Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
In zim being mad or foolish is a talent
True
It's sad though .
I love Silent Killer ❤❤❤❤❤
Silent wenyu uyu haite zwema drags here uyu kahunhu kake akasi bhooo
This guy needs serious rehab. It's not funny though to see people clapping at him. No wonder tiinana Madungwe pamhepo. We still got a lot to fix. Zvakaoma uye zvinorwadza.
Ticharamba tichiisekerera iyo yakutopenga ngwere yenyu iyi Changamire Dombo Mr Crystal
Well said ngwere
Well said chii iwe asi uriwedombo futi patadza munhu ingomuudza not well said yefake demet
iwe seh calaz muhombe kwauri nekuresa tenda chete kuti seh calaz muhombe shaaz iwe unotopenga iwewe
Takasekerera benzi richigeza rakazoguma rodya sipo
Uyu munhu uyu kutopenga kauko nhai munzwirei tsitsi sauro aisadaro wangu iwe mutoriro wakutokuvhiringa daimwari vakuitira nyasha wakunda
Ichoooo the Angel of war
Iro ibenzi shuwa siyana nemabhanditi xaaaa wakangokumisa wani
Uyuuuuu haade kusekererwa uyuuuu tichakuputitsa hedu mhupukira bhanditi uchidaro wakuenda kwamvura yacheka makumbo manje....
Uyu dzinombotidambuuuuu dzobatana 😢😢😢
😂😂😂😂 ngwere soo
Batsirai munhu uyo
Ngwere vanenge vari kurasika njere😂😂 hazvitaurwe ne ari normal izvo
Madya here
Guys tipeiwo zvirinani penokuswero tipa zvivanhu zvedombo izvo that's tisina kwatiri kuenda senyika mungato pedza nguva yenyu kuterera nyaya isina direction
Uyu unotorwara njere uyu.makati haapenge here iyeyu.imboendai naye kwa doctor hkd ambono kanikwa mosheedza bound lisa amuite brain overall.
Vanowanza madrugs to much hazvina kna sence zvaakutaura
Anopenga shuwa
Kumwe koita sekurwara pfungwa uku
Uyu ane mabhodhi mumusoro
Anoda help uyu
Futsek siyana naTocky , Tocky haatambe nebenzi tamba kwauputira ikoko
Tinashe Mutarisi hero basa munhu kurehab dzakutorasika idzi
😂😂😂😂😂😂😅Benzi hariridzirwe Bhero
Uyu ibenzi uyu .
Chibaba changu
💯
Zvimwe hatikuze koz brain dzorasika takatarisa silent killer akutomhanya wire, ko ivo vanomuInteviewer kungomuudza kuti tikuda kunzwa zvomaker sence muno pane kuterera nonsense
❤❤❤❤
Kuswera na tock better pane kuswera nemabhanduti
Imhata uyu ngaanyarare anowanza mutoriroo DAKO uyu
Hauna zera neMabhanditi iwe dzikama..