You people if you where knowing the difference between Jesus and Mwazha maidai muchigona, then dai maiziva kusiyana kwaMwazha nemutumwa chaiye anobva kuna mwari maidai muri kumberi chaizvo. Problem mave kukudza Mwazha kudarika mwari wacho wakamusika.Zvose zvose Paul Mwazha haaaaa imwika tsvakai mwari chaiye nguva iripo
Paul is a messenger to us. We worship God who commissioned Paul Mwazha of Africa. He has never taught anyone to worship him he encourages us to worship God and walk according to the word of God. When we declare we say in the name of Jesus who commissioned Paul Mwazha of Africa not in the name of Paul Mwazha of Africa. He is merely a servant of God as we are all.
@@munzm8178 You are correct 100% ndakazvinzwira ndega achitaura kuti musandinamata handisi mwari but some his members are lost, they see him as God or Jesus, zvese zvese Mwazha wandiporesa, Mwazha wandidai ko mwari hachataura nezvake kuti unogona kana kuti wandiporesa. Paul Mwazha is even far from the real Apostle Paul. People of his church are led astray.
@@MVHVoicesyou very correct ! Vanhu vakajaira kunamata midzimu. Even when they are saved they still want to worship a human being. These people dont love Mwazha like he loves them , vanoda kumukonesa kupinda because they know kuti havapindi. God is very clear kuti He does not share His glory with anyone , he is a jealous God when it comes to His Glory . Hymns and praises are to God, not a human being , even his arch angel chaiyo does not have songs mentioning his name. Vanhu vekwa Mwazha yiu were taught the truth , but makasiya chokwadi, All hymns and choruses are to God , thats worshiping God , any mention of Mwazha is heresy
Some songs just touch your soul even if you do not understand the language.
Zveshuwa Mwari tinaye
Amen Jesu

ko imi zvamamunoita zvana papa and makambonzwa vekwaMwazha vachitaura here siyai vanhu vanamate zvavanoda
@@fadzaimuketwa3581 Sorry hako handisi wekwa papa ndiri munhu wamwari, dai waiverenga bible usina nharo but nekuti wakadzidziswa kuti mwazha ndiye mwari wako ndiye anokuporesa kwete mwari gara wakadaro kusvika jesu vachiuya