Please ko ukasiya munhu wamwari vachidzidzisa vanhu,no one is forcing you kuteerera our Prophet,varikuita basa ravakatumwa namwari to teach nekurapa,vanorapika
I understand what you are saying I have been going there for weeks ...but ndoona kunge vanhu vakungouya not because vakuda kunamata but kungoda kubatsirwa and go back to their own ways...zvekuti dai pasina zvakaipa zvikusanganikwa nevanhu ava they would never come to church or follow Jesus Christ .....regai vatsiurwe vakunyanya kubata mushonga ....Half of people vakkuuya uku Havatombotye Mwari asi kwakungoouya nekuti matambudziko akunyanya kuvatevera .....Regai vatsiure vanhu ava Havana mwoyo mishonga iri kubatwa nevanhu ikukwadza vanhu vakawanda...kungoti inocutwa but vanozonamatira pekupedzesira
Hapana kmbotsvinya apa.better ugashire dzidziso iri apa not kungoda kuita against pasina nyaya.Jesu chaiye akarova vanhu mutemple pamwe aishandisa mashoko also
Chokwadi it’s happening to me kuraiser mari yekupedzisa stand munhu wacho akungotaura stories mari yacho yakapindana nedzimwe ndirikushaya kuti ndoita sei apa mari yacho haichadiwo kubatika ndirikudawo minamato munhu wamwari kuda ndidzo mhiko idzodzi
Prophet munomboza henyu kutsiura nekudzidzisa vane nzeve dzekudzwa varikubatsirika thank you man of God
Thank u prophet ne teaching yenyu.Ndinamatireiwo upenyu hwangu huitewo zvknka.Ndadzidza zvkawanda nechannel yenyu.Mbiri kuna jesu christ.
Amen ndachema nemufaro shoko renyu rondidzamira munhuwashe
Amen Prophet Miracle Paul, this is powerful teachings
Anenzeve ngaanzwe, thank u prophet for the teachings, words of wisdom. We pray for alters disconnection in our lives.
Prophet murimudzidzisi akatumwa chengetwai na Ishe nerimwe ramazuva mugondiatsirawo nemhuri yangu
Nedzidziso yenyu ndakatendeuka pakawanda thank you man of God
AMEN Powerful teaching
Prophet nyaya dzangu ngadzinake nassi zvese zvadakabata ngazvive muwupenhu wangu
Mmmh Amen I have learnt a lot from this sermon
Amen prophet ndibatsireiwo neminamato vose vane mari dzangu vawane njodzi kana kudzosa mari yangu 4yrs now munhu achiramba kubhadara ngaafe
Amen 🙏🙏🙏 mweya wekuramba zvakanaka out in Jesus name
Ava prophet ndivo voga vanoudza vanhu chokwadi vanovhundunyura zvese chero munhu ane huroi vanomuudza vamwe vanovigiridza
Amen amen hallelujah tinokudai Prophet Miracle Paul one of the best
ÀMEN powerful musabata zvese zvese nokuda kufuma mwari arambe achikushandisai munhu wamwari
Amen amen prophety dzidziso yenyu inondibata inodzidzisa inokudzosa kana Mwari
Amen .ndibatsireiwo profet vairutsa sure vakwira mota
Powerful message baba
Shuviro yangu kuti Dai vanhu taziva Mwari Nyika iponeswe, chokwadi kuna Jesu ndiko chete kune kuruponeso🎉🎉
Anoda Mwari anzwa maita PROPHET dzidzisai vanhu vazive gwara Jeso chete chete ndiyemugoni wazvose
Thank you for the teachings that help many people. Amen Prophet Miracle Paul🌷🙏
Prophet munodzidzisa zvemhando yapamusoro. Mwari vakukomborereyi mukudzidzisa nokuporofita kwenyu
Amen Prophet Mwari ngawatibatsire tiraramire iwo woga
Chokwadi Mwari ndivo bedzi vatsvene
Such a great n blessed teacher 'n prophet🎉
Amen prophet mundinamatirewo mereji yangu
Prophet of our days thank you for the teaching, you are helping us may God keep you .
Thank you for the teachings Prophet,tirikudzidza zvakawanda👏
Amen baba Jesu ndiye oga mambo
Am blessed with the message my Prophet.
Amen amen powerful
Kudzidzisa muri no1. Komborerwayi prophet
Amen and Ameen nfibatsireiwo mweya mutsvene
Havanzwe vanhu kuromba unyope havadi kushanda❤
Amen kubata bata kunoparira .
Thank you prophet, you are doing a great job ❤❤❤❤❤😂
Ndozvavanoda vanhu vanonetsa Jesu havamudi havanzwi mishonga vanoifarira❤
Amen Jesu mazviita mambo wenazareta❤
Amen munhu waMwari tadzidza🙏
Mwari havamudi mazango nyanga havaregi❤
Mhiko dzose dzakaitwa neupenyu ngadziparare
Munhu wamwari rambai muchibata basa ramwari mwari chaivo ngavakuwedzerei mamwe makore okurarama neni ndinodavo kusangana nemi nerimwe ramazuva
Amen mweya mutswene❤
Mwari pindirayi paradzayi nyanga nemazango❤
Have mercy upon us munhu wamwari matambudziko emadzinza anotitambudza i need Jesus
God bless you Prophet and your ministry 🙏🏻🙏🏻🙏🏻
Amen Man Of God
Amen 🙏🏽
Thank you man of God
Prophet munoshamisa Mwari ngavakuchengetai
Chidzidzo chakanakisa 👏 👏 👏
Amen thank you Prophet Miracle Paul nedzidziso
Amen Amen 🙏🏽 🙌 👏
May your ministry be blessed beyond measure
good morning prophet, neniwo ndiri munzira❤
Amen prophet Mazviiita
Prophet ndinamatirewo ndakakweretesa munhu mari akatadza kundidzorera ratove gore...mari yacho yakawanda 2k
Makatumwa baba batsirai vanhu
Amen tirikudzidza🙏🏽
Mwiya yetsvina taonetswa nhamo neurombo❤
🙏 Amen
Lord have mercy upon us thank you prophet ❤❤❤
Na Jesu Christo we Nazaretha. Zvese zvakaipa zvichava pachena. Ngati tizire Kuna Jehova Mwari wedu Hama dzangu 😢
Amen amen
Prophet ndinamatireiwo murume wangu akafa ndongomurota
Inini vangu akafa asi ndinoshuwira kumurota ndamusuwa
Amen Papa
My powerful Prophet ❤❤❤
Ndinobatsirika nedzidziso yenyu Prophet
Amen n amen 🙏🏾
mazuvano prophet makunyanya kutaura munenge makutonga nekutsvinya.madii kubatsira kana muchizvigona.jesu haaidaro
Please ko ukasiya munhu wamwari vachidzidzisa vanhu,no one is forcing you kuteerera our Prophet,varikuita basa ravakatumwa namwari to teach nekurapa,vanorapika
Vanhu hamusi kusangana nechokwadi chete
Hezvoo ko vatsvinya papi nhai
I understand what you are saying I have been going there for weeks ...but ndoona kunge vanhu vakungouya not because vakuda kunamata but kungoda kubatsirwa and go back to their own ways...zvekuti dai pasina zvakaipa zvikusanganikwa nevanhu ava they would never come to church or follow Jesus Christ .....regai vatsiurwe vakunyanya kubata mushonga ....Half of people vakkuuya uku Havatombotye Mwari asi kwakungoouya nekuti matambudziko akunyanya kuvatevera .....Regai vatsiure vanhu ava Havana mwoyo mishonga iri kubatwa nevanhu ikukwadza vanhu vakawanda...kungoti inocutwa but vanozonamatira pekupedzesira
Hapana kmbotsvinya apa.better ugashire dzidziso iri apa not kungoda kuita against pasina nyaya.Jesu chaiye akarova vanhu mutemple pamwe aishandisa mashoko also
Thank you man of GOD🙏
Amen thank you prophet
Tadzidza Prophet Miracle Poul
Amen 🙌
Uromba hwatinetsa vanatatanguru mhiko ngavaende nazvo wemadzinza
Is there another page for testimonies as to know kuti varikubatsirwa vacho zvinozofamba zvakanaka here after this
Zimbabwe takazowanirwa nyasha
Mwari tibatsirei vo tigone kukunda satan
Amen prophet
Amen amen man of God
Amém prophet
Ndirikuda ndege kutenga chaiyo❤
Chokwadi tinotenda Mwari Prophet dzidziso yenyu inondikomborera
Amen 🙏
Amen.prophet
Chokwadi it’s happening to me kuraiser mari yekupedzisa stand munhu wacho akungotaura stories mari yacho yakapindana nedzimwe ndirikushaya kuti ndoita sei apa mari yacho haichadiwo kubatika ndirikudawo minamato munhu wamwari kuda ndidzo mhiko idzodzi
Ummmmy wena hapana chokwadi chinoda Rika apa
Amen, Lord have mercy upon us.
Good morning Prophet
Kugariswa makapfunya rusero, hanzi idyai nemaoko, kubikira muhari..... Muchinyeperwa kuti its Culture
Tinotenda prophet miracle paul takabatsirika ne dzidzso yenyu
Ameeen
Amen and Amen
Zvakaoma
Have Mercy upon us Lord
Umm mwari munokosha zveshuwa ndaoona minana yenyu
Amém
Amen
Amen man of god 🙏🏾
Amen
Izvo zvinhu zvekusiirwa izvi zvakaoma so mmmm
Amen no to ancestral altars in Jesus name