😅😅Holy ndi baba vako ,,,tsekk,,,,usade kutivhara ukooo.....if it wasnt for Holy pamwe we would've not recognize you...fact,,,,but otherwise we love you santa ramba uchipusha grind we love ur stlye..... Zve Beef taramba,,siyana nazvo ,,holy haana kukwana uyooo😂😂
I think saint needs to be humble he is playing the same game with holy but holy azongoita muhombe chete dai asiri holy akamuisa pa Map he would be no one just be thankful urkuraramiswa neumwe murume be humble
Thank you for exposing him
To me holy ten ndewe madrama so ten Na mai titi munhu 1.....
voetsek
😅😅Holy ndi baba vako ,,,tsekk,,,,usade kutivhara ukooo.....if it wasnt for Holy pamwe we would've not recognize you...fact,,,,but otherwise we love you santa ramba uchipusha grind we love ur stlye..... Zve Beef taramba,,siyana nazvo ,,holy haana kukwana uyooo😂😂
Ahh unoshaya nyarara usakuze Santa coz u are not his fan
Chibaba Saintfloew Holy ten ngaanofa anopenga Holy imbwa uyu
Iwe holy mudhara wa send ❤
Maaaaan selectoooooooooooor🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥yooooooo
Santa Santa anoziva mamero beefing wt everyone just to get attention
holy ten got clout moves
gunda ❤❤
Mumero 10
Urichibaba iwewe.......dont min them
ichoooooo, siyana nemunhu weMusangano uyo
Santa ndiwe mumero bcz mumwe wako kaa aposter what most of your fans have been longing for
you and the god father together
musade kutivhara vhara
❤❤❤❤❤
Haaa kana wakutoshuta uchitaura nezvaitika muchimhoresana muchifara wobuda uchiti hatiwirirane watove kubhaiza
😂😂😂😂 Santa ko ma jive amanga makurova manj zvanga zvadii
Wai muhagirei
He need u kut muite 2 pakupedza winky akundikana ega and anzwa nekurowa muma lives shws
Iwe usationa setakapusa sk waitamba chiii kana musiri kuwiriran
Munero haana basa ngaanofa
Saint ndosaka achipfeka madress hapana zvemurume apa😂😂 wakadii kumuudza ipapo kuti gaa gaa. Drama queen
Whats wrong bout posting a video muchiwirirana nhai
So then why were you dancing🤷
Santa 😂
Haaa uyu anokwata uyu😂😂idzungu chete otherwise hapana chozikanwa.
Holy ten is your god father kana uine nharo go argue with your ancestors mhani!
Unneccesary
right
Wakungotsvagawo relevance nezvisina basa this is immature
Tenn ndibaba vako
Ukuziva wani
leader of dem uts
Holy ndibaba vako Santa dai asiri iye mayb uchitori kumakomba nevakomana vemabhemba muchiita gold panning
Usazvinyepere iwe.
@@energynyahunda9390 kunyepa kuitacei?
Saint bho munhu
@@energynyahunda9390 ukuramba here
I think saint needs to be humble he is playing the same game with holy but holy azongoita muhombe chete dai asiri holy akamuisa pa Map he would be no one just be thankful urkuraramiswa neumwe murume be humble
ungangodaro hako buh kuzim hiphop ndiye father
Zim music
Hoyoooo chibaba ❤❤❤❤
Holy ten to d world
Saint anoshaya akamaka holy but ndiye akaita kuti apise
Kumhoresana kusvika pakujaivha mese Paintfloew usatione sepwere iwewe
Dako
Mumero hr santa
my guy you need Holy $10 more than he needs you saka usade kutinyaudza
Hey fotsek rombe to tell the truth ur music is lame nyarara tswina
Santa vanedzungu too much..harizode pamunhu wechirume