Lily farm part 2 kubva zvakafa Wimbo church yake haichisina order mangova nemahure ega ega child abuse chaiyo kuita kutevera tsoka dzaMarange,vanotoita kubvunzana kuti uchatora riini mudzimai wechipiri nxaa. Vatungamiri vacho havana direction zvangova zvemahure muchiti mukunamata.
Yeah zvakaoma chokwadi zvichiri zvekunamata here izvi.Mwari vanhu venyu vaye vakurasika
Thanks Shumba neteam yeah zvakuda Mwari vapindire izvi vadzidzi vazorasika manje
Zviriko kuvadzidzi chipostori chacho umm like kwamadzibaba ishemeal
Mukoma Andrew 🎉 kuzodaira kani song.jesu ndiye mambo 🎉 fambai nebasa ahanzvadzi. masibanda mu arlington estate
I like the music
Mambo ngavasiye hunhu hwamadzibaba Ishmael aaa
Ndirikunzwa bass ra madzibaba Andrew nyatsoteerera
Drewmas Media maswera sei
Ka song Kandi itira aka
Mkoma Andrew ko kuzodaira kanh jesu ndiye mambo watinonamata🎉
Mkoma Andrew ❤
Saka tinenge tichiti murikunamata imi busy henyu muchiita hupombwe henyu. Kuungana kwese kuya kuunganira kuita chihure here nhai imi vadzidzi?
Zvimasowe zvenhema izvi ngazvivharwe
Zvimwezvacho.ngatitaurei chokwadi. Musikana uyo ngandiudzevo. Vasikana 5 vaanoziva. Vakaroorwa varipi chikoro
Haanganyepika iye aripo pachikoro pacho unotoziva chokwadi chese unotosara akapinda mu hot soup
Asi ndochurch yako
Apo apana nyaya G.U akurwadziwa uyo akatiza ega ava kudemba manje
Zvese zvakaenda musango pakafa awimbo now ava mahumbwe
Saka anamadzibaba Ishimael vakawanda hurumende ngaiite serious nemachurch aya independence yedu Mr president vana Havana independence apa
Ndokwawanowana ma votes saka hawabati bati divi iroro ,zviriko kwaMarange uko ,wanotoendako wachizviona nekuzviziwa
iyi church ibazi reZanu pf haisungwa same same neJohane Marange hawasungwe
Face yaMai waripa Side bhoo here mmmm😢
Song iyo ndaida
Haisi chechi isatanism 😂😂😂😂😂 zvopisa tsitsi ngatiwanderei kumabhawa Kuma chechi hakuchina zviriko uko
Lily farm part 2 kubva zvakafa Wimbo church yake haichisina order mangova nemahure ega ega child abuse chaiyo kuita kutevera tsoka dzaMarange,vanotoita kubvunzana kuti uchatora riini mudzimai wechipiri nxaa.
Vatungamiri vacho havana direction zvangova zvemahure muchiti mukunamata.
Wati vanhu ava vachiri kunamata here hwave hurombwa chete uhu
Chokwadi chaicho
Avo havasikunamata hakuna kunamata kwakadaro ndavasiye vana
Uyo muskana uyo ngaabude church yacho zvichiri zve church here😂
Weneed thefullsong ndochipositoraichi manje matifungisa kare musanganowanajowane marankekuma uko60and 80s
Zvrko herr izvo kungoroorwa nemunhu wausina kudanana naye yaa ma1
Imagine aaah
Zvirikutoitika
Bishop Adrew makafitwa
Haaa sangano irii ndookwaakufa kwaroo and mwana uyoo arikutaura chokwadi better rivharwe iroo nekut chihure chaakunyanya kubca zvakafa amudzidzi aWimbo kwaakuitwa mahumbwe
Degree rekutanga murume iiii zvakaoma hazvo ngavasadaro sure thats serious abuse dzinoda kufambirwa haaa idzi church ndinotiza kutonotsvaga basa remumba chaiko handidzoke zvachose.
Now i understand why chihure chakawandira kuMashonaland central inyaya dzechisowe chamudzidzi ichochi.
Inini nditoriwo mupostori asi izvi zvekumanikidza munh kuroorwa nemunh waasingade kana kunzi enda pabarika or kumanikidzwa kuroorwa uchida kuita zvechikoro kwedu hazviko . Vanhu ngatitsvagei Mwari, iyi itsika yasatani.
Inini dai ndakazvarirwa imomo dai nditori mudare mukuru nevakadzi vangu 12 gumi nevaviri nevana 72 mbewu yemasowe. Kuzvarana kuti muwande sejecha regungwa, magemenzi all colors ndooo panoti mudzidzi
Ka song Kandi itira aka @drewmas rambai muchi shanyirana vemasowe tichiimbirwa 😂😂
Too many cults in Zimbabwe, heyi
Saja tingati ichurch here kana kuti vanongoungana kuti vagoverane vakadzi sevekwaJohhane Marange
Hapasipo here pakarohwa mwanasikana nababa vake zvichinzi mwanasikana atiza kumurume
Kuita kunge Lilly farm
Awimbo ndivo voga vaigona kubatanidza vanhu ava ,uyezve vanhu kana vachimbunyikidzwa ngavamboisa chinamato padivi voenda kupolice kana kwamambo panyaya dzeminda apo
Yuare qsmart lady ugoita law and help yo kins pliz ayamahure endaikwamambokopiwa mundawenzinza😮
MaZanu awa ndakambokuudzai kuti masowe aya kaaa magumo muchamaona
Mazanu awo haunyepi ipapo
Murikunyeperwa imi ,avo ndovanhu vakapanduka zvese zvavarikutaura ndezvekunyepa ,
chii chinonzi kupanduka
Ponzwii church ine slogan ye ruling party so anosimudza musoro hapana
Rirai nendimi kkkkk
We lsn we don't judge 😢😢😢
Tomboti haumatipo mwana wangu aripa Boarding ipapo wobva wasimudza mwana wangu pachechi pawo kuti aroorwe vanopafambisa sei kuti vataure nevabereki vemwana avanenge vasimudza varikuita zvakashata
Vanhu ava vakutaura chokwadi because they are no longer benefiting
Mambo Makope ? Mambo Makope endai apo ndimi sando pane zvinenharo muvharise tsvina iyo
Vaneshamba endai mmunoona chokwadi musanyeperrwa nevanhu vakapanduka
Havangambonyepa ndosaka chihure chakawandira kumash central
In this church vanowanza zvematongerwo enyika
Amambo muri muroyi mauraya church
You must know kut vadzidzi is a fundraising and politics organization not a church 😢😢
Zvinongooneka kuti ichechi yemadzenga nkt umwe neumwe akapfeka gemenzi raanoda church inofanirwa kupfeka rudzi rumwechete mose kwete izvi chii chakadaro
Ma church chiiko chirikuitika , mwari chiuyai
Iyi church ndeya Ishimairi mitemo yacho ndoimwe chete
Why ndikufunga kut kasong aka kachange kachiridzwa padrewmas 😅😅😅 asi kanonaka wena
kuzotambisa Zita rekuzviti vadzidzi kani,
haisi church idzi dzeMasowe idzi !!
apa chiZanu Zanu chizere too much !!
Nyaya yavo yekungoti munhu enda unoona vana mbuya aaaaah ini chero kunoshandirwa ndakabva ndarega ndanga ndanzwa nerazor
Ko iyo slogan pasowe ndeyei
Shumba 😂matsigirawo
Panoda kutorwa matanho nekukasika nekuti pakato shaishika zvakawanda uye hurumende inogona kusazvitorera pamusoro nekuti vanoda kuvhoterwa it's church iyi ndeye musangano
Ndakamboinamata church iyi ummm ndakaitadza hangu 😢😢
Kana neni ndakabuda ndàona zvangazvoitika
Budai chi cult chacho kana musiri kufara nacho. Kumwe kudzungaira so.
saka magemenzi ndiyo futi uniform yechikoro hre handisi kunzwisisa
Kkkkkkkkk
Ko lshmael zvaaoresa masowe hurumende ngaipindire
Shumba mashota gemenzi
Kune sister yangu anonamata uku utsinye hwacho i block Mwana wamai wangu
Government ngaitibatsire
Government ooo yacho..ndakango kutaura.magemenzi vonamata kumwe..chero kumba
Satan yamambo va dzidzi yafumuka church iyi takainamata kwete mahumbwe arikuitwa ne mhombwe iyi amambo nemweya hapan
Satanism yatora mukana guys hurumende ichiona it means varimowo muhuroyi uhu sheet ndatsamwa izvezvi zvekuti kungoona madzibaba wese varoyi
Too much politics in that religion,panotoitwa political slogan
Aaaaauw ndipo pa svika VADZIDZI heyka shaaaam inga zvino pisa tsitsi ndine hanzvadzi yangu iriko maihwee ko zva yave marange
Kubva zvakafa Wimbo hazvichina order@DeekayDeky-bh2om
Satan yamambo va dzidzi yafumuka church iyi takainamata kwete mahumbwe arikuitwa ne mhombwe iyi amambo nemweya hapan