UA-cam keep this for me... i want to come back here in the next 10 years to show my kids that Dad featured on this great masterpiece dancing😂😂😂😂😂😂.... 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Mwari wakanakisa mfana wangu i feel very grateful for u but my word to u keep on moving forward stay humbled kuzvikudza kusakubate nerimwe second haro u r a star keep on shining and now its your harvesting period usadye zvose nembeu stay focused
Thumbs up guys. You nailed it. It's on repeat . Denga rinonzwa haro Mwari vanopa vanhu nguva Asi kana vasina kupa final say hapana. Anongochera gomba ndiye anowiramo😊😊😊
It's a banger eish ASI dj haana kutiregerera hre pakuisa bass paZero ........ plus kangoma kanyanya kuvigwa mu instrument Dai kakabudikira zvkuti tainyanya kukanzwa Last part yaifana kuita piano like
ndokumbirawo kuti muise like pa this comment so that i will come back here kana ndakanganwa song iyi ,good song guys keep it up 💯
UA-cam keep this for me... i want to come back here in the next 10 years to show my kids that Dad featured on this great masterpiece dancing😂😂😂😂😂😂.... 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Kkkkkkk horaiti
Giribheti mhoro
Hi Calvin urimu vatcane hr
Kl
Nhema uri papi iwe
Mwari Fambai neni always. Wakaipa unomira kuda kuvhiringa everyday. Munamato wakakura uyu
zvandiri shirikadzi Ishe ndionei
In love with the chorus🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥.Nema dance ahhh Baba Harare ngavambouya kuSvondo vorova dhunanga iroooo🔥🔥🔥🔥🔥
I swear jaivhi yababa ndaiona apo... anyone seconding me, yarowa neslowmo
Thank you so much Mr Harare and Mr Chigwida for such a powerful prayer; This is my daily prayer🤞may the almighty remember me today 😥😥🙏🏾
Blessings 😊
zvandiri Shirikadzi ndovarera neiko vana vangu ko Mai vangu ndovatenda neiko mwari we #masterpiece ..inzwaimambo
My favourite part
@@princechigwida ngazviende mberi munotiparidzira thru music and l love music zvkutodaroo
🔥 🔥
Mwari wakanakisa mfana wangu i feel very grateful for u but my word to u keep on moving forward stay humbled kuzvikudza kusakubate nerimwe second haro u r a star keep on shining and now its your harvesting period usadye zvose nembeu stay focused
Baba Harare vakafitwa neuniform yezion
Our own Mutsvohwani Princo never disappoint us, in love with the lyrics and beat 🔥 ❤,keep up the good work, Zion to the World 🌎
There's something with this song ! It's a powerful
wonderful baba Harare makatamba mutovo apo asi makambopiwa tea naChigwida kahi. thanks munogona chose vanhu imwi wish you 15M views
Well done guys baba harare takuvada kuZion
Josia my brother m watching you♥️Haaaa Chigwida uri kupisa ummmmmmm 🙌🔥🔥🔥🔥baba Harare haaa 👏👏👏Elliot umwe wank 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Fdeereee e reviews❤
Our very own pipo😍 bring world to Zion and spread the word of God to the world through mimanzi
Prince unotogona zvekudaro ..keep it up... been listerning to other songs....🔥🔥🔥
Chiri kubvira keep up your talent is unstoppable
Ndinodawo kumbochengetawo vana vangu mambo , thank you father city and Mr chigwida
Thumbs up guys. You nailed it. It's on repeat . Denga rinonzwa haro Mwari vanopa vanhu nguva Asi kana vasina kupa final say hapana. Anongochera gomba ndiye anowiramo😊😊😊
Haa izvi zvorambwa nemuroi well-done guys chimuti ndimi munacho 🎉
Wonderful tune we had been waiting for ...sure inwai mambo mutinzwewo mukurarama tsikaaa tsikaaa pangoshota svingoma sveZCC
Pamberi na Baba Harare you nailed it guys this is amazing l am out of words🔥🔥🔥💞😄😄
Support u guys one thing I like yr combination z good APA maratidza KT muri zvibaba guys
Well done guys father city kufitwa kuita sungano chaiyo
City father 🎉. Mambo kutapira. I deliver shuga🎉🎉
❤❤ Ndipeiwo simba mwari
Chipisa icho chida kubata ne jira 🔥🔥🔥🔥 thank you Baba H n Mr Chigwida nekutipa mushonga wenzeve
I'm hear for my Mom @fortunate Tatenda Govo
Here*
Munogona rambai muchipiwa rimwe simba rekutivaraidza ❤❤❤❤
Mmmmh iyi ino blesser inin
Hoyoooo well done Princo
Song ino. Zipha iyi ndo khubudza🔥⭐ bring Father Harare kuZion
haaa chakasotwa keep up the good work
Dai zvaibvira mambo maifamba neniwo🙏🔥
Weldone guys chiri kubvira kti bvrrrrriii
It's difficult to differentiate the voices. Mmmmmm this is the best collabo ever
I thought it was only me
Father City ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤baba Harare ndokufarirai chaizvo
Ooo wall tell me vanotii inzwai mambo munyengetero chii handisii kupanzwaa
Dairai minyengetero inzwai mambo
Keep going Baba Harare and Prince Chigwida 🎉❤❤❤❤❤
waal this is awesome goodwork jiti father naPrince❤❤❤❤
Tinozvitenda baba wekuharare nemwi baba wefamba zion❤
Hoyo ma1 ayoooooooo ndikangodhakwa ndakutongoimba this song
It's a banger eish ASI dj haana kutiregerera hre pakuisa bass paZero ........ plus kangoma kanyanya kuvigwa mu instrument Dai kakabudikira zvkuti tainyanya kukanzwa
Last part yaifana kuita piano like
Shuwa inzwai mambo, dai zvaibvira mambo maifamba neniwo. Great tune
Chinopisa ichi💥. Well done baba Salisbury and Prince
Well done, Fortue i see you 🔥🔥
Woooool you nailed it . Munogona imi wedzerwai mazuva nepfungwa dzemamwe masong anodakadza kudai
Princo na Father Harare, this is good!!!! Matidadisa imi ❤❤❤
Nice one thumbs up. And keep it up🎉
Amen Mwari inzwayiyo minyengetero😊😊
❤❤❤❤❤ Havazoooorore neiko, hakuna kugona kunopfuura apa
Takawirirana kuti Baba Harare vanogona kudarika Voltz na Baba Muku hunty ...
Kana Gokwe yasvika well done Prince
Ndabatikana serious note ndizvo zvatinosangana nazvo on daily basis
Well done mugombwi mwana waMawanza paMashoko!!!! Kuti joooooo
Master piece🎉🎉🎉🎉🎉 mugidhiii ingori oyerendeee😂😂😂😂😂😂😂
Thanks baHarare for being with Prince nice collaboration
Super Super Super awesome 🎉. Bvriiiiiiiiii 🔥🔥🔥🔥🔥 mapedza maSports zvibaba
Baba Harare makafitwa neunform welldone
Prince na baba harare machiuraya ichi nice tune
I like this combination 😍 👌 😊 ☺ good job
Amen mwari yandibata bata nziyo iyi vana vangu
Wow u nailed it gyz well done father city n prince chigwida
Zion nditakure ndiende pg nabba veguta kuseri❤
Princoo urikubvira iwewe 🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Well done team
muchairipa cht
Well done guys🔥🔥🔥chiri kupisa ichi
❤it munogoneswa🤜🤛
@baba Harare huyai kusvondo imi 💚💚💚
Daddy harare on point hamutirasise prince kip it up makagona guys
Well done Mr Prince Chigwida ramba wakadzvanya ipapo
Well done
Dangie
Thank you Prince and Baba Harare for the message
Baba Harareeeeeee msadaroooooo
🔥🔥🔥🔥🔥mabviravira awaaaa
Glory Glory for me....welldone
Keep the light shining Princo...!!!
Maiweeee izvi zvava zvunhu aaaaaaish chakanyanya ichi🎉❤ well done.
Well done broo keep on going💥💥💥
Uyu mukoma achatinetsa wemusaka mmmmmmmm nice
Hoyooooo chrikupisa icho mfana wangu isimbi yebasa
munamato chete bvii roga wobuda muzvakawanda 🙏🏿
Well done Mr Chigwida
Hey hey hey huchiii❤
Pamadance baba Harare moti fambe. Ndaona double jonah yabvuma. Badge kuzokudayi wani kkkk
Welldone bro Baba Harare iwe watova baba Kadoma
Prince chigwida unogona wangu x baSalsbery muriko
Well done Guys
Wawoooooo keep the fire burning ❤❤❤❤❤inlove with your song
Ndobva Zion ndoendepi zvangu ❤❤
Well Done nyama yemuhotera mhanya nacho chimuti💯
Powerful song....keep the good work Harare and Prince❤
Well done. Tinzweiwo Mambo❤
Kunongoti kunaka akunakirwani.Handina kuzipigwa ini
Definitely a HIT song . Keep it up bro
Keep it up chikuzipa chingoma icho
Fortu💃💃💃nawo mutowo welldone