Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
Mwari akatuma Paul Mwazha weAfrica ngaandiponese Amen
Kudzai Jehovha
We need more videos
Ndokumbira number yava Gwidi please
Amen
Zvakavanzika ngazvifumurwe
Botswana munowuya riniko vanhu vashe
Kana munhu akawanikwa neShoko anaka zvose izvoo zvekureururisana kupedza nguva kana musina vhanheri yaKristu vakomana inouraya chivi vakomana haa hapana hapana
1 John 1:9[9]If we confess our sins, he is faithful and just to forgive us our sins, and to cleanse us from all unrighteousness.
Munhú waMwari kuChurch iyi kunenguwa kuoaridza,kuoaridza chaiko Kwete zvekufungira.Pozoita nguwa yevaporofita yekuporeswa kwevarwere nekuporofita ndiyo nguwa yaurikuona apa iyo. Saka umwe zvawaona waona chidimbu chezvinoitwa paChurch.Kureurura ndiko kupona hama shilo rinodaro Wani???Zvirevo 28 verse 13.Uye Jakob 5 verse 16 verengai magwaro musati matonga zvamusinganzwisisi nekuti nekutonga Ikoko kusine zivo muchatongwawo saizvozvo muchizvitorera mhosva kumaMwari
need your cntact munhu wamwari
0772293158
Kkk but kuonawo anoona chose
Taura hako, kuona anoona chose. Chipo chiripo hacho wena kkkk
Mnogonesa vaGwidi rmbai mkadro nebsa raMwari
Munogona va Gwidi bhora mberi
Izvi azvicizvo zvandaiona Mu AAC, zvaciana, uku kucima ruwengo, Kumba, dzokai munamata mwari wakatuma Paul Mwazha
Kuporofita kusima ruvengo here.uye tofukidzira mabasa avaroyi kuti panzi pane rudo here.kuziva muroyi hakusikumuvenga
Standard
Hakuna kuporofita kwakadaro kunobva kunamwari kuonererwa uku ndozvinoita ma porofita egora vamwari vanehunyoro
Ndokumbirawo contact number
Mwari akatuma Paul Mwazha weAfrica ngaandiponese Amen
Kudzai Jehovha
We need more videos
Ndokumbira number yava Gwidi please
Amen
Zvakavanzika ngazvifumurwe
Botswana munowuya riniko vanhu vashe
Kana munhu akawanikwa neShoko anaka zvose izvoo zvekureururisana kupedza nguva kana musina vhanheri yaKristu vakomana inouraya chivi vakomana haa hapana hapana
1 John 1:9
[9]If we confess our sins, he is faithful and just to forgive us our sins, and to cleanse us from all unrighteousness.