216, just like your name Whisky, you are mature finely with time, Keep rising star, by public demand remix this with Volts⚡, Big up WeDande pure class, thank you for showing us what you have
Ini ndangomirira Sir wicknell vakukomborera nemota ,,❤❤❤❤may god bless you abundantly,,song yako yandirapa muhupenyu hwangu,,, keep pressing my brother,,
Haaa 216 whisky you are dangerous zvesure hakuna remix here chenyu kungowedzera Voltz Jt chete vanhu vakawanda taramba Kana kumboimba nemukomana Voltz Jt ka1 munopindirana haaa munobika hit chete izvi senyika tinozviziya
Aewa Aewa , this is a hit , aewa kuZim kurikubvira shame .... Its the chorus for me , just want to know kt vana madzibaba avo ndivanani ,if its a group vanonzaanani ... I dont know kt ndaisa that song parepeat kangani.....Well done brothers👏👏👏👏 Hazvina kana kuforcer mukati ,just pure unmatched TALENT and gift combined .
How is this song not on number 1? This is a great release. Mapostori ese siyai like
This is good
Yeas
They are underrated but ma1 track iri
Sha song iyi kuseri, its my fav right now playing it everyday since it was released
Mix yakazoisiwa pamberi ndoyakakanganisa song iyi dai akaipedza sematangire aakange ayiita yange ine moto
those who repeated more than thrice lets gather here,,,,,,,,,,,,......well done guys🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Ini Zimhiphop yacho saka imbonani coz kana kune mageez akadayi tisikumanzwa paAir play tikuiteyi asi...keep it 💯mageez tosvika
216, just like your name Whisky, you are mature finely with time, Keep rising star, by public demand remix this with Volts⚡, Big up WeDande pure class, thank you for showing us what you have
Well done team !!!
Lit lit wangu mafana ,059 representing
.
Wc.0
W . Cc. .0. Wcc0
.
Wc.0
W . Cc. .0. Wcc0 0❤
. Wc0
❤
This is masterpiece uniqueness will lead you into a million views...those who agree with me let's like
Ini ndangomirira Sir wicknell vakukomborera nemota ,,❤❤❤❤may god bless you abundantly,,song yako yandirapa muhupenyu hwangu,,, keep pressing my brother,,
Let them sleep on this one but they will catch up pretty soon. This is the best song in 2024 so FAR!
kutoisa pa repeat
This song ndoida zvekuti ndiyo prayer song yanku 😊😊makagona zvenyu ❤❤❤❤❤
Haaa 216 whisky you are dangerous zvesure hakuna remix here chenyu kungowedzera Voltz Jt chete vanhu vakawanda taramba
Kana kumboimba nemukomana Voltz Jt ka1 munopindirana haaa munobika hit chete izvi senyika tinozviziya
Everyone who is loving this jam gather here...this song is lit🔥well done guys
You have created an entirely new genre. Mukurema baba!!🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Everytime i listen to this banger, i keep expecting to hear a Voltz verse. Esp panonzi Eyi Eyi, i keep expecting to hear "Painful"
Kadrill kechipostori Ako kakaipaaa🔥
Kadrill kechipostori🙈🤣🤣🤣 aiwa karikuita🙌🏽🙏🏽
on behalf of all Zimbos in Capetown, this is a certified hit 🔥🔥🔥🔥💯
JT aivepi nhymi nhymi aewa zvkunaka zvaida kuwedzerwa naJt makanyanya ❤❤❤❤I love it
haaa jt ngavapinde vaise verse or bagga
Ndikubva ku tic tock ndokwanzwa this song....I'm enjoying it
Haaaa Aya maone aya♥️♥️♥️.... Tsvairai nzira yangu🙏💥💥💥💥
Will be here kusvika song yakuTrender🔥🔥
Bylan chakagarwa negemenzi hey💥💥
❤❤❤❤ it has got a deeper meaning specially the first verse
Song of the year right here!.... Very creative
Aihwaaa Ngoma ihombe iri 🔥🔥🔥
This song is a daily prayer to me.
This song inondisvitsa padhuze naMwari.... Munoyera mambo 🙏
I hope sir wicknell hears this vakupei kasomething haa makarova.
Wow pakayimbwa apa zvekut unonzwa goosebumps
If you guys are to do a remix,ndapota hangu Holy10 andisikuda kumuona❤❤❤
Unoziya iwe
I wish i could like this a million times😢
the song is super good bros ,,, hamukwanise kutiitira remix hre inopinda jt or bagga
Big tune
Heard this song today muKombi, will give them 10/10 great song
Big tune
Welldone❤❤❤❤beautiful message, soundtrack and visuals
Iri pa repeat 🔁
Ndakachema zvikakwana Mwari, tsvairai nzira yangu🙏🏻
Tsvayirai yangu 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
This level of creativity is just🔥🔥🔥
Aewa Aewa , this is a hit , aewa kuZim kurikubvira shame .... Its the chorus for me , just want to know kt vana madzibaba avo ndivanani ,if its a group vanonzaanani ... I dont know kt ndaisa that song parepeat kangani.....Well done brothers👏👏👏👏
Hazvina kana kuforcer mukati ,just pure unmatched TALENT and gift combined .
tsvairai nzira yangu 🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Munhu ati hupenyu ihondo 🔥🔥🔥 bass raashandisa randiitisa magoosebumps
same here😢
Haaa this is a master Piece what must be done for this track to trend aaah
Mapositori aya akatongoipa zvawo🔥🔥🔥🔥
Musarerutsa song iyi boiz😢😢😢😢😢😢😢😢😢
pakashandwaa apaaa
@@user-yg6fd9sy5o ma1 ayo
Uyu anotogoana kudarika h...... t..
Vachivhayo ngavauye Pano song yekusowe yegore rese tave nayo
Baba ini ndoda simba ndisamire ndega.... what a powerful song 🎵 👏 🙌
tsvaira nzira nzira with my voice trying to connect to God really this song one of my first Playlist when um feeling low 🔥🔥🔥
That munoyera Baba at the end of this song kubackground 🔥🔥🔥
I'm loving this song!!!
Nice work mahomeboy
I had to come back again to this masterpiece.Whisky Godgave you a special gift dont let us down😢😢
Yaahh aya ma1 Aya💯🙏🏿
THE PRODUCER MUST GET HIS CREDIT THIS IS GOOD
216 w you r e real superstar Goat
Nice collaboration with we Dande
takuda feature na Voltz
You gained a subscriber ❤
Amen ,pandinofamba ndinoda chiedza
Hit🔥🔥🔥 don’t give anamuchekadzafa remix iyi siyayi yakadaro
What a masterpiece ......bravooo
Iyi ndeyedu tese, vechikuru, vechidiki, tasanganiswa!!
Aahh song inonakidza iyi🔥🔥🔥☑️
excited to watch your musical journey unfold bro...keep shinning
Haaaa mujaya anoshaura hake uyu🔥🔥🔥🔥🔥
Ndrikunzwa song iyi mubus mmmm ndaliker again❤
this song gives me goosebumps 🥹🔥🔥🔥🔥
This song might not be recognized online. But mumastreets ikurira💖 makabata basa boiz well done.
This guy is underrated he is good zvekutodaro 💯💯💯
Wedande ndeupi wacho coz pane ka volts volts inside
I'm Wedande ndini ndakaita Chorus yacho
Pari kunakidza Pano tikagara gara tombodzoka zvedu❤❤❤
ini ndaswera ndiripo pano 😂😂😂kubva ma views ari 9k
@@tarisailouise5185 just yesterday kuma10 we were on 3.5k views ndakazongoerekana taku11k now mu16k parikupisa pano💃💃💃💃
Mukubvira boiz kp up the gud work
This is a touching song and a powerful prayer!!
song iyi inodeserver 1m and above in 3 months...........fireeeeeeeeee
Coming from TikTok 🙏🙏
Approved tisat tarinzwa
Mabuzz akaipa ayo well done brotherman ❤
Mukati komborera ishe zvingatinakira bba chokwadi 🙏🙏
This is a masterpiece congratulations 216💃💃💃💃
chisi chichaera mambo ha that part ma1💥
Who is th brainchild of this project🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
This sounds new and fresh, well done to the team behind this project. I am approving on behalf of Mapotsori ana Madzibaba
This is great 🕺 🙏🏿 munoyera mambo
Ey ey,, ha that backing gives me chills
haaa munopedza boyz the chorus is fire🔥
Thank you for ministering to our souls
jealous down this is a master piece
Hondo yavakatuma yakajunga ronda💔Tsvairai nzira yangu🙏#Well Done Guys🔥
Haa 216 whisky deserves all ❤this masterpiece is international that's too much talent on one person
Found myself listen to this song everyday for the past 3 months because shuwa nzira inoda kutsvairwa 🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽
Haa makabata basa🌹💯🎉💕✅
I just like the creativity vonoterera positori vanoti hatinzwe hip hop iyoka song iyi well done guyz
Mmm song ihombe iyi 🙌🙌.. more than gore
🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥 can't stop listening to this song🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Here I was thinking ndini ndega izvo takawanda. On repeat and office yese is looking at me now.
Takawanda every morning before I go out I play it
On behalf of all med students l approve this mastersong
Unopinda mumweya ukaita Zvekutamba❤❤❤
deep , well done
This song ❤❤❤❤ must be number on number one guys let's go❤❤
Vabati yeHipHop😂 🔥 🔥 🔥
The boyz ate everything and keft no crumbs...this is a hit❤🎉
Ngoma🔥 📛 🔥 imagine pakaita verse raVoltz JT
This song is way too ahead of its time
216 atori baad
Tsvairai nzira yangu👏🏻👏🏻👏🏻🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
from TikTok to UA-cam.🔥🔥🔥🔥the song is lit