Mathias Mhere Nhau yaNoahOfficial HD Video 2016NAXO Films zim gospel

Поділитися
Вставка

КОМЕНТАРІ • 54

  • @Mr_ExclusiveOfficial
    @Mr_ExclusiveOfficial 5 місяців тому +5

    masterpiece still listening in 2024

  • @livingstonekanengoni4119
    @livingstonekanengoni4119 6 років тому +11

    Ndinotenda mukoma Mhere neshoko ramunotipa . Harisi renyu asi kuti nderavo ivo Mwari ravari kuburutsira kwatiri kuburikidza nemamuri. Zvino tichakumbirawo kwamuri kuti murambe makasimba kumira mushoko , zvine mugove unobva kuna Mwari panyama zvose nepamweya wenyu mukurarama. Tichengetereiwo chipo ichi

  • @priscakunyongana6069
    @priscakunyongana6069 9 місяців тому +1

    I love this song inondikomborera mr mhere keep it up❤❤

  • @morumirathari1619
    @morumirathari1619 5 років тому +3

    This song sorrowfully reminds me my dear sister, my friend,my mentor.we used to play it when coming from Limpopo to Botswana.. Will just pack the car and dance. MYSRIP....will always love you my dear

  • @carlotabecca1723
    @carlotabecca1723 4 роки тому +2

    Tendeuka nguva ichipedyo vanhuwe Mwari vakuutirei zvakanaka nziyo dzenyu dzinondikomborera

  • @neosibada5292
    @neosibada5292 6 років тому +7

    My brother my god guide you until u fullfil your dreams keep it up

  • @rumbidzaisixpence2999
    @rumbidzaisixpence2999 5 років тому +1

    Muchimana chenyu vanokuti uri gamba,,,gamba rechipfambi uchimira mumugwagwa,,,ndiani arikunzwa neni 2019

  • @carlotabecca1723
    @carlotabecca1723 4 роки тому +2

    I love this song nomatter what thank u Bro

  • @charlesmanyepa5175
    @charlesmanyepa5175 2 роки тому +1

    One of the best song in Zimbabwe true well done

  • @hectortambuli605
    @hectortambuli605 6 років тому +4

    May God bless you my brother Mathias. You encourage me so much.

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 10 місяців тому +2

    My Music 🎶💕💕💕🌟

  • @kudzaimakoni1141
    @kudzaimakoni1141 7 років тому +5

    Chembere dzechirungu dziripandari ndadzifarira plus imbwa inobuda pekutanga yandifungisa yngu kkkkkk nice vid lol

  • @EdwardChisembe-hh9gw
    @EdwardChisembe-hh9gw 10 місяців тому +1

    is the song talking about rain? here in western part of Kenya we call rain imbura.

  • @neosibada5292
    @neosibada5292 6 років тому +3

    Thanks soo much our brother prowd of yu from Gwanda i speak sisuthu i like your music keep it up

  • @alfoncegwatidzo2069
    @alfoncegwatidzo2069 8 років тому +2

    This gospel you are preaching hariso rekufunga kwemunhu asi nderinobva kunababa. Zvino mwana wamai chichenjera nekuti pawave apa satan ndipo paanoda, kuti kana akudonhedza nyika igoti hausi waMwari uye neshoko raMwari rigozvidzwa.

  • @knellynyoni1319
    @knellynyoni1319 5 років тому +1

    Kana mwari votonga uchaita sei zvaunoti urigamba rechipfambi tendeukai hama nguva ichiripo mutsvagei achawanika mwari uyu

  • @PrideMutasa-fp8so
    @PrideMutasa-fp8so 3 місяці тому +1

    Thanks mathias

  • @souvenirmushanyukijaka7005
    @souvenirmushanyukijaka7005 4 роки тому

    absolom wekwa mkaro heboee matheboee

  • @knellynyoni1319
    @knellynyoni1319 5 років тому

    Pachimana chenyu vanokuti gamba rechipfambi uchimira pamugwagwa ummm powerfull ndatendeuka ini

  • @gladysanopa6657
    @gladysanopa6657 5 років тому +1

    I love this song well done son bless you

  • @sarudzaigangarahwe8506
    @sarudzaigangarahwe8506 8 років тому +5

    Munogona chose mukoma mwari ngava pfuurire mberi nekuchengeta basa ramwari nokuku chengetai

  • @pedrodolizmalone4197
    @pedrodolizmalone4197 7 років тому +3

    I'm happy for you Mathias Mhere. you are improving my dear. May the blessings of God overtake you!

  • @wonderakamatanhire171
    @wonderakamatanhire171 6 років тому +1

    that's great...feeling the divine power hey...

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 10 місяців тому +2

    💯🔥🔥🔥🌟🌟🌟🌟

  • @majaivanamajie5802
    @majaivanamajie5802 7 років тому +3

    shoko ngariende mberi MHERE

  • @tinashemakosa
    @tinashemakosa 5 років тому +2

    Wakadakadza mwoyo wangu nekuimba kunofadza

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 10 місяців тому +2

    🎶🙏🇧🇼🇿🇼🔥

  • @ausalvanetegomancebo1733
    @ausalvanetegomancebo1733 2 роки тому +1

    2022❤️✅

  • @forbesmururami2149
    @forbesmururami2149 2 роки тому +1

    Noah ...

  • @melisamavheneke8130
    @melisamavheneke8130 7 років тому +2

    Nyc gospl ari mauri mupenyu

  • @ashiebabienyamayaro8138
    @ashiebabienyamayaro8138 7 років тому

    munogona mashoko munoronga shuwa hmm ndezvedenga izvi

  • @kupajack235
    @kupajack235 6 років тому

    Makanyanya my bhother mhere kunyanya song iya inonzi dhindindi full tym inondibata chose sando dzenyu

  • @fatimarabeea79
    @fatimarabeea79 8 років тому +3

    ndokugona uku baba Mhere

  • @normanziso816
    @normanziso816 6 років тому +1

    Song yakanyanya iyi mhere nyc one

  • @albertoalberto7499
    @albertoalberto7499 4 роки тому

    Mhere woye chamboko chewaya

  • @moleenkufa6938
    @moleenkufa6938 5 років тому

    Mwari havakusiyei mukoma

  • @norahmoyo9063
    @norahmoyo9063 6 років тому +1

    Chipo chizere ndinonzwa kukomborerwa

  • @moleenmbewe6856
    @moleenmbewe6856 7 років тому +1

    Nice song Mr Mhere

  • @thivhulawithemeli8628
    @thivhulawithemeli8628 6 років тому +1

    Nice💃💃

  • @camilomasimba9975
    @camilomasimba9975 5 років тому

    Cyclone Idai yauya vagotizirepi!!

  • @progresssiziba5456
    @progresssiziba5456 8 років тому +1

    wow so lovely
    may God bless yu

    • @camilomasimba9975
      @camilomasimba9975 6 років тому

      Pachimana chenyu vanokuti urigamba...Gamba rechipfambi uchimira mumigwagwa KKK pakaipa.

  • @tafadzwagede6381
    @tafadzwagede6381 6 років тому

    mune chipo chose mukoma mwari ngavarambe vachikuitisai basa ravot

  • @mandiemabuto7387
    @mandiemabuto7387 4 роки тому

    Shoko

  • @claytonkatape8785
    @claytonkatape8785 5 років тому

    Mwari vakuitirei nyasha

  • @anniemudzamiri4558
    @anniemudzamiri4558 6 років тому

    very good

  • @marshallzunguzira3741
    @marshallzunguzira3741 5 років тому

    Amen

  • @godfreymutizwa5931
    @godfreymutizwa5931 8 років тому

    Makapenga baba

  • @judx34
    @judx34 8 років тому +1

    nyc

    • @nancydenhere4788
      @nancydenhere4788 6 років тому

      nice songs my brother keep upp,l wat to be lyk u someday

  • @nyslicekloof4370
    @nyslicekloof4370 6 років тому

    pengaudzoke

  • @godfreymutizwa5931
    @godfreymutizwa5931 8 років тому

    Makapenga baba