Mhuri YeKwa Mutoko Iyi Iri Kuona Moto, Inzwai Nyaya Iyi, Amai NaBaba Vakarombera Kurapa
Вставка
- Опубліковано 13 січ 2025
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
My favorite uncle, Sekuru Nyangatayani the cool guy 😎
Nhasi ndazonzwisisa kuti sei vamwe vanhu vaive kana kuti vari madofo. Sekuru Nyangatayani ndivo vati havasikuda kushopera vanhu vanoziva nyaya yavo. Nekudaro sekuru vashandisa diplomacy kuitira kuti Mbuya ibudise nhau yehurombwa hwavo hwese. Zvino pano paita vanhu varikushora mhuri iri kuti sei irikutsanangura yega nhau yavo.
Avanzwisisi kikkkk
I agree bcz ndofunga sekuru vanenge vatoona kare saka kubva vavati taurai nyaya yenyu
Taura hako kkkkkkkkk hapana chavavinga apa nekuti nyaya yawo vashopera Vega kkkkk pakaipa.?
Sekuru ndivo vanga vachifanira kutaurira vanhu zvavafambira saka kana ivo vanhu voudza sekuru nhau yavo tinozoona sei kuti sekuru vnoona
Kupusa here vanhu , mafambirei
❤❤❤ pakapakapaka rikiti bvuuuuuuuuuuuuu joni rapindira rapidirapapi Zimbabwe kwasekuru Nyangatayanilllllllllllll ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ bhora mberi
Sekuru Nyangatai vanoshanda zvosina noise mukati mhani ndoafarira mashandire avo
Good story teller
Nyangatayani ashandisa Diplomacy nekuti angaatoona kare kuti pakati pemhuri iyi muroyi aripo. Ndosaka Chiremba ati tikadaidza mudzimu ukazobatwa unobhadhara, angaachiitira kuti Mbuya varege kunetsa kubuda pachena nehuroyi hwavo.
Aweeeehhhh ihhh imi inga zvakaoma izvi
Sekuru munoita zvakanaka kutanga mabvunza nokuti mhunhu unouya nemutsiga n,'an'a asabatwa zviribhoooo munoyera basa kutanga kuti uyu mhunhu anachinogona kusarakwaari here
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/B9XssxrvWoE4VLBIMWlDxo
Haaaa sekuru Ava vaniziwa kunyengerera varoyi vanoroya vachiziwa zvavakabata
😂😂😂😂 true mandipedza hangu. Hanzi kunyengerera
Mbuya vanetsanga muziso ummm vanenyya huru chaiyoo ummm zvakaoma asi ndfra kuty vbvma kufmba nmhuri yavo tovimba kty zvofmba mushe😢😢 mbuya avo ngavasangoti mhpo mhepo vanotoroya vachitoziva avoo chiii chinofadza mai makaoma imii 😭😭 ziso asi makapfurwa matiza nenymaa knii nxaa Mbuya avoo vanoda kurohwa
Kana vari soo vanotorwadziwa.nemhuri yavo but kana zimhepo ravabata votoroya ndo zvinoita satan will use.you
Ava ngavatenge zvinhu zvrse pfumo ne zvese vadzorere pakare iwe mukoma mukuru ndiwe muridzi unochengeta zvinhu izvi ndiwe baba uchasunungura vana vose saka zvinhu zviri kunya kwauri wakaramba pfumo renhaka chengeta pfumo iroro urikumbirite kuma bba vako kuti wakatadza wotora pfumo oisa mumba inhaka yemusha saka vana vari kufa ndiwe urikukonzeresapfuma yenhaka hairambwe inopedza musha gogo havana kana mhosva
Ava vati vanoziva zviri kuvanetsa vakuda kunobvisirwa zvinhu zvavo. So vakutsanangura zvinhu zvavo.. Mbuya ava itsotsi
Virginia naJesca uyai panoo kkkkk vaneshavi haisi mhepo
Mai ava vanonyepa varikurishaya sei vairapa narosei kunyepa
Chiverere chiputsa makona Auya Nyangatayani
Wawasingarape asi waitodya vana wawo chokwadi kunearopa fresh haiiiii
Mbuya ava vaimbonwa ropa rembudzi or rehuku saka now vakunwa ropa revana vavo varikufa vese
Kunwaa ropa versus nyanga apo wanotoenda kuchurch shemu pamwe rashanduka ende vabvuma gogo kuti ndini aaaaaah ndayerera misodzi mhani vaitoroya wese murume nemukadzi zvakaoma
Ambuya ka uuuum. Hamhemo mwari 😢
Vabereki vasadaro.vana veduwe kuroya kwacho uuu ma1
The reason why some children abandoned their families
Mbuya bvumai murmurous. Izvo zvebvuri ramunoreva kunzwenga nyaya. Hapana mhepo apa . Munonyepa gogo. Muroyi apedza mhuri yake. Zvese munogara nazvo mumba.
Muroi avo
Chenjerai kuromba muchiti mukutsvaka help
Tisu tagara pa54.1k💃💃💃💃💃
Zvino journalist zvaari kuwanza mivhinzo
Saka kana vakuudzira munhu. Anoshopera sei pakut munyarare muudziwe Mai vanedzungu avo
Pakubatwa kwezvinhu ndopachaziva vanhu kuti sekuru ava havasi vekutamba navo
Sekuru varikubatsira asi vanzi ngavataure vega nokuti nyaya yavo vanoiziva sekuru vakataura vanovaripisa
Nhai panekuti ivo vavaudze kuti vafambirei
Comprehension is a skill... vanzi taurai mega...
Sekuru Ava nyaya dzavo dzandaivona vonoita Basa Havana wara futi ,Ava Havana Mari ndosaka vanzi taurai zvamavinga chete ndezve mahara zvavo
@@bongim-mj8vc kushoperwa knobatsirei problem yenyu.muchiiziva ava vanoda kuyambuka.chete
Mkoma Robert naro basa
Mbuya inoroya zvayo iyi fokofo mhani
😂😂😂😂😂
Musavaudzirazve ngavaone vega
Asi apa hapana kuudzwa nasekuru kuzvitaurira wega apa
Pane zvinoda midzimu kwoita gogo ava varikutaura zvawakaita Vega usashandise Ana kule
Batayi basa sekuru varikutaura mbuya avo vanoziva zvinhu zvavo havo
Pano nyaya yacho ikubhowa regai ndidzoke zvangu kukaranganda
Ndinewo mubvunzo mumwe chete zvangu, I don't mean any disrespect or what. Kudhara kwainzi uchipinda panoitwa chivanhu, hapadiwe kubva kubhutsu nezvakaita sema watch, ring mhete and so forth. But as I see it, muturikiri wasekuru ari kutorecorder, vatapi venhau ehe vanenge vachiita basa ravo, zvava kufamba sei or maybe chivanhu chakati rerutswei zvichienderana nenguva or ndini ndine dambudziko?
Hazvinakidzi why tell n,anga
Zvakaoma
Why ask them questions kana mudzimu wacho uchiona
My question too,apa vanenge vasingadi havo,plus zvemahara vanasekuru havaite serious
@@ChishongoMadhuve its a wave re n'anga it will end soon . Satan can not cast out satan
Hadzizi nyaya dzese dzinoda mudzimu, inga vari kutaura vega dambudziko vozobatsirwa
😂😂😂😂😂 inyanga leyi madoda hayibo 🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♂️🏃♂️ why asking them questions, umangoye uyasola
Murikutiiko ??
Tsanangudzo ngedzemapositori plus vakatoporofitwa kare ava vanasekuru ngevekuyambutsa nekubvisa zvakaipa.
Izvozvi zvamabvunza zvinokanganisa basa sekuru potai muchishopera vanhu vazive kuuya kwamuri kutoda kuti mutaure murimi
Waaal old woman vataura chokwadi vana imi getready kubhadhara gogo nokuti rudzi rwenyu ndorwakapa gogo zvavanazvo now mukatamba ngozi yagogo ichakupedzai futi mukatsvaka muroi pasina hama dzavo dziri kuona muchaona pavanofa
Apa hapana hapana kubatsirwa apa
Ngava tsanangure vega vanomboroerei sekuru havangapinde mumatare muroyi ngataure
Zvino kana motsanangura nyaya yacho yese n'anga ichazodii
N'anga inoona inoronda yega dare rayo
Ukaenda Uchida zvemahara vanokudai hapana chobuda havashande nesimba manzwa hanzi kana toita zvokushopera muroi akabatwa pakubhadharwa
uchagadzira zvawaudzwa ozobvisa nekuti waudza n`anga dzenyu wachenjeresa
Aaaa ava sekuru apana chavanogona kungorasa mari chete nevarapwa vacho vanopengawo futi varikufunga kuti vachabatsirwa chiyinipapo kunze kwekurombeswa chete vopiwha imwe nhamo pamusoro peyimwe futi ndochiyi ichochi😂😂
Bvunzai mugonzwisisa kwete kungotaura.Ko vese vamunoona vachibatsirwa vatanga vatsanangura matambudziko avo kuna mukoma Robert munoti kudii navo.Iwe chaiye unogona kuenda kun'anga usina basa nezvekuziva kurikubva dambudziko asi kutorapiwa chete.Zvetsananguro vanhu vaneta nazvo izvi.Kumapostori kupi kupi tsananguro same same saka woramba uchingoudziwa here uchikona kurapwa.Ipapa vanotoziva and Sekuru Nyangatayani vachavapandira matare vopedza vorapa zvakare.
Chokwadi unenge woda.zambuko chete ukawona uchiri kuda tsananguro hausati.watambura
Haiwa chimbuya ichi motsanangurirei saka making mavingei kana muchitsanangurira ngaga
Vanzi taurai nyaya yenyu mega ,kana munezvamunoziva so that hamuripiswe nemudzimu
Awa vanhu awa warikutsanangura kyita kunge waripadare sei,sekuru awa hawashopere neiko,warikutowabvunza kuti wataure zvese,saka wanozoita basa rei manje kana watsanangurirwa zvese,uuuummmmm, hapana kujeka apa,mheno,zvimwe magazine anosiyana
Pkaipa yoo
I am a commercial farmer doing amazing job inspiring and educating those interested in farming and Sustainable agriculture.please follow for more
Haaaa takagara takazviona kare kuti chinotema idemo uko kwasara mupini pabva zino pasare vende,bcz n'anga haifanire kubva togara kuzviona kubva sekuru vabva dzangano idzo
Dhuku jena sungai henyu mega
Kkkkkk taura hako. Ndewekumusha kwangu. Mapositori original
😂😂😂😂😂😂@@oceanmusanhihaaaaanorovang2106
Ko why muchida kuti munhu ataure nyaya dzake ...imimi ndimi munofanira kutaura zvee
Kamuchembere kakangwarisa aka
Tereresai patangira nyaya Kune varikuti why asking questions
In'anga rudzii inotanga yaita kuudzirwa matambudziko munongodyirwa mari imi
Mopenga mhani zwatoziva isu ukaswika pangaga inorova hakata yokuudzai zwamafambira not kutsanangurira ngaga mopinda mobadara fut haaaa
Hezvoo kurikuiswa muromo kugotsi MOTi maisirwei 😂
@@TanyaMuridzo😂😂😂😂 idii azvichada kutaurisa kungoona kana vaita mubvunzo kungogumira muhana yako unokuvarira mahara
@@lorrainenembaware4606 chokwadi unofira nyya dzsri dzekmba kwako 😂😂
Apa sekuru havasati vapabasa achiri munhu uyu ndosaka vari kutobvunzawo semunhu panyama.kana wawapabasa havataure shona and ukanyepa vanotomuudza ipapo ipapo
Kwa Prophet Miracle Paul unotobvunzwa wotaura nyaya yawafambira. Vanozoti vokuveza kana wanyepa hako
Sekuru avo kana vachida kubatsira vanhu havafanire kubvumza vanongobatsira kwete kubvumza vanhu Havana zvavanoziva sekuru avo
Komadii kungoita n'anga ....
Musavaudza ngavashopere sekuru
imagine varikuudza sekuru nhai.n'anga inofanira kuona yega
Aaa nhai kana achigona why tell him zvese he will tell lies stealing money from ppl
Taura hako kwete kuudzirwa
Yaona kare saka vadzima kuti mbuya iyi isazopa mhosva vana uye kuramba nekuti vangaramba vachiti mandipumha
Zvekuda kshoperwa.unenge usina problem ava they.need.sununguro chete coz nhau vanodziziva
kkkkk imhepo. kachembere aka ayaas
Kutsanangura nyaya mega wats the point of going there obviously he is going t lie ko kna gogo vari kunyepa for the sake of peace hakuna n-anga yakadai
Mucharombeswa nasekuru avo ndochokwadi chamuri kutswaga apa nekusara nengozi yamai venyu
Why vaudza sekuru sei
Ko munovaudzirei hanty monyarara sekuru votaura here nhai why muchizotaura matambudziko acho
Vanhu don't judge sekuru vanoziva basa ravo regai vanhu vabatsirwe
Yoowerere kwangu kumusha chaiko idowabatayi batayi sekuru vakazara varoyi avo kumusha kwedu
Kohoko mhanduwe.... 😂😂paribe wasvinu ba
Hezvooo asi sekuru havadi kubatsira hr,why asking such questions. Thought vanoona vega voudza varapi then varapwi vobvuma or kuramba.
Wese anoroya anozvitora kun,anga vamwe vachitoti tiri kubetserwa vachipiwa vasingazive
Matare ese ayo ndefake hakunamatare anobvumidzwa kushandisa 4n inofrizer mudare 4n iyoyo ndezvekudyirana mari chte nemi vatapi venhau makuita zvekuti vanhu vabirwe mari futi
Mbuya vanema1
Ko zvamakuudza n'anga zvese bvuuu achataura chii saka ah
Iwe kana urimunhu anobatsira usada kupedza data redu batsira vanhu kwete kubvunza vanhu unoparira vana ngozi vakazotanda botso batsira vanhu avo kwete kuparira vanhu ngozi ukutopara mhosva zvauri kuita izvozvo unonyadzisa
Ko muturikiri arikutora video yeyi
Bhizimusi 😂😂
👏👏👏👏🇿🇦
Vachabatsira imi matovaudza dambudziko
Saka havabatsirwe
Zvakaoma kumusha kwedu
Hey musha wakatakura uyu, apa baba vacho havana chavakasiya chavainacho
Sekuru itayi hakata zvireruke zvamunongoita kune vamwe mazuva ose
Mari ndoinotonga I think havna chavancho
Matare mutumbu sekuru vaifanira kupinda nevazukuru mudare vopanda dare vazukuru voenzanisa nezvavanazvo kana zvichienderana vagutsikana navo vochibatsirwa kuzvibvisa zvino tateguru vachauya kuzoitei ivo vapanda matare avo vega
Muchadzidza zvakawanda, follow the story to the end
Its no longer interesting sekuru ngavangobvunza kuti moda kusangana nemusharukwa here munhu akati hongu vorega kubvunza nyaya kubva kumunhu sandiwo maitirwo ematare ayo murume aripanumber 2 akangwara asi azokurirwa hake. Musharukwa haachina chekuronda nyaya yacho avanayo kare kubva kunevarikuda kubatsirwa
@@samaz6695panga pasitorina chekuronda nekuti mukatereresa muchannzwa kuti mbuya nasekuru huroyi hwavo hwaiva pachena muhozi vana vavo vese vaitozviona zvinhu zvavaishandisa ndosaka sekuru vakati handideedze mudzimu pazvinhu zvamurikuziva
Kushanda kwasekuru ava kunechitsotsi mukati sei vachida kutanga varondedzerwa nyaya vozoshopera saka vanenge vakushopereyi nokuti vanenge vakuziva zvese akuna chinhu apo
Why should they relate their story to sekuru, instead of sekuru to prophesy to them
Sekuru ndabatikana nhasi mandinyadzisa kuita kubvunza varapwa dare ravafambira madii kushopera musadaro imi
Ndomashandirwo anoitwa zvemahara vabhadhara here
@@ShupMacheka-vj7qw ibva apa iwe ungaende kunorondedzera nhau dzaunoda kubatsirwa sure
@@JessicaMukora haa iwe kana usina kubvisa mari yedare unoona sekuti vanoita nemazvo here nhaiwe ndokubasa kwavo kwavanochengetera mhuri yavo ungati vainga kuzorondedzera asi vatorondedzera wani uchiona
Kutaura hobho zvinhu n'anga yacho inozoita basa reyi manje
Vanzwisisei gogo avo havachazvida
Sekuru vacho vachaitei
Dzongofa😂😂
Robert iyo nyanga haioni iyo usatipa zvakadai havaoni chinhu
Iwe. awusati. wavaziva sekuru ava
@@SheilaMkanda ndongoziva kuvaona but pese pandoona vachibatsira ndoona vachiita kubvunza saka zvandinetsa
Mutorododo wenyaya saka Sekuru vachataureyi
Vachabvisa zvinhu nemushonga wakaipa chete chete
Ko midzimu uchabuda hre mataura zvese
Chete vanhu hamuteereri, pane zvatajaira kuona, nyaya iri pachena iyi,
Yaa apa handisi kugutsikana na sekuru coz iyo nga'nga ndoinofanira ku shopera kwete kuti vauya kuzobatsirwa itange yatsanangura nyayayavo, paratidza kusagona basa ravo.
Ukaona wangonzi tsanangura wega ziva kuti hapana rubatsiro rwauchawana ndakazviitwa kwachapola Mari yangu ikaendera mahara kwachapola 500USA 😂😂
Pmwe havna Mari vakumbirirwa narobbert nkuda kwedambudziko
Tereresai nyaya there was no need yekuti sekuru vadeedze midzimu nekuti mhuri iyi vakatokura vachiona zvinhu zvevabereki zvemabasa avo muhozi pachena zvinhu zvavanotoziva Vega pasina mudzimu chafambira mhuri kuzobvisirwa mishonga iyoyo nehuroyi hwakupedza mhuri zviripachena
Mabvakuee avo ndewe kumalawi havana chavanoziva vese vana tasvu kanenungo fake yega yega iyo
Aiwazve NHAI veduweee kana sekuru vachiona ngavataure ivo.so far hapana zvaita varikutobvunza..And vanhu Ava vavhundutsirwa pakutanga pavanzi ukasataura unoripiswe
Sekuru udzai dambudziko musina kuvabvunza todzoka toti hamugoni
Nhai mahumbwe chaiwo
Nyangatayani ndokushopera here ikoko
Bvunza akutuma iweee Nyangatayani mopedza zvose vadharaa
Mukoma robert panenumber dzaibuda pascreen pamambenge muri kuslymedia dzasekuru nyangatayani iyezvino dzakuti sekuru gwandu asi vai sharer line here
Number dzakanzi sekuru Gwandu ndedzemurume uya aimboturikira sekuru Nyangatayani. Havachashanda vese aitombobira vanhu mari nenhamba iyoyo.
@@EK24737 thanks
sekuru gwandu avabirevanhu taurai zvakanaka ndovaziva vanhu avakubva mararamiro avo kuyakwasekuru nyangatayani nekubatana kwavakaita nyangatayani akasvikira mudare rasekuru gwandu ingoti sekuru gwandu vakanyarara kubva vapinda muglendale avana noise nemunhu kusapindura aisimhosva
sekuru gwandu avabirevanhu taurai zvakanaka ndovaziva vanhu avakubva mararamiro avo kuyakwasekuru nyangatayani nekubatana kwavakaita nyangatayani akasvikira mudare rasekuru gwandu ingoti sekuru gwandu vakanyarara kubva vapinda muglendale avana noise nemunhu kusapindura aisimhosva
@@getrudeshaibho wakaona here video rakaitwa interview sekuru Nyangatayani namukoma Robert vachitaura kuti sekuru Gwandu vari kuti vanhu vakafona vachida sekuru Nyangatayani ivo vari kuvaudza kuti vauye kwavari kuzovabatsira vachishandisa zita rasekuru Nyangatayani. Tsvaka video iroro unoriwana pamwe unganzwisise