Bt varume soo wakuzoona kt wakakanganisa and yu cnt keep on kanganisa munhu ave nemimba now Presely ndiye akuita seane mhosva or ari kuda kuputsa musha bt iwe murume ndiwe wakatanga haaa varume hamuoni ndega
@@creationsvsuals haa ndinobatikana ne gender yangu iri kudzvanyirirwa pamimba apa kunofanira kutova nemutemo unoti mkadzi wese wawabata or mskana atova wako kuva ne mimba kana kurega kungodya bota rake chete ave wako bcz now man vakutotemba kt vanizongoramba vachiti hee mkadzi wangu hee makadzi wangu aivepi uchidya boda now razvimbira wakuti anoputsa musha
Thanks for your support 😊don’t forget to like👍&share.If it’s your first time here don’t forget to subscribe &turn on the notification 🔔 bell
Alana's reaction towards nyaya iyi inotyisa
Finally Presley azotiii bvooo nyaya yake kuna Allana 😅😅😅😅😅😅😅
Presley can act guys
akanyanya wasu wangu uyu kkk
Tindo🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥👏
I love the relationship ya Alana and tete haaaa tikaita vana tete 5 vakaita so tagadzira nyika ❤❤❤❤❤
Hunge muchiterera😅😅
Presciley kudhara manje 😅😅😅😅😅😅
😂😅😅😅😅😅Haaa Presley ka hanzi pano pakakura space iripo😅😅😅😅😅
😂😂😂😂@@JahBlissZw
@@creationsvsuals ndauya ndauya
Tete is glowing,i love everything that says you......
Keep it up 💯 creations vsuals
Kindly share 🙏😌
😂😂😂 Malume Mahuchi walala wasala liqiniso ungayekela ukubona i Magtom Media walala wasala ❤❤❤❤ guys never disappoint you 🔨🔨🔥🔥🔥
Samanyika une moto hanzi mapazwa hre pekuti ndine mimba 😂😂😂😂😂
Dzokororo inesimba
It’s worse when women don’t flip out after bad news😂😂
😂😂
U can say that again
Ehezvee kwauya vanhu vakuru mahuchi kkkkkk love you guys
😂😂😂 asi mwastroka kani Presley anopedzera malines
I love Alana and tete’s relationship.
Maiguru Alana ….well done good stuff , type ye madzimai akaita semi havawanikwe zveku mhanya
never trust a steady woman afta such news😂
Tete Hanzvadzi ya Tindo 💥💥
Bvoooo Kule Mahuchiii vazongobudikira last minute wena
Tindo ,very steady in his dealings
Imbayava yema sorry uku sorry ukoooo, dzidzai kuzvibata madzimai. Alana haasisina power manje because of precedence 😂
Tindo MrPlayaMan
Presley you are my number one good actor.drop your digits 🎉
Hit my dm
"Asi mastroker?" - Presley
Your cast is really good❤
🙏🙏
Finally the truth is out ,, ummm Alana kuzoregerera uku bhoo here 😂😂😂
Akuziva nhau dzake kkk
haaa team munoActor imimi ummmmmm ndodii nemi ini , kouita advert nemi ndokubatai papi
0882905527 or click the whatsapp link wa.me/qr/AXOZWJIYV2TYG1
Presley chi heavy mhani
Shame Allana ndakurwadzirwaaa sure
Kuita anhu ngoko pano in Wasu’s voice 😂😂😂😂😂
you are the best 🤜
We’ve enjoyed big time. Thank you crew🎉🎉🎉
Mahuchi ❤❤❤❤❤❤❤
Tete nemuroora l love you guys ❤❤❤
Nice ❤ work guys
I love relationship between brother and sister
Proud of you wasu ❤
❤
Presily kane hundunya hey. What a character choice guys
Ndiri wasu chirungu ndochiziva 😂😂😂
Nice work guys
Haaaa Presley kusatorohwa chaiko😢 muri kukajaidza kanoda kubinhwa
😂tichatanga kubamura iwewe
Ndokaonepi ndimbokapa mambama 😂 haaa kaKabiyasi kemunhu
Was waiting for this episode. Love you guys!💕
2:05 😂😂😂😂😂😂 ndiri wasu
Kudyirwa musaga😂
Yaaa pakunakidza pano
Kikkkkk Taura hako 😊😊😊
😂 Presley anondipedza stress hangu ini...what a character she is....😂😂😂
Combination yacho yese even Tendai wacho ma1
Tete u're very good hurt
pekuti ndinemimba mapanzwa here
Kasi maStroker 😂😂😂😂😢
Mapawa hre pekuty ndine mimba
I love you guys ⭐⭐⭐⭐⭐⭐⭐
Pakaposheka😂
Tindo andiuraya 😂😂😂😂 hanzi “zviri kuitika or what??? 😂😂
Presley wandipedza hanzi asi mwastroker kaii😂😂😂😂😂
It's asi uri NGOKO for me 😂😂😂😂😂 Presley chibaba uyo
Kkkkkkk Presley hanzi mapazwa here pekuti ndine mimba kkkkkkkk
Tete Tanya pane basawo shuwa kkkkkkkk kwakaendwa kuma intro shuwa here
Apa dai maiziva henyu tete kuti mukomana wenyu icousin yamakhoti, zviro zvacho kkkkkkk zvayakuita kunge CA 😂😂😂😂
Presly bhoo here 😂😂😂😂
Iwewe yaTindo inonditekenyedzaa😂😂😂😂😂😂
Wakudzisa wasu chirungu here😂😂😂
Achidi kufunda wena chiwasu chacho
Mutatambo uya wazodirwa shuga🤞🤣🙌
haaa munogona mhani
#Ngoko #wasu😂
Maigomhanyira zvevanhu vakuru sei😂😂😂
Tindo unongofunga mbabe chte❤❤
😂😂
Ma1
Imba yatomira futi apaa😂
these guys are naturals havaite sevarku actor❤
Presley avhura hombe nhasi
From tete to mainini, from makhoti to maiguru 😂😂😂😂
Maiguru Manyama ⭐️⭐️⭐️⭐️⭐️
Mapazvaere pekuti ndine mimba
Kkkk vanhu vanogonesa ava,tete namakoti munovirirana,Pressly ma1 serious yacho kkk
Wasu ❤😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂presly unopisa
Ih kutaura mweya kdaro uri pandiri Presly unofira mahara
😂😂😂 muno after henyu weldone gys
Yakwira mutarara zvino...nyaya iya yaoma yonotongwa nababa....zvopera mushe here izvo Tindo...
Rega tione kunowira tsvimbo nedohwe
Tindo na tete❤
Hanzi maingomhanyira zvevanhu vakuru sei hahahahahahaha
Ko kanhunzi kari kuita noise akoo matii nako kkkkkkk
Kari part of the script😂😂
@@creationsvsuals kkkk sure
@@creationsvsuals kkkk sure
Pekuti ndine mimba mapazwa here
❤❤❤❤
Nhumbu ndeyani wasu
I wish if I can subscribe 100 times munogona
But Allana newe u fell pregnant ne umwe murume so what's the issue?
Masimbisa mafanzi manyama
Mahuchi watambirawo chimuti chadhiboz kkkk
Presley ibasa 😂
Wasu anopedza 😂😂😂😂
ndikangoona wasu zvangu zvaita Uyo akuita zvipinga mupinyu
Nhasi zvangu
Thank u guys munondiitira imi handisati ndaona zvangu kkkkkk ndombotanga ndaliker ndongoti thank u ndisati ndaziva kti mukati munei
Sorry zvako Allana ndakunzwira tsitsi
Bt varume soo wakuzoona kt wakakanganisa and yu cnt keep on kanganisa munhu ave nemimba now Presely ndiye akuita seane mhosva or ari kuda kuputsa musha bt iwe murume ndiwe wakatanga haaa varume hamuoni ndega
Tinomuda please chimbodzokera kugomo😂😂 wani takawirirana kuti unodzika ndakut dzika
@@creationsvsuals haa ndinobatikana ne gender yangu iri kudzvanyirirwa pamimba apa kunofanira kutova nemutemo unoti mkadzi wese wawabata or mskana atova wako kuva ne mimba kana kurega kungodya bota rake chete ave wako bcz now man vakutotemba kt vanizongoramba vachiti hee mkadzi wangu hee makadzi wangu aivepi uchidya boda now razvimbira wakuti anoputsa musha
@@creationsvsuals ndodyei ndikaramba ndiri mugomo uye mweya akanditi chidzika unosangana newako bcz mugomo hamuna ma dudes kaa kkkkk
MA secrets ese abuda pachena THE TRUTH SHALL SET YOU FREE
Alana arikurwadziwa
Tindo kaTrustire kawaita Presley, kunge usingazivi kuti Presley haakendengi zvake, igindagoriya uyo kkkkkkk hanzi haambotauri kkkk une shuwa manje hona zvazvaita
😂😂😂😂 unenge uchiti haaaa hapana wozona kut aikazve
@@creationsvsuals 😂😂😂😂😂 Presley imhepo yaNyamavhuvhu uyo
Allana wife meterial manyama
Mamwe mawords atonzwa naana wasu yooo hnz ngoko
Presley 😂 anondiita bho manje
Aihwa mahuchi😁😁😁
Mukunonoka kutipa guyz
Takambotaura kut tqive ku holiday so we are back now tichazama nepatogona napo
Tindo nhasi wavekutya hupombwe?