Розмір відео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показувати елементи керування програвачем
Автоматичне відтворення
Автоповтор
I pray u get justice,
Shem so sad
So sad rest in peace liberty mukoma mwari akunyaradzei
😢😢😢 💔 💔 💔
😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢zvinorwadza
😢😢 Zimbabwe yakudarika SA
Shame sorry my brother Nyaradzwai Nashe mese nemhuri😢
So sad
Sad story 😢
💔
So sad,very sorry wangu😢
May his soul rest in peace
😢
😢😢😢 zvakaoma 😭😭😭💔 shuwa
So sad wedu woyeeee , ndarwadziwa
Haaa very sorry...... Police itai plan mubate vanhu ana Gudha kwete kungoswera paCassa muchinwa muchitadza kubata mhondi
Mapurisa anombove nebasa nazvo here
Shem so sorry broo
😭😭😭😭💔💔💔 Ndarwadziwa
Iiiii Mwari weeee nyika yedu yashatisa, pamwe akaita nharo dai akangobvumawo sezvawakaita nevakadzi avo asaizourayiwa💔😭
😢😢😢😢Team Mutare maipa apa ndoroad yandaifamba nayo kubva tonaz kuenda Devonshire vanhu vaita mumaOTS imomo ndimo mune ndururani
Manicaland yanyanya mabhinya please,
Zimbabwe yashata iyi mmm
Weduweee Mwari kaaa
Weduwee zvinorwadza
very sorry.....nyaradzwai naMwari
Shem sorry
Zvinorwadza weduwe😢😢
Mhoro Deliah
Yooo zvakaoma hazvo veduwe ndarwadziwa😢😢😢😢😢
Sorry Shepherd Mwari akunyaradzeLiberty usarare
😢😢😢😢 zvakaoma
Eish ko kuzouraya ndokuita sei
Zvakaoma Zimbabwe yaipa
Ummh nyika yashata iyi i wish vanobatwa
Shame
This is monstrous world. But vana mbuya vemusika havazivi vanhu ivavo
Iiiii veduwe zvakaoma
Zvorwadza izvi. Sorry hako Shepherd nematambudziko. And sorry hako Liberty wakatorerwa upenyu nevanhu vari lazy kuzvishandira. Fight back till the end.
Ummmm zvakaoma hazvo, rest in peace
Mbavha dzinotizira kuSouth kusina mutemo. Kuda ndiko kwadzakatobva nako
Para mhosva wotizira SA uvone kuti kana ukabatwa unoitasei
Hakuna nyika isina mutemo
@@georgevhudzi8192 uriryt. I should have said kusingatevedzerwi mutemo
Vanhu vane moyo yakaipa vanhu vechirume makaipa tazviona
Ini problem yangu andidi kutangirwa pa comment chero ndisati ndanzwa nyaya ndinotoisa chidhori😅
Bho here kuuya kuzocracker joke Yako panyaya yakadai?
Shem veduwee zvakaoma chokwadi
Eish weduwee
1st aid yakakosha. Kutenderera kwese uko angadai akapona mukomana. Aida kuvharwa paibuda ropa. Shame 😢
Munhu haafi zvikarova unotongobatwa chete.
2 weeks ago panjanji ipapo pakaurawa mupurisa
Ko vanhu vane hutsinye hwekusvika pakudaro .iii varume vane hutsinye iwawo zvawo
Mutare yatanga
Vanhu kuramba kutakura munhu akwara
Ummmm zvakaaoma😢
Yooo
Kupondera munhu 5 dollars
Zvakazoperasei apo

Sorry Shepherd Mwari akunyaradze
Liberty usarare