Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Uyu ndiye chimbetu original chopper
Haaaaaa ini zvangu pachezvangu chimbetu family yese inogonesa Haina kuti uyu ndiye arimberi asi vese varikuseri kwekuseri i love musambo wedendera
iri ndo dendera chairo iri inzwa gitare racho plus voice
Unouraya munin'ini ramba waka daro baba vako chaivo Excellent performance keep up the performance
4:02 pakaipa
anenge ndiye chopperbrighter future pane mfana uyuu
Chopper ndiye paakagara apa
Nice music Douglas
Ndokutiii dendera zve uku uyu ndinoteerera kwete musoja sulu ndaramba voice bit simon chaiye unechipo dug even mudara wako haasvike pawava mupfanha ramba waka daro vatsigiri vedendera tiriko tanga tato rwadziwa sure kti madhara edendera kushaya nemwe chete hake here ini hangu ndafara ramba wakadaro usavatedzera madzikoma unorasika ipapa ndipo chaipo pauri uchiterwa natryson arinani
Tryson ndeketuda. Chamson Boroma is also very good. Sulu should retire.... That's not his gift. YOU B don't have to sing just because you are Simon's son. Find another line of work
ndokuti dendera zvee uku
ndodendera iri kwete njiva
Haaa boy chitunha chamuka
Well done mufana you are the best?
Give any chimbetu a guitar and microfone you will be impressed
Dagi unogonesa
wakumberi mfana wangu....
Bt ndofarira song yako samusha kumberi
douglas zvinhu keep it up
Sulumani kwakuseri musafadzane nenhema
james mupfuŕutsa kkk ane hunyanzvi ndeupi azvitangira neawana zviripo
Aaaaa apaa ndanzwa chopper chaiyee
ndozvo dendera
well done douglas
Just like Choppa himself..
ko inga tatove pa Vito red room
Akazama chose but comparisons dzenyu either hamudi kubvuma chokwadi or you want to wish it away. Sulu achiri kurema
ZvaSulu nekembanje aka Tryson mahumbwe nematakanana. This is what we know from maestro Chopper. Original Dendera.... voice on point and instruments
Uyu ndiye chimbetu original chopper
Haaaaaa ini zvangu pachezvangu chimbetu family yese inogonesa Haina kuti uyu ndiye arimberi asi vese varikuseri kwekuseri i love musambo wedendera
iri ndo dendera chairo iri inzwa gitare racho plus voice
Unouraya munin'ini ramba waka daro baba vako chaivo Excellent performance keep up the performance
4:02 pakaipa
anenge ndiye chopper
brighter future pane mfana uyuu