THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 9 EPISODE 6 WAKANDIBHADHAREI KUVATA NENI
Вставка
- Опубліковано 9 чер 2023
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 9 Episode # 6 MASVINGO
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/channels/n2d-FKT.html...
The unity between these two sisters is superb 👌 something out of this world 😂😂
Kkkkkkk
🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂 kuita twumbwa twuya twekuti hausvike padhuze
Indeed out of this world
Aaaa pane unity yooooo
I just pray for the Kid panorwa mhuka uswa ndihwo hunosuffer may Lord be with this kid
I have no words for this man
Thumbs up to the sisters
Anehubenzi hwekungoramba anotukisa dzinza nekusakwanawo, tukadzi pamuromo hayi tunapo sevanhu vanga vachiziva chokwadi chavo 😂😂😂😂😂😂
This man he deserve chibhakera chine munyu
Chinonzi chematsenga nzungu pachivhitori
😂😂😂😂
Hasha dzemukadzi uyu mukaziva kwadziri kubva vanhu hamumuti anochenama. Munhu akuedza kuzvimirira after audzwa huhure,aitwa mistreated nehama nababa vemurume. Hamusi kuiziva treatment iyoyo yekuti ukuda kuzvichenesa murume ariye akutoisa petrol on fire apa uri kumba kwavo haunawo wako anokumirira. Anonyepa murume uyu paatanga kutaura ndatoti nhu ingataurwe 2wks marara mese hazviite ka. Mukadzi uyu paazotanga kutaura ndapera strong. Magona mainini ngachengete mwana wake even akasachengeta mwana akuziikanwa zvisina kupokana kuti ndewake
Haaaa taura hako kunzi uri joki neMrume wacho akakupa mimba apa uchinyatsoziva kuti hausi zvakangooma
Ko kungoita cool down zvako then maresults otaura?
Ini ndamushoorera kusadzikama, hongu kutadzirwa kuri pamunhu bt manje ukati watadzirwa wokwira pamusoro pemba aaaa unopedzisira uriwe waa wrong manje kudzikama haana zvino pazoti nasisi yowee ko kuzonyanyokwana
@@shingiraitrevormboto2105 Easier said than done
I agree with you there, and makamboona here kuti murume akangoti mwana haasi wangu Hama dzake dzobvumirana naye dai pasina DNA chokwadi mainini ava vaitonzi ihure,moona type yevarume matsosti , ndatomboti pamwe vari kupomerwa nxaaa , dzokerai kimaintanance mubuadhare Mari ukooo
Here's my 2 cents advise to daughters, you have to do due diligence before you fall pregnant for any man. Ultimately, if the man is as irresponsible as this one, as the mother, you carry the heavy load of raising that child. So girls, be wise. Maintenance money is a mere pittance, not adequate at all to raise a child. So, either have the capacity to raise the child yourself, OR make sure the man is honourable.
Juls, dayi wanyatsoti dyo kuti vasikana woye, kana munhu achikuda haarari newe; anokuroora. This guy never loved this girl zvekuda kumuroora. All he wanted was (unprotected) intercourse. Just that, and nothing else.
@@tungamirayi7656 BB
7
Kkkkkk yaaas zvaiwana ngwarati nhasi zvamuwana anofanira ari masystem ake mukomana uyu haatonyara chokwadi vana babà ngavasapindira munyaya dzevana uye uyu haasisiri mwana mudiki ava munhu mkuru anonyepa zvinotyisa nhasi apedzerwa maiwe pakaipa maMoyo vanotaura sure . VaMugabe matadza neiwo kunzwa mutupo wababa avo vashaya kwekunyarira sure zvinonyadzisa
@@FlorenceGurure-mk8cd taura hako
@@patiencechinyanga2017 kiki uripano musikana
This guy deserves a hot clap
Dai vamugarira
Maiguru dai vamukwapaidza
You are right dear anonzwisa hasha
Exactly my thoughts
If minding one's business is a human being , Tinashe is one named 🥰
I’m happy with hanzvadzi dzangu dze Masvingo, dzinotaura chokwadi
Well done well done
Proudly Wezhira
Dzine madates ebota 😅😅
Asi mainini ndikamuchacha yoooo
@@Donky408 Apa dzakati ukarara neni ndikuuya kumba kwenyu. Hakuna mhandara inorohwa bota several times within a week. Dzakambenge dzawondongwa bhinzi nevamwe somewhere already 😂
@@Donky408 Iwe! Log book 😂
Maiguru vandipa hasha ,rovai imbwa iyo mhani ,vanhu havazive kurwadza kunoita kunyeperwa zviri zvemwana chaiye ...woti kunyeperwa apa ukatarisa mwana moyo wodzimbirwa ...thank you Tinashe nekubatsira hako ramba wakadaro
Kumubhuraaaaaaa chaiko
Nxaa Uyo murume akajaidzwa ndamunzwira hasha . Anoda kumbobatwa amborangwa vabereki vake vakamuregerera haana kana respect. Dai iisi vake vakatambwa inopfuura yaakatamba mwanasikana uyu. Thanks maiguru nekubatsira munin'ina wenyu but dai mambodhonza benzi iro nzeve mhani kkkkk ndanzwa shungu kunge ndicharovera fon pasi 😅😂
If I can contact details dze mai vemwana. I want to her change her life and support her baby. That man is 👿 EVIL
Kanoda kukwapurwa kambwa kemurume
@@tombichirau7851 please get in touch with Tinashe I'm sure he'll give you her contact details
Basically, the young man never loved the woman from start. Corned her for the sake of sex as a temporary setup...sadly for want of a better term, he never thought the mother was 'beautiful' enough to match his expectations just looking at his description of the child as 'ugly' which is unfortunate and regrettable.....hating the idea of permanently staying with someone he never loved, he was left with no choice but to do everything he possibly could to get rid of her...being a detective, false accusations and dating her friend, all that to just push her away....the lesson is, never sleep with anyone for the sake of sleeping with them unless you mean it and should anything happens, learn to take full responsibility for your actions.
Well said
Haa mfec iduchura uyu ahhh
100% correct ,this was meant to be a hit and run
He should have gotten a vasectomy if he wanted to live the hoe life without the responsibility of being a father.
Masvingo never disappoints
Ngaaaaaaarowe!!! Uyo😂😂😂😂😂
ummmmm vakatombodanana ere
Aiterera maKwai 😂😂
🤣🤣
todini nevanhu veMassvingo
Dude did not want mwana at all.....The drama is just epic!....Calmness yaDNA Man is legendary.
MADHLIRA PAZHE HOOOYOOO
@@melmatinde481 Chitova. Chitova nedzevamwe! Chero dzemhiri!
Tinashe ndipe madetails emukomana uyo timbonomukiya akaora mukanwa
Vanonzi chitova nedzevamwe ivavo 😏
Ndanzwa hasha dzekuda kumamisa Baba ava ummmm
He will pay maintenance only because the court compels him to do so. His attitude is clear that he will not cooperate otherwise.
YAAH BUT KAITA ZVEKUTAMBA NEKUSABHADHARA ANOSYNGWA HAINA CHITSOTSI HE IS SOO RUDE MURUME UYU
Imagine working as the video editor on the dna closure show 😂😂😂😂. It must be fun. Getting a daily dose of fresh drama everyday 🎉
imagine
Church ipiko ikurera vakomana vakadai nhai!? What a useless man, he's a shame.
Karombe
kkkk nhaimi kamukono ketsambarafuta ma bhuradha kk ema svutu
This boy anopisa hasha mhani chii chakadaro chinenge ngozi kumuti murume azvikodzeri 😢 well done girl haungaregi kutaurisa ne type yechirume chakadai
Ndanga ndichitonzwa kuda kumubata huro pafoni, at least vakadzi avo vane self control, ini hangu ndaikundikana
Baba ava vanoda mboma
Ndahwira baba ava hasha ndodiiko
Anoda kurohwa zvakasimba chaizvo I wish I was hanzvadzi yemukadzi uyo
Ini ndanzwa hangu hasha de ndaive ini murume uyo ndaimbobata zvishoma vakadzi avo vane moyo wakanaka havo ini mbama ayitoiwana
Yes maiguru nemunin'ina vanotaurisa asi munhurume haadi kutaurisawo senge mukadzi 🙌
She's a very soft lady, kuzotaura kuno konzeresa neAbuse yaunenge uchipihwa. See, he denied most things. Dai panga Paine mawitnesses .... he's a disrespectful person
Havataurise this guy is arrogant and disrespectful
Thought as much. It was not necessary they could have done it in a better way
@@MsNicnelhaaaa soft lady upi.musade kumunyebera ibhinya remukadzi iri.anokupisa nemafuta chaiwoo.scream like demons
@@irenemungate500kuvanyebera imi.we have seen soft ladies chero murume akadai.mabhinya aya
Masvingo never disappoints bota family 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 sisters fo life. Welldone ladies being there fo each other
Mukomana uyu hapana nezveMunhu imbwa yemunhu these episodes will stay on UA-cam for life . I wouldn’t want my child to watch this in near future.
Murume uyu haana respect
@@evelynmashiri1709 l think both a toxic to each other miromo yavo vese yakasunama
@@angelarumbidzai3059 vanenge vakupedza shungu.dzekutukwa. sure ungaudzwa huhure naatezvara here of all pple kusakwana ikoko. Vese father n son masaskam
@@marthachishawa ndofunga mainini vaiitao drama kunatezvara no respect baba vaka respondao kkkkkk zvakaoma nyaya dzacho makwikwi
Haaa vakadzi vanopopota avo ndapa kutenda
Tinashe kutarisa hake😂😂 this man deserve gold medal mhani
The calmness of Tinashe Mugabe is fire 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
He was acting like asipo zvake 😂😂😂😂
All he says is “oookay okay” 🤣😂like a wise old man
Arikuona movie zvake 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
He should be part of the UN negotiation team cos the level of calmness…
😂😂😂the how Mr Mugabe maintains calmness under such circumstances is just epic, out o this world. I salute you mukuru😂😂😂
And he is just like "okay ,okay"!😅
100% agreed
I was wondering the same. I wonder what Mr Mugabe be thinking as he travels to meet these families. There is so much emotions waiting to explode. If only people knew, that Mr Mugabe vanenge vauya kuzopedza maspot, there is no need for war, the truth that they need is in the envelope
To all Zimbabwean single women look at this man , if he stops you run a mile.
Mmmmh mainini avo ummmh
Pane nyaya
True
modaro henyu asi team iyi inotaurisa mumba hamugarike makadayi imagine vauya nasisi kuzopopota muchigara mese kkkkkkkkkkkkkkk
I agree.... Disrespectful guy.
Kkkkkk taura hako
that bad man had the humour of putting on a suit. he is nasty and bad example of a father
Nice show DNA man. I'm not sure if it's a very good idea to keep warring parties seated closely. I would suggest that as a safety procedure, u may need to have them seated apart like in a triangle with them on opposite sides. Closer together, they can easily harm each other physically
Tinashe is good at minding his business 😅
DNA man the profe
professional ❤
@@giftmalunga3880 kkkkkk he is like people can argue like this after that whole bota session.
😂
I swear Tinashe has a private room in his house inonzi laughing room 😂😂😂😂😂😂😂😂. Anoti akabva kubasa anombonozvivharira ogara pasi omboseka 😂😂😂😂😂😂😂
Lol
Shua cz srs yaano rova ka ini hangu ndaifa nekuseka shame😂😂
😂😂
Bcuz calmness yake so haa chero ini handiigone hanku 😅😅😅
😂😂😂😂
This boy came very close from receiving hot claps from both sides
Dai ndirini ndamukwapaidza
Dai vambomudzemura
the way i laughed ...i wonder how Tinashe manages to keep a straight face
Kkkkkk chokwadi dai vangoramba vachitaura airohwa uyo
Dai ndirini uyu ndaimudzemura zvokwadi kkkkkk
The calmness of the DNA man is not from this world 🤣🤣🤣🤣🤣
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂
This guy is so dew even though i haven't heard the results yet. He can even explain
Tinashe's calmness is epic 😂
Murume uyu anepamuromo panobhowa
Kkkk very epic. .Ko nhaimi episode ipi iyo ina mai vsnosimuka vachida kurova munhu ndoda kuionawo. I'm curious....
Haisati yabuda
Lol tinhai dzirwe
Ungati ari kuona movie😂
Iri ndiro rinonzi reshe remurume iri. I always say this, vakadzi tine nhamo yekutukwa kunzi mahure pese pese. I don't even think kuti he'll even pay for that child's up keep.
Ko pamwe pacho
Munhu akaona kuhura kwemukadzi moda kuti asekerere izvozvo. Iri hanzvadzi yako unomubvumidza kugara nembiti dzakadaro idzo
vana mamaoyo ahoy!!!!!! these sisters dont need a dna test 🤣🤣🤣🤣
jerry tinashe springer best show😂😂😂😂😂wasanga nevemasvingo vezhowezha vezhowezhowe vezhara vemanganga....😂
Oh Lloyd how did you think about Jerry springer. Tell me about it. My fired failed a semester when she came to America because she used to watch Jerry springer . That guy was driving them crazy.
Ladies and gentlemen, let's think deeply first before we bring a child into the world. You get to choose your partner, but the kids don't get to choose the parents, it's up to you to make that choice the best one for the child. These two are bitter and toxic to each other and they never had love for each other. 😭
Those that need to hear this are not even on this platform. But, I do my part, everyone I interact with handirege kutaura
Mkadzi uyo haagariki naye. Nonsense
You are so right. Pray for a partner and God will never misdirect you
@@thomasmachote487 ko iye murume wacho moto 🔥 chaiwo unoririma
@@chiyenyumba7135bvunzawo hako
Vanhu kuona 1 side
Baba ava naatezvara vanoda kuzvambaradzwa marabishi evanhu... Tezvara anokwana pamuroora chii chakadai... Mumhurume ngaadzikame kwete kupepereka😂
Ndinoona senge baba kuzokwana kwana hunhu hwemuroora hwairatidza ini nyangwe ikaita hanzvadzi yangu inotora type yemukadzi uyo umm ayisarenda type inoshama iyo, zvinoratidza kt kugara kwese kwavakaita vese haana kumbopa baba avo respect, haiwa ndasvotwa ndivo vakadzi avo 🙄🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌🙌
@@IreneBhasera-qp2ri some fathers jump in to defend their own regardless. Mbeu yekarume ako even a saint woman anopedzisira ava bhinya. The boy is rude..
Very disrespectful young man. He was not raised, he was dragged. 😢
Taura hako nxaaa akajaidzwa uyu
Photographer never disappoint
😂😂😂😂this was epic shame kaboom ndokapedza masports.Bhudhi thought he was going to shame the lady only to get the shock of his life😂
We should be careful who we breed with.I can't imagine having to deal with a man like this because makapana mwana.
This guy is a menace 😂😭 Respect
41:13 all hell breaks loose. There is a lot of bitterness and bad blood between these two families caused by this guys false allegations. Clearly he did not love her and did not want anything to do with the baby.
That's young man haana hunhu imhuka yemunhu. Kwaakabva hakuna vanhu.
😂😂😂😂
Ndanyarira murume uyu..ngatidzidzisei vanakomana vedu to respect vanhukadzi especially munhu akuzvarira mwana....
Masvingo won't disappoint 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂
Masvingo netara
Ko nharo ndedzei ma results are out?
Thumps up to Tinashe the way u calm down and u can't even laugh when drama unlocks
Ko kuchiller vanhu vachiita violence.
I was wondering the same. I wonder what Mr Mugabe be thinking as he travels to meet these families. There is so much emotions waiting to explode. If only people knew, that Mr Mugabe vanenge vauya kuzopedza maspot, there is no need for war, the truth that they need is in the envelope
Kkkkk handisati ndamboona zvakadai
Mr Mugabe zii havo kunge vasipo vachiona drama 🤣
Uyu murume uyu dzakadambuka chete. Angaende nepi sure if the father is so disrespectful zvekusvika pakuudza muroora kuti uri hure.
Sad kuti good men like the one from the previous episode ndivo vanowana vakadzi mapenzi. Uya musikana wekusekenyeka zvisina basa ndiye anodeserver kupihwa hono yakadai, zvinopedzerana.
Kkkkk kut haisi hanzvadzi yacho bcz vese havana hunhu.
True tezvarq mboko
Hie Lisa, please if you can tag me,on the Last episode..need to also watch it
Murambe muchimuendesa ku court for maintenance review. Hachina respect chimufanha ichi... mamoyo always soft until triggered
vana mamoyo mukatidenha munoona the other side of us
Chinoda kubhadhariswa refu chinoziita sechinemari nekupfeka suit yemaChina
Kusatokwana chaiko woona mumwe mkadzi aona izvi otorida zirume irombe
Hopefully with this show our brothers will learn a thing or 2
Mukomana uyu kkkkk
The importance of the Calendar is noted.
Sister's murirudadiso. You presented your case very well, disputed all the lies . Go all out and claim maintenance. Mfana uyu haana respect, shame to the family that raised such a Dambudzo renyika
Zirume iri imbwa
Wagonesesa Dambudzo chairo. Kutonziwo baba ipapa. Manje baba vake vachanyarirepi muzukuru zvaari wavo.
Umm ane demon riri serious murume uyo
Sure iri iDAMBUDZO chairo panyika.
Honestly ka mukadzi inotaurisa iiiiiiii .. Even mface ari wrong bt ma words avanobuditsa mumuromo ummmm haazive mashoko ekutaura neekusataura
The ending ..wouww😂😂now thats a reality show..thank you ladies for the drama
Pane anzwa here kuti " anoita seasina kukwana uyu😂." Benzi remurume !!!
Yaaa munyika mune vanhu. It's a rhythm from the two sisters for me
The woman came with all the facts the man came with all the lies! Very evident even in his body language!! Such an irresponsible man, shame on him!
Shame for shoo
Lies and a bucket of stupidity. He is an embarrassment to his clan.
True
Tinashe Mugabe 😂 I salute you keep up the good work you are always in my prayers best show ever ❤️👏👏👏👏
Vanhu vaMasvingo!!!!lol, For me its the way Mr. Mugabe remain so calm under such circumstances
Ha iyi yanakidza kudarika dzose dakaitwa 2023
I've never seen a man so disappointed with the results as much as this guy😂
aita munyama namai avo but with the looks of things haa anga achi dealer nematsotsi
@@Mafarakuseni iye itsotsi diki here
Naye wakazviparira chero kutora zvakadai uchiisa mumba unenge muchigara nengozi mumba. Mapenzi asina kurairwa anopopota kunge makudo
Muroora uyu anokwanisa kurova dzinza 🌹 💐 🏵
@@gloriamarvellousmutindivar5349 zigororo chairo ufunge.haaite uyu
I don't know how Tinashe manages to be calm💪
Arikutogonesa kuva calm. Nyaya dzacho dzinosekesa zviya zvekuti unoseka zvekutodonha pa chair yaunenge wakagara uchizvibata kumeso etc. Handiti murikuona pana mai varikusimuka kunorova murume. Tichaiona episode yacho but izvozvo zvinotoda kuti agare ari alert. Anything can happen. Fanika apa pavari padhuze ne swimming pool, anozoerekana aaaku swimmer.
😂😂😂😂 Bamunini siyai mbanje
I wonder if it was me 😂😂😂😂
Yoo he knows how to mind his own bussiness
I just can't
Sometimes as a man it's better to be quiet 🤫
Pazvarwa mwana patove neukama rimwe rese ratove drama
The counter attack is classic hanzi family yenyu ndeyemadunderheads😂
Kkkkk its the DNA man's calmness for me😂😂😂
If he never did anything with the friend, how can he know her character like that!? 😂😂😂😂 he definitely did something with her friend and then once again failed to be an upright citizen.
The lady also said hakuna mubedda kuseri kwetruck akawuwona sei?
Nhai zvako
@@Mbegabulaweati aiva akagara mu truck door rakavhurwa sekuru vakamira kunze
@@Mbegabulawe kana ndimiwo ungaone mubhedha mu truck uri kunze kanonyepesa aka
Murume.imbwa iyi
I have never seen a stubborn church goer like this dude 🤣🤣🤣🤣 but masisters anovava zvawo
Ungati vapihwa termic
How I wish the sisters could zvambaradza this karume after the show nxaaaa. Kushayawo a little respect nemunhu wawaita mwana naye.
Hanzvadzi dzangu mandiregerera dai makwapaidza karume ako mhani ndaizouya ndongopedzisa coz kanotsvinya nebenzi rababa vacho, karombe
These 2 sisters havataurise zvekudaro but there’s times you ajust reach a boiling point pamrume uyo ane nhema dzinosemesa asina kana hunhu
Mamoyo special, well done mainini
Haautikundi pakutaura😂😂😂
Relationships are funny at one point they would laugh together kusvika pakuzobvisana mabrugwa vachitoita ma l love you too 😂😂
Imagine 😂😅
@@cynthiaapril8137Why did you still the word I wanted to type?😅
Vana wezhira varamba kujairirwa team rakabatana sisters for sure chirwirangwe chaicho no matter who's wrong ndomira nemwana wamai vangu
This guy is a strong man. The number of Pfutsekes/uri mbwa he got, and he didn't smash anyone on the mouth.
because he knows that he is guilty thats why he remains calm
@@nothandoharrison8250 guilty or not, people shouldn't speak to others like that. Some man wont endure that and that what causes GBV.
Kkkkkkkk just imagine lol urigora
Unonyepa hauna kumbobata maphone mumessage😂😂
Mukomana ahana respect , apa mwana ndewake,anoti kunyepa hanzi ndakadya Bota ka 1 musi wa6, aiwa nemusi 16 ehe ndakadya Bota iye amboti ndakadya ka1
Haaaaaaa Mr Mugabe folds his hands watching this drama w a straight face ini handikwanise ndendabho 😅😅next time im offering popcorn 🍿 Mr Mugabe n team 😂😂🙌
Well-done mamoyo special..murume uyo anepamuromo dei ndaiva ini ndaimudzemura zimbama cz iii anonzwisa hasha
Masvingo never disappoints 😂😂 😂 zvakakuomerai. Both parties are just too much.
😂😂😂
This man is a disgrace to us as fathers
Muchinda bhoo zvekut vakadzi avo vanochenama avo
Madii mati to me as a father
Murume bhoo, otherwise ndiyani angade kuroora mukadzi anotaurisa kudaro so.
Koiye anotaura sei kumukadzi ugada kugara nerumerakadaro
Murume uyu anoneka kuti haana respect vakadzi ava chirikuvadaro kurwadziwa chete vanhu rume hamungazvinzwisisi
Outstanding performance this show is a drama... 😂😂😅😅 tinashe is acting like he is not even there, I ike your level of calmness keep it up
Ndarwadziwa this poor woman don't deserve this 😢 ,poverty leads into this 😢, mupfana uyu anoda kurohwa uyu , he is so docile and stubborn
Ndodawo episode yamai avo vekanda Chibhakera ku murume ndoiwana papi yakanzi chii?
Ahisati yaiswa
I encourage all parents to think before giving advice to their children.
Aaaah iyi type yemurume ndoma1 chaiwo 🙌 nhema oti kushaya respect oti zvee kushaya mumukanwa iiiii zvakaoma
Tinashes calmness though 😂
Can we all ignore the fact that the lady confessed that there was no bed in the truck, and the man confessed that the friend to the lady is more talkative than her?
Mukadzi haana kumboramba zvemutruck asi ati ndaive ndakagara kumberi....ldnt know kuti aidei mutruck if sekuru vari panze petruck iye aenda kunovaona ko iye aizodei mutruck
Ko kana aipiwa lift door
Mukadzi pekutanga akati handina kupinda mu truck ,taive takamira pamberi pa shop , pechi 2 vave vose nemurume ndipo paakazoti ndaive mu truck sekuru vari panze ,vose havasi straight havo
@@beaullarmtanga98 kufarisa hake nasekuru vake ko pfungwa dzinenge dzichiri shoma kaa pamwe ndosaka sekuru vakazodzaka
Kkkk varume vazhinji ndopatokuvarira pakusagona kutaura
Never argue with women in public...😂😂😂
true imagine all the unnecessary drama he triggered
Munoziya tinenge titori serious kutedzera story line then camera man anobva atora tsoka dzemunhu akazvipfekera ma pushi ake hake 😂😂😂😂😂
Never judge realities of life, humble is required in needed in human being. Sisters are hurt yes but they must behave same to the alleged father he must also behave. We need a community or society with vanhu vane hunhu. Thanks DNA for your professionalism in running the Show.
Haa hamusat marohwa nebitterness imi zvehumbleness zvamukutaura imi hamuzviite ndotovanzwisisa masisters zvotozopera with tym..
@@maimimi4256 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂
Yaaa zvinoda kudzikama pavanhu vese mokumbirana ruregerero in polite way,noise yavakuita iyi handione pundutso mairi,kuuya kuDNA kuda kuziva coz angaasiri sure kuti mwana ndewake here,dai vakagara vese vaigara vachirovana everyday,
zimurumee iri harina kana nyadzi
Masvingo will always be Masvingo 😂😂😂😂
Todiiko nevanhu vemasvingo 😂😂😂😂
Kkkkkk Masvingo is not for the faint hearted
IN CAPITAL LETTERS -- KODZERO YEKUTENGA A MWANA KUZIWA DZINZA RAKE ----- BIG UP BRO TINASHE MUGABE - YOU ARE THE BEST & I THINK IT IS SUPPOSED TO BE DONE PANONGOZVARWA MWANA WEGA WEGA COS WE ARE LIVING IN A VERY VERY VERY WICKED WORLD
It’s the drone for me following the father who is making a call on his way to the main road.
please mr dna man teach me how to keep cool during such situations
But makatoda kufanana wena murume nemukadzi❤
I still believe the mother had boyfriends, of course this one is the biological father but that does not dispute the fact that she had boyfriends. Her statements on uncle issue says it all, firstly she said they were standing at OK supermarket, then again we were standing besides the truck, lastly i was sitting in the lorry with my legs outside the lorry.
RPEAT THE VIDEO
Muface zvaatori ndove chairo😂😂😂😂😂😂😂
Ndopaiwe ne lorry
May this lady find healing,forgive herself and those she alleges they wronged her. Its so sad this generation of today is associated with a lot of hatred,bitterness and vengence. Respect chaiyo kune vatinorarama navo nevakuru hapachina. Dai Mwari vatibatsira😭😭
Kana zvikataurwa nemunhukadzi semi kudai zvinonzwisisika. The fact that he is the biological father does not mean she is innocent. At first he accepted her, but he later realized kt anotaurisa. Noise yacho yakanyanya from both sides, paida kuwana anozvidzora kana kutsika ma brakes coz zviuya hazviwanane.
Honestly, after realising that he is the father, he should at leat be humble about the situation😓 however the calmness manje
yaDNA man🤣🤣
I'm only person who always judge from statements. The result can be this or that but statements is the key .
My tiktok family 😂😂😂😂 make a trend on 41:13
Karume kano shota shamhu ake and katsotsi😂😂😂 ndanga ndichida kuti kakwapaidzwe
😂😂😂😂 dai ndirini ndakakwidibira nembama ndagariswa padhuze nako sooo kkkkk
Mr DNA you are the best...
Tinashe you shouldn't let the discussions escalate like that uripo uri zii you should de escalate vozotukana vavega off camera