Ndiri Ngoma inongorirarira i chi rira Kuna Mwari i chi tsemera Mhuri ya Mwari kuti i tendeuke zwigoifambira amen allelujah amen mbiri yose Kuna Mambo Ishe Jeso amen.
Iri ku tsematsema Njiva Kuna Samatenga kuti ndi mwi makasika nyika, mvura, vanhu, mhuka dzose ne zwese zwiri panyika, pasi peivhu, pakatipemagungwa ne zwese
He remains my favorite Apostle...
Zwese zwakasikwa ne oko renyu Amen.
Ndiri Ngoma inongorirarira i chi rira Kuna Mwari i chi tsemera Mhuri ya Mwari kuti i tendeuke zwigoifambira amen allelujah amen mbiri yose Kuna Mambo Ishe Jeso amen.
Iri ku tsematsema Njiva Kuna Samatenga kuti ndi mwi makasika nyika, mvura, vanhu, mhuka dzose ne zwese zwiri panyika, pasi peivhu, pakatipemagungwa ne zwese
Zwigo i fambira not zwigo fambira. Amen.
This man?