Masvikiro ndeechokwadi ere ayo anotaura akavanda ko kungoti dyoo saTasvu,Kanengo ndovanhu vasina ganda kumeso l love those 2guys vanopedzera vanhu vanehushereketwa nandi kkkkkkkk
Vana vemazuva ano vafumuka Ndosaka vazgibji vacho angove marombe magumo ake iyeyu anotla an elder dai Paine azomuona maizondipupurira magumo ake achasiririsa
Uuuu.ndaona kunge ichi ndicho chavanhu chedu chaicho. Kwete amwe mararamiro anoitwa nemamwe madzimambo basa kutonga chipfampi neminda nyika yakasviba. Let's gather here tidzodze tsika dzidu, tive nemwoyo wekudzosa mararamiro ehunhu hwedu. Ndatenda
Ndobvumirana newe ipapo
Ndochivanhu chedu chaicho kwete zvakutongwa zvazvema 2k baba vangu vaiva mupurisa wamambo idzi ndodzaive nyaya
Hauite mambo usina mhepo inopotera pauri ndopasi chigare
Yaaa mambo vanosvikirwa ava
Mambo vanotovavo nesvikiro ava
Ehe ndazvionawo
Mambo good yenyu munopa vamwe mukana wekutaura maonere avo
VaMicho sekuru vangu vakabata basa hombe guru rakanakaa kwemakore asi chishuwo changu dai vazorora murunyararo. Asi zoroo roshaikaaa ko vanovatsvaa pavarere mavatsvagirei zvavakavigwaa muchihwande vakanovigwaa nevakuru saka pane vakuru vaktiberekaa ndivo zvakare votidaniraa mapere tirumwe ndine vanhu vaviri vatatu vandange ndakatarisaa kuona mumatare uye mazita avo ataurine asi handina wandaonaa kana zita randahwaaa asi sekuru imi micho micho muru munhu mukuru ndinozivaa muchataura mega sekuru arikukushaisai zororo hamutakurirwe musagaaa Vamicho mungatoraa mwaka nemakore asi muchatauraa nevekwenyu
Vakavigwa nevakuru vapo
Hakuna munhu akasvikirwa anokwenya musoro avo baba avo mhepo yakatama kare
Vanoona vaona mambo vange vatobatwa nemhepo vane svikro guru apo
Ava ndivo mambo chaivo vane respect kumasubjects avo uye vanobvunza advice kubva kumakurukota avo avo kwete wehasha dziripagumo uye anoti kumadhara vanesojena iwee uye ari mbimbindoga.Dare rino ramambo Makombe rine order harina anofoswa kuuya kudare sera dictator mambo vaye vekupinzwa nemusangano.
Sound dzirikuwanda wedzerai ma stuff pama mic apo wese avhura zipi kanayebag irikunzwika
😂😂😂
Hakuna Nhari vanobva masvingo ,sekuru Havana chavari kupiwa nematare ,vatsunga ndevedande kana kuti kwachihota ....
Masvikiro ndeechokwadi ere ayo anotaura akavanda ko kungoti dyoo saTasvu,Kanengo ndovanhu vasina ganda kumeso l love those 2guys vanopedzera vanhu vanehushereketwa nandi kkkkkkkk
Varikupanana mkuna hazvisi zvemakaro
VechiMalawi Havana zvavanotaura kana dzave nyaya dzezimbabwe Havana nhoroondo yazvo vachiti chabwino chabwino
Nyikayaora, Tateguru vana vatambura
Handishore zvangu zvitendero zvevanhu asi sekuru ava am not sure kana varikutaura chokwadi. Murungu wacho aida musoro waMicho wekushandisei?
Ko waneHanda wakaenda kumhiri kwemakungwa wani zvakuda vanozvinzwisisa
Museum
Kamdhara kemhanza hakana mhepo karikutaura manzwiranzwira
mhepo yamushore haitaure marara arikutaura uyu ..ekuti Zambia ..Masvingo anoda shamhu anotaura zvakanaka
😂😂😂😂
Ummm sekuru varikutaura Panama avo
Kkkkkk hanzii wakafa hapana pausingapindi hapadiwi ticket
Mushore akutinyepera uyo hapana mudzimu apo akushsnda nefungidziro
mambo ndosvikiro chairo apoo
Nyika yoenda kusingadzokwi💔
Chiiko chiri kuitika pano akuzevezera ndiani
Endai Kuna mukotaajere shumba yemudzimu
Kule varikufungidzira😂😂
kasekuru aka kanoda kumamiswa harisi svikiro iri
Unopenga here iwe sei uchitamba nematateguru enyika
Sekuru Havana mhepo avo varikunyepa
uyu anonyepa uyu mdara uyu..chainacho inhorowondo bedzi
Jacob mapinjanja raive borangoma huru
Kurwisa chte aida humambo akabva achiri kuda
Akutiiko uyu
Kutamba neDare😂
l don't trust this svikiro
Me too
Chief muridako zvamurikuchemera heyo ngozi yavamumusha ngozi yemunhu uyo ma1 micho ayikuchengeta mumusha mangamusina nzara
Usatuke munhu mukuru nenzira iyoyo
Hauna xvobatika wangu respect our elders haisi nyore iyi
@@tinashetembo1628 kumhata kwako iwe elder munhu aichera gold akatadza kumumisa kumirira kuti patange paparwa mhaka saizvozvo munomama chete kusvikira maripa ngozi yemhondoro
@@djwaxxyzimbabwe2164 wakamama brain ukasiya duzvi mumusoro haisi mhosva yako mufana
Vana vemazuva ano vafumuka Ndosaka vazgibji vacho angove marombe magumo ake iyeyu anotla an elder dai Paine azomuona maizondipupurira magumo ake achasiririsa
Mambo makanyanya
Vanhu munorba kuti chivanhu hachiko asi zviriko asi vanhu vanosvora nekuda hukuru mukurasisa myika
But kamudhara ako kari kutaura history yakanoziva apana kusvikirwa apa