MWARI WAKANAKA - The African Apostolic Church (God is Good)

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 12 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 35

  • @lloydtsuro7683
    @lloydtsuro7683 11 місяців тому +2

    I miss my church of churches

  • @brianwashingtonmusungwa7567
    @brianwashingtonmusungwa7567 4 роки тому +4

    Who's still here 2020 ,,, this song is my favourite ever song ... I love to sing it during church services it really uplifts me

  • @anywaymundex9349
    @anywaymundex9349 5 років тому +4

    Chokwadi Mwari akanaka chose nekt kwatakabva kwanga kwakaoma uye kwataienda kwanga kwakaoma zvakare,asi Mwari akati nzwira nyasha akatichengeta kbva pane vakaipa

  • @shamisomahachi1682
    @shamisomahachi1682 12 років тому +4

    Mwari wakanaka chokwadi, this is awsome......

  • @pepo5659
    @pepo5659 Рік тому

    3:56 Amen 🙏🏽

  • @juicywill05
    @juicywill05 10 років тому +4

    God is good all the times, all the times God is good

  • @SempaiChrisMasvingo
    @SempaiChrisMasvingo 9 років тому +3

    Gamuchirai zvokwadi yakauya iyo vakomana. Kare tainamata mumakereke avamwe, nhasi takapihwa Munyai wedenga, anotaura zvatinohwa. Ngatimutevere. Akauya akapakata vhangeri yoUshe. Iyi ndiyo kereke yedu vanhu vatema. Chirevo chinoremera arebgwa nezita. Tendeukai hama, nguva yapera

  • @tafadzwamukwecheni439
    @tafadzwamukwecheni439 6 років тому +1

    Mwari Akanaka Chokwadi...Akatizivisa iyi evhangeri

  • @lilkercy
    @lilkercy 4 роки тому +1

    Ishe wakatichengeta..Mwari wakanaka

  • @NomsaNyama
    @NomsaNyama 6 місяців тому

    Amen amen ❤❤❤❤❤❤

  • @tadiwanashemakoni1394
    @tadiwanashemakoni1394 4 роки тому +1

    Mwari akanaka🎤

  • @anywaymundex9349
    @anywaymundex9349 5 років тому

    Chokwadi Mwari akanaka nekt kunyika hapana zvaknobatsira,asi ukanamata Mwari, zvinhu zvose zvinoendeka,pasi nokdenga

  • @terrencechidemo7882
    @terrencechidemo7882 11 років тому +2

    Mwari wakanaka iye wakatuma Paul Mwazha

  • @joycemaedza9836
    @joycemaedza9836 4 роки тому

    Ishee mwari wakanaka

  • @simonmutsiwa2299
    @simonmutsiwa2299 10 місяців тому +1

    Mwari akanaka kwatiri

  • @mukabenyasha4144
    @mukabenyasha4144 11 років тому +3

    Ichi ndochokwadi ini ndaitambura asi nokuda kwaMwari uyu WAKATUMA Pauro ndakazorora

    • @siphosibanda5095
      @siphosibanda5095 8 років тому +1

      waaaaaaaaaaaaaal sing that song in my hrt alwys

  • @tasaramutambanashe545
    @tasaramutambanashe545 9 років тому +1

    truely he is good to us mwari uyu ngatimunamate

  • @munyaradzimarunyenya8683
    @munyaradzimarunyenya8683 7 років тому

    This God is good for sure.

  • @previledgekuendah4142
    @previledgekuendah4142 9 років тому +1

    kwatiri tose [wakatichengeta zvakauya naPauro izvi ]

  • @ams30393
    @ams30393 10 років тому +2

    Could anyone please reply to this message so that it comes to my email if you know when the next big meeting like this is. Where when? I do not mind going there. Such beautiful singing. So many people. Imagine in heaven it will be a million times more. Awesome!

  • @tinashechiwara9750
    @tinashechiwara9750 5 років тому

    God is mysterious

  • @tendaichitsunge9287
    @tendaichitsunge9287 7 років тому

    ngatimunamate nekuty anotichengeta mwari wakanaka

  • @TheAfricanApostolicChurch
    @TheAfricanApostolicChurch  12 років тому

    Kudzai Jehovah!

    • @teekaybful
      @teekaybful 4 роки тому

      TheAfrican ApostolicChurch I want to attend where are you based? Uk to Zimbabwe

  • @currentstyles4508
    @currentstyles4508 7 років тому

    chokwadi Mwari wakanaka ....sing with me guys .....hamaa ngatimunamate Mwari wakanaka

  • @maureenqueen5344
    @maureenqueen5344 10 років тому +1

    The next big gathering will in April at a place called guvambwa in Zimbabwe it I will be a easter gathering you are welcome

    • @ams30393
      @ams30393 9 років тому +1

      Thank you. If you had clicked on my message, your reply was gonna come straight to my email and I see it the moment you reply. Thank you still, very much.

  • @Angelito6484
    @Angelito6484 11 років тому +1

    Can some tell me where is these at?? :)

  • @fm61650169
    @fm61650169 9 років тому

    Can some one write the lyrics an translate please..

    • @TheAfricanApostolicChurch
      @TheAfricanApostolicChurch  8 років тому +3

      Mwari wakanaka, wakatichengeta (God is good, he looked after us)
      Hama ngatimunamate (Brothers lets worship him)
      Mwari wacho, Mwari wevarombo (This God, is a God for the poor)
      Mwari wacho, Mwari wenherera (This God, is a God for orphans)
      Ini ndaimbotambura, Ndiye akandichengeta ( I used to suffer, its Him who looked after me)
      Vakomana ngatimunamate (Men let's worship him)
      Vasikana ngatimunamate (Women let's worship him)
      VanaMai ngatimunamate (Mother's let's worship)
      VanaMai siyai kuroya (Mother's depart from witchcraft)
      VanaBaba siyai kupomba (Father's depart from fornication)
      VanaMai siyai makuhwa (Mother's depart from gossiping)
      Mwari wakanaka kwatiri (God is good to us)