simango mhofu kana chirandu trimusango trimbhundu musazozvirova matundundu i can watch this video every hr isanga ndisvote rip the G.O.A.T apa frontline gang hapana chaizikamwa
Kana paine ane nharo kuti ichi ndo chibaba chemangoma tipei ma live show akapenga kudarika iyi... Winky ehe akapenga pa live show... but work rate ari kumashure...
work rate meaning number of trax released per season. Winky akarova 2 albums in 2 years, Jah Luv has released over 20 tracks over the past 3 months alone... winky pa stage anomira ega... but Jah Luv anomira nema lyrics ake. hit after hit. this show he was dropping new trax only for 57 min, n each track was less than 2 min... 1 verse oenda pa next trac. Winky can't afford that. anopererwa makseni seni
Ma tarenda anosiyana... Winky anogona stage hapana amutorera mbiri... but haareleasirane na Jah Luv pa bag rema tune. Vybz vs Busy... Busy is better pa stage than vese vafana vakazouya after 2000, but vybz has more songs, more trending lines, more hits and so is rated more. zvimwe chete na Jah Luv. shamwari Winky ane ma songs mangani 2009 yacho yaakaita mbiri? playlist yake is the same every show. i have followed his shows kubva 2010 because anospaka... but i will tell yu kuti his shows sound the same sa Macheso... JahLuv's playlist for June 2016 yakatosiyana neiyi yepa show inoyi n that's what we mean ane work rate yakapenga...
and some say miracles dont exist yet this guy is a living miracle
Who is still here 2021 rip chibaba the best ever outta zimbabwe
There will never be umwe. Sauro. Its traumatic. RIP Soul Musaka.
nyc perfomance ....thank God chibaba chapora
R.I.P Chibaba chigunduru weduwe ❤️❤️❤️❤️ forever loved and missed CDe😞😞😭😭😭🙈
Cde kudiiii
@@MurphyMoses-z4q zvawawerenga
Those dancers. Gym 100%
big up chibabest .....tvt
30/03/2024 Forever listening to this mixtape ❤❤
This guy was down to earth he was good,R.I.P makuruwani
winky anogona souljahlove ndimazvikokota
R.I.P Chibaba masong enyu ese mahit song nanhsi
we thank GOD who used prophet magaya to heal this young boy
The best dancehall performance ever RIP Sauro love you forever.💔💔💔
slim gido u are madddddddd... chibaaaaa tvt high definition
makuruwane thumps op op u maaad mi fada LOCK IT OP TVT to di fullest
simango mhofu kana chirandu trimusango trimbhundu musazozvirova matundundu i can watch this video every hr isanga ndisvote rip the G.O.A.T apa frontline gang hapana chaizikamwa
Amana chakanaka chakanaka ichi chimunhu ichi chakanyanya sterek my best favorite artist pon Zim chibabaaaaa
# tvt
# MakuruWaniii ndamiririra paDubai svikai chibabaaaaa
Ernest Bandason makaipa
best live performance in Zimdancehall so far kana Big man asara apa.
William Bwando ndo nhema idzo pa stage ndepa Yala
@@tsitsinengu1512 ua-cam.com/video/-6ct-l-EGqc/v-deo.htmlsi=hedBMZ7uU77VXRKT achipederwa pa clash yala wenyu
Still watching in 2018 big up chibaba
Asi kamujah man kanenge kachiimbawo ako haaa kanotivhiringira ngoma rachibaba
Mwana Wa Sthembeni Chibaa Kartel wemu Zim uyoo maad Mih Seh
WHO IS HERE AFTER HIS DEATH SHAME RIP SAUL MM THIS WAS HIS ENERGETIC DAYS
not a real fan
chibaba ndabvuma...mad set this!Makuruwani!!1
Mwana waGrace ndini ...RIP mum
ukaona kuwanda vanhu pa stage... ndo paunoonna kuti vanhu vari kufara ...
Bigup jah Luv natural talent
@Onny pure shelingz agwaan raaaah chakanyanya
2024 still here
Sauro you a bad mi elder high defination
Still remember yu bredda
wangu Slimaz... waita bho!!!!
KA1 KING RESPECT
37mns to 39 mins lit....chikirambani
Rest easy Legend😭
yea muri mudhara, cant complain
haaaa chabata chibaba...... stembeni mafanz aita maad
ohh thank God SAURO z back on his feet chibababaaaaaaaaa
this one is good chibaba
nhay guys song yaiimbwa nachibaba apo ykti chi powe power apo
inonzi simba rembenzi...chekenyenye
May your soul rest in peace chibaba
soul jah love akutodiwawo nevamwe vaimbi
kadance karipa 37 min apo blaz vadziya avo
Chi bad dest # slmz
Real dancehall
nuff respect
Esh chibaba wairova mangoma
37 min apo ka dhanzi kakaipa ako
If time can be rewinded
Continue rest in power chibaba
Taunzwa pano nerufu rest in peace makuruwani
Haaaaa makarova chibaba
Makanyanya chi baba totendamwari mava ryt makuruwani
20.37 whats the same name?
Mapindani Tapiwanashe
Ndakatenga gun
chibabababababa kwakuseri kwekuseri kwacho
makuruwani chigunduru production
chibaba kwakuseri
simba rebenzi lol Jah Luv to e fullest
RIP King Sauro
hevvvvvvy
sando chiba chigunduru ........
heavy mhofu
chibabababababa high d
MwanA wAniuyo
Chibaba chinodiwa purizi
chibaaa
RIP bruh
chibabab bababa simbi inodya dzimwe
chi power power
makanyanya makuruwani
mafudhan'a
RIP Chibaba
chibabababa
nyc 1 chibaba haute haute
Anongodika so Chibaba
49:16
BANNNNNNNNNNNG. CHIBA..BA
20:10
25:24
29:10
30:05
37:35
38:00
Kana paine ane nharo kuti ichi ndo chibaba chemangoma tipei ma live show akapenga kudarika iyi... Winky ehe akapenga pa live show... but work rate ari kumashure...
work rate yaWinky vs Jarluv or vs dancers....cz jarluv haana action inodarika yeGafa
work rate meaning number of trax released per season. Winky akarova 2 albums in 2 years, Jah Luv has released over 20 tracks over the past 3 months alone...
winky pa stage anomira ega... but Jah Luv anomira nema lyrics ake. hit after hit. this show he was dropping new trax only for 57 min, n each track was less than 2 min... 1 verse oenda pa next trac. Winky can't afford that. anopererwa makseni seni
winky akadarika level rekuburitsa masongs hobho hobho ende ainakidza ese unlik aJarluv...kkkk pastage wabhaiza,hapana Zim Dancehall artist ati ajambisa kwenguva yakareba kudarika Winky.ita uchimboendawo kuCity ngoma kwavanenge variko vese uone zvinoitika
unoziva twunhu haako iwe njapi
Ma tarenda anosiyana... Winky anogona stage hapana amutorera mbiri... but haareleasirane na Jah Luv pa bag rema tune. Vybz vs Busy... Busy is better pa stage than vese vafana vakazouya after 2000, but vybz has more songs, more trending lines, more hits and so is rated more. zvimwe chete na Jah Luv. shamwari Winky ane ma songs mangani 2009 yacho yaakaita mbiri? playlist yake is the same every show. i have followed his shows kubva 2010 because anospaka... but i will tell yu kuti his shows sound the same sa Macheso... JahLuv's playlist for June 2016 yakatosiyana neiyi yepa show inoyi n that's what we mean ane work rate yakapenga...
munokuma chibaba
22:35
43:27
Takarasikirwa
52:49