madam boss mandipedza hanzi ma muchindinyeya nemurume wako...kuisa sugar mufridge 😂😂😂😂😂😂
hahahahahaahhaha deposit chirega kundipa ndaakutora laptop kwaaaaks😂😂😂😂aaah Tyra u just kill me u knw kwaaaaks😂😂😂
kkkkkk mai inoda kurobhwaaa iyi sure madam boss moda mambama hanzi gara zvakanaka pa chair kwete kt bweshete kkkkk apa ma carrots wapiwa hr kkkkk kana kt washandisa chikuru
I love this woman..her character and all
Lumba kwavo havadi nechikafu, asi kudya zvavamwe, Madam boss ma1 looooool
Hezvooo boss wakutodya chikafu chemumwe
Landlord 😖 ndibatsireyi hama ndisati ndavapa chematsenga nzungu✊👊👊
mandi sparker hanzi hehe uwuw chikafu mufiriji chando chakati bweee hehede bwuuuu😂😂😂😂aaah sando. dzenyu madam boss
kkkk maLandlord ese akadai soo vanhu vese vanovaka dzimba dzavo lol..........
Uum ini hangu handidi kuve roja
kkk umwe oti bp yngu umwe oti sugar yngu ,madam bss kunetsa to much
Hahahahahahaaha😂😂😂😂its sooo funny...i used to stay at tht flat b4.Looool
Haaa iyo BP iyi yakazoenda pamunhu asiriye zveshuwa hahahhaahaahha
Kkkkk mkadzii uyuuu i thnk anonetsaa
aaah Oska the guard rest in peace ,
Dudzai hunhu hwako so ka ini ndingasve ndagara pasi pebridge than renting kuna lanlord akadai
Landlord uyu akapenga ndamunzwira stisti mukazdi uyu
Madam boss you are too much😅😂makutokumba magrocery emuroja mmmmmmmmmm
Just to quit the house if circumstances are like this
akomana after 7 days imba yotariswa hahahaha
what a land lord oh my God
ko zvineyi naland lord zvemumafirigi nhai
Madam boss munobatira kikikii
madam boss mune Bathing Problem kkkkkkkkkkkkkk hakuna munhu akadaro apa munonzi mandinyeya
Capetti yacho yakatsva ndeyani nhy
Next pandichauya uchahwanda mufridge kkkkkkkkkkk
Ko iyo tv yacho irikuda kuiswa pawall Jehovah lol
kkkkk chikafu mufridge
ingatadze kukwira neactivity yamunoita soo
It would be nice to have some videos where she's not mean
madhamu boss vakapenga
BP yenyu inokwira chop chop kkkkkkkkkkkkk
So funny kkk
Hanz ukuita mari mumba mangu
Kkkkkk ayiwa sarendi
Monetsa landlord
kkkkkkk but sugar mufridge here amana its too much
Hanzi maburi ari kuenda kunext door 😂
kutaura pafeya rendirodhi vakadai unopinda beezzii kkkkkkkk
AAH MADAM BOSS
🙌🙌
kkkkkk madam yakanyanya iyi boiz
Steward Bank Vimbainashe Bday On 21 February
Kkkkkk hakuna landld vakadaii kwaaaa
Andi loger kana zvakadaro ummmm
aizve kkk ktosvika nektora carrots
Kkkkkkkkkk
Uchawanda mufiriji lol
Ko laptop ndeani 😂😂😂😂😂😂
ku roja kukadai soo pakaipa
This guy akafa RIP
kkkkkkk
Madam vanopenga awa
Madam boss ma1
munodawo kunyeiwawo imi kkkkkkkkkk
Madam boss. kkkkkk
Madam boss kaa ayas
jizasi kraisti 💁
Kwaaaaaaaaa
😂😂
hahhahahahha hakuna
bp yavo bp yavo
kkkkk
Kkkk hakuna landlord vakadai
Kkkkkkkk nhy maibee hauzivi hre kasong Kaye kekut matio 7 kumbira gogodza unozarurirwa kkkkkkkkk kkkkkkklll madam boss surrend veduwee ko kutsenga kwacho bho hre leptop kwakutora fut but bhoo hre kkkkkkkkk
Kungodonha iron
Aaaa
heheeeeeede
mmmh landlord makanyanya
Haas ma1 chaiwokkkkk
pakaipa
kkkkkk mai avaa ma1
Hezvo asi vanenge ndozvavari mai ava kuti kuActor
Kkkkkkkkkk
pakaipa
Kkkkkkkkkkkkkkkk mkwasha musakwidza madam boss BP