Ndinotenda zvikuru sekuru nedzidziso. Nhai sekuru, unokwanisa here kukumbirira kana kuisa fodya pasi kana midzimu yekwako yakafuratira nekuda kwe hurombwa kana chikwambo mukati me mhuri kana dzinza. Zvinoreva here kuti kana paine mamiriro akadayi mudzinza kana mumhuri hatifanire kukumbirira kana kusuma midzimu yekwenyu. Kunenge here kwakungogara pasina kukumbirira
Zvekudiwa namai ndeimwe nyaya asi iwe semwana unongoita pako wosiyana nezvimwe. Hongu zvinorwadza asi ndizvo zvinenge zviripo. Hauramwi nekuti mai ndimai.
Sekuru Makoni you are simply the best teacher. Tinotenda. Please lets share these very informative videos shoko rifambe nenyika!
Tinotenda Sekuru Makoni rambai munesu muchitipa gwara rakadai kujeka tisava vanorasika munzira dzavakuru vedu idzo dzinotichengetedza mukati mokurarama 👏👏👏
Tinotenda sekuru Makoni nedzidziso yakanaka kudai👏👏👏
Mashuma sekuru nemashoko makukutu ❤❤❤
Tonotenda sekuru nedzidziso yenyu 🙏 🙏 ko kukanda fodya pasi tokanda kangani pazuva
Love u sekuru chengetwai nedare mukwegure nekuti makatikoshera
Totenda sekuru vangu tadzidza
Maita henyu Sekuru 👏 👏 👏
Kutenda zvikuru chose Sekuru Makoni nedzidziso 👏🏾👏🏾👏🏾
Thank you sekuru
Ndinokutendai sekuru.zvatikoshera izvozvo sevanhu vatema
Ndinokutendai sekuru nedzidziso 👏👏
Mazvita nedzidziso sekuru 👏 👏 👏 👏
Mashoko makukutu sekuru ❤
tinotenda ndokumbirawo song ikurira kwekupedzisira
Song iyo ichabuda manje manje... chazokuudzai kana yowanikwa pa UA-cam
Yakazobuda here@@tsikadzevatema1381
Ko mudzimu unogona kugara usingabudi he
🤝👏👏👏👏
Tinotenda nedzidziso sekuru. Tinokumbirawo kudzidziswa kuti kubirwa chipo kuitwa sei nekuti tatambudzwa😢
Ko mwana ananga Mai uroyi asina mudzimu ane mudzimu asina kunanga Mai uroyi zvinovhara mudzimu hr
Tatenda sekuru
Ndinotenda zvikuru sekuru nedzidziso. Nhai sekuru, unokwanisa here kukumbirira kana kuisa fodya pasi kana midzimu yekwako yakafuratira nekuda kwe hurombwa kana chikwambo mukati me mhuri kana dzinza. Zvinoreva here kuti kana paine mamiriro akadayi mudzinza kana mumhuri hatifanire kukumbirira kana kusuma midzimu yekwenyu. Kunenge here kwakungogara pasina kukumbirira
Saka nhai sekuru kana muine chikwambo midzimu haugadzirike er kana chirimooo
Tinotenda nedzidziso Sekuru Makoni
Thokoza Gogo
Titende
Tinotenda sekuru nedzidziso yakakosha
Maita basa sekuru ne dzidziso
Sekuru makoni tinotenda nedzidziso yenyu rambayi makadaro
This is rich ngatizivei kukosha kwe zvata taurirwa
Ndinotenda sekuru nedzidziso ndakuziva zvakawanda nekuda kwedzidziso dzenyu
Ko kurota makarwe achiuya pamusha achikuruma or richidya huku
Sekuru Makoni masunungure anowakwa kupi
Kudzidza hakuperi
Pangafambiswe sei kana mai vachisarudza vana vavakabara vachiteerera vana vavanoda chete
Zvekudiwa namai ndeimwe nyaya asi iwe semwana unongoita pako wosiyana nezvimwe. Hongu zvinorwadza asi ndizvo zvinenge zviripo. Hauramwi nekuti mai ndimai.
Don’t take it personal just do your part as mwana xxx
Thank you for the Great advice
Sekuru rambai makadaro muri patsika dzedu muri kudzidzisa zvedi
Tinotenda nedzidziso. Nziyo yanga ichirira kumagumo yakaimbwa nani
🙏