Prophet T Freddy Zimbabwean Prophet 2018 b

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 19 сер 2018

КОМЕНТАРІ • 70

  • @priscachakwenya1315
    @priscachakwenya1315 4 роки тому +5

    Ko sei vanhu vachi screamer vachiudzwa prophecy havagone kudzikama here

  • @ChenaiMaposa-ej7jv
    @ChenaiMaposa-ej7jv Місяць тому

    Chokwadi chiripo ndechekuti zvinhu zvakaoma. Ndiri kupererwa prophet. Hupenyu hwangu hwakaoma zvangu zvino da kugara pasi. Ndiri kudemba kufa. Moyo wangu warwemerwa munhu wamwari. Unofunga kuti kufa kurinani. Ndofunga vana vangu nechimiro chiripo aaaa zvakaoma. Prophet ndibatsireiwo ndikwanise kudzoka kumusha ndikwanise kusangana nemi prophet. Nekutenda kwandava nako munokwanisa kundisunungura. Kana mukadzi aibuda ropa akabata mupendero we hanzu dzajesu akaponeswa why me. Ndiri mai vane 58yrs i have never have piece in my life baba. Please help me. Zvizhinji zvino da ndiri paground baba. Ndatenda hangu prophet

  • @ChenaiMaposa-ej7jv
    @ChenaiMaposa-ej7jv Місяць тому

    Makadii zvenyu muranda wamwari. Ndashaya hope ndapepuka kuma to 2 am. Ndikatora foni yangu. Ndanosanga nemi pa uchub. Kusvika zvino. Kutaraura chokwadi munhu wamwari i am in deep pain. Kutaura chokwadi kuti ndino kwanisa kukuonai haaa handifungiba.

  • @ChenaiMaposa-ej7jv
    @ChenaiMaposa-ej7jv Місяць тому

    Handito zivi kuti ndiri chii i am no one baba ndibatsireiwo ndisvike pamuri chete mhuri yangu isungurwe prophet Prophet i am bagging please

  • @user-np5uw7fc1y
    @user-np5uw7fc1y 3 місяці тому

    May God continue lifting you up man of God and reveal many things

  • @rejoicencube1982
    @rejoicencube1982 7 місяців тому +1

    Ndinoda kuzosvikako munhu waMwari mundibatsirewo,, tisu vaya vekuda zvese,

  • @user-oj3js7mz4c
    @user-oj3js7mz4c 8 місяців тому +2

    Wish to meet the man of God

  • @user-bs2gv2oo4o
    @user-bs2gv2oo4o 4 місяці тому +1

    Me and my husband wish to see you one day

  • @esnathncube5531
    @esnathncube5531 4 місяці тому

    Watching from South Africa. Wish to meet you one day man of God.

  • @ainoschidema3298
    @ainoschidema3298 5 років тому +3

    go deeper prophet ,i wish to meet you papa this yr becoz u are the one

  • @SophiaMugwenhi
    @SophiaMugwenhi 7 місяців тому

    The name of the church really mean how the ministry is good and full of mercies

  • @christoffersonmonera9994
    @christoffersonmonera9994 4 роки тому +2

    Helping pple is good,pple who hve been helped by the man of God must come back with thier testimoney

  • @sheillarnyamupfukudza3375
    @sheillarnyamupfukudza3375 4 роки тому +2

    Live long prophet u are truly man of God

  • @joyceshito4751
    @joyceshito4751 7 місяців тому +1

    Wish to meet you prophet

  • @tendaipikira
    @tendaipikira Місяць тому

    Prophet ndiri kutowuyawo

  • @charcharkatt1544
    @charcharkatt1544 5 років тому +1

    Amen Prophet l will definitely meet this man of God

  • @shylinnyamara9340
    @shylinnyamara9340 5 років тому +2

    you are too much papa my wish iz to meet you

  • @fadzaishamba4158
    @fadzaishamba4158 5 років тому

    U are the one Prophet my wish is to meet u

  • @memorymutema5021
    @memorymutema5021 5 років тому +1

    Ndapa kutenda hangu Mwari varambe vachikushandisai Prophet muchiyambutsa vanhu shuwa nyika yatakurarama mazuvano tirikungoshandiswa na satan tisingazive wish to see u and receive my breakthrough one day

  • @lindacamuendojoaojoao5383
    @lindacamuendojoaojoao5383 4 роки тому

    Phroohet T .Freddy u are the best!

  • @miriammafiyamafiya
    @miriammafiyamafiya 9 місяців тому

    A true prophet am coming too

  • @SimonMashingaidze
    @SimonMashingaidze 6 місяців тому

    Just go at corner mushayabhandi and highglen road opposite glad tidings church

  • @emmanjeva9361
    @emmanjeva9361 6 років тому +3

    I wish to meet the man of God

  • @silviadhenya5978
    @silviadhenya5978 7 місяців тому

    Our prophet of our generation ❤

  • @zanelendlovu631
    @zanelendlovu631 5 років тому +2

    God here my pray pls

  • @user-ew5fe7nh6u
    @user-ew5fe7nh6u 9 місяців тому +1

    Umm dzungu remadzimai

  • @user-bi8zz9pb6f
    @user-bi8zz9pb6f 6 місяців тому

    I wish to see you this July Prophet

  • @lisahnyachengwa2454
    @lisahnyachengwa2454 5 років тому

    Makanyanya Papa ,God bless you,

  • @aquelinchibvuri2988
    @aquelinchibvuri2988 3 місяці тому

    Mmmm wakadzi tinedzungu kkkkkk

  • @chihwandeabigirl9117
    @chihwandeabigirl9117 7 місяців тому

    Chiiko chinoita kt vanhu muite noise muchiprofitwa

  • @silverdiscoveries
    @silverdiscoveries 5 років тому

    Ummmm makanyanya , I wasn't a believer but mmmm mandipinza level ,want to visit u

  • @user-cf6us4lq9d
    @user-cf6us4lq9d 11 місяців тому +1

    Maneru profet

  • @maryrodrick2911
    @maryrodrick2911 Рік тому

    Profet makaoma😍😍🙏🙏🙏

  • @maimhofumuradzikwa8320
    @maimhofumuradzikwa8320 5 років тому +1

    I wish to si u munhu waMwari

  • @julietsaumba8355
    @julietsaumba8355 7 місяців тому

    Waiting for this day

  • @mandhlaenkosingulube4534
    @mandhlaenkosingulube4534 3 роки тому

    My is to meet you prophet

  • @user-wl9iu4fr9u
    @user-wl9iu4fr9u 9 місяців тому

    Thank you God

  • @simbaimbaimbai5332
    @simbaimbaimbai5332 6 місяців тому

    Glory to God

  • @tendaimandizvidza6782
    @tendaimandizvidza6782 4 роки тому

    I receive

  • @thembinkosindlovu5272
    @thembinkosindlovu5272 8 місяців тому

    Papa taurai kuwanhu

  • @progresssunamisai6064
    @progresssunamisai6064 6 років тому +2

    vanowanikwa Zimbabwe Glenview opposite poly clinic patrenda way

  • @kutambachaurura6741
    @kutambachaurura6741 Рік тому

    Amen

  • @prayermoyo1105
    @prayermoyo1105 6 місяців тому

    I love you prophet na mama pray for me and my family

  • @collenbold5976
    @collenbold5976 7 місяців тому

    ma backing vocals be serious please beacause ma leading anonyatsoimba asi hamunyatsodaira mushe munokundwa na prophet vari vega

  • @prettynyoni6237
    @prettynyoni6237 8 місяців тому

    How do u meet him

  • @joemusorowegomo5143
    @joemusorowegomo5143 6 років тому +4

    I think he's the only prophet in zim

  • @clementtongesai1006
    @clementtongesai1006 5 років тому

    Wakaipa wakaipa munhu waMwari tinotenda

  • @benditomanuel1077
    @benditomanuel1077 Рік тому

    Well done .Localizaction papa?

  • @ntongolozashava2642
    @ntongolozashava2642 6 років тому

    Hanzi feeling dololo kkkkkkkkkkķ

  • @prettynyangombe25
    @prettynyangombe25 4 роки тому

    Ini ndozvidawo ini

  • @naishamufakose4337
    @naishamufakose4337 6 років тому

    Makanyanya papa

  • @clerkndlovu
    @clerkndlovu 8 місяців тому +3

    I love the way he does his stuff. I hate the way his clients, especially women, respond. It's like they are being abused.

  • @busiemlalazi8360
    @busiemlalazi8360 5 місяців тому

    The people prophesied are always screaming why they don't have time to listen

  • @joneboychidaz9478
    @joneboychidaz9478 6 років тому

    Powerful prophet

  • @zamanigumbo9287
    @zamanigumbo9287 5 років тому

    Kklk feelings zero %

  • @winnethaks2749
    @winnethaks2749 6 років тому +1

    I wish to meet you prophet

  • @theresansamba9148
    @theresansamba9148 6 років тому +1

    Vanowanika kupi nhai hama dzangu

    • @hildakupfuma3358
      @hildakupfuma3358 6 років тому

      Theresa Nsamba nhai kana uchida kuzoenda paprayer line unofanira kuitasei

    • @theresansamba9148
      @theresansamba9148 6 років тому +1

      Hilda Kupfuma tora number dziripascreen I think dzinokubatsira

    • @duduziledliwayo1205
      @duduziledliwayo1205 6 років тому +1

      Ndichasangana navo chete prophet ava gore rino hazvikoni

    • @ratidzoboma6704
      @ratidzoboma6704 5 років тому

      Glenview 1 patirenda road padhuze ne paclinic

    • @mikesazunza2778
      @mikesazunza2778 5 років тому +2

      Prophet uyo ndewekumama

  • @ArturCarlosjornal
    @ArturCarlosjornal 5 місяців тому

    Não aguentei com sigo profeta Fred tardi ou sedo estarei lá

  • @rumbijonhera8813
    @rumbijonhera8813 9 місяців тому

    I wish to meet the man of God