Missing daughter’s ‘ghost’ haunts family
Вставка
- Опубліковано 13 жов 2024
- A CHIMANIMANI family is living in fear and distress after being tormented, and haunted by the wandering spirit of their first born daughter, who is feared dead after going missing about 22 years ago.
The family’s daughter, Sarudzai Musidzaramba, allegedly went missing in 2002, when she was aged 18, and since her disappearance, inexplicable events have been plaguing the family, resulting in many of them attempting to commit suicide under strange and uncontrollable circumstances
Follow The Manica Post 🗞️ WhatsApp Channel on whatsapp.com/c...
Follow this link to join my WhatsApp group: chat.whatsapp....
Madzimai vakarasa network, hapana zvozikanwa kunze kwe sprite kkkkk
Poor sound noise yemwana kubackground futi pashayawo atora mwana uyo
Hanzi mambo anogadzva naMwari?Handiti murivanhu vemusangano here?Saka mwari anopinda papi ipapo?
Sis avo vane white doek vari kutiiko nhai. Can't hear a thing ini. 🤷♂️
Ukaona mprofita, n’anga, or any mubatsiri anobvunza bvunza vanhu vari kuda kubatsirwa ziva kuti hapana chinoziikanwa…they should tell everything without asking questions…
Madzimai rima Rega Rega hapana zvinozikanwa apa matorasika siyai zvechiporofita hazvisi zvenhu izvi tsvagai Mari neimwe nzira iyi maitadza
Vanhu mungataura zvenyu muchiti madzimai akarasika uyo but on the flip side atotaura nekunongedzera pane nyaya,yese madzimai havana kutaura nezvemufi but trouble causer anangwa uye haana kutopikisa.mudhara uyo ndiye akanyangarise mwanasikana wake aitenderere musoro and he is busy kutsipika.22 years mwana ashaikwa kwakushaye hanya
Gore dhaaa pasina chataurwa namadzimai. Hapana chiporofita apa kungotenderedzwa
Kkkkkkkkkkk ummmmmmmm rasta bhooo here matakanyanya nedare racho rese nyaya yacho direction ndikutoishaya
Ko kuenda kwaTsoka ane ukama nezvipoko
Madzimai madzimai handizvo zvafambirwa,tiudzei munhu akatsakatira kupi.murikungononga kudenga kupi kurikuuya zvakaora izvo
Jeso jeso sprite sprite 😂😂😂😂😂😂
Kana n'anga yacho yatadza kuburitsa chokwadi yoda mari yei unless yataura chokwadi kwete kudyirwa mari
Haaaa hapana zvaonekwa namdazimet nhasi, Jeso Jeso makanaka Sprite, hebhiya Hebhiya Aaron Sprite, Jumanda Jumanda Gabron! Zvakanaka
Poor sound always
Endai kwa sekuru kanengo or sekuru tasvi
Ko n"anga yatadza kuburitsa chokwadi inobhadharirwei
Kkk mweya wakuti Dreddy
Haaa iyi manica post iyi ka chironda chemumhino chaiko
Hanziiko nesprite
Madzimai varikutaura dondo vachingoti jeso jeso
Dread varikungo zhinya vanenge varohwa nemashizha . Kana kuti vanakirwa necamera .Hameno.
Ko ingovatengerai sprite yacho zvipere
Muporofita wenhema uyu
Madzimai havavonesesi vanoita zvokubvumza
My data veduwe Jeso Jeso kudiiko
Madzimai vataura wani problem kwairi kubva and even zvakaitika kumufi and the solution! What more do you want 😂! Only those who don’t understand chipositori are failing to understand her !
Haa madzimai vaka rasika chaizvo😅 kana kumbotaura nezve mufi
Popr sound
I think mhuri yaakuda kusimuka padare iri chokwadi. Handisati ndambo ona munhu anopiwa dondo semadzimai aya😂
Madzimai hapana chavari kuona avo kkkkk vari kungoona sprite kumberi kwavo
Ko Rasta vanenge vachingozhinja asi dzakaresva kudzorerwa
Aiwa Rasta vatori bhoo but madzimai ratoo drama regai vaseke havo neniwo ndirikutoseka
Ndatozvishayawo ini
Jeso Jeso Sprite imika
vabereki vane nyaya ava
Pano panosvota nenoise chiiko
Rasta, Rasta ,Rasta bho here???😂😂😂😂😂
Maivaneka dhuku ke white varikutaura hope dzavakarota here or she is talking real story
Madzimai taurai kuti munhu akatsakatika aripi
Rasta wacho anoitawo sedzakadaro daro
Dread dzikama purizi mudare
Jeso Jeso sprite
Noise yacho eish
Madzimai
Hhh varqsika madzimai
Madzimai vanoona dondo kkkkk
Haa kudenga kure😂😂😂😂😂😂
Kungokanda zamhu panze pavanhu ippo hre weduwee ko jira riripi
Kkkkkkk hindava kurega munhu achirova dondo sooo muchipedzerwa nguva kkkkkk
Anhu isawo malikes kani indaa
Sisi vari kutsanangura bodo.
Kuita sevari kutaura ngano
@@constancemarifiye6658 nhaiwe hako
Hubenzi hwacho hwakatangira kusiya mwana wamai vako kutsime ati arwadziwa nemusoro chiii ichocho
@@MemoryMuchakazikwa zvakaoma hazvo
Madzimai of doom😂😂😂
Aaaaa zero madzimai avo kupedza nguva nonsense
Saundi kwariti mmmmmm😂
Korasta vanongonyemwerera neyi.😂
Masofa mudare kuti zvotyise😂
Isofa rababa Taps iro😅
Sprite andipedzera data