Jehova chiona zvoite nyika
Вставка
- Опубліковано 7 лют 2025
- Acts2:3 And there appeared unto them cloven tongues like as of fire, and it sat upon each of them.
4 And they were all filled with the Holy Ghost, and began to speak with other tongues, as the Spirit gave them utterance.
Ndafunga kure mugore ra 1995 ndichirwara song ikaimbwa iyi ndikanamatirwa since gore iroro upto now handina kupinda mu hospital zve ndakabva ndaziva kuti hakuna mushonga kana chii chhinokunda kunamata
Ndiyeyu Jesu zvoshamisa
Jehova chiona zvoitenyika takumbira baba ,mhuri yenyu tirikichema vana ve Zimbabwe vatambura tamirira mhinduro yenyu baba Amen 🙏
The way l love these songs it's too much l will feel the presence of God bless you
Jehova in Scotland 🏴 we pray our heaven father
Who is still with me 2024
@@hulksnoopyjnr3781 🔥
Me❤❤❤❤❤❤
Amen ndimi munezano baba vanhu havachatyi Mwari, zvirwere zvawanda zvisingarapiki
Ndafara kuona Va Mufanechiya i remember this man ndichiri kakomana around 2000. but till now muchiri kufamba munzira yaShe Mwari vakuwedzerei mazuva panyika
Where can I get this church hama dzangu this song yandibata
@Cain Chisasa where are you based?
Yes, thank you Jesus. Have your way upon the face of earth.
Amen jehova chiona zvoita nyika sure amen..huyai muone vana venyu tatambura huyai mutisunungure 🙏
John 14:18 Isheunesu
Amen dai Jehovah vangouyawo nekuona kwakuenda nyika vana tatambura isu
Ndinonzwa kukomborerwa neidzi Amen , Amen
Amen 😭😭 ndofira mapositori ilove hossanh
Thank Sir thank u daddy for the song ❤
Chikoro chemweya church noida iyi 🎉🎉🎉🎉
Powerful song
Amen Amen Mwari pindurai mununure vana venyu nyika yomanikidza mhuri
after going to many postori churches ,this is finally my favourite
Amen mwari makanaka
Amen Jehovah chiona zvoita nyika 🙏
Amen and amen thank you God
Ngaavongwe Jesu nokusingaperi Amen❤
Mwari dai manzwawo kuchema kwababa vangu😭
He will never forsake us John 14:18
Amen ,Mwari vachaita Kuda kwavo
It is well My sister, Mwari anovada and Isu tose tinovada
I'm proud of Church ,National Apostolic Faith mission of Holly Ghost🙏
😢😢😢 Jehovah chiona zvoita nyika tichengeteiwo Mwari isu vana vako
Thank you mufundisi wangu baba mufanechiya ndakomborerwa
Amen ndinokomborerwa nekuimba uku
Amen and amen ndatenda hangu nokuimba kunoswededza pedyo nedenga
2025 still watching totopinda mumweya
Zvoita nyika zvoda Jehova chete 😢 .... Ameeeeen
Amen ..Jehova chionq zvoite nyika ...this powerfulsong .reminds me pajerusarems
Am proud of this church NAFM
Jehovah chiona zvinoita nyika,Amen
Makanaka Jesu 🙏 Famba "National Apostic Faith Mission of Holly Ghost" Famba
🙏🙏🙏 ndibatsirei Jehovah Nyika yaipa 😭
John 14:18 Haatisiyi tiri nherera, He will never forsake us
I really enjoy this type of gospel music.amen amen
Amen...very powerful 🙏
Amen, Amen Mwari vanoziva havo
Amen ndriwenyenyedzi nomwe asi ndanzwa amen ini ndonamata kwababa mutongi
Ishengaakudzwe tiri vamwe maari
Amen love this song ❤❤
Jehovah chiona zvoitenyika 🙌🏿
I don't know how many times I comment I just live a comment pese pandovhura
@@tafadzwachimbarara9650 ❤️
Who is still here 2025❤
Amen Jehovha chiona zvoita nyika
Amen mwari ngaakudzwe ❤
Amen ndadzamirwa ini
Amen mwari wangu
Amen amen Jehovah chiona zvoita nyika
We are now on Facebook as Neshinari songs
Ndabva ndapinda mumweya ❤
Amren
Amen amen mufundisi wangu baba mufanechiya
Amen nziyo dzenyasha
Amen Jeihovha chionai zvoita nyika
Amen amen Jehovha musununguri wedu
Amen Jehovha Chiona zvoita nyika
Me and my late husband rest in peace
Amen and amen glory be to god
Amen Amen
Amena jehova
Amen powerful
baba Mfanechiya Mfundisi wevabereki vangu
Nziyo inoswededza munyasha🙏🙏
That's my church amen 🙏
Amen ......postora yaShe!!
Amen church inopindoera kupi ndota kuuya ikoko
Munowanikwa divi ripi renyika
Tiri paBethsida, kuzhombwe 2004
🙏🙏🙏🙏
Amen
Jehovha chiona zvoite nyika 😭
Thank you Jesus
Baba Mufanechiya
Ini chipositori handisati ndachizivahangu, ndakakuramo mu Neshinari asi apa Mwari aivepo hake apa
Aman Aman deimwarivatibatsira
Eish
Chichiri kunzi chipositora chaicho🙏
🙏🙏amen
Amen 🙏
Amen Amen 🙏
Amen and Amen
Amen jusus
Jehovah ngaongwe
Powerful, amen
Amen 🙏🙏🙏
This song reminds me of my mom
Me reminds me of my maiguru
even me
Amen nyika yaipa
Titungamirirei mwari
Amen Bishop musanzwika of national apostolic faith mission of holy ghost
Mufanechiya
Johovha ngaakudzwe
Nyika inorema baba tioneiwo
Vabati vajehovah
I love this ❤ amen amen
❤
jehova chionai zvaita nyika
Ndoidawo chechi iyi
Capetown muriko here vanhu vaMwari
@DorcasDube-v7r yes tiriko find us on google maps NAFMOHG Capricorn and or NAFMOHG Ottery and or NAFMOHG Strand
Jehovah tarisa Zimbabwe
Powerful
AMEN 🙏
Haaaaa iyo nyika yacho yashata kunga vanhu varikugara kugehena
Amen Jehova
Amen ndatenda hancu
Amen mugweru muripapi
Song inondibata iyi