeutsana. that is another topic for another time. Nyaya yatotanga kuipa mufundisi pavati ava sekuru ava ndovari kupa vanhu zvikwambo. Which, depending on what u believe, might be true or even false. so mfundisi personalised topic nekunongedza. at the end hatina chatadzidza isu about spiritual husbands apa yairi noise chete. T1 next time, control and argument or a discussion son that we stick to the subject matter. Please bring another level headed grp of pple who are well informed tibatsirike.
Haaaa verengai bhaibheri mushe imi.. Saka vanhu nekusiyana kwese uku kwaakaita pasi pezuva tobva kune vanhu vaviri?.. Bhaibheri rakaita zcekuuya iro and vakauya naro vacho avachatorikoshesi..
Ko avo vanaDhamurta vari kuti kudii who is Ginatsiyo kkkkk
Pastor Ngozi inoripwa chete Hapana kunzwisisana kungadiwa kana wakaponda Munhu anomuka ega
Nharo dzamurikuita dzose Imhosva iyoyo Mwari haadi izvozvo
Ndozvamakaprogramwa izvozvo kuti musadzidza, mutye uye kuti mungo bvuma zvose
Kkkk
sekuru his right mafundisi vanetsa mun'anga hawabviko kuchurch wotiudza kuti anasekuru haasi right kunamata kuriko but akapfeka bhutsu doko ndiye anorwadzirwa kutoenda kunomuitira
Sekuru ngavatye Mwari muvabvunze kut Ko iwo mweya wemunhu aurawa unongosimuka kurwisa hre kana kut unomutswa
Munhu akafa haana simba,cei nherera dzichitambura vakafa kana vaine simbi
Is Jesus alive?
Pastor vanonyeperei
Bible hamuna zera naro the problem u don't believe kuti history ye Bible yakatanga cy bvunzai ana Marange varikuswuurwa na Mukotsanjera uko
Bible hamuna zera naro the problem u don't believe kuti history ye Bible yakatanga cy
Marwenze stop misleading people ngozi inoripwa
This pastor is shallow
This Pastor doesn't know anything.