Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Baba Tavengwa, inyaya dzemhuri kusiyana kwamakaita neVabati VaJehovah mushure mekunge vakuru vese vashaya kwasara vana. Uye chinhu chakanaka kusiyawo tsimba rako. Asi kana manga makambofamba nevana vakasara murimi mukuru wavo sezvamakava naana baba vavo kubva kare, uummm maiitira nyika zvakanaka baba
Ndabva ndarangarira murume uyu achakabatana ne vashakabvu vakaenda. Varume vairova ivava. Samson Tawengwa must reunite with Vabati vaJehova.
Ngazviende mberi muzukuruBasa ngariitwwGod blessShalom
King Tavengwa thanks nengoma
Unechipo Samson
No S.Tavengwa plz reunite wth vabati vaJehova
Ndichiri kudaira nanhasi !
Good job
Samson Tavengwa, plz go back to Vabati VaJehovha. U r so blessed! We miss you in that group!
Haisi mhuri yevabati va Jehova here
He was part of Vabati sometime. ..but apa ava kwakewo coz it seems vabati its a family thing..'the magayas'
Nice Samson Tawengwa.It will be so great if u combine efforts with Vabati VaJehova
My thoughts exactly
I feel the presence of the Lord
Shaya kkkkkk love the song
I like this
Make sure that it is not me calling you, ndi mwari arikudana, daira! 😂😂😂😂😂😂😂....
Feel blessed.
Hamen 🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻
Rambai makadaro tirikukomborerwa
Chop choripo apo.
Kune vabati vaJehovha nevabati vaJesu ndichatoitawo yangu vabati veMweya mutsvene
Baba Tavengwa, inyaya dzemhuri kusiyana kwamakaita neVabati VaJehovah mushure mekunge vakuru vese vashaya kwasara vana. Uye chinhu chakanaka kusiyawo tsimba rako. Asi kana manga makambofamba nevana vakasara murimi mukuru wavo sezvamakava naana baba vavo kubva kare, uummm maiitira nyika zvakanaka baba
Ndabva ndarangarira murume uyu achakabatana ne vashakabvu vakaenda. Varume vairova ivava. Samson Tawengwa must reunite with Vabati vaJehova.
Ngazviende mberi muzukuru
Basa ngariitww
God bless
Shalom