Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Zvanza asekuru👏👏👏
THANK YOU SEKURU
Zvanza mudare. 👏🏿👏🏿👏🏿
Tatenda dzidziso. Munogona kutsanangura! Please let’s share this video on our timelines Hama neshamwari dzibatsirikewo.
Welcome back Sekuru
Tatenda nedzidziso
Totenda nedzidziso Sekuru.
Totenda Makoni👏👏👏
Thokoza mkhulu 👏👏👏
Thokoza
Kwaziwai Changamire,ndinokumbirawo kubvunza
Kana muine mubvunzo shumba munongobvunza topindurana, pamwe munogona kupindurwa nevamwe vedare
@@tsikadzevatema1381 Ndatenda hangu,Changamire ndokumbirawo kubvunza kuti hamunawo vamunozivawo here vanotekaidza matare vanoti mhwere dzese dzine hukwati nedzisina ngadziuye vakasununguka havo vozotenda kana chiraramo chamboti tambanukeiwo
Tinotenda changamire nedzidziso yenyu
@@NigelShumba-df7pu ini hangu handina... hameno vamwe vedare vachakupindurai.
@@tsikadzevatema1381 Zvakanakai Changamire ndatenda hangu
Ndaitawo muvhunzo kuti sei vamwe vabati vematare vachitaura nyaya dzerudo kumurapwa wavo kurapwa kuchiri pakati zvekuti hauzosununguki kuramba uchibatsirwa nemunhu iyeye asi ari munhu ane mukadzi wake. Ndidzo here mhepo dzembereka dzinoita kuti zvidaro kuti pashaye chinobuda. Apa ndinenge ndatosumawo mazuva matatu ndisati ndaendako
Ndonyaya yandichabata pachidzidzo chinotevere chekubetserwa
Munenge maenda kumunhu wenhema mchembere
Tinotenda nedzidziso Sekuru
Sekuru mudare mukanzi munogona kuita ane godo ndoita sei?
Ane godo ari wedzinza renyu here, kana kuti
Sahwi