Tinokutendai guys apandapinda nemoto ndarwadziwa kuti ava avasi Mai vaTanya ndimai vaTindo ASI avikutotya kutaura nekuti vangapesanise vana yooo ❤❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔨
Ndarwadziwa hangu, ndosaka Tanya zvisiri ku clicker ma moms haasi mwana wavo vavo Tindo Allana ne that other boy forgot the name then Tanya mwana wemkadzi uya wavakasangana naye vakaudzana kurasa mwana
Chopisa icho kana usingagwadziwe Siya like rako pano
Ummm tanya wakuzondibhowa mnje wadzingirei mhomz
😂😂😂
Havasi mhomz vake ndosaka avadzinga
Hanzvadzi yaTindo ndiAllan tatoona chicard kare
Tanya fan's let's gather hre for selfie 🤳 ❤❤❤❤❤
Haa guys panyaya ya mom apo makuzvinya vamwe tetapinda nemoyo topedzisira tarega kuona coz irikurwadza chingoitayi ka ipere mozosara zvenyu muchitsvaka Alan
Nyaya iyi inoti kusuwisa nekudzidzisa zvese, Keep it up guys. Watched all 36 episodes in 3 days,just love the theme
Slimie usaita saDeboboni iwe😢unongouya zvonakidza😂
Bond ramai nemwana is just natural that's why Tindo namomz vawirirana
😂🤣😂😂😂 Saka Allanah wakatizira Calton 😂🤣😂😂😂Woooow the story is becoming interesting everyday 😂😂😂😂
Kutendera kwacho kwakubhohwa neuku ndiTanya haaaaaaa guys
Taura hako ndicharega kuona
Zvimwe zvacho tozotora nemoyo please zvikuitwa nekahanzvadzi ka tindo noooooo
Mai ngavaite serious vataure chokwadi hapachadi kutenderera apa
It's getting complicated and emotional ❤️ keep up the excellent craft👌
Kindly subscribe like and share ❤🎉ua-cam.com/video/1-L5ydYmBZA/v-deo.htmlsi=GgsRxfzN7gUfyMJT
Hmm editing 🤣🤣 musa manya
Madeals aTanya ayo mungu arikushota kurohwa uyo
Haaa well done Tanya haa wave pane rimwe level paku acter ❤❤❤❤❤❤❤
Panoramic nzwisiso apo kuti Tanya apinde munhaka yamai sezvo mai vaneriva rechinobvondora hukama kkkk.....
Chichemo hatina zvedu asi Aunt Tanya vakanaka zvavo natural❤❤❤❤
Thank you CreationsVsuals ❤❤❤
Saka Calton aive paiko kkkk muchationesa zvipoko manje❤❤
Can't wait to see Allana and Calton back in the game ❤❤
Ko Slimmie anga achigayeikoo abuda achitaridza kufunga fani
Well done apa makurumbidzawo kubuditsa ❤❤
Mai ngavataure chokwadi😂❤kuvana
Saka Tanya mwana we the other mother, zvinhu zvacho!!!!
Kurambiran kweropa cz madzinz asiyana Tanya u are the best hak ❤❤❤
Haaaaa amana😢 momz ndaiite srs
Ini ndine chikumbiro pane anotora ma videos pliz isai ma full kwete ma half ayo ahh mukupatadza ipapo
I'm always the first to watch
Aiwa tatenderera taneta please. Zorodzaiwo moyo yedu ahh. Like yenyu tasiya
Frst pano to like n comment ❤❤❤❤❤❤
Amai vanogona kunyatso tambura haikona 😂 kurondedzera kwacho 😂😂😂😂
Calton is alive kkkk apa isu tirikufunga kuti akauraiwa naWasu kkk
Hesi Vongai
Aaaaa Tanya torovana hre wakubowa kaaa
U are the best guys
Uuuuummmm zvakutapira manje...guys murikubika real life situations 😢. Am touched. Rambai makadaro
Tinotenda 🙏
😂Tokutendaii guys ❤
Thanks guys asi wedzerai nguva uye chiitai kuti Mai ava vachibuda pachena
Very true Tindo akutitenderedza zvanyanya kunyanya yelast tyme yakandibhowa
Nhumbu yatanya haikure 😂
Tanya kuzomaker srs uchinyepedzera kunge usina zvawaita momz
Saka zvainzi Carlton akaurayiwa aive manyepo
Tanya akubhowa uyu
😂😂😂😂😂Mondibvunza zve ndichibvunza😅
Tanya ahusi wakuzvinyanya here
Batsirai mwana
Kkkkkkkk
l miss Allana
Muno desver award
Thank you very much ne support
Tinokutendai guys apandapinda nemoto ndarwadziwa kuti ava avasi Mai vaTanya ndimai vaTindo ASI avikutotya kutaura nekuti vangapesanise vana yooo ❤❤❤❤❤❤🔥🔥🔥🔨
Tanya naMomz ropa raramba kunzwanana hapana ukama sure😂🤣😂😂😂🤣😂😂😂
Murambe makadaro muri kugona
Tanya zviriko here zvaurikuta
Tanya wakubhowa
Tindo wakuda kuita mutikitivha wekutsvaga Allanah naCally 😂😂😂😂
Tanya anoiteiko😢 apa mukunonoka kubudisa fut
amana murikunonoka kubudisa amana kna pane arikuwiriranawo neni ngaasiye like
Tanya akuita hutsinye hwakashata apa
Tanya tsvaga mai vako wskubhowa
💃💃💃💃💃💃💃💃
Yooo saka Alana ndiye mumwe mwana wamomz hre , kana kuty pastor , regai tigoona
Zvakaoma kan anhuwoye imiwoye
Let's go Let's Go Family❤❤
So Calton naAllanah varikunyatsogarepi nhai
Team manyama ⭐⭐⭐
Ooooh shame what a lesson to all young girls, gumbo harivhurwi veduwe uchizvarira murume mwana, zvara mwana just cz urikumuda not kuutira bhanguldhino
After a long struggle ❤ndazoona
Woow soo you exchanged kids kuti musarwadziwa 😢😢😢😢😢 pakuvasiya 😏😏😏😏 kana ndakuda kunosiya vangu ndichatsvagawo wekuexchenger naye 😂🤣😂😂😂
Ende fut 😂
Ummmmmm complicated story
Ndarwadziwa hangu, ndosaka Tanya zvisiri ku clicker ma moms haasi mwana wavo vavo Tindo Allana ne that other boy forgot the name then Tanya mwana wemkadzi uya wavakasangana naye vakaudzana kurasa mwana
Munogona henyu guys
Ko sound irikupi
18 minutes dzishoma akomana ap 4 minutes dzcho ithrow back
Throw back mukui rebesa vedùwe
❤❤
Tanya ndaona akadanana na bhudhi vake paster Tindo na sisi vake Alana zviri ko futi
😂😂
Slimmie dzosa Mari yemarooro
Tanya anobhowa guys aa
Saka umwe mwana ndiyani
Allana
Hamuchiona todya hedu kudya kwemeso
Team CV makanyanya❤
Thank you guys u are the best
Tindo usatombovatruster tete unoutiswakkkkk
Thank u guys
mogona guys asi mai ngavachibuda pachena
Thanks
Hesi
Bt ma minutes wedzerai gyz murikuti punya😢😢
Ummm Tanya wakubhowa
Tanya idemon rechilndia ranyimwa mhiripiri 😂😂😂😂😂
First here ❤
First comment here
First to coment
Thanks guyz
Munogona guys
So give me my reactions 😂😂🎉
Thanks guys asi wedzerai nguva uye chiitai kuti Mai ava vachibuda pachena
Thank u guys
Thank you guys