Bt inga Dr vati bvunzai zvose zvamunoda kuziva wani. Saka maida vadii ft Dr ivo vapa vanhu mukana uye ivo vabvunza yovo yavanoona sekt ingagutsa mhuri maringe nemhepo iri kubuda
@@Ashley-up6xy Ndiyani ati ngozi hakuna? But mhepo yese yese hausi mudzimu. Zivanayi nemhepo yenyu kwete kungopururdza. Zvese zvaitwa nemhepo iyi even neighbours knew mafiro akaita mufi, they also know vana vemufi. That can’t be a robust test.
On behalf of Karanganda, what ever Chamakatadzirwa na ba taps,, tsoka soriy zvenyu Please dzokeranai your combination was on a high level Tanzwa nema poor quality nag tsano ava
Chinhu chandonofarira pana Dr Mukotsanjera ndechekuti mudare mavo vanhu vanenge vaine moral, he's not rough, vanenge vachiseka dare richitofamba ❤❤
Ehe plus vane moyo murefu
Happy new year Tsoka Dr Zimbabwe Dr mukotsanjera muteyi one munhu ane straight deals in Manicaland
Sekuru mune rudo nevanhu hamuzvikudzi munoshanda nevanhu zvinodadisa God bless you
Welcome back sekuru mukotsanjera
Happy New year
Yaaaa sekuru ndabvuma hqngu basa munobata zviri PA feya zvisina kana chitsotsi dayi munyika mawanikwa vashanu vanoita sezvizvi nyika yaipona becse mudirwi abata vana vake ega murume wake ega zviya zvekuty n,anga dzinodhomoka dzichimqnikidzira matare ...Pana tsoka apo hazviko muri simbi tsoka bhora mberi
Sekuru ndinotita ne rudo rwenyu munotaura nerudo mufunge God bless you sekuru
Shumba yengozi chikakarara Dr MK ❤❤❤❤ munoziwa basa renyu you’re the best
Sekuru munofadza God bless you ❤❤❤❤
Ndafara kuona sekuru ❤❤❤thanks Tich
Welcome sekuru Tsoka shumba ye Ngozi ❤
Makorokoto egorerdzva Tich Kach and All great kuona sekuru Mukotsa back thank you tirikudzidza ❤
Shumba yengozi munotipasa manyemwe skr❤
Kitchen yemukadzi kaaaaa iyooo👌
Sekuru monyanyorova imi 😊happy new year sekuru 🎉
Kkkkkk hanzi imi itayi mu chisuduruka kwete kuita semakabudirwavo imi😅😅😅
Doctor. Mukotsanjera mwari. Wakuchengetei mune moyo murefu
Welcome Tsoka n'anga 1 inema dimples❤❤❤
Hanzi afa arova. Don't play with an avenging spirit
Vamwe havo pamwe vanorova, but mushona haarovi. Muti wakatsengwa nemadhara edu unenharo.
Ndinofara kana ndichiona Tsoka achiita basa, ndochibvondora. Welcome sekuru Mukotsanjera
Happy newyear kule Tsoka na Tich🎉🎉thank you sekuru
❤
❤❤❤❤❤ muuchirirei mavoko ❤❤❤❤❤❤❤Mukotsanjera ❤❤❤❤❤❤❤ Shumba yegorongoza ❤❤❤❤❤❤
Sekuru basa renyu munoribata zvakanaka 🎉🎉🎉
Sekuru tatakusuwai 🔥🔥🔥🔥
😢😢😢umm same nemafiro akaita my mother
Continue to rest in peace mamha😢😢😢😢
Namai vanguwo vakangonzi shaya bhoo vakafa vasingatauri,,zvakaoma
Sorry guys 🫂
Hi Tsoka welcome back 👏
Titambireee titambireee mkotsanjera happy new year kure from mandlera durban ❤❤
Mandlera my sster
Happy new year tsoka
Uncle bae welcome back we were missing you 🥰🥰🥰
Back
Doctor makanyanya Dai zvaibvira matenderera munyika yese yeZimbabwe tairarama
Wats tht sound kunga generator dai raiswa kure ka @TichKat M tv
Nhasi ndachigwinha chichiri fresh
This is so scary l actually know the family and the spirit coming g from the young girl we once lived with Martha
Mupei pen sekuru anyore zvakaona nemaziso ake bcz ati haanzwe 😢
Well done sekuru
Happy New year Tsoka. Sibonge Mkhulu 🙏
Vanhu veinyanga honde valley denga havapinde vanotyisa mbabhinya
Am happy kuona Imbwa yeGorongoza
Muri number 1
❤ dai ndanga ndisati ndaiuya ndowanikwa nemi ndaneta nekushanda hapana chobuda pa zambia
Godbless you kules 😅number one Africa?
Kana muchibvinzirwa mhepo yemumusha menyu nen’anga yabuditsa mudzimu wacho munenge muchiita mahumbwe. 😢😢😢😢😢
Mhepo kungonzi nongedzera vana vako chete vanhu votobvuma kuti shuwa ndimai vedu. 😮😮😮😮 munoripira fovhoro. More must be spent vanhu vachibvunza mhepo iyo mibvunzo yakadzama without interference ye n’anga kwete kungopururudza
Bt inga Dr vati bvunzai zvose zvamunoda kuziva wani. Saka maida vadii ft Dr ivo vapa vanhu mukana uye ivo vabvunza yovo yavanoona sekt ingagutsa mhuri maringe nemhepo iri kubuda
Vaifanira kuita sei sekuru Tsoka
Haaaa imimi munonga makaurayawo 😂😂😂😂 ngozi iriko ini ndakazvionera pasi n'yanga kana murofira imbobudisa yaibuda yega paibuda ngozi 3 pamunhu siyai wanhu wagadzire nyaya dzawo wachiwapenyu 😂😂😂
@@silasmwadzura8033 Mudzimu unofanirwa kuitwa DNA test by asking mibvunzo yakadzika otherwise munorasirirwa vana vasiri venyu
@@Ashley-up6xy Ndiyani ati ngozi hakuna? But mhepo yese yese hausi mudzimu. Zivanayi nemhepo yenyu kwete kungopururdza. Zvese zvaitwa nemhepo iyi even neighbours knew mafiro akaita mufi, they also know vana vemufi. That can’t be a robust test.
Arufa ende omega😂😂😂😂😂😂😂
Asekuru to the world 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Ka sekuru ako ndo.kane yese 😂😂😂
First ❤
I missed you chakara chengozi lmbwa yeGorongoza Tsoka Tsoka
Generator mati toitawo seyi naro nhy Tichkach haa musaite iyoyo rongai system yenyu bor maextention cables tinokupai mukakumbira .....
Sekuru this Tichkach must not allowed to record Sekuru Karanganda is the best quality pictures an crisp sound
Haaaaaa masangana ne zvimwe nhasi sekuru sorry henyu 😢😢😢😢
Bsa chairo
Sekuru mukotsanjera kana muchiti imi muri chikwambo munorevei? Chikwambo imhepo yakanaka here, ko chikwambo chinoita matare here. Ini pandinetsa apa kuti zviri kumbo famba sei?
Haaaa iri ndiro bsa sekuru aaaa zvakaoma
TichKach should improve picture and sound quality.
Iko kuzomhanya kutangira vane maCamera kwayo onai mega I will be patient till yabuda kuNetflix karanganda 😂
Yazoita wani yaakutora boe
Yeah, zvakaoma hazvo. saka vaya vanoti munhu kana afa anoenda kunamwari hezvo titaurireyi kuti apa zviri kufamba sei?
Part 2 ngaiwuye
Sekuru venyika
Nhasi ndarwadziwa pakuzobata vana vake 😢😢😢😢
My tsoka bae❤
My village mates😢😢
Vange vakabarq vana vàvo 12
Arikuti anga asingaone plus asinganzwe futi 😢😢😢😢arikubata maziso
Zvinyorwa zvawakaisa pascreen zvakakurisa, it's disturbing kuona zvakanaka, why can't you make it small and put it at the top right or left corner
Chivanhu chiriko ndazobvuma hangu
Mwazha vakuimba ndochibvondora
Kkkkkkk
Zvekuti hee topinda kwapauro munenge musati mavirwa nedambudziko
Zvaritori basa umwe wakadzimwa nzeve ft 😮
Endai kunasekuru shumba shumba yengozii inopedza zvose
Ndevapi ivavo?
@shingiraitrevormboto2105 endai pautube moty ngozi yatension vanobuda ipapoo chikara chaichoo chesango
Well back sekuru tanga takusuvai makorokoto egore ibva
Mupei pen nepaper anyore
Chibaba panyaya dzengozi icho
Tichkach please improve on picture quality and sound.Thank you 🎉
True
Uuu bba vane nharo avo yoo
Sekuru mukotsanjera zvanza sekuru vangu
On behalf of Karanganda, what ever Chamakatadzirwa na ba taps,, tsoka soriy zvenyu
Please dzokeranai your combination was on a high level
Tanzwa nema poor quality nag tsano ava
😂😂😂😂 tsoka vapinda busy nembeveve iyo
Saka sekuru mukotsanjera zviri kureva ka kut ngozo yechimumu iyo ndiyo yabaya muroora achibva aitawo chimumu kusvika murufu.
Panga pachida kutsanangurwa ndepanzi Amai vakaona moto vakabva vatanga kurwara kubva ipapo
Moto which kind🤔🫣
Ko Moto ndewani akatumira
Mupei bhuku nepenzura ngozi inyorezviripo
Ko sound ikubuda ndeyei hatichanzwi 😮
Kunge generator
Kules ya ya ya?
Sekuru munotigonera tochakutoraiwo kwedu
Ndakasikawo nhasi
Hanzi aaaaaah andisati😂😂😂😂😂😂
Haaaaa Tsoka makanyanya marova basa apa
Kamudhara ako kanoroya ko kuzobata vanhu nzeve nevoice kuti vasataure
Shumba yengozi chaiyo chaiyo
Vanhu kuafrica havana kwavarikuenda kna vakafa
Wese vanobastira mukaona mhepo ichibuda isingatauri kana kunzwa edzaiwo kutaura nemasaini, kwete kungoramba muchikakarara kune munhu ati handinzwi
Makadii Sekuru Mukotsanjera
Sekuru tsoka musapera simba shumba yengozi amupererwe itai kt mugadzririse munzwanane nezvimumumu
Generator raiswa padhuzu noise hey
Don't forget kuisa in part kuitira tikwanise kusvika paiyaka Perera
Vnhu mogara pno kahii😢😢
Mhofu ka motinyadzisa😂😂😂😂😂😂😂😂
Makadiiko zvenyu chiremba mukuru shumba yengozi
Vanobata basa trikuda kut vagume kwedu kumozambique
Tsoka to the world 🎊🌹
Tsoka hakuna Jesu akafira Mozambique 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂
Tsoka wedu madzokaaaaaaaa
Hoyi hoyi 👻