AN EYE FOR AN EYE: THE CHIEF'S VERDICT SEASON 1 EPISODE 4

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 9 лют 2025

КОМЕНТАРІ • 45

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 2 дні тому +3

    Makamu omberera from the word go munhu uyu achitaura zvinyadzi , imagine uine mhuri muchiona pa TV ,Mambo awa unoto teerera wakaisa ma earphones ,ngawakope waMutasa ,

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 2 дні тому +2

    Uyu ngaarege kutaura zvinyadzi uyu, anobhowa.Ngarwubviswe pachigaro. Kushaya chiremera.😮

    • @farlands10
      @farlands10 День тому

      In court vanotaura zvazviri

  • @tinasonnie-samhungu5959
    @tinasonnie-samhungu5959 3 дні тому +2

    Hapana munhukadzi sei mudare iri, only varume… toda both gender 2025.. pakurai zviri feya mambo plus mukadzi uyu ari kurohwa nemuchinda uyu.. no wonder ari kuitirwa izvi… haanawo kukwana.. Kurova mukadzi mumba you invite a lot of problems .. unoshaya respect

  • @EveristoSimau-j1d
    @EveristoSimau-j1d День тому +1

    Chimuzanu chimambo mbavha iyi always mombe

  • @nyaraichisuko807
    @nyaraichisuko807 3 дні тому +3

    VaMugabe udzaiwo mambo vashandise word bota zvisazonyadzisire sekutaura kwavanoita uko😅

  • @gordin2shifty960
    @gordin2shifty960 2 дні тому

    His right munobho chindirei
    Big up Nyati zvamburai
    Va Sviri avo
    😂😂😂😂

  • @samuelngirazi9636
    @samuelngirazi9636 3 дні тому +2

    Izvi zvema Chiefs siyanai nazvo vanhu veDNA. The only chief you can follow is chief Mutasa, vamwe vese ava hapana zviripo

    • @Faith-vc4vc
      @Faith-vc4vc 3 дні тому

      Mangoona pakati Closure mabva matoti ndezva Tinashe Mugabe 🤔anyway vhurai yenyu chanel muite zvekwa chief Mutasa chete.TITENDE!!🙄🤦‍♀️👀

    • @radzwadesigns
      @radzwadesigns 3 дні тому +1

      @@Faith-vc4vcasi hamuoni? The channel is clearly connected to Tinashe Mugabe. His picture is even the channel’s profile pic. Tsvagai ma 👓

    • @Shava120
      @Shava120 2 дні тому

      ​@@radzwadesignsko kana pana someone using his picture to get more views ,just like me ndato uya thinking ndepa Tinashe Muabe

  • @TakudzwaMugodhi-uo6vi
    @TakudzwaMugodhi-uo6vi 2 дні тому

    Mambo uyu ngaakope mamwe madzimambo chief Bushu chief mutasa na chief Nyamaropa nemwe machief akawanda havatauri zvinyadzi asi iye ega ndiye anotaura zvinyadzi ngaadzidze kune vamwe shona inoti kugara nhaka huona dzevamwe

  • @derrickziki2428
    @derrickziki2428 4 дні тому +2

    Vaviri ndivo vanoziva kuti kurara vese Havana here asi kusuwana kunoreva kuti rudo rurikutsva

  • @tendaimurwisi6170
    @tendaimurwisi6170 День тому

    Mombe dzedare dzekuita seiko,dare ndorahurirwa here? Why is it mamwe madzimambo anotonga nyaya haataure zvekuti mombe dzedare. Madhara imi musabire vanhu..

  • @faraitrevorzaba7898
    @faraitrevorzaba7898 3 дні тому

    Video quality is top-notch.

    • @everjoylupi7940
      @everjoylupi7940 День тому

      But everything white is purple,,,ndebvu,mapaper......

  • @joycehandreck8356
    @joycehandreck8356 3 дні тому

    Mambo wangu tinyareiwo pakutaura 😮😮😮😮

    • @Shava120
      @Shava120 2 дні тому

      Asi vanonzi pamutemo mudare hautaure kuti bota

    • @Shava120
      @Shava120 2 дні тому

      Vanonzi say it as it is kungoti pachishona zvino rema kutaura chokwadi kuti zvitaurwe as it is.

    • @owenmagondo360
      @owenmagondo360 День тому +1

      ​@@Shava120Bota chii pachishona chedu. We can't use language yagadzirwa na tinashe.
      Dare is done to solve issues not to broad cast broadcasters are the ones who should edit or censor information they deem inappropriate.

  • @berthamadeu6633
    @berthamadeu6633 День тому

    Dare iri ndere matsotsi zvirikurambwa nenyika yese zvehumbavha .Anogara achitorera vanhu mombe dzavo nedhiri rekuseri kwechuru

  • @berthamadeu6633
    @berthamadeu6633 День тому

    Chimambo ichi hachina nyadzi kukura kwese uku , kushaya nyadzi.havanyare here mhuri yavo vana, vakuwasha ne varoora.

  • @NathanDadTV
    @NathanDadTV 2 дні тому

    Hakuna Mambo akafumuka mukanwa seuyu.. kurerukirwa nekutaura zvinyadzi kudaro munhu waMambo??? Apa kutonga kwacho hadzigone futi.. i am 100% sure kuti this Chief accept bribes.

  • @sindisanisiyakangelana4670
    @sindisanisiyakangelana4670 2 дні тому

    Your ruling is shame chief today you have failed total ,,,,

  • @MufarowasheMinzwa
    @MufarowasheMinzwa 2 дні тому

    Mambo imi ka

  • @brightonskawisa3869
    @brightonskawisa3869 6 годин тому

    Mutasa hapana zviripo unotaura zve mbudzi nhatu pakadai shame

  • @ChipoMponde
    @ChipoMponde 2 дні тому

    Mambo ndiwo wanoto bhadharwa kudarika mutadzirwi

  • @propro9957
    @propro9957 3 дні тому

    Chief!

  • @Ishmael4513
    @Ishmael4513 2 дні тому

    Is this some kind of a circus? Chiii ichochi?

  • @tawandadandara
    @tawandadandara 2 дні тому

    Don't force people kubvuma zvaasina kuita pliz. But why muchidaro. Mambo Makoni that language is too much. Check comments section munzwe vanhu zvavari kutaura pamusoro pelanguage yenyu. Itaiwo kuti Bota zvinoita T Mugabe

  • @IanMadziwo
    @IanMadziwo 2 дні тому

    Haana haana chii nhai

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 3 дні тому

    The chiefs council is not up to scratch at all.Allowing this kind of langua 7:50 ,

  • @veeee7248
    @veeee7248 4 дні тому +1

    Chief shandisai ma words ari nane like kudya bota

  • @phillthedrill
    @phillthedrill 3 дні тому

    There is always biased from men in such cases if their is no femal representative 37:06 baba vavo focused on the wife only when clearly murume ndiye aka tanga and mukadzi reacted. Vava baba kuda kudzi vataura padare but vane ma blinkers vese vakatadza and should address them vese. Akasumudza mhepo murume if she had not cheated, wife would have not cheated too. Another bias dare wasted time wanting to gathere kuti vakarara vese here, without asking the relevent infor kuti what made her cheat, yes zvazobuda but that was after the judgement @ 31:40. Its pointless to ask if they slept together or not cheating is cheating and it more damaging kumurume to know every details, more money will rub off the details you have planted in his brains. Am not saying the wife is right but am saying in such cases let learn the reason why someone did what they did it helps some people to change their lifes. This guy got a taste of his own medicine unfortunately for the wife he reported it and she didnt.

  • @gamuchishiri6242
    @gamuchishiri6242 4 дні тому

    Language dza chief bho here

  • @Bulltweetsssss
    @Bulltweetsssss День тому

    Ako Kari kutaura zvekutsvodana,kanenge karipamapiritsi chete

  • @gladyschivanga2017
    @gladyschivanga2017 3 дні тому

    Ko hamuchatiudzi kuti mave neimwe channel, makutisiya uko?

  • @MwanaWaMauswa
    @MwanaWaMauswa 3 дні тому

    Kudai akatsvaga rukawo akanyarara

  • @VioletZimba-d5w
    @VioletZimba-d5w 3 дні тому

    Why ariku manikidzwa kubvuma kuti vaka rara vese

  • @tinshemakem4140
    @tinshemakem4140 4 дні тому

    😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @rhoynemrwidzai4566
    @rhoynemrwidzai4566 3 дні тому

    hah this programme is nonsense VaMugabe veduwee pamwe mumbochinja dare iri rinonyadzisa dare racho risina vakadzi