Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
ua-cam.com/video/b-CMLxx1Ck8/v-deo.htmlsi=e2vshDc4ceem2BHV Mukotsanjera achibvondora zvakare
@@Karanganda wazomama manje
@@Karanganda mukotsanjera anobvondora bt chikumbirawo change hurukuro munonyanya hiregai recover from start yenyaya tinoda kuona ngozi mhepo zdichitaura time inokwana ngozi dzichirikuda. Kupa nhoroondo dzefiro dzacho bvondooooooooo
Part 2 iripi
Mukotsanjera uyu wanetsa ....koiye power anoriwanepi ....He is too powerful ❤❤❤
Kana makuwunza imwe part 2 moti @mabusket towuya tichimanya @karanganda plz siyacela
Those who are addicted to Karanganda, Dr Mukotsanjera and Chief SaMutasa lets gather here
Kana mapedza neiyi mondiudza tiunze dzimwe tirudiwa kwa Muranganwa uko
Tipei asi kwete kuzot punisha pamberi apo muchipedza 2 days tiri pagwenga ,Koo panoti muranganwa ndopanoti mabhinyaka takaimirira
@@ChipoMpondeTaura zvako ASI kwamuranganwa toda kuvapo
Muranganwa woyeeee moyo wangu dzikama 💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻💃🏻
Ngaiuye zvayoo....
Muranganwa woye
Mukotsanjera bho munhu manje kana mazogara and may God bless him we will always love you him ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ba taps,mambo mutasa,sekuru mukotsanjera good combination ❤❤🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Im learning a lot zvechokwadi. Thank you Karanganda and the crew. Doc Mukotsanjere tichavadana kweduwo..akapenga!!
Earlier today, Mudare mabuda Chamupidigori ua-cam.com/video/WqEI-2BjrQs/v-deo.htmlsi=iECrfyxamZFu07Ol
😂😂😂😂😂😂
😂😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂 handisati ndachiona
😂😂😂😂😂😂😂 Kuti pidigu dhii
Kkkkk dakutochiona
Mmmm sekuru ava vakanakisa vanobatanidza mhuri. Thumbs up to you sekuru
I like Mukotsanjera haana side anorova matare sezvaari big up to BaTaps & your team we need you
Ummm karanganda zvazvinhu , nhasi matigonera 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mukotsanjera never be wrong.❤❤❤❤❤
Chiremba Mukotsanjera no.1 kusanganisa nekuyananisa mhuri
Chiremba maita basa 🙏🙏🙏 munogona ndichskutorayi kwangu Murehwa .ndichasvikako..
Big up to Kule Mkotsa vanobatanidza mhuri❤❤
Mudzimhuri muneUrombwa anhuwoye,aiwa bodo,ndabvuma zvangu🙌
Haaaa misha yose ,asi tisu tave kufira zvatisingazivi
Ndavapo weekend ndaipedza bhoo🎉😂
The original traditional healer
Chiremba madimples enyu haasi emurume pirizi weeeee😅😅
Mambo Mutasa is very intelligent and wise
Well done Sekuru Mukotsanjera to the people
Aiybo saka Sekuru vanoshanda nechikwambo yewooo pakaipa saka
Big up to Mukotsanjera 👏👏
Yaa sekuru gd good moziva imi
Chibaba chengozi skru ❤
Pliz ini ndakavhura ziso ndirikuda yekwaMuranganwa pliz pliz
Tag me please
Mambo wangu Vamutasa makadini kwamuri kumatare uko
Mukotsa asaderoooo hanzi endai apooo musina henyu zvamunoziva kkkkk
MAMBO VARIKUSHANDA NEN`ANGA UNOGONA
Weldone baba mkotsanjera
Mukotsanjera power
Team iro rinotadza kutaura kut ndamira pamberi pedare raMambo Mtasa bhoo here 😄😄😄
😢😢1200us yohhh tora mari united yohhh
Yaa ndozvazvinoita haisi nyore kubvisa ngozi mumusha,, waiyepo ere pavairomba😂😂😂😂😂
Mudya zvamarema United 😂😂😂😂
Ko yatonde yavapapi nhai❤❤
Taura hako chii chakazoitika
Intro iyo bhoo here😂
But chii chinonetsa kut ndamira pamberi pedare ramambo mtasa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Vakakomborewa zvavo vari kubvuma mhosva dzavo.
mambo mutasa nasekuru mukotsanjera machenesa dunhu renyu
Mukotsanjera anoziva chivanu ngachengetwe namwari kasingagumi
Ndagara ndazviona kt apa pasangana matsotsi ,nyaya yacho yanga isiri kubuda ,dza dza dza ,manje mazonyadziswa pamberi pevanhu svee
Bvondooo
Ko mukotsanjera wacho zvaatori handsome nhaimi
@@jacobmoore1438 Kkkkk atori munhu bho wangu
Eh baba vatsvuku vema khakhi vakuziva nhoroondo yedzinza ndati😂😂😂😂 havas kana kumedza rute vachirondedzera.
Fambai navo sekuru ,basa ngariende mberi
Ndaiyepo ndaiyepo ❤❤❤
Pamberi naSekuru Mukotsanjera,,operation zvipoko zvese kudzinza razvo
Pamberi mberi na Mukotsanjera pasi nekutsipika ngozi 😅🎉
Pasi nen'anga inopa vanhu mudzeoete tasvu
Mudhara wemakhakhi anenhoroondo yedzidza,, it's only family b haidi kuterera chete and seems like they are joulausy ukufamily a kunenge kuneka bag nyanabut anenhoroondo edzinza 55:24
Vaya vakati sekuru ifake kana psychologist manzwa here testimony yamai vakarapwa avo..
Amen vanoshora hazvisati zvavawirawi kuside kwawo
Ngavagare vakadaro vanogadzira vavo vechokwadi
Zvisati zvakuwana unoti inhema
Tsoka🤝🤝🤝🤝🤝
Tisvikewo pano Tsoka❤❤❤
Nyaya yacho handisikuinzwisisa
Mukotsanjera chibaba manje
Vanhu ava vakapusa varikutoudza n'anga zvekutaura
Ehe ndaiyepo ndaiyepo .. ndamira✋✋ pamambo pamambo mutasa
Mambo that shirt you like to wear it
Eish vanhu vanezvivindi. Kutonotora huroyi willingly 😮
As a family futi, yooo!
Kuda kupedzera mambo nguwa.....vese avo vanoziva nyaya dzavo... kuda kuzoti waive nemushandi ndiye apedza mhuri yet chikwambo chebhasikiti ndochinorira..ndomusoro wenyoka...vese vanoziva. Vakafa akuchechi vakadyiwa nacho....muroyi ndivana mdhara vakaenda neumwe we 90 yrs wasara uyo😊... But family yakunopona...kwasara dzedu mhuri😊
Church ye Jekenisheni chii nhai?
award 🥇 of the year goes to this 2
Maiyepo ere
Mkotsanjera for the people
Kkk hanzi chiremba akati ndakurwara dzosai mabacket aya what if chiremba akangofuma akafa imika hamheno henyu.
anyone who know how i can contact chief Mutasa
😂😂😂😂 ndaseka mupurisa wamambo adzungudza musoro
Kkkkk akashamisikawo nazvo akati rega tienderere hedu mberi kkkkkk
👏👏👏
😂😂😂 batanai nevamwe venyu musina zvamunoziva kkkkk sekuru kaaa
Chirembaa
Sekuru ndinofambasei kuuya kumusha kwavo ndikuda kuvaona tashungurudzika mukoma Taps
Şaka Mukotsanjera wacho atori nechikwambo futi🙈
Anotaura ega wani kuti ndinechikwambo asi changu ndichishandisa kubatsira vanhu
@@RutendoRamusi-mh1bu saka kana achitaura ega chinomva chaita special 🤣🤣
Karanganda waivepo usasoshora❤❤❤
Team rabuda pekupedzesera i think vauya nenyaya yaTonde chete i gues so 😢
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Mukotsanjera pane basa
Ndanzwa mushe here hanzi nachiremba ini nditoriwo nacho chikwambo ndizvo? Pamwe ndanzwa zvisizvo
Wanyatsonzwa chaizvo anogara achi taura kudaro wani. Asiwatanga kuzvinzwa nhasi. Rinonzi gamba regirongoza chikwambo chakatorwa nefamily yake😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂.
Kutotanga kuzvinzwa nhasi hangu now I don't trust him
Anotaura kuti ndiri marangwanda chipoko chegorongoza. Ndakafa Kare shamwari dzangu vanhu vakafa
vanoita zvese zvese zve akabvisa anozviendesepi anozonopawo anouya achichida @@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@@ShyletPiseari ryt anototaura n'anga dzese vanazvo zvikwambo saka waifunga kuti vanoshandisa holy spirit kun'anga you go for your own risk ndosaka next generation ichizonzi madzibaba enyu akanobatsirwa kun'anga zvapanduka kuti muende ikoko n'anga yacho inenge yatofa 😂😂😂
Yaah Misha yakatakura zvikwambo izvi vakuru vedu vakatiparira chokwadi
😂😂😂😂😂😂😂😂mhuri iyi yandipedxa
Why kuonesa muporofita anofanira kuona ega
Kkkkk hanzi endai henyu mukamba musina chamunoziva baa
Why tell the helper kuti akuudzei kuti ingozi 2018 yacho. Thé mbuya was fake
Hoyoooo Ngara yasvikaa hapana mhuri isina zvayo
Hama yangu vachikandamina weshanu uri pauta
Dzinenge dzinekakutabvukira 😂😂😂
Top 5 pfacha
1200, these traditional healers are ripping people off
Ndiyo Mari inobhadharwa mukotsanjera here iwe tiudzewo
@@RumbidzaiMazengero ndiyo yandanzwa ichitaurwa
❤❤❤❤❤
Kk hnzi endai hnyu musina zvmunozivaba
Mukotsanjera kkkkkkkkk azvibvondora bvondo bvondo
Seiko vanhu vachitadza kutaura mhiko,kungotevedzera mashoko chete
Pfacha tasvika
Icho mkonsanjera.batsirai vanhu sekuru.
Baba Taps wee 🎉❤❤❤❤😅😢
Eya ndayiyepo
Pane gomo raunogara wakapikicha rine view yakanaka chose , ndinobva ndavona kumakomoyo nyangwe ndisingakuzivi
Matsotsi 😂😂😂😂
Pasi nematsosti 😮
Takati dhesheeeeeeee
Ndadya manonoko tisvikewo pano
Iye arikunzi ndiye akatanga kutiza dai audzwa naTasvu izvozvo wainzwa zvonzi ndanga ndakadhakwa apa uriwe muroyi,haaa matare emusha anosvota kuita kana pane vanozviti varume vanotaurisa netunharo tusina basa vachikonzera confusion apa tinenge tichiti munhurume wese ndibaba anofanirwa kutungamira mhuri vachiita so zvinobhowa.
😂😂😂😂 taura hako varoi havabvume
Saka mukotsajera wacho achashopera chii imi muchitanga mamuudzira nyaya dzacho dzikunetsa mumunhuri obvious anongotaura zvabva kwamuri
You miss the point apa wakutotaura nhorondo asi wakashoperwa kare dare rakapera apa wakutoda kuenda kunodzosera zvinhu kwaMario
@@TendaDzuda Hoo ok ndasina kbata nyaya yacho
Bvondooooo
Karanganda weeee
Kwa Maria endai nhasi Mukotsanjera shumba yengozi nhasi makatigonera
Irikupi
Nhasi ndasvikaoo
Thanks to Karanganda, yooh,munotigonera

Mukotsanjera never be wrong.