😭 this movie makes me cry l was just remembering my son who just passed away while we was sleeping 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 may his soul continue to rest in peace 💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔
This movie is a lesson 😢😢 its sooo touching naiza weldone keep it up mwari vakuwedzerei makore hobho nethis good work its wonderful matidzidzida lesson isu vechidiki kuti mwana igoridhe mwana haraswe
NB makosha very interesting drama of the year sando dzenyu idzooo gud lesson kuvabereki nd bad decision kuvana vanoda kukura vachiri , rambai makadaro guys 👍👍
Apa dhimba akamitisaa mwana wake haa zvinhu zvachoo sooo. Mwana haaraswe chokwadi hazviite. Nekubyrikidzawo naamai dhimba ndimi makaramba mzukuru honai manje apa kiriyo akauraiwa haa zvakaoma hazvo. Thats a very big lesson to all us. Ini vangu vana vakaita misikanzwa ndotambiraa hangu muzukuru ndochengeta zviriko. Honai manje
KUNE VASATI VAONA PART ONE IYO👇
ua-cam.com/video/1sSlKnpGog4/v-deo.htmlsi=5lP0nV7DHpa3aECN
Endai mberi mwana uyo ngaakure
k
Humwe hutsinye ahudi
Who else noticed kuti Blackie na Chapepa combination is great ever seen pamuromo nedzungu ma1 siya like more than 100😂😂
Kana tazogara kamupfanha kanonzi Naiza kadiki diki asi kakakurira mukati,, hatina zera naye❤😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Very true haa anogona uyo
@@clientithinktafireyizvakay5768 Taura zvako
I don't normally comment, but Solo's alternative was a terrible casting choice
Jar praiser song ( amai kundikanda mugomba remarara ndikadyiwa nebere ndinonzwikwa naniko 😭😭😭
Shem
Naiza boom hamutirasisi, combination Dhafu na Blackie,Solo na Dhimba,Svinurai na Jonga ❤
Masterpiece... Michael Machona.. this is great. Keep it up with your crew
😭 this movie makes me cry l was just remembering my son who just passed away while we was sleeping 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 may his soul continue to rest in peace 💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔💔
This movie is a lesson 😢😢 its sooo touching naiza weldone keep it up mwari vakuwedzerei makore hobho nethis good work its wonderful matidzidzida lesson isu vechidiki kuti mwana igoridhe mwana haraswe
Thank you so much boss
Really shem
Lovely will come back and watch later.thank u nice song nice voice zvinodzimba moyo.
this is the greatest movie of all your moves naiza , Excellent 👌
Well done guys🎉 watching from Mozambique Beira! My name is Tafadzwa❤
🔥🔥🔥🔥 Director pliz continue with the story ikunakidza
NB makosha very interesting drama of the year sando dzenyu idzooo gud lesson kuvabereki nd bad decision kuvana vanoda kukura vachiri , rambai makadaro guys 👍👍
Thanks 😢 director tadzidza zvakawanda sevadiki isuu rambaii makadaro 😊❤❤ i love you so much guys munondiitira
❤
Dhimba and solo
Dhimba's cry makes me cry 😢😢😢😢 let's gather here
Me too 😢😢😢😢😢😢
Me too😢
I really loved the ending was full of drama 😊 thanks naiza and team
Well done 🎉gys.
But next time handikuhwandisire .. solo anofana kuva Ari solo not avo. Dai vangoisa ndebvu dzavo dhimba na solo vapedza nyaya dzavo.
True that's exactly what I thought, dai vangoita make up to make them look older
Chokwadi
Exactly
@@GugulethuChiwandire-o5gshuwa
Paida your skin is glowing ❤❤❤
I'm so happy svinurai najonga matora mwana mumubate zvakanaka Cleo kuzviurayira mahara iwe wakasarudza kuhura uchisiya mwana hauna kukwana wakadii kuhura uchigara nemwana wako
Yaa sure
Usapinda nemoyo but imovie😅😅😅
Hoyo
@@Maknertea😂😂😂😂😂😂😂😂 wandigura wangu
Great teaching 🎯🎯🎯
Dhafu and black u are so talented
A very great movies with many lessons. Thank you Naiza Boom for entertaining us
Ndosaka vamwe anamwene muchizorohwa nevaroora nekuti hamuna kukwana
Ashey❤❤❤❤😂😂🎉😢😢😮😮😅😅😊❤❤😊
I just love Dhafu vs Black pakupopota, asi ndaona Black azodzikamiswa hake pa more watts and rough apo
Thanks director ne1hour dzidziso kwatiri nevamwe
U nailed it 👏👏👏👏👏Dhumba na Solo vakura manje😂😂
Well done Naiza boom, that's was a great lesson to all of us ❤❤❤
Naiza boom halaaa makabata basa apa ❤
Dhumba nyadzi dzinokunda rufu shuwa iyi nyaya yakakora muto, tadzidza zvakawanda, well done NB 🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤
😂😂😂😂nhasi mavekuyi ngomwa imi makaramba kuchengeta muzukuru wenyu❤
😂😂😂😂😂😂 dhumba na solo vanyuwani musatiuraya nekuseka mhani
Bat inn andisi kuseka nazvo
Bat inn andisi kuseka nazvo
Thank you so much team Naiza .Such an emotional movie 😢.Keep educating us
Ura hwangu kani Mai .pasiiwa kamwana musango ndarwadziwa zvekuti
Kunyanya inn hako apa im 40 but kana mwana hangu
@@NoraJariGod will remember you ,the way he blessed Hannah😢😢
@@NoraJariNerimwe ramazuwa Mwari vachakurangarirai
@NoraJari one day mwari vanokunzwai sisi 🎉
Kkkkk naiza achauraya vamwe neBp nekamudhori ikaka kkkkkk
Murichibaba director naiza boom ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Gd one and good teaching❤well done guys
You're not only acting but teaching life lessons great job 👏 keep it up ❤
dhimba's cries are so emotional, and solo too. its kuchemawo for your friend, you are the best combination
Muupenyu ngatizivei shamwari dzokutamba nadzo
Makagona, very good real life story. Tinotenda Mwari
Welldone director actor ,, and actress this is great ❤❤❤ keep going
Excellent NB ndookugona uku apa magonesa zvinorwadza but tadzidza
👏👏👏👏👏👏👏👏
This song Soo touching zvinodzimba moyo kurasa mwana wokubereka😢😢😢😢😢
rambai makadaro nb❤️❤️❤️
Inini hangu SA maxwell from Capetown ndokufarirayi
Cape town is the best
Geat movie great message thank you #Naizaboom you are the best🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Wow thank you so much❤❤❤❤ ndodzoka ndechisiya comment yangu😊
Nyc one the replacement of dhumba and solo❤❤❤❤❤ wow keep going NB
Ndopakatobhaizika manje
Makanyanya director NB rambai muchitipa dzidziso through mamovie enyu❤❤❤
Daff chogona nyayaa big up Madhafela
Shuwa dhafu anopedza masports
😂😂Haaa madzibaba uyo ndomukunda makadii kundidana ndakaita hku solo wacho😂😂😂
Naiza you're talented young man 🙏 I'm speechless 😮
Naiza is the champion. Mastermind ❤❤
dhimba hanzi unokurirwa nebhurugwa kufunga😂😂😂😂naiza boom love u guy❤
Chaps akadya sinhi remwana 😂😂😂😂😂 Thanks team NB😅😅😅🎉🎉🎉
Kkkkkkk 😂😂😂😂😂 nhai nhai
@Doctorshelton375 kkkk ha pakaipa wangu ha kurova bota pamwana ma1 ndati 😂😂
Haaa i salute dhafu any role yaari she performs 100 %💡💡
I have enjoyed watching this movie ❤well done team Naiza boom . Keep up the good work
😂😂😂dhafu kani tora mwana dhafu haupinde denga ndakumbira plz plz dzhora moyo🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤
I love vhaurenzi shem😂😂😂😂😂chigunwe chichavarwadza vachsnzwo pain yemunhukadzi
Indeed keep it up guys 👍. You are great entertainers
Ndarwadziwa na dhimba misodzi yangu yabuda yoooo ndarwadziwa zvangu😭😭😭
Paida matama hre ayo ende uri kusimba even skin yako uriku Glow shaaa❤️❤️
Thanks nedzidziso kuvanakomana education first 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
This movie is so amaizing and painfull yoo endayi mberi guys mukugona shuwa excallent
U the best guys munodzidzisa zvakawanda zvelife❤
Thank you naiza neteam renyu matidzidzisa zvakawanda 🎉🎉🎉
Apa dhimba akamitisaa mwana wake haa zvinhu zvachoo sooo. Mwana haaraswe chokwadi hazviite. Nekubyrikidzawo naamai dhimba ndimi makaramba mzukuru honai manje apa kiriyo akauraiwa haa zvakaoma hazvo. Thats a very big lesson to all us. Ini vangu vana vakaita misikanzwa ndotambiraa hangu muzukuru ndochengeta zviriko. Honai manje
Ko dhafu moitawo zvemaLove bite😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Great lesson indeed. Thanks Naiza Boom team.❤❤❤❤❤
Wat a great story well done guys😊
Clio arikuita kunge anemimba
Shuwa neniwo ndazviona
Shuwa
Sure😊
Ndazvionawo
Ndaiti ndini ndega ndazviona
Haaa chinjiro yazoita dhumba naSolo after 20yrs haa naiza tipe ma serious😅😅😅😅😅😅😅😅
Chokwadi aah ndatotadza kuzvinzwisisawo😅
Kkkkkkkk
This not only for funny but a lesson to teens like me thanks 👍
Haa maka actor guys ko munhu arikuimba nziyo idzi tomuwana sey anogona
Thanks guys this is a lesson to school children
Solo unogona zvako zvimwe ndezvimwe you are the goat paku actor muno muZimbabwe
Mundigonera zvangu guys asi ndambokanganwa kuti ifirimu ndapinda nemoto Paida afenda ndafunga zvava raakarambwa nambuya Dafu zvinove zvakakonzeresa kuraswa kwake hama vana vanokanganisa asi tisavarase dai Dafu akaoira mwana semunhu mukuru Dimba aisarasa mwana Cliyo akauya achizoona mwana Dafu akamushura vabereki tadzidza kuvapakati pevana kana vatadza tisatonga nedemo nasi azvichatauriki avemakunakuna mumusha Dimba hachakwanisi kugara pamba ❤❤❤❤❤ndadzidza
Aaah ndarwadziwa chokwadi 😭😭😭
😂😂😂😂😂😂😂solo kaaaa hanzi kuita kunge munhu anofungirwa nebrugwa kkkkkk solo nadhumba
What a touching and sing along song… zvinodzimba moyo 🎼. Who sang this song
Haa if l have to reat this movie out of 10 kaa its 100/10 ayewa iri rakanyanya 😢❤❤ rinodzidzisa shem love u guys keep it up❤❤❤
Vamwene ava vane pamuromo haaa dhafu dhafu usazodaro ❤❤❤❤❤
Naiza. boom. Mwana. Mudiki. Asi Ane. Chips. Musoro🎉🎉
Dhafu wagona vanoitirei musikanzwa vachiri vana vechikoro😊😊😊
Yadeuka yadeuka Mwana wandirwadza
Aaaaa kut mwana azonorasa mwana wake vaberek tisadaro yadeuka yadeuka haichadyoreki
Uuu usadaro iwe ita moyo ona mwana araswa
Baba namai mqpenzi vese kufurirwa kurasa vana chii chakadaro kutambudza mweya wepwere asi dhimba na cleo chero kuchinzi murivana vadiki kushaya 1 akavhura pfungwa dzekuda mwana
Dhumba watoshinga kurasa mwana wako Solo mwari ave newe
Ndachema zvangu
Yaaa pakaipa dhimba abvuma kupfuririka apo
@SharonMoyana Taura zvako
Song zvinodzimba moyo ❤❤❤❤
Apa naiza boom makagonesa sure ❤❤❤
U are blessed NaizaBoom koSolo makamuwanepi😀
Great job 🎉🎉🎉
vakamusiya mwana musango arioga achingochema,havo amai vandofara, akasvika mapere mwana ndokunyara achiti ndimai vadzoka,,berekwe kumusana,,akamudya mapere mwana achingochema😢😢😢
Inobata tt song ❤
@@AlettaChiyangwa-xd1exvaka imba chokwadi baba charamba😢
👏👏👏👏👏👏👏👏naiza boom
Yuwiii 😢😢misodzi yangu yabuda nekurasa Mwana kwamaita solo nadhimba 😢😢😢😢😢denga richakutsamwirai imi
😅❤❤❤
This is a great movie am touched it's educative and l hope we have learned say no to teenage pregnancy
Yaaa Tadzidzawo thnks Nb nekutipa zvinedzidziso
Haa ma1 kurasa mwana nhaimi😞😞
Naiza Boom ure e best 👌 what a powerful teaching
Hàâå maKonjikwenzizi here Dhafu 🤣🤣🤣
Dhafu kuramba muzukuru manje hona kwazvsvika mwana akamitisa mwana wake kkk big lesson
🎉🎉well done ✅ naiza boom keep going❤
Naiza boom❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Kkkkkkkkk dhimba zvachamitisa mwana wake zvee😂😂
Vabereki musaramba vana apa mazopedzisira maroorana nemwana
Naiza boom keep it up nice job tadzidza
This is so touchy😭😭😭😭