@@RedeemBreakfastHusband compare their wives with their small house too. So everyone should stop comparing and put 💯 %in their marriage /relationship. 😅❤❤❤
@Nigel you are aggressive zviri so factual. SO on point, ende you speak for varume vanenge isususu soo tanzwa nekungofungirwa kuti tabva kwa satani lol
nice lesson people must not compare their relationship with others
True, wives should stop that nonsense
@@RedeemBreakfastHusband compare their wives with their small house too. So everyone should stop comparing and put 💯 %in their marriage /relationship. 😅❤❤❤
ko house keepers makutizvimbisa pamakatisira
Hanzi ndokutakura sei nezvandakaita izvii😂😂😂
Imi mofanira toroorana imi ..muri sweety together
😂😂😂😂 ah mental health ye relationship😂😂😂❤
Nhaiwe Patricia 🤣🤣🤣 unodarirei Nijo nhaiwe 🤣🤣🤣 Hona matickets waakunzi nyemu 🤣🤣🤣
Am dying aaaaaah
Kkkkkk makabva kuheal immmm pakaipa❤
😂😂😂😂😂😂Hauchaendi Patricia handiti hatina kufitana🎉🎉🎉🎉❤❤❤
Nigel akamirira topic yeMental Health because of the relationship🤣🤣
Kkkkkkk kucompare love neyana nhing😂😂😂
😂😂😂vaviri ava🙌🏾😂🙏🏾🤣
Imi vanhu mundiitira kkkk hanzi saka ndakabva kusatan hr
Heee ndokutakura sei???ndokutakura sei tarisa zvandiri😂😂😂😂😂
Aaah Patricia, hanzi apa I standard futi ticket racho, wandidambura zvako😅😅😅
Usakurumidze kutsamwa nijo😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣 nijo wakuramba mwana nema zano
My favorite couple ❤
Ndokutakura seii hona zvandakaita izvii 😂😂😂
Content creation vs Life planning 😅
isusu ndisu kaa vakabva ku hell😂
😂😂😂😂 sure ungamutakure sei Patricia nhai Nigel
Patricia ko house keeper tazoperera kupi ko pliz
Kkkkk so she mean tht imi murtwo hamutowirran andty
Hanzi ahhh apa istandard futi😅😅😅
Ma couple manyama❤❤😂😂😂
Ncaaaaw ncaaaaaaw 😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Patricia ita mushe
😂😂hanzi enda unopinda murelationshp iyoyo iri sweet for three weeks tione inenge ichikutapira here
@Nigel you are aggressive zviri so factual. SO on point, ende you speak for varume vanenge isususu soo tanzwa nekungofungirwa kuti tabva kwa satani lol
😂😂😂😂kufamba lakadhezikali😂😂
Aaaah these 2😂😂😂😂🙌
Patricia wacho anopotsa kutaura nijo anoramwa todiiko navo nhai
😂😂😂😂😅 ndenge ndine budget reizvozvo kkkkk
........tione kuti inenge ichiri kutapira here😂😂
Patricia usanyeberwe agara arikuda kuenda na boss Noma
Whats so nice pakunonoka kwawaita 😂😂😂😂saka takasanganiswa na Satan 😂.....
Everyday ukuto suspector kuti akabva kuna devil 😅😅😅
😂😂 haa iii mereji haibude murume ane rushusho uyu
Isu hatienderani here kkkk ndakabva kuna devel😂😂
Patricia ndokuda chaizvo but pamuromo unapowo iwe ucharambwa na Nijo😂😂😂😂😂😂😂
Couple iyi hapana zuva rekuwirirana 😂😂😂
Hameno vanodanana nguvai
Takabva kuhell😂
Nigel Hanzi uri Hell Commander 😅😅
hahahaha ndokutakura sei?? heee ndokutakura sei?? hahahah
Ndokutakura sei😂😂😂
Nigel ingo miitisa mskana uyu anodzikama
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Ndaseka aaaah
Vaviri ava ka 😂😂😂😂ndatenda hangu
Chibuda uende mu relationship iri sweet unoita wechi 3 kkkkk
Couple manyama, 😂😂😂sweet couple
😂😂😂😂😂 ndokutakura sei
Kkkkk Nijo,
😂😂😂 Nigel wacho😂 hanzi chienda unopinda murelationship iri sweet yacho😂😂🙌
Hahahaha Nijo...ndatotanga kuseka
Ndiri ini ndakatenga phone iyoyo I'll take it
Patricia u ar beautiful. I wish to meet you one day ❤
😂😂😂😂😂😂 Patricia you are so funny😂😂😂
How far housekeeping
Haa nijo ko kuzozviuraya ku Crossroads bho here shaaz
Ndatotanga kuseka 😂😂😂😂😂😂
Hanzi saka isusu takasanganiswa nasatan here
🤣🤣🤣🤣🤣 makanyanya guys
Aah apa istandard fut ticket racho😅
This 2😅😅
Kungcono
Guys relationship yangu nemunhu wangu yakaita seya Nigel na Patricia. Pane future here😂😂😂
😂😂😂😂 ahhh Ma1...
Zvakadhakwa kkkkkk
Hamudaro ka🤣🤣
Inga maiwirirana wani Musuuno 😅😅😅😅
Legend🎉😊
Takabva ku hell😂😂😂😂
Hanti hatina kufitana😅
Vaviri ava where supposed to be together
Hanzi chienda buda buda 🤣🤣🤣🤣🤣
Unowanza
KKKKKKK Patricia hanzi ...i standard futi🤣🤣
Kkk hanzi ndokutakura sei
Ko kana vachirovana vapedza kuita video racho😂😂😂😂😂💔💔💔chokwadi chaicho Nigel
Ishuwa coz vanotipa pressure macouples acho tinenge tichiona hedu😂😂
haaa mudhra mondipedza power comedy yenyu ma1
hanzi toone pamwe tenge tichiziva mkomana wake
Chibuda uende😂😂😂😂
nijo ma1 guyz.....MMMMMM
Tanya my girlfriend huya pano😅
😂😂😂😂😂😂. Vanhu ava
Can relate 😅
nijo 😅🤣😂
So how much did you pay kuti uzviadvertere😂😂😂
Aaaagh standard zvayo 😂
🤣🤣🤣i came from hell here
Vaviri ava 😂😂😂
Patricia plizz
😅😅😅 kkkkkkk
Ncwoooh zvir cute😂😂😂😂😂
Nijo Nijo
😂😂😂vaviri ava
Kkk isusu takabva kuhell kkk
Nijo arikuda kugadzira life not content Patricia pliz😂
😂😂😂😂This couple
Relationship comparison reminds me of my ex eish haaa
Hezvo ninja kupopota uno wanna uri abuse asi
😂😂😂 how l wish l cld post this somewhere
😂 😂hilarious
Nigel ring iridium 😢
Everyday urikuto suspecter......