Sekuru Mukotsanjera to The people Ndochibvondora chete

Поділитися
Вставка
  • Опубліковано 20 вер 2024

КОМЕНТАРІ • 51

  • @Kudzanai-w3
    @Kudzanai-w3 5 днів тому +20

    Anoti skuru mukotsanjera vawedzerwe makore ekurarana senio like me ❤❤❤

    • @ShyletRuguva
      @ShyletRuguva День тому

      Sakuraba ndikuda mwari wawedzer mazuva ekuraram tinoda kutenda dzimu riri pamuri chengetwai sekur mubatsire nyika tatambura

    • @Kudzanai-w3
      @Kudzanai-w3 День тому

      @@ShyletRuguva true dea

  • @rejoycezinyama7963
    @rejoycezinyama7963 5 днів тому +2

    Sekuru Mukotsanjera munhu wo we nyama.Pane pavanogona .Pamwe wo vokundikana. But 99% yebasa ravari kubata mumhuri dzakasiyana siyanai zvirikufamba wani. Zvinowanikwa uye zviriko futi kuti no one is perfect. 😂😂😂😂❤❤❤❤🎉🎉🎉❤❤🎉

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 5 днів тому +1

    Sekuru mukotsanjera vanogona veduwe mwari akuchengetei mune rudo❤

  • @storyushe9716
    @storyushe9716 5 днів тому +1

    Sekuru Mukotsanyera vanofarira Basa ravo ❤

  • @JaneZamani
    @JaneZamani 2 дні тому

    Shumba yengozi pamberi nebsa bhora mberi munhu haaurawi Hama dzangu ngaafe nerwaMwari kna nguva yakwaniswa

  • @MarthaMapako
    @MarthaMapako 5 днів тому

    Sekuruuuuuuuuuumukotsanjera to the world shumba yengozi❤❤❤❤❤

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi 5 днів тому +2

    Shuwa ndakaionawo ntaya iyoyo yakandibata saka sekuru tinoda mupondure nyaya iyoyo muchenese zita renyu nokuti nezvirikutaurawa zvacho nezvatiri kuona muchiita basa renyu aaa hatisi kubvuma zviri kutaurwa neuyo anozviti Chikafa welnyanga achiti ihama yenyu futi simboti

  • @mitchelethel
    @mitchelethel 5 днів тому +3

    Sekuru we vanhu mukotsanjera tsoka

  • @marychigumira6419
    @marychigumira6419 4 дні тому

    Kuna Tsoka ndokwandinenge ndichimhanyira😊😊😊😊😊

  • @Tatenda-g7d
    @Tatenda-g7d 4 дні тому

    Bvondo bvondo👏

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 5 днів тому +1

    Tsoka bae pfee from Gorongoza❤

    • @emilymushonga1017
      @emilymushonga1017 4 дні тому

      Ndofunga unogara wakaita kuloader DATA MESI

    • @mesiMutepfa
      @mesiMutepfa 4 дні тому

      @@emilymushonga1017 Pane bae wangu i hv to be loaded u know girl kkkkkkkkk i dont want to miss him 😄😄😄plus ma get crush arikuwandisa pari kkkkk

    • @emilymushonga1017
      @emilymushonga1017 4 дні тому

      @@mesiMutepfa 🤣🤣🤣🤣😂😂😂 ewo mwana wedu ndakunzwa kkk

    • @emilymushonga1017
      @emilymushonga1017 4 дні тому

      Ewo dear ndanzwa kkkkk wakanyanya

    • @emilymushonga1017
      @emilymushonga1017 4 дні тому

      Ewo dear ndanzwa kkkkk wakanyanya

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 5 днів тому +2

    Tsoka power hoyi hoyi

  • @LaizahManingi
    @LaizahManingi 5 днів тому +1

    Tsikomu tsikomu bhirikadho lmbwa yeGorongoza shumba yengozi

  • @groom-k6d
    @groom-k6d 4 дні тому

    Sekuru bvondo bvondo to the people ❤❤❤❤

  • @mariabanda2415
    @mariabanda2415 3 дні тому

    Bvondo❤

  • @RodneyGore-yd7gd
    @RodneyGore-yd7gd 3 дні тому

    Deadman ❤

  • @TinasheKamhapa
    @TinasheKamhapa 5 днів тому

    I wish kumbouyako ndimuone

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 5 днів тому

    Ndaakuudzai wani kuti hazvipere mushe ...zvinonetsa arikutaura chokwadi ndyan

  • @LainaDhlamini
    @LainaDhlamini 5 днів тому

    Tamirira ❤❤❤

  • @user-qb1pf6ym3t
    @user-qb1pf6ym3t 5 днів тому

    KO kubudisa full pic zvikuramba herenhai

  • @RumbidzaiDekesa
    @RumbidzaiDekesa 5 днів тому

    Zvekupa vanhu Doro nooooo vamwe vanemaramba Doro

  • @HokuGokune
    @HokuGokune 5 днів тому +1

    Hoyi hoyi 👻

  • @trevornyagomo1801
    @trevornyagomo1801 4 дні тому

    Bhora mberi tsoka nguva yakwana

  • @JamesMandizvidza-yw8cm
    @JamesMandizvidza-yw8cm 5 днів тому +1

    Bvondo bvondo

  • @laurenemasaraa6516
    @laurenemasaraa6516 5 днів тому

    hiiiiii dimbaaaa❤❤❤❤

  • @carolchikuni
    @carolchikuni 5 днів тому

    Iiiiiii Bhirigadoo 😅

  • @yakiesigauke09
    @yakiesigauke09 5 днів тому

    Ko Dremas yaindepizve

  • @blessingkendo102
    @blessingkendo102 5 днів тому +4

    Kosekuru tsoka nyaya yatirikuona pamedia yaitaurwa nadj holy vachiti pane mhuri yakati ivo machikafa havana nhau dzakabatwa nemi pamatare vatori kuku exposai vachiti muri wefake murikuvanyepera munhu aitaura nyaya anonzi messiah chikafa

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika 5 днів тому

      Nditagewo dear wangu ku Facebook here 😮

    • @TamaryManyika
      @TamaryManyika 5 днів тому

      Saka vanhu kana vasina nyaya dzakabatwa zvoreva kuti munhu ndewefake panoitika chakanaka pese Satan agara anenge aripo akarindira so don't worry

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 5 днів тому +1

      Haiwa kunevanotumwa kusvora vamwe pamwe panevarikutorwadziwa namukotsa vakutsvaka vanhu vanomushora Saka hativacheuke ivavo ana Holly ndofuti zvavakatomiriravo

    • @auxilliakapotsa168
      @auxilliakapotsa168 5 днів тому +3

      People thy must understand 1 thing in life kuti pa N'anga panoenda vanhu 100 but 50 vanopona vamwe havapone.

    • @LindaMuzenda
      @LindaMuzenda 5 днів тому +3

      @@auxilliakapotsa168 same nokuvhipatara havasi vese vainda kuchipatara vanopora

  • @sandrasimbarashe3363
    @sandrasimbarashe3363 5 днів тому

    Tsoka

  • @DadiraiNemasonzi
    @DadiraiNemasonzi 5 днів тому

    Number dzavo hadzipindirwi

  • @LindaMuzenda
    @LindaMuzenda 5 днів тому

    Ndripo

  • @GeraldMupfupi
    @GeraldMupfupi 4 дні тому

    Mupfupi

  • @olisamanyenya2090
    @olisamanyenya2090 5 днів тому

    Anyone ane information matare a mukotsanjera anodhura seiko😢

    • @sarudzaisigauke8082
      @sarudzaisigauke8082 5 днів тому

      300 matare 100 yekubooker yese 400

    • @olisamanyenya2090
      @olisamanyenya2090 5 днів тому

      @@sarudzaisigauke8082 ihhhh sk pakaipa kni 😴😴😴 chero isiri mhuri ungoriwo munhu nhando hr

    • @WebsterHandson
      @WebsterHandson 5 днів тому

      ​@@olisamanyenya2090ehe ndomari yavo Ini ndaitodawo kubatsirwa pafoni ndikanxi 500 us

    • @maguramagura5335
      @maguramagura5335 4 дні тому +2

      Yowee so unozobhadhazve here kubatsirwa it’s expensive hey