Munyaradzi Official Video : Dorcas Moyo

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 23 січ 2025

КОМЕНТАРІ • 458

  • @TanyaradzwaMuchemwa
    @TanyaradzwaMuchemwa 14 днів тому +4

    I used to put this song on repeat ndichienda kumakomo nekufaster sendinopenga....God was silent and vanhu vachishaya kuti ndrikuzviondeserei..."kumwe kushumira kwangu mwari ishungu kuti vamwe vaonewo........". God is faithful I am now in india under presidential scholarship 😭😭😭😭😭😭😭..." Hona mwari wee waramba neni nguva yareba ...ndinoona kurwirwa ...chandindinoona inyasha"

  • @AlbertGquma
    @AlbertGquma 4 місяці тому +5

    song iyi inondiswededza Pana Mwari kana ariko anogomerwa sezvandoitirwa namama dorcas nga like apa

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +5

    🙏🏻🙏🏻 champion 🤝Mai Ava vanoimba zvinodadisa zvinopinza munyasha masongs avo anoramba achirira munzeve iyo yatopera ndatenda hangu👏🏻👏🏻👍
    @Otilia Chiduku at T One Station WhatsApp group 2 on 26.08.2020 @ 19:23 BST

  • @forgetmudyanadzo
    @forgetmudyanadzo Рік тому +24

    This song hits differently. Who else feel like praying after listening to this song 🙏🏽

    • @MamsanaSapol-he8yi
      @MamsanaSapol-he8yi Рік тому +1

      kuuya pano ndangoinzwa ichiimbwa nechekure kure ndapedza kunamata but ndakangamwa kuti yakaimbwa nani. inekusimbisa kwainako ukanyatso iterera mashoko ayo ano akuwedzera simba rekunamata

    • @gracedzimati6293
      @gracedzimati6293 Рік тому +1

      Amen powerful worshipping song

    • @gracedzimati6293
      @gracedzimati6293 10 місяців тому +1

      Amen amen in tears now , this song it's a prayer , so touching

  • @Dorcasmoyoofficial
    @Dorcasmoyoofficial  4 роки тому +49

    To God be the glory....

  • @matangirejoice4654
    @matangirejoice4654 4 роки тому +9

    would a appreciate a collabo of her n Mai Charamba... beautiful song

    • @RangariraiMagoga
      @RangariraiMagoga 10 місяців тому

      I also have that feeling hey hey that song will be out of this world

  • @enterzata9640
    @enterzata9640 4 роки тому +36

    Unotoshaya yaunoti ndofavourite song yangu coz dzose makeke👌❤munotigonera amai Moyo 🙏

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      Chokwadi chakazara

    • @InnocentMasukwedza1
      @InnocentMasukwedza1 4 роки тому +1

      Chokwadi hama!

    • @davidjage6035
      @davidjage6035 4 роки тому +1

      Thats what happens when one sings from the heart. Apa Mwari vanenge vari in total control . I cry when i listen to this and her songs.I just wonder kuti where was the voice.

    • @davidjage6035
      @davidjage6035 4 роки тому +1

      Im her dedicated fan

  • @uncle_trust_gwishiri
    @uncle_trust_gwishiri 2 роки тому +4

    Your songs are doing great to me mhamha D. Moyo
    May God bless you

  • @cliveferemba2617
    @cliveferemba2617 4 роки тому +1

    This is really nice. keep this standard. May Dear Lord grant what you deserve. maSong enyu ese anonakidza uye ane message rambayi muchitibatsira sekudaro. Dont give up.

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +3

    Ndiri pano hangu @ Nyasha CHARINYA

    • @rebelxsupreme9139
      @rebelxsupreme9139 4 роки тому +2

      Thank you father. Ndiri kunyarwadzwa ini

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      @@rebelxsupreme9139 zvinofadza mwana.. Mangwana tiri pano hedu

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +27

    2 Corinthians 4:8-9 New Living Translation (NLT)
    8 We are pressed on every side by troubles, but we are not crushed. We are perplexed, but not driven to despair. 9 We are hunted down, but never abandoned by God. We get knocked down, but we are not destroyed
    This so soothing to know that God gave us The Comforter, the Holy Spirit, and that Jesus Christ will never abandon us no matter our circumstances.
    Makaita henyu Mai Moyo kubvuma kushandiswa naMwari panguva ino pasi rose rakaremerwa nedenda iri re COVID-19. Nziyo iyi inonyaradza moyo wangu, inondipa tariro kuti Mwari haambofa akandisiya. Jesu is shamwari inonamatira kudarika hama.

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      Amen

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      In whatever situation I can face I am guaranteed of the heavenly comfort

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      Hatirase tariro

    • @chiedzawasarirevu6911
      @chiedzawasarirevu6911 4 роки тому +1

      Ephesians 1 13 In Him, you also, when you heard the word of truth, the good news of your salvation, and [as a result] believed in Him, were stamped with the seal of the promised Holy Spirit [the One promised by Christ] as owned and protected [by God]. We thanks God for the Holy Spirit, he said he won’t leave us as orphans.

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      @@chiedzawasarirevu6911 Ephesians 1:13
      New Living Translation
      13 And now you Gentiles have also heard the truth, the Good News that God saves you. And when you believed in Christ, he identified you as his own[a] by giving you the Holy Spirit, whom he promised long ago.

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +3

    Ndingatsanangurei sei zvakaputirwa nemarwadzo

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +4

    Ndinofunga kuti pasong munyaradzi kana uchinge wakaremerwa nematambudziko kurumbidza nekunamata kunorema asi nekuda kwenyasha dzatakaitirwa tinotsungirira kuti vamwe vaone ukuru hwaMwari
    Mai Blessing Heavenly Melodies Fans WhatsApp group 2 on 21.08.2020 @ 21:58 BST

  • @ShepherdMuzarabani-px3ts
    @ShepherdMuzarabani-px3ts 4 місяці тому

    2024 inongova itsva,,,keep up doing GOD's work...Ngaasimudzwe JESU

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +5

    [21/08, 19:46] Mai T: Ini ndinoti song iyi inotiratidza simba raMwari .Mwari vakasiyana nevanhu vanhu vanokusiya kana vaona kt uri mumatambudziko asi Mwari havatisii vanotomira nesu munhamo nemumarwadzo😭😭
    [21/08, 19:48] Mai T: Song iyi inondibata bata ndri seni hangu
    [21/08, 19:51]Mai T: Mwari ngaarambe achipa mhamha simba rekurumbidza Mwari vanotiitira zvakanaka nemasongs avo mmmm😭🙏🏻👏🏻

  • @jumanji7629
    @jumanji7629 4 роки тому +1

    am tryin to understand where thoz dislikes r coming from hayah zvachiri satan chinombaiti gadagada kufamba kana nyadzi.WELLDONE MOMZ

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому

      Kkkkk It is their nature to dislike even something exceptionally good or thet just presses the button with no full understanding of what they were doing. Or it is objective criticism

  • @tutsirayiderera7791
    @tutsirayiderera7791 3 роки тому +1

    Kumwe kushumiri kwangu ishungu 🙌 kuti vamwe vaonewo vakuzivei Mwari 🙏🙏🙏

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +1

    Rwiyo rune mazwi akadzima urwu.... Runondibata pamweya wangu chaipo

  • @juliusmuzenda
    @juliusmuzenda 4 роки тому +4

    Mukadzi anondigonera zvake uyu well done Moms. Keep going

  • @neverbechani2411
    @neverbechani2411 3 роки тому +3

    Each time I play Minister's music, t become new to m. Anointing yakanyanya

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +2

    Honai Mwari wakafama neni nguva yareba

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +1

    Mwari haatisiye toga

  • @hazvineyinhekairo8839
    @hazvineyinhekairo8839 4 роки тому +1

    Amen....music yake mukadzi uyu inondikomborera sooo

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +5

    How can we sing the songs of the Lord(I)
    while in a foreign land
    Psalm 137:4

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      Ndingaimbe sei zvisingakwane mumipanda

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому

      Ndingadudzirs sei zviri Kutsi komoyo wangu

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +1

    Ndinowona kty there is a time yandinotadza kunyatsoburitsa zviri pamoyo kuna Mwarii bt it is encouraging us kusarasa tariro in such times
    Rumbidzai Gawande... Heavenly Melodies WhatsApp group 1 on 21.08.2020 @ 19:40 BST

  • @KeeHoveMusik
    @KeeHoveMusik 4 роки тому +1

    I love the depth of the song. Yakanyorwa uye yakaimbwa

  • @obertmashiritv249
    @obertmashiritv249 4 роки тому +3

    Nyangwe tikawisirwa pasi haaaaa mwari havatisiye

  • @bosslady9423
    @bosslady9423 4 роки тому +3

    Ndakat gare gare ndouya zvangu pano .🙏🙏🙏🙏🙏

  • @peggynoke5725
    @peggynoke5725 2 місяці тому

    Munotigonera Mma Moyo pamwe pacho unenge watopererwa kuti ndodi asi mnotisimbisa

  • @msiaportia9524
    @msiaportia9524 4 роки тому +13

    I feel crying when listening to this music. Thank u mhama. When I'm down I always come here n listen to your music. God bless you. Voice renyu rakazodzwa. Mkubatsira vakawanda through your music. God bless u mom.

  • @zimoneriders
    @zimoneriders 5 місяців тому

    I still cry even if i listen it daily especially this part "kumwe kushumira kwangu Mwariwee ishungu kuti vamwe vaonewo"😭😭😭😭

  • @leetashatshuma4757
    @leetashatshuma4757 4 роки тому +2

    Kuita semaibura nhasi haaa this good,munondigonera amai

  • @GraceTafadzwaMurambiwa
    @GraceTafadzwaMurambiwa Місяць тому

    In 2024 Nov this song ichiri nechirevo 😢kuhupenyu hwangu

  • @leestouchsaloon9465
    @leestouchsaloon9465 9 місяців тому +1

    This is my new favorite it talks about wat i am going through right now

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 4 роки тому +4

    Ummmm this is fabulous,,keep going hapana chokumirira

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому

      It is fantastic my sister. Keep supporting her

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +5

    [21/08, 19:50] Diana Mudzengerere HMF4: In whatever situation Mwari havatisiye ,vanomira nesu,never give ariko Munyaradzi Jesu
    [21/08, 19:53] Diana Mudzengerere HMF4: Never give up,tisarase tariro mukufara mukusuwa hukuru hwavo Mwari hunenge huchingooneka

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +3

    🙏🏼song iyi ndinonzwa mufaro pabsa rakabatwa apa. Mashoko arimo ummm ane udzamu🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼🙏🏼
    Ine umhizha song iyi
    By Makion Makoni 21.08.2020 @ Heavenly Melodies WhatsApp group 1 @ 19:38 BST

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому

      Maita basa mwana wamai nemazwi akanaka

  • @mabelmidzi9612
    @mabelmidzi9612 4 роки тому

    Hameeeeeeeeeeennnnnnnn Ishungu kushumira kwangu Mwari 🙏🏻🙏🏻😂😂😂😂😂😂😂

  • @yvettemwela1244
    @yvettemwela1244 4 роки тому +22

    On reapet💁🏾‍♀️. Sometimes we fall but the grace of God keeps us afloat. Thank you Lord for your grace.

  • @admirezvipore3805
    @admirezvipore3805 4 роки тому +25

    Mother why I wasn't aware kut there is gem in music in form of yu, munoshaura zvinobata moyo amai. Yo music is so powerful, may the Lord bless you. How can we purchase yo music?

  • @obeymerekakunjenjema7312
    @obeymerekakunjenjema7312 4 роки тому +9

    Gud message. Thank u Mai Moyo

  • @blessedmapuranga3381
    @blessedmapuranga3381 2 роки тому +1

    listened to this song uchigara parepeat last year June when I had a stillbirth...and iye Mwari munyaradzi akazondipawo umwe mwana this year June futi...thank you Lord

  • @clemencehomba9858
    @clemencehomba9858 4 роки тому +9

    Ini ndinoropafadzwa zvangu nemusic yenyu. Each time a new song is released I say yo myself 'this is the best'. Iyezvino handichaziite nekuti all of the songs are the bests. To God be glory.

  • @fortunatechinzou8477
    @fortunatechinzou8477 4 роки тому +1

    kumerera nekubatwa nechimbo ichi thank you mai Moyo for this masterpiece....

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +5

    I cry after ndabva ndafunga the whole life yangu mandibaya
    Rejoice Mubaiwa... Heavenly Melodies Fans WhatsApp group 5 on 21.08.2020@ 20:39 BST

  • @MavisChitsika
    @MavisChitsika 9 місяців тому +1

    Amen thank you mama moyo .ndoimba sei ndakaputirwa nemarwadzo

  • @nthabisengclaudia1315
    @nthabisengclaudia1315 3 роки тому

    Nziyo iyi inondisvitsa pakadzika dzika thank ukip up the gud work mama moyo

  • @constancekasvosve2859
    @constancekasvosve2859 4 роки тому

    Ndinoona Nyasha Mwari thank you Jesus for changing my life.

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +3

    Apa Mai Moyo and Heavenly Melodies vakaratidza unyanzvi hwavo ...song inonyatsopinda pakati pemoyo iyi.. David Munyaniso of group 2 on 26.08.2020 @ 18:56 BST

  • @florencedahwa3438
    @florencedahwa3438 2 роки тому

    6 years of primary infertility, this song heeeeey ,"kushumira dzimwe nguva kunonetsa"😭😭

  • @vimbayishalyne7425
    @vimbayishalyne7425 4 роки тому +1

    Ndingadudzira sei zviri pasi pemoyo wangu ,dzimwe nguva zvinorema😭🎶🎶

  • @ritandarakwa2870
    @ritandarakwa2870 4 роки тому +5

    Powerful words my Aunty

  • @fortunatetarowa57
    @fortunatetarowa57 4 роки тому +5

    Powerful words indeed. We love you mama Moyo❤️❤️. Nxt ndikudawo kuuya kuvideo anhu weee

  • @lorrainemudzingwa915
    @lorrainemudzingwa915 6 місяців тому

    Zvichirema zvichirwadza asi mwari anongotirwira thank you mama🙏🙏

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +1

    *Munyaradzi*
    Ndinotanga kurangarira marwadzo ose, some time ndashorana né shamwari ndicaiteerera ndinodzora Moyo.
    Kunyanya paya pavanoti Dzimwenguva tinowisirwa pasi asi mwari haatisiye tega.😭😭
    Muropadzwe Momy more blessings
    From Peter in Mozambique.. Heavenly Melodies Fans WhatsApp group 1 on 21.08.2020 @ 19:42 BST

  • @AlbertMandara
    @AlbertMandara 2 роки тому +3

    Powerful indeed. Keep up the good work! We surely need singers like you in this era,

  • @prouddzingirai9271
    @prouddzingirai9271 4 роки тому +2

    To God be the glory mai moyo nyasha dzaMwari ngadzirambe dzinemi ma song enyu anondisimudzira pakunamata ndichiaridza cher day rese muprayer ndoda be blessed sis

  • @raphelchinama7992
    @raphelchinama7992 3 роки тому +1

    Excellent work, keep it up.

  • @lindiwemelisawazvaremhaka2371
    @lindiwemelisawazvaremhaka2371 3 роки тому +1

    I love your music Mama Moyo

  • @patienceururu1037
    @patienceururu1037 3 роки тому +1

    Amen mama powerful words

  • @edithmasuka4478
    @edithmasuka4478 3 роки тому

    All your songs are 🔥🔥ese ane mharidzo ane dzidziso

  • @tinashemavuka7750
    @tinashemavuka7750 4 роки тому +2

    Nice one , hameni

  • @nerviamutemeri6709
    @nerviamutemeri6709 2 роки тому

    Eish this song inondikomborera mhani itirwai nyasha mamaMoyo mashoko ariapa anokuswededza pedyo naMwari kunyanya wakatakura mutoro unorema munotendwa zvikuru amai

  • @portiahbhechani5950
    @portiahbhechani5950 4 роки тому

    Mai Moyo mundikomborera ma songs enyu iiiii anondiitira, every situation mulife mangu ine song unobva kwamuri🙏. Mwari varambe vachikusimudzirai.

  • @oliviarufaro1101
    @oliviarufaro1101 4 роки тому +2

    You are a great woman of God continue ministering

  • @baronfmatasva1521
    @baronfmatasva1521 4 роки тому +6

    song inokomborera iyi MOM mukadzi anoimba uyu ndapota hangu

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      Chipo chatapihwa naMwari kushumira kwaari iye mbune Mwari. Tinotenda

  • @isabelchifamba2674
    @isabelchifamba2674 Рік тому

    Mhamha Moyo ndichazoda kusurpriser a friend of mine nekuenda nemi pamba pake please watch my coment n mark the day I sayed it so that !!!❤

  • @nashobb1
    @nashobb1 Рік тому

    Amen ❤️ to Maita henyu Mwari magona kutaura nevana venyu.

  • @joychokera1103
    @joychokera1103 8 місяців тому

    My all time favourite....kushumira kwangu ishungu

  • @ThandiweChigombe
    @ThandiweChigombe 10 місяців тому

    Ndashumirwa nesong iyi zvakanyanya.Thank you so much.❤

  • @kudzaimisura5977
    @kudzaimisura5977 3 роки тому +1

    Wonderful work Mama.
    Indeed u are gifted, your music is so touching

  • @melodymuringai1019
    @melodymuringai1019 2 роки тому +1

    When im down i play this song inondisvitsa panaMwari chaipo thank u mama moyo keep going🙏❤

  • @dianamudzengerere2243
    @dianamudzengerere2243 4 роки тому +6

    🙌🙌weldone Mom ,powerful song

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +2

      My sister you done what you know best. Maita basa guru hama yangu. Makomborerwa henyu. Tauyawo

    • @dianamudzengerere2243
      @dianamudzengerere2243 4 роки тому +1

      Nemiwo Mkoma basa ramunobata I guru,may God bless you

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому +1

      @@dianamudzengerere2243 Thank you so much my sister

  • @davidmunyaniso6585
    @davidmunyaniso6585 4 роки тому +3

    Enjoying this wonderful video ....u never disappoint Mai Moyo

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому

      Yes God is the architect of such works

  • @rebeccampofu7599
    @rebeccampofu7599 5 місяців тому

    It hit me too hard this morning as I was praying thank you Holy Spirit for yr visitation and to mama dorcus mwari vakakushandisayi 👏👏👏👏🙏❤️

  • @gugulethuvanessapokoto4379
    @gugulethuvanessapokoto4379 Рік тому +1

    Dziimwee nguva zvinorema😭🙏🙏

  • @enettycharinga3951
    @enettycharinga3951 4 роки тому +3

    Munogonesa mai moyo hei ndatenda hangu

  • @lilyderera4860
    @lilyderera4860 4 роки тому +15

    This is more than 5in1 song,there is powerful msg in,it also gives me strength when I am down as well as comforts me ,infact l can't nominate all but l put myself in it, that lead me to understand every word .🙏🙏

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому

      Hey well elaborated Lily. This is too deep

  • @homelamanyenga7051
    @homelamanyenga7051 4 роки тому

    masumudzira mweya yedu.keep on amai (munyaradzi )

  • @cmuchaonyerwa
    @cmuchaonyerwa 4 роки тому +3

    You are in a league of your own Amai Moyo

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому

      She may struggle to talk but never to SING

  • @estherchikwiriro4163
    @estherchikwiriro4163 3 роки тому

    This is Great my sister

  • @TembisoHurungwe
    @TembisoHurungwe 9 місяців тому

    Powerful song may God bless everyone who calls upon the Lord its the only way forward

  • @Wyeee-b3i
    @Wyeee-b3i Місяць тому

    Every time i listen to this song i cry thinkng of my past n my current situation 😢😢

  • @seabeezimani2823
    @seabeezimani2823 4 роки тому +2

    Hanzi kuti vamwe vaone...its a testimony vakuzivei

  • @charlesdeepergodknows1553
    @charlesdeepergodknows1553 2 роки тому

    MUNYARADZI NDIYE MWARI haakotsire anotichengeta nemurazvo wemoto neshongwe yegore masikati God's Power.😭

  • @pinielmanatsa1486
    @pinielmanatsa1486 3 роки тому

    Hooo. Amen. Mwari ngava zadzise shoko rava ndizivisa muupenyu hwako mwana wangu! May his hand be upon your head. By Apostle Piniel Peneal Manatsa.

  • @sizanimbiba8120
    @sizanimbiba8120 3 роки тому

    Kuyerera kwemisodzo yangu ....dzimwe nguva zvinoremaa.....thanks you mama Moyo ..

  • @phionaderera3261
    @phionaderera3261 2 роки тому

    Beautiful song I really love it zvinomborema shuwa asi Mwari vanomira nesu thank you Dorcas

  • @florencechiwai9933
    @florencechiwai9933 4 роки тому +1

    Amen dzimwe nguva zvinorema asi ndinoona nyasha dzenyu mwari

  • @TafadzwaGuyo-ml6xy
    @TafadzwaGuyo-ml6xy 7 місяців тому

    May I heal from the things only my heart knows😢😢😢😢

  • @docgwera8111
    @docgwera8111 4 роки тому +7

    I could feel the annoiting cutting through me listening to this Song.....Amen Sis Dorcas

  • @wilmerbombande7792
    @wilmerbombande7792 4 роки тому +2

    A sincere heart mother i love u sincere worship God bless u .

  • @tineyishoko2343
    @tineyishoko2343 4 роки тому +7

    Thank you Mrs Moyo. So reassuring to know that God is so faithful and despite our transgressions He will not forsake us.

  • @shonipanimutale2726
    @shonipanimutale2726 2 роки тому

    What a powerful message in the song, calmness and melodious voice,, whenever l listen to this song misodzi yangu inoyerere ,,ndinowona Nyasha dzaMwari

  • @RueRue839
    @RueRue839 4 роки тому +3

    Great song amai I always come here and listen the song on repeat wen my heart is burdened...it gvs me comfort

  • @FaraiTakudzwa-d7p
    @FaraiTakudzwa-d7p 2 місяці тому

    God always stand with us all the time ,,,thanks Docas Moyo

  • @alicematuku2545
    @alicematuku2545 2 місяці тому

    Thank you Dorcus Moyo
    This song touches my Heart
    I has my message
    God bless

  • @eviemonicamonica7198
    @eviemonicamonica7198 3 роки тому

    Glory be to God so touching and powerful ndinobva ndachema hangu thanx mama Moyo🙏

  • @noncebapatricia50
    @noncebapatricia50 3 роки тому

    Ummmmmmm ichokwadi ishugu zveshu because I have been through a lot this year 🙏🙏🙏🙏 thank you for singing this song that me dinoonasha mwari 🙏🙏🙏🙏 l wish I can meet you DMoyo

  • @markomavesere1
    @markomavesere1 4 роки тому +2

    Mangwana tiri pano tichinzwa MAKAVA... MAI MOYO VEDUWU

    • @markomavesere1
      @markomavesere1 4 роки тому

      Counting down the hours 🙏🙏🙏🙏