Hanzi Mumba Ma Kuda Murikunhuhwa Madhodhi neWeti Ft Ajita, Arnold & Usher Peanut @ Mhlanga Ave Mbare
Вставка
- Опубліковано 9 лют 2025
- Ghetto Crown King Copyright ©™ . For More Info Contact: Mad Minox Whatsapp +263 77 963 8319 or +16472375250. Email: mbareghettocrownking@gmail.com
Support Ghetto Crown King UA-cam Channel By Donating Via Paypal Link : www.paypal.com...
Featuring Kuda, Parkerson, Gweja, Junior D, Arnold, Usher Peanut, Billy Boy, Nito, Hughes, Mangurenje, Nduna, Wedzera, Ajita, Hwezha, Bricks, Magribhi, Chodza, King Roddie, Chihota, Murehwa, Jah Courage, Nyado, London Boy, Tinashe "Gaffa" Mad Mighty, Mad Mado, Chimimba, Boom Tyre, Alphonso, Blah Sheckom & Zimdancehall Music, Zim Comedy, Zimbabwe Entertainment, Boss Madamburo, Baba Ranga
Musombodhiya , Hwahwa watinoti Mbatutu or Ethanol
Hanzi ndikarwara usauye kumba kwangu apa ndiye munhu azomutakura kuenda kuchipatara a few hours later. In life ngatingwarirei mashoko edu !!!!
Taura hako umwe wangu...gwabvu pamwe pacho haibhadhare.
True bro
Klkkkk kuda Mumba weti nedhodho hre ndapera power
@dwinbhimha9191 taura hako apa Ajita ari kuto Dada hake kuti ndimo maano namira but ivo mabhebhi acho anenge achimbobvuma kuitirwa m7mba munonhuwa stun ne weti nekungoda kuti varara pa therapeudic bed but sometimes life can be harsh and not fair
Kuda why shaaaaa, Boss madamburo chiii nhai....Language iyi hatiide muGhetto Crown Crew 💯💯💯
respect it's a good thing varume
Saka nyong hakusi kurwara here nai mukuru🤣🤣🤣✌🏾
Uyu anonzi kuda irombe iro, letting down vabatsiri nehunhu wakaora
Rent kungo bhadharwa Kuda abva apora kkkk
Kkkk Kuda kkkk uchitopedza kumubatsira anotokutuka Shem mukanwa haana hake mkomana iyeyu kkkkkkk
It’s a matter of time, Kuda varikufa manje manje if he doesn’t change his ways.
kushopera !!
Veseeee apana kana Sobber mind
Kuda Tenda mwarii unemasahwira Ane rudo
Kuda haambofe aka chinja uyu munhu wepi anongo gara aka dhakwa everyday Ajita bhoo haana hake imba but anozvi bata bhoo kudarika Kuda ano gara mumba
anedzungu ndiwe
clinton
Kuda akatengerwa quart na Minox akatadza kurinwa anoda Mbatutu
Kuda at times you let us down nehunhu hwako. Munhu kungorarama life yekudhakwa neuchapa usadaro.........imbochinjawo veduweee boss madamburo
Ye rent yaita dzakudhakwa futi kkkk
Rest in peace Boss Madamburo
Kamwana Kari kumashure Kane makuhwa
Anorld azongouya wani.
This channel is always overpowering Ajita. He never gets to talk, give him his spotlight as an individual, everyone is an individual
🤣🤣🤣for sure Ajita anedzungu
Sure Ajita is the Dzungu Man
Kuda achazviuraya nedoro if he is not carefull he shld stop playing neuyu akadzingwa oamba na ambuya vake aipwanya mawibdow emba
ichi chandipedza clinton kkkk yaaa hanzi camera kwandiri kana pane zvakaipa kkkk ko ndonyaya dzacho kkkkk guys dzema litre etutu
Ajita ane dzungu wena anongoda kunzi ataurawo iye ajita anongoti ndorara kwakuda anodi kucleaner naye ....
Awudzwa chokwadi kuda akutuka munhu ........
True
Kuda anotaura rough he must appreciate the friends hes vulgar too much he must hv self respect
Hanzi kumhata kwako ndatopedza so 😂
Siyai mutoriro mese
U mean mbatutu
Anorwara becoz haagone kuzvibata simple plus zvihwahwa izvo ajita awudzwa futi chokwadi naUsher achingo sisimbisa zvisina basa
😢ka drink..aka..kanesta
60 us pasina magetsi
Msombodhiya unoda kudya manje Kuda haaaa kungomwa asinakudya
Kkkk ayaas
Respecting others goes a long way.
If you know ghetto u can relate that's life kutotukana entertainment
Ajita anombofinha
Kuda murwere
Clinton stop showing us the worst of Kuda. try to encourage him uchibudisa zvanogonawo, it will encourage him to be a better man.I find nothing entertaining pakunzwa kuti mumba makuda muriku nhuwa duzvi.kana musina content regai
Vasamudaro nhai
Vanombogara paid mafesi aya
Makura varume imi itai mushe, mune mhuri here
Ajita anobhowa
@@beatsbyshapro5940 😂😂😂
Ajita chimusha
Varume vakashata vakagara pasi avo kuita kunge mapere kudaro face
kkkkkkk Norman usandituma kuseka chivi iwee
@@gracechikanda4159 its truekkkkkkkk kutambisirwa time nebenzi iro rerume rakadyiswa iro kkkkkkkk
@@gracechikanda4159 sory nda replaya zvisizvo ok thos guys vakashata kkkkkk iwe hauzviwoni here kungemapere
@@normanbasso6745 kkkkkk ndazvionawo hangu
Mmmm😂