Chigodora is also threatening. Watch the Karanganda episode on kuisa guva pasipo…anyway The guy deserves such harsh punishment for not telling the truth
Vasikana nemaSingle mothers akawandisa.varume vashoma.We need to protect our society.Mukadzi wemunhu haatorwi. You destroy families, vana vanoiitasei.saka we need to warn and stop the madness
Are you suggesting she should have charged more? Would that have made it better? How so? Chihure chawandisa munyika yedu. Ma chief vari kuripisa vanhu zvisina kukwana. Munhu akahura nemukadzi wemunhu anofanira kuripa mombe 8 ne 1000 USD. kuti azive kuti chihure chinodhura. Dai zvaikwanisika kuti paite mutemo wekuti munhu akahura ngaaende kujeri for 6 months at least.
Zvima kangaroo courts izvi ndezve kumama. Why force someone to accept. Even tho it was consensual sex mukadzi haana chaari kubhariswa sei. Uye why force someone to accept mhosva. This is rubbish
@@lovenessjeche3761 no one is taking any advantage. Kana anonzwa kut atorerwa advantage anoenda zvake. Haisi nyaya. Hapana akasungirirwa and haisi mhosva kuenda. Haudzike mutemo mumusha mevanhu. Ukaroorwa unoteedza mitemo yawawana iripo. Kana isingakuitire, nzira ndiyoyi!! Its that simple.
Rambai mahure aya kwete kuita mari nawo. This court intimidates people.
Kwamutasa havarove nepant. Unopfekedzwa mumusoro wogara wakadaro.
Wati kusekwa neraini ikoko!
Ko mudzimai wako aripo uchirohwa nepant reumwe mukadzi.
Kumba konogarika here?
Imikaaa..😂😂😂😂
Pamusoroi wedare,dare renyu rakarongeka,ndokutendayi hangu❤
😂😂😂Kupumwa nechivharangozi haha 😂uri dununu lol kana usina kuwata naye wabvumirei kupumwa😂😂
Ndiyani aonawo Dhuterere
Mambo.... Too emotional and threatening behaviour. Havaumbe... Should learn from Chigodora
Chigodora is also threatening. Watch the Karanganda episode on kuisa guva pasipo…anyway The guy deserves such harsh punishment for not telling the truth
Umm mambo musatonge nehasha plus musavhundutsira mnhu ndobasa renyuka kukashaya vne mhosva mozoita rei
Makahodha kupi zvamakutengesa mai imi & how much was the buying price?
Anjopenga mufana uyo wekuseva mukadzi wemunhu. Anozviita Assessor here avakutaura kuti anoda kupiwa umbowo bwakakwana! Ari kutamba neDare mufana uyo. Mutemei mombe dzake anonyepedzera kuzungaira.
Saka why is the man supposed to pay for this, yet these two were in agreement with what they were going to do.
Vasikana nemaSingle mothers akawandisa.varume vashoma.We need to protect our society.Mukadzi wemunhu haatorwi. You destroy families, vana vanoiitasei.saka we need to warn and stop the madness
Nomatter they agreed what.matters is mukadzi we munhu ndoma1acho
Maya hapana hapana mambo akadhakwa
Muchazvinzwisisa kana wanyengerwa wako mkdz
Mukadzi we munhu aabatwe chero akakunyenga unemhosva
Chief murimbwa
Hushingi hwevarume kutadza kurara kumba kwako nekuda kunobvisisa mukadzi wemunhu bhurungwa ZVAKAOMA
Chikomba chinonzi Elijah 😂😂😂 mamwe mazita haadi pamhombwe kani
Kkkkkkkk chikomba chasvibisa Zita rababa wangu
@@stanleytsingano2175 kkkkkkk
Taura hako kkkkkkk unotoona munhu achideedzewa kuti Abraham apo anenge ari mubhawa akadhakwa bheriya chaiko kkkkkkkk
Mahure arikupfumisa vanhu chokwadi 😂😂😂😂madzimambo chinjai matongero plss mkadzi ndiye anofanira kuripa coz zvimwe ndezve business izvi xaaaa
Ehe bcz vkuzviitisa achitoziva hake mukadzi wemnnhu fty
Turume tunotsvaga mombe dzekuripwa tusina kuroora. Kowadini kungomuramba mukadzi wacho
Dare Iri ma 1
Eria iwe usiye zvekungovhura zip yako hona pazvakusvitsa😅😅😅
Pamwe ainaka zvepondo😂
Kusarohwa ikoko kkkkkk pondo
Vakadzi vanenge vanyengwa vagobvuma ndivo ngavabhadhariswe nekuti ndivo ma"root cause".
Sekuru wangu wakafira mujeri nekunyeperwa kunzi varaper nxxxx MHSRIP shumba
Iiiiii. Kutonga hakudi kuzodayivoka. Vanhu ngavatonge nenjere nemaFacts kwete zvechibhinya zviri kuita mambo uyu.
Nyaya dzekurohwa nepant rie tsvina haiite iyi ah 😅😅😅😅
😂😂😂
Ndiyo mhiko yekuti zvataurwa ichokwadi.
Eriya ari kudherera 😢
ASI tikatarisa chokwadi mukadzi uyu wamunhu Ari above 18 yrs plus haana kumanikidzwa vakawiriranaa ko indava kumuripisa . mukadzi ibenzi ngaaende kumba kwake ihure vana tezvara vodzosera pfuma yakabviswa nemukwasha wavo 🤷
Munoziva mutemo vemuZimbabwe here unoshandiswa kumatare ematunhu. Nyangwe munhu akarara nemukadzi vemunhu ane 55 years imhosva. Zve 18 years zvamataura hazviiko, hakuna munhurume anotenderwa kurara nemudzimai vemumwe murume. Uyu ndiwo mutemo vakatenderwa pakanyorwa Constitution ye Zimbabwe muna 2013. Imi munofunga kuti izvi zvangoitika kuno mufana uyo chete here? Kwese kwese munyika ye Zimbabwe ndiwo mutemo unotevedzwa. Ndatenda zvangu kana mabatsirika.
Eriya aenda nengoro yemoto😊😅
😂😂😂😂
Komai avo vangaenzera nemumwe murume mumba memunhu ma1zvotyisa
Mmmchinjaizita ravamhombwe Varina matyira mamboapaneupi tajaira vanopfeka mabhachi anored
Kumamisha kwava nechihure chemhando isati yaonekwa.kukembesa chikomba whole night haaa zviyindi zvacho sorry
😂😂😂😂😂😂😂
Apa paiswa husiku hwese handi yainaka wakabatirisawo so wat is the problem
young guy is so good
Mambo Eriya😅
Eriya chekaa masettings🤣
Pamusoroyi Eriya😂😂😂😂
Kkkkk pungwe uchikwirirwa pondo kuwatirwa p bed yemurume kushora kusingaite unoda Shamu mukadzi uyu uriwe wapuwa chirwere pondo
Are you suggesting she should have charged more? Would that have made it better? How so?
Chihure chawandisa munyika yedu. Ma chief vari kuripisa vanhu zvisina kukwana. Munhu akahura nemukadzi wemunhu anofanira kuripa mombe 8 ne 1000 USD. kuti azive kuti chihure chinodhura. Dai zvaikwanisika kuti paite mutemo wekuti munhu akahura ngaaende kujeri for 6 months at least.
ma assessor makagona apa mface uyo itsotsi nxaaaa
Mambo kuwanza tuhasha. Ko witness masvotweyiko nayo maakuibhadharisa mbudzi?
kkkkk saka aida kipihwa marii
Chifambi ukoko.manyanys mhuri dzenyu dzichazvitora sei mumonyarawo nyika
Dare regsrega chipombe.kudaro so
Nemiwo warume kungonhonga tunhiyo atuziwi chinonzi kuroorwa
Anifunga ut.kuroorwa kuitwa.bonde
Chiko achibvumi mhosva
Wakapusa fut
So
Chokwadi hupombwe hwanyanya. Hazvishamisi kunzi nyika yava kuguma. Rupture !!!!
😂😂😂😂😂😂😂😂chikomba changu
There is too much unnecessary noise nyaya yacho iri kutobhowa kuiteerera
Vanhu vavakuita business nechihure.
Vakadzi dzidzaivo kuzvibata kana uri mu marriage yako plz... Chii chisipo pamurume wako zvazvakangofanana wani uuum
Chokwadi
Hakuna vanhu vakafanana shaa. Zvotaurwa newe wakazvibata hako. Ndozvaungafunga nekuti pamwe wakaziva shamwari imwe chete muupenyu hwako. God bless u
Hamupfeke ma G string here uko?
😅Eriya is a stubborn guy
Kanzenza kakadzi akaxha zvaa zve buisness shuva matare arikuwajaidza kudaro madora 2 😂😂😂😂😂😂
Ndoo kakatodenha murume uuummm kusasikwa kunge mbeva soooo
Kakarongedze kaende kwaeneyo ka phuuuuu😂😂😂😂😂
Type iyo inoda chief nyamaropa
Who is that bully anongo sviko charger without cautioning his people.dzubvurandi remunhu.what kind of ruler is this one
Camera unofana kumbonyatsotora timboona zvivakadzi izvi zvimwe zvacho toda kuzviona kuitira next time cz ndogara mubindura
BOTA RIRI KUDYIKA NYORE NYORE MUNYIKA UMU
Iwe mkadzi ukutinyadzisa haugoni kuramba here iwe kuti bvuu Nyaya
Business raita mombe dzemahara dzauyaaa kkkiii
Uyo akadherera mbudzi yei ipapa
Mambo sando dzavo vanosimbisa mutemo
Kamambo kanoda rumamiso
Zvima kangaroo courts izvi ndezve kumama. Why force someone to accept. Even tho it was consensual sex mukadzi haana chaari kubhariswa sei. Uye why force someone to accept mhosva. This is rubbish
Mambo chinjai maitiro mukadzi uyo ihure zvaitika kumusha kwedu dzamara mambo ati mose munodhadhara hazvikuzomboitika zvakere vanoronga nevarume vayo vakadzi ava kuti vawane mombe saka vese ngavabhadhare ihure mukadzi uyo
Mamboo kwanai imi ko humboo munohuramba sei mudare ummmm hamuoni kuti ndezve business here izvo kahure ako ngakabudise humbooo
Umbowo hwarambwa ndehupi?
Pant hauna kuona richishandiswa?
Hanzi aimhanya here etc😅😅😅
Mface uyu akadzungaira regai adyirwe na eriya
Haiboooo ko makutyityidzira munhu seiko nhaimi he didn’t rape that woman vatongi imi munehutsinye hamunyari
Ko kutora mukadzi weumwe hausi utsinye? Chikristu nhai?
Hakuna kunzi akarepa. Akarara nemukadzi wemunhu. Imhosva!!
Imi vanhu murimbavha huru
Ko iyewo mukadzi hapana chaanoripa sei iye akabvusirawo murume wemunhu bhurukwa hanty aitoziva kuti murume uyo ane mukadzi wake
DARE KUMANIKIDZA VANHU
Hahahaaa ndakapuwa pondo
Dare ringatonge ndakanzwa
Cameraman hamugoni basa
Mukadzi anewo mhosva kubira murume wake ahh
Wwrume ibasa rawo sei muchiwa mbunyikidza.
Sei iwo warue aka mberwa n mukadzi otambira mombe ogara nemukadzi futi uuummm
Dziri kutongwa matare akawsnda idzodzo kuripisana mombe
hakuna chief anedzungu rakadai
Kkkkk Erijah Manzombe
musatonge nema emotions
Pedze unokama mukakakunwa tea
Kutobopa gejo mombe dzechikomba aaaa zbitauri nyika yadhakwa
Ummm mambo vanenge vari kutonga zvine ma emotions mukati
Mujolo muchazvirega zvenyu
Ataura Chokwadi kuti mumwe mkomana wangu mose bvuu kumuseka Zimbabwe so 😅
Ukasaseka zvakadai unozosekei?
Chief vadhara ava maiwe
Havagoni kutonga ava
Ko murume nemukoma wake zvakazviziva vakadii kumubata!This is a miscarriage of justice!
Some of these Chief's prescribing over matters is not based on evidence but on hear-say, it dangerous
😅😅😅😅
Kadare aka hukasha bedzi, hakagone kutonga nyaya
They already have a side 😅
Haaa kutaura kwemuruje wacho kkk regai mkadzi adero
Rovai munhu anotaura idi mhaani
Mukadzi atova business rinounza mombe or mbudzi
Pondo yakawandisa dzosa change
Aaah
Asika zvakaoma
Tevedzerai bhaibheri kana mukadzi ahura kumba kwavo wototsvaga kamwe kanemazigaro nekunaka kupfuura iye kakadzikama
Garo rinobatsirei?
@@Spo7017😂
Kudzvanyirira
Mazariro akayitaa single ladies sakara sakara nevakadzi ve vanhu why🤔🤔🤔
Saka mukadzi uyo anga atogara mudare asina bhurugwa akatambararira mambo
!😂😂😂😂😂😂
Mambo vane hunjire kunge nguruve
That's witchcraft
Ane mukonyo rombe uyo
Ripisai hurekadzi racho nxaa kutoswetaira kunge zvisvinu
Nhai zvako xaaaa
Hurombo hwese hunokonzoresa zvese izvi. Shame stereki
Zvorwadza musadaro varume
Varyme kubvira rinhi muchihura takambonobhadharisa nzenza dzenyu
Tirambei muende kudzimba kwenyu.
@@shingiraitrevormboto2105aa sak ndozvamozviitira ere musateka advantage
@@lovenessjeche3761 no one is taking any advantage. Kana anonzwa kut atorerwa advantage anoenda zvake. Haisi nyaya. Hapana akasungirirwa and haisi mhosva kuenda.
Haudzike mutemo mumusha mevanhu.
Ukaroorwa unoteedza mitemo yawawana iripo. Kana isingakuitire, nzira ndiyoyi!!
Its that simple.
@@shingiraitrevormboto2105 ndozvamogona kutonga neunzvanyiriri nyya haisi yekuchinja mutemo mmusha mawawanikwa vnhu wirranai chte simple zvno muchahwinei
@@lovenessjeche3761 hapana mubairo bt zvekunyadziswa zvakadaro hazviitwe.
Chinonzi udzvanyiriri unochiziva here or unoziva vara racho chete?
Unogona kuunza chikomba mumba here mune vana nemurume nekuti ndozvaukuda and ukarambirwa wadzvanyirirwa?
Madzimai hunhu muri kuisepi kani?
Chirungu?
Kupenga?
Kungwarisa?
Chii chaizvo nemi?
Kufumuka kwacho maakuzvinyanya. Kana muganhu hamuchina zvenyu. Zvamangoda maakungoita zvenyu!!
All night wopiwa pondo aaa musadaro
Ndimambo ani ava
Eriya
Ok
Kkkkkk😂😂😂 Ndazoseka ndevepi
Potai muchiita kuti vanhu vataurire pamuso senge uyo wukudanana nemkadzi wemunhu uyo
Fake dare
Zvekukumura bhurugwa zvinoshamisa here izvozvo ndatsamwa singaiti vana vemazuva ano vanonyepa vakawirirana nemrume kuda kuita mombe dzemahara tsekkkk
Vakadzi munge muchitsvaga yakaita sei
😂😂😂 yeblack
Ndimambo ani ava