Kana paita anetsa aiwa munoona pa girazi

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 3 гру 2024

КОМЕНТАРІ •

  • @cedricmazhindu9346
    @cedricmazhindu9346 6 місяців тому +1

    👏👏👏Makadii muchembere imarii kuti ndiwone zviripagirazi. Pane zvandinonwa kada kudya here kuti ndiwone zviri pagirazii. Ndinowona vese here vane chavanobata chakaipa muhupenyu hwangu.

  • @lovenessmasango7535
    @lovenessmasango7535 6 місяців тому +2

    Makadini henyu Mbuya. Ndokumbirawo zita rembira yamunoridza

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Aah vakaridza vaitoitira inini haisi nziyo asi kana muchiida +263719808050

  • @tre642
    @tre642 6 місяців тому +1

    Nhai gogo zvinoita here kuwona glass through video camera. Isu tiri kure

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Aaah zvingatoita kukudzai zvekuita mobvisa makwati acho tokutumirai mishonga mozviitira kumba kwenyu.

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 6 місяців тому +1

    Magirazi zvombofambasei ini andipanzwisisi ini isaramusi here kana kuti

    • @DareraMuchembereSoko
      @DareraMuchembereSoko  6 місяців тому

      Harisi saramusi muzukuru, asi kuti kuvhurwa maziso kuti uone zvakavanzika

    • @Tinto4490
      @Tinto4490 6 місяців тому +1

      @@DareraMuchembereSoko haa zvaitondishamosa ini kt zvii zvinenge zvoitwq pakanaka muchembere

  • @cainramajera
    @cainramajera 6 місяців тому +2

    Muripi Soko. Munhu Ari paJoni anobatsirika sei asiri panzvimbo?