THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 6 EPISODE 11 PROMO
Вставка
- Опубліковано 10 лип 2022
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 6 Episode # 11 BUDIRIRO
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h5/share/usr/700
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our UA-cam Channel: ua-cam.com/channels/n2d-FKT.html...
My favorite is at result presentation than ka soundtrack kaye gets played ku background. You'll feel kuti econet data rikuendera zviripo
Ma2K akuda shamhu manje vekunyanya kujairira show yedu . Apo zero hazvishamisi .
Dd anyone notice this 2k generation looks 5 to 10 yrs older than their 1990 Cc* ?
Very true they look too old for their ages
vanaamai vakatora chirungu chekusarova vana ndopane dumbudziko ipapo vana ngavarohwe kudhara kwaibikwa vanhu zvechihure hure izvo zvaive nani
Mwari vana vangu Mwari weee ...Ama 2k Mwari vana vangu Mwari 😭😭😭
tinawo ama2000 vanacho chimuti nyaya yekuti vana havacharohwe iyi ndoyasakisa izvi
bhundu boys idzo kusimudza mubhawa hushingi hwacho hwakaoma aaah 🤣🤣🤣
Aaaa kamwana aka ndobaba varikuita DNA tests here?
🤣🤣🤣🤣
Vakutijairira vana ava haaa zvanyanya 🙌
@@gloriamarvellousmutindivar5349 I think twakutoita competition kuda kubuda patv, coz ukanzwa apo twaitotumana kuti imboendawo
@@fortunatemuchekadzese1939 shuwa zvako 😂😂😂😂
Twapindwa nemujolo tuvana utwu
Ummmmm kana ini ndatoshaya kuziva kuti zvazvipi futi
Chingodzidzisayi ama 2000 ma different contraception methods. They are not ready for parenting ava.
Kklklkk can't wait bring it on
Well come to bota family
Can't wait
Ngatipe zvizere younger can't wait
Vabereki tsiurai vana. Mamwe mazera atiri kuona pano haasi ekudya bota. Achiri emukaka chete.
😅😅😅
iwe semubereki ngatibatane hama
Uchazozvinzwisisawo kana wavawo nemwana ava teenager
Ma zero percent anenge arikuwanda pamazera aya
Madzerenyenze arikudya bota rewana
ndiri kuonawo sekudaro vana vedu vaskana vari kupihwa mimba nemadhara vonyebera vakomana vadiki
Tinashe. Soundtrack yako yakaipa.
First to comment.
Chisikana chako tokwanisa kuchitora kkkkk
ende vana avakaa🙌🏻
🔥🔥🔥🔥🔥
Ndiye mwana wacho arikuitirwa matest here or ndivo baba vacho
Ama2000 @ it again🤣
@chipo the trouble causer ndasubscriber thanx i wl follow you
@chipo the trouble causer ndasubscriber thanx i wl follow you
ama 2000
The show that keeps on showing the good and the bad 😊... 99.999 % probability loading.
Ko mai varipi kk
Rinenge richitotengeswa ipapo...doro!
Ndazoitawo DNA ndikaona kuti machair ndeeva Mugabe , ndofunga vakambobvarurirwa suit mumana nedzimwe chair
Kklklkk kwaaa
Kklklkk unogona kugadzikwa pagaba rapaint ukasimuka naro
@@fortunatekasiyandima1436 Kkkkkk Fotue wazondinakidza
Kkkkkk ma 2000 atanga zvakare
Ama 2k
Some times life ma1
Vemubhawa 99.9% havakanganise
haurevi nhema kana dziri mathematics vaka further maths panyaya idzi kuchikoro
situation yemubhawa ndofunga mongoinzwisisawo kkkkkkkkkkkkkk 0% loading
bhawa rinogona kuhwina ipapa praise n worship ikutirarisa kkk
@@liamwilliam6650 kkkkk tichanakidzwa hedu
Nhaim kamwana aka hanzi zvadiiiko ko kusch kunani nhai
Drama we want bota family
Ndirikuonazvangu 0% before we go far
nhaimi mwana uyu arikutii
ama 2000 handei nawo
Ngachiuye takachimirira
Atengese mubhawa kkkkkk
Chisikana chako tokwanisa kuchitora kkkkkk
Goodness me. Vana vechidiki vagarwa neyi chaizvo mazuvano???
How old is that boy?
Ama2k siyai zvekudya bota itai zvemabhuku nekutsvaga mari, apa bota racho muri kudyirwa nehuku futi , angori probability 0,00 , muchazvirega henyu
Ama 2000 pfee
Iya skiri remubhawa
This tym magerosi angu tikudawo 99% guys tanzwa nekunyara isu
Imagine shaaa
😂 😂 😂 Hayas
Kungosimbisana nemashoko asi hana hadzina kugadzikana ama2k hey🤔🤔🤔
😂 hapana zvekunyara apo. Nhaivo vari ma fathers kumwe wo. Zvangotiipira kuti ndisu tinotakura mimba saka evidence yakawandira kwatiri
Ama2000 vandikandisa mapfumo pasi nema0%
ama2000 makuwanza bota
Pfeee
😂😂😂
Vamugabe matiregerera pa foro
ngonya
Seems T Man nowadays he's hunting down ama 2k😅😅😅 something is wrong with this generation
Ko avo vakazofamba sei
Kkkkkkkkkkkk 🤣🤣 kids
Mazero ari kuwanda Tinashe chimbotitsvagirawo ma 70 s.taneta nema 2000
Tinashe ndiye anotsvaga here or vabereki ndovanotsvaga dna test...ndovanhu vacho ivava varikupisa kkkk
Me: let me study now
Notification: closure DNA seaon 6 E11
😒😒
😂
😂 😂
Zvima 2000 zvatanga 🤦🤦
MA 0 percent awanda bota raita shoma
Whatsapp bota family 👪
Kkkk haa ama2000
uh ma0% amwe zve aye
Hanzi chisikana chako togona kuchitora.
Iyi 0%hapana chababa chiri kumwana apa ma The Young and Restless 2000 again . CHANGAMIRE Mugabe tinotenda ne bota
How come to you kuti maiudzana seboyz kuti ndinochitora chimusikana chako kkkkk
Kkkkkkkkkk
kkkkkk another white wash....5:0
0
Me smelling another zero percentage
Chirega kudero Goddie...
Mjolo weeeee🤣🤣🤣🤣
Haa babie rotengesa mubhawa mahwambi murambi
Mabasa anosiyana-siyana kikkkkk
Varume tiri kutora zvimiti 3 times 0% pakateedzana . iyi ndeimwe futi 0%
Now 4 times
Hatisi tave mu 4 nill here
cz pane 3 yema 19 years ne 1 mu 25 years, apo futu to make it 5-0
I can smell another 0% 😏
😂 😂 😂
Kana ini....
Kkkk you're not alone
🤣
Rese grp rema2000 iri mazero chete😂😂😂😂
no more 0%
Tobva tati chiii paya bhagamu hw cum to you kuita zvivindi newemubhawa 🤔