prophet miracle Paul _ amai vakaroya mwana wavo nekuti why aziva baba vako

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 29 тра 2024

КОМЕНТАРІ • 42

  • @user-ej9mm1yt1h
    @user-ej9mm1yt1h Місяць тому +3

    Iiiiiiiiiiiii vanhu ngatizivei Mwari. Hapana chakaipa kuti mwana azive baba vake. Munhu haambokanganwa kwaaka chengetwa. Tisaomesera vana.

  • @TonderaiBMandiopera
    @TonderaiBMandiopera Місяць тому +4

    I just wish to meet this man of God one day

  • @rebeccamaccamahlanu4601
    @rebeccamaccamahlanu4601 Місяць тому +5

    Uuuum dai nyika taziva Jesu tanamata sure......

  • @user-gy6dw5oy4h
    @user-gy6dw5oy4h Місяць тому +3

    Prophet thanks for your wise words kana waziva baba vako usina kuudza amai itsindidzo yako wega iyo

  • @memorygatsi9505
    @memorygatsi9505 Місяць тому +12

    Why are some parents so Evil and Satanic. Let's not wish evil on our kids.

  • @user-jj8st3il4v
    @user-jj8st3il4v Місяць тому +2

    Profet Miracle Paul taurai Jesu pavana vangu pandiri paakaoma

  • @user-zz8iw3zr6j
    @user-zz8iw3zr6j Місяць тому +3

    Bt ini ndinoona zvisina kuipa mwana kuziva bba vake

  • @lettymasibae6771
    @lettymasibae6771 Місяць тому +2

    Hey mynin vangu ishirikadzi nekuda kwenyaya idzi. Murume akatourayiwa kti vazivirei kuna baba😢

  • @djkingyadahchamangurangura2979
    @djkingyadahchamangurangura2979 Місяць тому +1

    I love you Prophet

  • @miriamphiri7204
    @miriamphiri7204 Місяць тому

    Taurai jeso pamhuri yangu prophet, madzudzo awandisa

  • @user-xd5vn6kk5o
    @user-xd5vn6kk5o Місяць тому

    Mwari tibetsereiwo mhuri yangu isabatwe nemweya yemadzinza

  • @AbieChandi-cn7kf
    @AbieChandi-cn7kf 27 днів тому

    My God 🙏

  • @GetrudeGuma
    @GetrudeGuma Місяць тому

    I wish one day to see this man of god

  • @NoaVirai
    @NoaVirai Місяць тому

    Amém beloved father i wish to meet you one day

  • @juniorjazi7252
    @juniorjazi7252 Місяць тому

    My Prophet

  • @WinnieTakwanhira
    @WinnieTakwanhira Місяць тому

    Thank you prophet

  • @LearnmoreSlate
    @LearnmoreSlate Місяць тому

    I wish to meet you man of God

  • @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb
    @ABSOLOMMOYOCHARIRA-ke2hb 24 дні тому

    😢😢😢😢 pkaipa chose

  • @bornfacechizera1427
    @bornfacechizera1427 Місяць тому

    Prophet muro chibaba yes

  • @ruthkunyongana2756
    @ruthkunyongana2756 Місяць тому +1

    😂,,😂😂😂😂 sekuru vakagona

  • @deonchiurunge6304
    @deonchiurunge6304 Місяць тому

    I wish one day I will be healed I'm suffered a lot 😢

  • @alicemahanda9517
    @alicemahanda9517 Місяць тому

    Maita henyu ndinotenda Porofiti pazvata pendiri

  • @beautymakavanga
    @beautymakavanga Місяць тому

    Mwari ngavatibetsere

  • @emmanuelchaza2952
    @emmanuelchaza2952 Місяць тому

    haaa ruvengo rwatodyarwa pakadai , ndirini hangu zvavharara namoms

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 Місяць тому +1

    Ndatenda. Some parents are evil.

  • @MakahManiki
    @MakahManiki Місяць тому

    Amen 🙏🙏

  • @colinechibande6511
    @colinechibande6511 Місяць тому

    Profet murambe makadaro

  • @patiencemuseri7610
    @patiencemuseri7610 Місяць тому

    Mwari tibatsirei sure

  • @kudzaimurove4364
    @kudzaimurove4364 Місяць тому

    Dai Mwari ashanyira amai ava vanzwira mwana wavo tsitsi.

  • @nomsanyika151
    @nomsanyika151 Місяць тому

    Zvakangonaka kuziva kunababa vako but ivo anababa ndivo honzeri pakurambana neresponsibility zvakangooma kuchengeta wega mwana.

  • @emoyo544
    @emoyo544 Місяць тому

    Aaaa ma1 huroyi so

  • @KeishaPhiri-yb6ui
    @KeishaPhiri-yb6ui Місяць тому

    Zvakaoma sure

  • @Rinkiex
    @Rinkiex Місяць тому +2

    ❤❤❤❤❤😅

  • @user-xv5pm2or1e
    @user-xv5pm2or1e Місяць тому

    Mwari waprophet ndiwoneiwo nhasi kwete mangwana

  • @PitsoTopic263
    @PitsoTopic263 Місяць тому

    Chiziviso ku mvana dzese 90% yevana vevakomana vanotsvaga baba vavo kana vakura.

  • @user-en6dg2xg4c
    @user-en6dg2xg4c Місяць тому

    Ummmm pakaipa

  • @user-ux4jh8kf6u
    @user-ux4jh8kf6u Місяць тому

    Cey kana uine problem one on one 700USA gentlemen ndezvamwari here izvi.
    I doubt

  • @Thobskyle
    @Thobskyle Місяць тому +1

    May God help us shuwa 😢🙏

  • @trisssingaga8076
    @trisssingaga8076 Місяць тому

    That's evil

  • @NyashaPTavaya-kf5pg
    @NyashaPTavaya-kf5pg Місяць тому

    Mwari wenyu ngandiwanire Nyasha

  • @ListonChiritsoka
    @ListonChiritsoka Місяць тому

    Mwari tibatsirei sure