baba keketso makubhohwa nenyaya ye public mistakes are common modzidza kubva ipapo but zvekuenda Ku radio station UA-cam v Facebook wakumakisa tsika dzedu todzida ka life aka kufumuka plus mukutiratidze rimwe side renyu murume akangwara anorihwandisa
nhaiwe Andy wabva watadzawo kuburitsa face yemkadzi wako asi unonyara naye ere
kkkkk
taura hako hauoni mukadzi anombozama kudongorera but baba varamba necamera
Zvevanh vane godi vacye unoimba keep it up
kkkkkk zvima celeb zvepazim zvinowanikwa paline chete kana zvakoromora kkkkkk
Andy murdzo unonditra uniridza zvandofarira this tym number 1 ndeyako pliz usarasa chipo chako
Mwari ndipeiwo ushingi hunenge hwa Andy Muridzo hwekuisa panomboiswa bhodhoro reLabel
😃😄😄😄😃
keeep the fire burning mama keketso murume ndewako
Zvakazodii after this varume munorwadzisa bug love your music 👌💕
Baba keketso u are the best..one day I will do something with u ..am trey starnie a local artist from.chitwn
thats gud fambai mese mr and mrs muridzo.helo keketso yasta
Usiyane nenyaya yekukwira mahure nyoro iwewe
muudzei mwana uyu
mwana ngaaiswe mucar seat umo aiiswe seat belt.
uchafa Andy muridzo dzikama chirwere chiriko ita mbiri yekuimba kwete yekuhura nabev unofira mahara watinyadzisa
zvaurikuita hazviitwe nemunhu ari mature. hausati watombova nembiri. dzikama. hona ana Zhakata vari humble. dzidzawo . kungoti vana vakakura nambuya munokura makapusa plus dzungu pamusha paro
Inga wani unemhuri yako ko kunadherira waidei nhai my bro
kkkkk kwai ndorohwa namai keketso kana vakabvuma yabev chero ukazohurazve hapana zvavanoita vangatiza celeb here kwaaaa
Andy keep it up say ago vanorwadziwaa vachirwara
Andy keep on going dont forget your family big up mai Keketso
Mfana anoimba uyu . zvekukwira bev iyo haaaa hatinei nazvo isu
Alvin Gugulethu Pedzisai vavengi
imi Mai keketson muribalancewo vedio ngadzokororwe hamuna kuona Kuti murikurima chekuseri nemhata iyyi
Pa voice uri number one
baba keketso makubhohwa nenyaya ye public mistakes are common modzidza kubva ipapo but zvekuenda Ku radio station UA-cam v Facebook wakumakisa tsika dzedu todzida ka life aka kufumuka plus mukutiratidze rimwe side renyu murume akangwara anorihwandisa
Sakaa wazivaa kuisa mavids ako nemukadzi wako paUA-cam nhasi nekuti kwaitaa zvaBev uri mhataa Andy......
Ini Hangu Andy unodibhohwa une pride plus chihure
Kkkkkk zvirikwese kuvarume nekuvakadzi
Hauna dhiri coz akakudzidzisa kuimba chaiye Jah haasati amboita zvekumama like zvawakaita iwewe
Kkkkkkkk Bev kahure kanotamba zvisina kana hunhu kutsvaga macustomer here
unotombo fambawo nemhur ndozvinoitwa kwete kupenga kwawakaita nabev wakanyadza
ramba wakadaro andy u owe that woman alot nezvawakamuitira and to mai keketso sungirirai imbwa yenyu amaimwana mukaita zvekutamba anoenda uyo
vimbainashe masasire
Mai keketso ngavaende vanoisaa inbwaa yavo runyokaaa otherwise taste yemahure yaatangaa iyi ma1
munhu ngaangutsikane
murume ndewako munin'ina wangu CHIHERA
ndiye mfana we "YEKEDERO" here uyo kikikikiki
admire musimwa
ndiye wacho lmao hahaha
Hameno kamwe kachibharanzi kaunako so kachimusha musha like kakuda kupaparika so
Iwe unotyisa unorara nanaBev usina kana Protection haunosemesa mukadzi wako anondinzwisa tsitsi zvinorwadza usadaro mukadzi wako anokuda asi avakutya kuurayiswa
Í luv mama keke
Zvekunyenga kwa,Andy zvashamisei nekuti celebrity here siyai mwana venyu varume havanyenge here varume ndizvo zvavari saka taurai zvakanaka kwete kumutuka
Taura hako vazhinji vari kutuka ndooo mazihure ekupedzisira
baby car seat please
Yes Mai keketso
Bev nod ma1 maiKeketso uchaona moto
it seems bev made u famous. ..
Tait ma one asi vanozongojairirwaka nana bev kkkk hauzvionewo here
mkadzi arikumborongedzeiko mumota nhai toda face
kkkkkk
Bba keketsoo makanyanya yeeee
muridzoo pana bev haaa wabhaiza umm
Akuda kuvhara maikeketso kkkk siyana nenyoro mufana unouraisa mukadzi dzikama inganyike nyoro padhibhi kusatya zvikwekwe ndakutya
ivo mai keketso vacho moyo mbembe
What type of name is keketso
heavy one
chihera vanohurirwa vovharwa vachinzi vanoteerera. vakapusa mai ava
kupusa chaiko mukadzi tora action kutya kuramba manje achahurirwa kusvika zvanaka nokuda kunzi magood wife zvirwere zvichingouya
Tell me i get confused is that keketso or koketso pls help
Asi keketso kachikwambo here.seyi uchiti ulibhoo hele.unenge unodawo show off .
mistakes are common but learn from them hant
hanzi mvura yakashaya zvekuita ikubva yatotanga kunaya hahahaha maaaad
baba keketso mukushaya apa pachokwadi
zvine basa rei zvauri kutiudza aaaaa
kkkkkkk hanzi wangu anoteerera ummm ichokwadi here ichi
AndY MURIDZO YEKE!...YEKE!!!....hahahahahah UsadaRROOOOOOOOOOOOOH!!!!!!
siyana nana start fm
mai keketso vacho tivaonewo kaa
Chokwadi hre kti vanoteerera zvinokudzwa 🤔🤔🤔🤔
Baba Keketso Keketso needs a seat belt, stay safe on the roads please.
kuimba unoimba Andy asi uri bharanzi kuhura zvekubatira padenga kudaro itambiri yekuimba kwete yemahure
Munoimba henyu, endererayi mberi
Handiteerere nziyo dzko keketso akagwara sa bev
EHE KA NDOKUTI BABA NA MAI KEKETSO KWATE ANA BEV AHAHAHAHA NDARAMBAA
mai keketso musangoseke seke imi
Yvonne Musindo Pwaaaa vogodi vari vekububudzira murume mari ye salt. Vakasasekerera hapana anochengeta. Ndokusaka tichiti munhukadzi be independent.
Mai Keketso makana musina kumhosekerera
You are putting on a seatbelt BUT the baby is NOT. 🤔 What do you think will happen if the car collides😳
hure haripiwe yekedero baba .munozorora mupeace
wakarova Bev Muridzo kkkk
mai keketso sungirira imbwa yako inozoruma vanhu
Guys siyanai nenyaya dzeva vanhu munei nazwo zwamunotaura zwisina kana basa as long ivo vachidanana kwanai
urikuda kuvhara mukadzi nenyaya ya Bev kkkkkkkk
kkkk wasa shuwa
hava mboregani bev na Andy wapinda busy mai muridzo
saddam
Baba Keketso
kkkk vanogona baba keketso
uridako mufana iwe siyana nanabev avo
baba keketso avoid kupinda nemusoro kwesekwese
Mpo Muleya akunyara hamuzvione
ko mai keke vanenge varikutiza camera
kkkkkkkkk ko mukadzi wake ahana kumboiswa pachena wani
hauna gwara
Baba keketso
asi unogona hakokuimba ramba wakadaro
Mai keketso
achauraisa mukadzi balance
wait... left hand drive car!?.... imota rudzii iyo
Duzvi uchiita bada rekurowa mkdzi musatanyoko
Hapana hapana kkkkkkkk ewo chihera muri pamahwani ane benzi ndeane rake
BEV come closer gal
Hey zvakazodirwa jecha😅😅
makadzi wako unaye xaaa musvinuu
Aimbova madziva dzatove rwizi
Dai kakasazohura sababa.....hure renyikaa mhata yako iwee mbwaa
siyana nazvo zvekuenda kustarfm izvo chingochller wangu
l think he is trying to obliviously hide the from the skirmishes the Bev saga
andy unotip manyemwe
mufana anoimba but anomakisa
ko wanga ukufamba sei
Nhasi une mhuri yako
apana chakaipa kana vachiwirirana
Iwee
Y not giving your baby a shona name instead of Keketso,do you know the meaning?
vanhu vanohura zvavo .but zvabev yho hauna matyira .ukati sweet mupepa hainaki .iwo muzhanje weparoad unogumwa nemunhu wese .unomakisa .
memory m Munemo 😂😂😂😂
keketso akagwara sa bev kkkkk
akatodza mainini kwaaa
Yvonne Musindo kkkkkkkkkkkkkkk
Klkkkll imi mi vanhu ka